Ndaka Enda KuMozambiqueKuno RomberaKuti NdidananeNe MbingaAsi Now Ndava Ne Mubobo

Поділитися
Вставка

КОМЕНТАРІ • 12

  • @tafadzwadzimati
    @tafadzwadzimati Рік тому +2

    Vakadzi mune zvivindi yoooh kuunza chikomba mumba 🙌

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 Рік тому +4

    2nd confession sisi avo vakadyisa murume but her wickdness shall bring disaster soober or later for sure murume uyo afa

  • @christabelhakunavanhu
    @christabelhakunavanhu Рік тому +2

    First zvakaoma mainini sisi vako vakabata mishonga inotyisa mwana wavo uyo ndovakatochekeresa nemushonga wavo mushonga inopera rimwe ramazuva mwana uya aachati opfuka hake kuti zivisai vekwangu kuti ndakafa now vanenge vachiri kumutsipika nemushonga havo sisi vako kusaudza hama dzemwana paakafa vakatotya kuti pamwe vanozofamba ndikabatwa pamwe itori mhiko yemushonga wavo yavakaudzwa ne'anga yavo kuti kana mwana afa usazivise hama dzake kuti mishongq inyatsoshanda

  • @PaulineMuzanenhamo
    @PaulineMuzanenhamo Рік тому +1

    First cici vako zvichavanetsa mangwana hakuna munhu anovigwa dzinza rake risipo pakawanda patinonzwa kuchinzi takamirira hama dzemufi kuti tivige .zvichavanetsa zvavo

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 4 місяці тому

    Vele urimukadzi wemubobobo.

  • @MkGtv4811
    @MkGtv4811 Рік тому

    Endai kwasekuru Tasvu sisi vangu matove muroyi ye matove nemubobo kasirirai zvinhu

  • @marymunhazu2416
    @marymunhazu2416 Рік тому

    Zvimwe zvinhu chingofayi nazvo kana mukamuudza chinozova chituko magwana

  • @elvismatikiti4031
    @elvismatikiti4031 Рік тому

    Maporofita enhema aifanira kuona pamweya kuti mukadzi anonyepa

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Рік тому

    Imimi vemushonga ndimi makauraya murume mushonga iwoyo ndowakaita kuti aite tsaona

  • @barretobarreto3269
    @barretobarreto3269 Рік тому

    Wakamama iwe wemubobobo

  • @carolinechirima
    @carolinechirima Рік тому

    Icha expire mishonga ya sisi ende mwana wavakaviga ha pakaipa mmmmmm

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Рік тому

    Hayi ke abafazi silezibindi
    Thy shall reap what thy saw 🤔