1st confession 1 thing vanu must understand kuti every great destiny comes with hobo matambutziko asi never give up nekuti vanu vanenge vatoona nyeredzi yako zvinoda kupfugama kunamhata without looking back plus believe kuti mwari atokudavira hapana mhunu or mushonga unokwanisa kukusunungura move by Faith
To the last ,Asi Munotendwa nokureurura kwamaita ,kkkk ndiko kuti vagopfidza . Vamwe Vanhu vanoonererwa chaiko kana pane vanhu kuda kuitisa vamwe ma stess aaa-a ,Ende Havachazvipamhe futi...🤣🤣🤣.
Kune Mukadzi arikushungurudzwa ne boyfried yaarikuti murume wangu uyu ngamusiye nehupenyu whake otherwise achaitirwa mashura nemurume iyeye. Ataura kuti anosevenza saka anokwanisa kuchengeta mwana wake and anofanira kuenda ku maintenance to get support. Her relationship with that man is not worth it, he treats her like shit. What he is doing phoning her relatives and trying to trap them purporting to be checking if she is having relationships with her is psychotic. He has mental issues which need to be checked. My advice is for her to leave this relationship she is not even married to him, she is a prisoner in that relationship she should get out asap!
To the first Confession Haaa-a Just like that . Very very Sorry Mainini Mufunge.Anhu voye vanhu dzidzai kuenda Kuma Profita better than kunorombeswa kabisira.,so famba fambai kunana fire Churchs kwese neku Nguvo tsvuku uko ,ende it's hwupenyu hwokugeza noMunyu vomatombo vakanzi Thokoloshe salt . after bathing motora mvura iyoyo yakanyungudikira Munyu vematombo uye ,mombozora lotion yenyu iri Mafuta eHwai , hapana chinoramba ipapo 🙏🙏🙏
Please can someone tell me what it means someone used a red cloth. Writes your name on it. Yosungwa and it's put in two bottles representing two different people
Sisi vekuflasher passport yemunhu iiii kuroya pachena uku do you know how much it cost to get that passport unoziva here kt vakarara panze kangani kt vawane that passport munoita munyama chete nezvamakaita izvi misodzi yamai ivavo haina kuyerera mahara pamatama avo pedzezvo Moti ndaroiwa nehama murimi munozvigadzirira munyama mega
Mainini vemurume wokutumira vana babamukuru message your husband has a psychological problem and is insecure so he will never change. The decision is yours to make!!
Yoo sis y have u tolerated that nonsense for so long? While he's isolating u from yr family is he not talking to his? Truth is he doesn't want to marry u. If u keep pushing u'll live hell in that marriage. Leave that fool and take care of yr kid because u r going nowhere in that relationship

Well said 👏🏾
Zvavari mashura padunhu zvazvakaoma nhai kupfimba Amai vako😳😳😳😳😳😳🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌ndazvishaya
Hakuna Chinhu chinonzi lucky uchipiwa nemunhu vanhu dzidzai kushanda uye tarisai Shure kwamakabva kuti makabatei Godo Utsinye, kuchinjanisa vanhu pabonde zvopa munyama kuvanhu kadzi kubvisa nhumbu kopa munyama usingaperi
#1st enda kwasekuru Tasvu unobviswa
Hanzvadzi unemukoma vakabata mai chibharo, kuripa mungaripa, asi chekutanga inzwai kuti amai venyu varikudei. Hama dzawo chinofanira kuita chivanhu chawo. Vanoreverera kuhama yawo kuti idzimure moto vatambudza vana. Imiwo sahwira vaamai venyu uya anovapowo muchitsvagawo nhungamiro, nemakumbiriro amunofanira kuita ruregerero. I am sorry nezvamurikuita go through. Ndoozvazvinoita munhu anonoponda munhu, asi ngozi inobata dzinza rose. Zvinhu zvinorwadza zvikuru.
Haaaa 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽hutsinye hwacho soooo seriously ungabvarure passport yemunhu wausinhazivi bcoz andishainira 😅mubhaziii UNoroya bhuty ndomashoko angu
Endai kumusha kwana sekuru munovakumbira kuti vaomberere mai venyu vavakumbire kuti vana vakuda kuripa chivapa mukana vdungsnidze zvipfuwo zvacho chimbozorora vashandire pfuma yacho worega kuvatyisa akapara mhosva haapo ndinovimba kuti vanombodzikama moshanda kuti mutoripa zvebdnzi rakapara mhosva iro siysi kwariri ikoko ratotambura shsme ndineurombo nezvsmukusangana nazvo Mwari ngavakubatsirei
To the last ,Asi Munotendwa nokureurura kwamaita ,kkkk ndiko kuti vagopfidza . Vamwe Vanhu vanoonererwa chaiko kana pane vanhu kuda kuitisa vamwe ma stess aaa-a ,Ende Havachazvipamhe futi...🤣🤣🤣.
#2nd Mukoma wako ibenzi,itai zvinhu negwara chairo fambai muri pamwe chete nehama dzamai venyu morongerwa zvinoitwa zviri kudiwa nemufi kwete kungofuma makunzi tiri kuda mombe 7
Vakadzi dzidzai kuramba zvinhu zvisina basa. Avo sister vechi Ndebele handizive kuti makarirei nebenzi. Type dzakadai dzakawana muchitaura nemunhu nyangwe weku churchnor kubasa muchaiswa bangab1 day aikaka.
Ku Flasher Passport hre waamai chakange chanyanya kubata chiii dzora hasha waamai hazvinzarwo dear
I have a confession, ndkafudza shumba ndikadziisa mudanga.
Avo vanengozi yaamai tsvagai anonzi Mukotsanjere tsvaga slymedia anokuudzai kwaanowanikwa anoziva zvengozi
Kune Mukadzi arikushungurudzwa ne boyfried yaarikuti murume wangu uyu ngamusiye nehupenyu whake otherwise achaitirwa mashura nemurume iyeye. Ataura kuti anosevenza saka anokwanisa kuchengeta mwana wake and anofanira kuenda ku maintenance to get support. Her relationship with that man is not worth it, he treats her like shit. What he is doing phoning her relatives and trying to trap them purporting to be checking if she is having relationships with her is psychotic. He has mental issues which need to be checked. My advice is for her to leave this relationship she is not even married to him, she is a prisoner in that relationship she should get out asap!
Cc womdebele,wena awuboni ukuthi akula future lapho endodeni yakho wena nje indaba yakho eyokuthi uhlalele umtwana while wena uhlukunyezwa ayikho leyo.asondoda leyo1 kakhuthembi and oksalayo ufuna ukukwehlukanisa lomdeni wekho ebesekugqilaza kahle mmmmmm why ungapumi kuye kanti?
Uuuu we passport uyo wakapindwa nemweya wei ingoziva vanhu vanobva Joni vane kamwe kahunhu kavainako wainanirwa kungo ignore
Morning mkoma Nash
Unorombeswa nekuda zvinhu. Zvisiyei zvakadaro
To the first Confession Haaa-a Just like that . Very very Sorry Mainini Mufunge.Anhu voye vanhu dzidzai kuenda Kuma Profita better than kunorombeswa kabisira.,so famba fambai kunana fire Churchs kwese neku Nguvo tsvuku uko ,ende it's hwupenyu hwokugeza noMunyu vomatombo vakanzi Thokoloshe salt . after bathing motora mvura iyoyo yakanyungudikira Munyu vematombo uye ,mombozora lotion yenyu iri Mafuta eHwai , hapana chinoramba ipapo 🙏🙏🙏
Haaa zvakangooma hazvo sure kuflasher chiii
Passport nhai
First
3rd confession Saka you think you are married?
David David David🤣🤣🤣🤣🤣 you are too much
Sisi vane murume anoku paradzanisa nehama apa haadi kukuroora mainini siyanai nawo mutange new life muri kushandiswa zvenyu pepukai
#Last Ndiko kuroyaka uku masikati machena.And kune degree repamusoro soro chaiko nekuti moyo wako wakabva wati mbuuu,kuchena.Saka wakawanei nhai?Ndimi kind dzinoda kufambirwa moitiswa manyoka kusvika wati eke unzwe butter.
Please can someone tell me what it means someone used a red cloth. Writes your name on it. Yosungwa and it's put in two bottles representing two different people
Iwe vura botoro iro usunugure jira iro
Sisi vekuflasher passport yemunhu iiii kuroya pachena uku do you know how much it cost to get that passport unoziva here kt vakarara panze kangani kt vawane that passport munoita munyama chete nezvamakaita izvi misodzi yamai ivavo haina kuyerera mahara pamatama avo pedzezvo Moti ndaroiwa nehama murimi munozvigadzirira munyama mega
Such are Crazy man Nxaaa
Last comment haaaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣cc unesibindi yoooo but why,ingozi iyeza kkkkk
Mainini vemurume wokutumira vana babamukuru message your husband has a psychological problem and is insecure so he will never change. The decision is yours to make!!
Um wepassport zvauri satan
Yoo sis y have u tolerated that nonsense for so long? While he's isolating u from yr family is he not talking to his? Truth is he doesn't want to marry u. If u keep pushing u'll live hell in that marriage. Leave that fool and take care of yr kid because u r going nowhere in that relationship
Sister it shall never be well with you, munoroya highest level
Um uri Satan