Hie mukoma Nash,on last confession kana zvasekuru Tasvu zvaramba udzayi murume wenyu ayende kuUnit L kuChitungwiza hanzi kunaProphet Paul varikubatsira zvakanyanya
Ndosaka ndisingade zvema group ne vanhu handidi ba shuwa munhu ungaroyerwe hembe chaiyo munhu mutema akaoma zveshuwa😳😳😳😳😳 ini hangu handidi ne life yangu vanhu vakaipa zvisingaite veduweee ooooh🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Amainini vekushaikirwa nemwana nemurume sorry henyu veduwee, kugaiwa here munhu mupenyu chokwadi. Ko mwana akanzi aora liver due to wrong medication, zvakangorova zvakadaro here. Dzimwe nyika you can sue. Vabatsiri ava veduwee, apa muri kuti makatumira mari kuna sekuru tasvu. Saka why Vasari kukubatsirai, it's not fair
Hey hey! Uyo we"mhandara" uyo. Siya! Ko munopusirei kusvika pakadai . Kuchengetesa musikana mari, hazviitwe izvozvo. She is patronizing you and iwe uri kutobhaiza. Endako muzvakanaka. Wonyepera kuti woda kuzoroora. Wokumbira mari iya kuti unoda kutuma munyai. Apa unenge uchitarisa munhu wako kuti zvaari kutaura ndizvo here without showing your intentions. Kana usina kugutsikana wobva warova pasi nemari yako. Uchenjere kuzoshandisirwa mushonga. Itsotsi iro. Hakuna munhu akadaro😅
Bamunini avo musapihwa pressure nemunhu wamusina kuona imi makazviona kupi kuti munhu hausati wamuona momuchengetesa mari .chiendai munotanga kumuona mozoronga date mamuona fist social media iyi ingwarirei vana vechidiki
After 5 years mukoma vekuba muchadzoka henyu pa platform makuda help hameno what goes around comes around bro vanhu vemu jon vanodzi fambira nyaya dzacho
haaaa bamnn ka ngwarai imimi.....INI ndine munhu akazviitwa izvozvo ...takuda kuroora munhu akuti ndine mwna asi pese APA airamba ..vakdzi ka denga riri kure nesu
How can you keep Bride price (lobola) with her. Ndiko kuchengetera gonzo mudura renzungu. Hanzi Saka rikadya zvaro nzungu, mungati rakashata here. If she use that money the problem was on you.
1# Confession, Social Media yauraya vanhu, Endai kwa Sekuru Tasvu or Gogo Shumba vari pa Slymedia number dzavo. Vangagona kupedza Problem iyi nechivanhu
Mukoma, haupihwe pressure nemusikana. Kana achikwanisa kuwana umwe anomuroora within 1 month or 3 months , it means kuti atori neumwe mukomana waari kufambidzana naye kare
Musikana arikunyeba why arikuda kukumhanyisa kuroora usati mazivana ko kana musingaendera mumba yemukati nekuti ndiyo marriage yacho iyoyo bonde .first get to know her .
Kkkk 2nd confession siyana naye mukadzi uyu, vakuru havanyepi. Neiko vana vemazuva ano muchiita kunge hamuna nzewe. Arikuitiswa, iye unomubatisa mari mukadzi vako here, you are already a looser sorry hako
Varume vanotaura zve virginity or kuti body yemunhukadzi yakadai saka haasi virgin vanondisvota hangu zvokutodaro. Manga matoona pa photo kuti zamhu rake rakayamwiwa? Imi kaimi, ityai Mwari! Nemiwo bamnini, how can you trust someone wamusati maona that much muchimuchengetesa mari. Munazvoo and makajaidwa. Some women because of genetics vanokurumidza kutaridza kuchembera apa havasati vambobviswa humhandara kana kuyamwisa mwana. But pouya varume vanenge imi vasingade kuwana education about munhukadzi. I lost respect for you!
😅😅😅😅nhym where do you get these trustworthy boyfriends dzinobvuma zvese nekuitwa order around, anywhere bumnn kaaa kana mafunga kuroora motongoziva kuti Virgin ts not for you . Vekutanga ve whatsapp group I hope God will see you through, something like that once happened mune rimwe group ndirimo n from then I hate them groups. Avo vekuba mari yevanhu gadzirisai zvinhu musati maroyewa bumnn shuwa nekuroya kwakuita vanhu ikoku imi motowana Simba rekuba😢😢 muri joker mufunge
Hanzvadzi usapuhwa pressure munhu uyu ari kunyepa kuti haana mwana.Hanzvadzi yako ndiyo iri kutaura chokwadi.Follow your instinct.
#3rd Munhu wacho haumuzive wakubvuma kupihwa pressure zvekusvika pakumutumira mari ine mumvuri kudaro.Chibva watosiyana nazvo izvozvi.Zviri nani ukumbire masisters ako akutsvagire musikana kwete ghost iro riri kukudyira mari.
Hie mukoma Nash,on last confession kana zvasekuru Tasvu zvaramba udzayi murume wenyu ayende kuUnit L kuChitungwiza hanzi kunaProphet Paul varikubatsira zvakanyanya
Ndosaka ndisingade zvema group ne vanhu handidi ba shuwa munhu ungaroyerwe hembe chaiyo munhu mutema akaoma zveshuwa😳😳😳😳😳 ini hangu handidi ne life yangu vanhu vakaipa zvisingaite veduweee ooooh🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
I'm related kunyaya dzemagroup handidi
#1st Dzifambirei nyaya dzesister yako,chimbomirai zvekuma porofita.Endai kwasekuru Tasvu munhu arapwe uyo,ndofunga tsananguro maguta nadzo,kwakabva chirwere makukuziva saka chimhanyai kwasekuru Tasvu asi tsvagaiwo mari yematare nekuti matare anopindwa nemakwati.Zvekuti munozobhadhara after izvo ndizvo zvinozokupai kutenderera muchitsvaga zvemahara munhu achiparara nekurwara.
Second confession ungaendesa musikana kumusha kwako ausingazive iwewe ,becareful kudyirwa Mari mahara ,ungaisirwa date rekuroora nemusikana zvamusina kuwiriranausazvipinze mumoto wakatarisa ,uye Mari yekuroora waimupirei munhu wausati waona
nhai hidey zvawakapusa kutumira mari wotonzi ndiroore iweka.. changamuka mhani wandibhowa
Bamnini mukutengeserwa shiri ikubhururuka muchangwara henyu😂😂😂😂😂😂
Sisi avo ngavaende kwasekuru Achapolo batai mkoma Robert
Bamnininvari vekusaziva chokwadi kuti msikana wavo imhandara here. Endai kuchivanhu nemaporofita munobvunzira . Muchato unofambirwa kani.
Mkoma ve 25 yrs ka musikana wenyu uyu hàaite zvachose why ane pressure kudaro ari kuda kuvigei
Bamnn vekuchengetesa mskana mari muri zidununu chairo. Kuruza mkadzi wako upi manje. Kwanai tsano nxaaa. Unopa hasha iwe
Mkoma musaroora munhu iyeye. Munoroora munhu wamusingazive sei. Endai kuZim munomuona muskana iyeye musati maroora.
Ko imi sei maimupa mari yenyu kuti achengete nhaimi munhu wamusingazive zvakanyanya aah kupusa ere mkoma imi. Musaroora mskana iyeye. Endai munomuona first mutarise mazamu iwayo and mari yenyu mutore
Mukoma musama nikidzwe kuroorwa musikana ..hamupihwe date nemusikana imi musaitiswe
Amainini vekushaikirwa nemwana nemurume sorry henyu veduwee, kugaiwa here munhu mupenyu chokwadi. Ko mwana akanzi aora liver due to wrong medication, zvakangorova zvakadaro here. Dzimwe nyika you can sue.
Vabatsiri ava veduwee, apa muri kuti makatumira mari kuna sekuru tasvu. Saka why Vasari kukubatsirai, it's not fair
Musa tumira sekuru mari pa 4n , maifanira kuno tsvaga sekuru mune mari yenyu pa 4n
Iwe ukanoroora chete .ndokudira mbama .hapana ane mwana washaya vamwe vasikana .unoda shamhu iwe
Kuchengeteka Mari munhu wausati wamboona kupusa hwai ikoko
Hey hey! Uyo we"mhandara" uyo. Siya! Ko munopusirei kusvika pakadai . Kuchengetesa musikana mari, hazviitwe izvozvo. She is patronizing you and iwe uri kutobhaiza. Endako muzvakanaka. Wonyepera kuti woda kuzoroora. Wokumbira mari iya kuti unoda kutuma munyai. Apa unenge uchitarisa munhu wako kuti zvaari kutaura ndizvo here without showing your intentions. Kana usina kugutsikana wobva warova pasi nemari yako. Uchenjere kuzoshandisirwa mushonga. Itsotsi iro. Hakuna munhu akadaro😅
Bamnini wejoni avo makazvatama moda gwati musvinure muchaifunga mari yamurikutumira iyo hakuna zvakadaro mukuitiswa
Mukushandiswa anokumanikidzirai chii vanoda kudya yamunayo kuno
Bamunini avo musapihwa pressure nemunhu wamusina kuona imi makazviona kupi kuti munhu hausati wamuona momuchengetesa mari .chiendai munotanga kumuona mozoronga date mamuona fist social media iyi ingwarirei vana vechidiki
Endai kwasekuru tasvu zvinopera uye back to sender vanogona
After 5 years mukoma vekuba muchadzoka henyu pa platform makuda help hameno what goes around comes around bro vanhu vemu jon vanodzi fambira nyaya dzacho
Bamnn mari mato looser henyu munochengetesa munhu mari wamusingazivi
Second confession iwe hauone kuti urikuitiswa wakambozvionepi kuti munhu unovimba.munhu wausayi wakamboona wakapusa fani wakashaya muskana kuzim pane kuroora munhi anokunyepera anemwana sis vako havanyepi
Handisati ndaona dununu rakadai.ungachengetese munhu wepa Facebook
Usandiuraya iwe nekuseka aah 😂😂😂
Yo vekuchengetesa girlfriend 900 kupusa here kuita seiko yoooo you are 1 in a million unozvizivasei kana akaidya
Sekuru tasvu or chapola first
Siyanana yaye urikuvharwa usapihwa pressure wangu rudo unonyura zvepenyu
haaaa bamnn ka ngwarai imimi.....INI ndine munhu akazviitwa izvozvo ...takuda kuroora munhu akuti ndine mwna asi pese APA airamba ..vakdzi ka denga riri kure nesu
Haaa mukoma 900us yakadyiwa musikana itsotsi kwenyu kuda mhandara here makore ano hakuna mhandara kkkkkkk regai zvenyu kuroora munhu iyeye or tsvagai vana tete vatarise kuti imhandara here kana kuenda Kuma doctors muzvinzwire munorumiswa nemajuru
Kkkkkkkkkkk Mari yekuroora inochengeteswa munhu anoda kundobvusirwa wacho here kkkkkkkkkkk kuchaedza zvako
Mathreats emusikana wenyu uyu anoratidza chokwadi chekuti ahasi musikana uyu . Imi chingo garai madecider kuti kana makawana asiri mhandara hamutsamwe motongo gamuchira zvamuchawana ari.
#1 yoo musatuke vanhu vamusingaziwe
Aka rwadwa kunzi hauna ma hips aka roya munhu pple must stop body shaming others
Vekuba mari yalandlord muchenjere kugadzirwa ma South Africans nen'anga hazvisiyane
How can you keep Bride price (lobola) with her. Ndiko kuchengetera gonzo mudura renzungu. Hanzi Saka rikadya zvaro nzungu, mungati rakashata here. If she use that money the problem was on you.
1# Confession, Social Media yauraya vanhu, Endai kwa Sekuru Tasvu or Gogo Shumba vari pa Slymedia number dzavo. Vangagona kupedza Problem iyi nechivanhu
Mukoma, haupihwe pressure nemusikana. Kana achikwanisa kuwana umwe anomuroora within 1 month or 3 months , it means kuti atori neumwe mukomana waari kufambidzana naye kare
Taura hako, how can she be so sure kuti anoroorwa, bhudhi avo varikutambiswa bhora risina mweya
Ku looser mari kurinani than kuzogara nemunhu waucha regretter the whole of your life
Musikana uyo ari kukushandisa huya umuone
Indava kupusa kudaro munhu mukadzi vaziva imba.
Asi iwe ungaroora munhu wausati wamboona here? Ngwara kani hanzvadzi.
Wadarirei nhai mwanakomana kuroora munhu wausati waona face to face
Dai watanga wanoona munhu then you decide
Musikana arikunyeba why arikuda kukumhanyisa kuroora usati mazivana ko kana musingaendera mumba yemukati nekuti ndiyo marriage yacho iyoyo bonde .first get to know her .
Munhu atoneta nechihure wangu kutumira munhu mari unopenga here unopamusika mari ukaona kusina mari unoitasei
Aka nyenga musikana Iwe enda uno muona kumba kwavo muzivane
Mari yakadyiya iyo 😂😂😂
Kkkkk hakuna mari yakadyiwa
Imi mainini musapota muchirara pafoni kana muchitumira mavoice notes,tinotosvika pakutokanganwa kuti gara zviya mamboti Chii?
Usaroora munhu wausati wazvionera, gutsikana wega
Vahazvanzi zvirinani ndezvekuty magara muri kuhwina kana kusahwina imi kuti moone chokwadi endai musi waareva kuti anoda kunororwa imi yenyu yamaka chengeta musaenda ndayo asi musamuudza kuti yenyu hamuende nayo imi monoshandisa yaanayo iye mogona kungonyepegwa kusisina kana mari yacho imi mozoti kana mawana chiri chokwadi mochinotora iya monopedza zvamunoda asi chokwadi menge mavenacho kune Mbavha munyika
Bamunini zvemari yamakachengetesa musikana wenyu garai maziwa kut munogona kuinyura iyo
Endai munomuudza kuti auye nemari yamakamuchengetesa then mozoona zvekuita mapiwa mari yenyu, nekuti pamwe mari yoyo haachina
Veduwee mariage yakakosha
Its meant to be till death do us part
How can you marry someone who you do not know .
And why kuiswa pressure yakadaro
😂😂😂second confession ahuna kukwana
Kkkkk matsotsi hagerane 😂😂😂
Vakagona kana vakandotanga new life wangu vavana kupi mari yacho
Hakuna kana cent yakadyiwa Mari hakuna 900 yakatodyiwa hauna mkadzi wakatodyiswa Mari
Haa chingo roora çoz 900 ino nyura chito zvigashira kuroora chero ane mwana kana chri chikwadi ,
Brother vemari yavari kuchengetesa munhu wavasati vasangana naye avo, ndaona machema imi even mukarora munhu uyu you are going to regret it. Muri kutamba netsotsi chairo.
Morning morning mkoma Nash ❤️❤️🙏🙏
Ko kana nhy bamnjn Mari pasina moziva sei mungatumira Mari kumunhu wamusingazivi nekuroora iiiii asi muvete kahi 😂😂😂😂😂😂😂
Haaa bamnini vachiri mulala land,vachazomuka havo,ndopatichavati good morning, ikozvino imbovasiyai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mukona vemusikana ari kuzimba musapusiswa imi musika wenyu itsotsi iro siyana naro
bamnini vekuroora muri desperate hanti
My brother that woman is not a virgin😂shez playing you
Kunasekuru kanengo zvinopera end vanobatsirika
Sisi vanorwara nemakumbo zvidiki izvo
Munotaura Na Sly media anokubatsirai
bro kumnhanya kuda kuroora
Kkkk 2nd confession siyana naye mukadzi uyu, vakuru havanyepi. Neiko vana vemazuva ano muchiita kunge hamuna nzewe. Arikuitiswa, iye unomubatisa mari mukadzi vako here, you are already a looser sorry hako
Bhud hlukana lomuntu okusebenzisayo
Varume vanotaura zve virginity or kuti body yemunhukadzi yakadai saka haasi virgin vanondisvota hangu zvokutodaro. Manga matoona pa photo kuti zamhu rake rakayamwiwa?
Imi kaimi, ityai Mwari!
Nemiwo bamnini, how can you trust someone wamusati maona that much muchimuchengetesa mari. Munazvoo and makajaidwa. Some women because of genetics vanokurumidza kutaridza kuchembera apa havasati vambobviswa humhandara kana kuyamwisa mwana. But pouya varume vanenge imi vasingade kuwana education about munhukadzi.
I lost respect for you!
😅😅😅😅nhym where do you get these trustworthy boyfriends dzinobvuma zvese nekuitwa order around, anywhere bumnn kaaa kana mafunga kuroora motongoziva kuti Virgin ts not for you . Vekutanga ve whatsapp group I hope God will see you through, something like that once happened mune rimwe group ndirimo n from then I hate them groups. Avo vekuba mari yevanhu gadzirisai zvinhu musati maroyewa bumnn shuwa nekuroya kwakuita vanhu ikoku imi motowana Simba rekuba😢😢 muri joker mufunge
Bamunini siyai hure iwo