Це відео не доступне.
Перепрошуємо.

Dare ra Chief Mutasa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 4 січ 2024

КОМЕНТАРІ • 313

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 7 місяців тому +40

    Why I love this Chief he's upgraded, educated...he uses brain and logical facts not zvevamwe vanongokzwa 1 side kwakunzi uyu ndiye ane mhosva

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 7 місяців тому +2

      I have notice with Chigodora once you are accused tables will never turn anzi ane mhosva ndiye with those uneducated fellows on his side ummmmm an another thing money money money even airtime on people who are struggling

    • @babava2263
      @babava2263 7 місяців тому +1

      Chigodz apedza mbudzi nemombe dzevanhu mumaruzevha. Ndhewemazhet.

  • @Ndini172
    @Ndini172 7 місяців тому +23

    Uyu Mambo anogonesesa zvake. Ndinoshuvira kuti amwe maChief nemaHeadman adzidzewo kubva kwaari. Kumwe kuya vanokudza mari yedare nekutyisidzira vanhu neruzha. Kindly share a lot of videos from this court.

    • @pokellokingz
      @pokellokingz 7 місяців тому +1

      Chero zviite SEI hakuna mucivil servant anoshandra mahara chigodora is a civil servant.chero pahigh court unotiirohwa find

    • @Ndini172
      @Ndini172 7 місяців тому

      @@pokellokingz ndanga ndisina kutaura zvako zita thanks you did. Haaa vakuru vanodisa zvavo mari vaya, vanhu vachatozeza kuendesa nyaya dzavo kudare coz of that.

    • @apoloniamachona7055
      @apoloniamachona7055 7 місяців тому +1

      So vasiye mabasa avo kutonga mahara

    • @Ndini172
      @Ndini172 7 місяців тому

      @@apoloniamachona7055 vanosiya mabasa avo api, to them iri ndiro ratove basa ravo, its now more of a money making court

    • @tainzanamgobheri5029
      @tainzanamgobheri5029 7 місяців тому +1

      Hakuna dare risingabhadharise chigodora akatochipa vamwe ma50 😂😂

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 7 місяців тому +9

    The best Mambo and very intelligent. Pane vakatengana apa. Complainant is the rightful owner.

  • @YeukaiMunyaradzi
    @YeukaiMunyaradzi 7 місяців тому +12

    Ndamira pamberi pedare rambuya mutasa 😂😂😂yakangwarisa mbuya iyo rega itenge tenge vanhu

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 7 місяців тому +12

    Thank you baba tapus happy New year. Murikugona tadai hedu kumirira haedman chigodora vavhure dare ravo musiwa 6😂😂😂

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo 7 місяців тому +7

    Well-done chief thus is a very gud judgement ever

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 7 місяців тому +4

    Chief Mutasa anogona kutonga.....Chigodora and team vanoda kuzviita ndivo vane mutemo mumaoko avo, I'm sure vatori nevavengi kwaChigodora ikoko bcz zvanozviti ndisu fani

  • @emmanuelusupu8913
    @emmanuelusupu8913 7 місяців тому +5

    Mambo mutasa and Headman Chigodora they are both doing good guys let's appreciate these rural court varikuita basa varume ava nemazvo ❤❤❤❤

  • @solomonmachokoto1274
    @solomonmachokoto1274 7 місяців тому +12

    Dare raChigodora harina nyaya dzinombonziwo idzi hadzisi dze
    jurisdiction yedu. Ishe Mutasa unotonzwa vachiti iyi nyaya haisi yamambo inoda magistrate court,iyi endai ku ministry of lands,iyi dzokerai kwasabhuku.On the other hand Chigodora anokambira nyaya dzese dzese nyangwe dzinofanirwa kunge dziri dzecriminal courts senyaya yaMatutsa naChabodo. He only refered their case to the police after they had failed to pay the fines he had imposed on them. Dare raChigodora rinodzvinyirira the accused people. Hava puhwi mukana to defend themselves,unenge uchingonzi bvuma haikona kutambisira dare nguva. These days they won't even ask for the audience to chip in like they used to do. Handiti vana Magirazi ndoma ziviro atakavaita? Iye zvino havachadi kupa vamwe mukana kungoti order order zvisina musoro.😂 Kunyanya wesheti yevhisikosi anezwi raka zhazharara anobva atozviona kunge ndiye headman. Ko iko kuzonwa mabhotoro padare kunge zvino shamisira😅😅. Hakuna matakanana akadaro kwamambo Mutasa. Chigodora is not in the same league. Iko kuzoda mari,nyangwe munhu we panext door anongonzi ndoda $20 yangu yetsoka.

    • @tichamatahe.5624
      @tichamatahe.5624 7 місяців тому

      Vanhu vagara havafanani mukuru. Chandinoona pana Chigodora chikoro ndicho chishoma. However, nyaya dzake zhinji ndedze huroyi kazhinji-zhinji uye hatingati Chigodora anotadza zvekudero asi nyaya iripo there is always someone who is better than the other.

    • @tainzanamgobheri5029
      @tainzanamgobheri5029 7 місяців тому +1

      Anoenda nyaya asi wakatanga kumuona manje manje Chabodo akaendeswa wani vamwe vakanzwa kuti nyaye yave kuendeswa kumusoro vanobva vati Headman chiipedzai henyu

    • @ynmnn4946
      @ynmnn4946 7 місяців тому

      Hanzi we shirt ye viscose😂😂,iweweka😂😂😂

    • @RumbidzaiMazengero
      @RumbidzaiMazengero 7 місяців тому

      Taura hako ini zvaakutondibhowawo

    • @blantinambewe1096
      @blantinambewe1096 7 місяців тому +1

      Ndarwadziwa vachiseka vamwe sekuru vazviitira weti 😢havazivi kt incontinence nema prostate itori dambudziko rinowanikwa kuvarume vakwegura.pano pane order and discipline.

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 7 місяців тому +2

    Kkk hanzi ndoda kutaura chokwadi pamberi pedare rambuya mutasa. Zim has talent. I’m n love with the king. Sound wisdom

    • @architomboarchitombo7230
      @architomboarchitombo7230 7 місяців тому

      Ndapanzwawo kkkkk

    • @chi-sr1zg
      @chi-sr1zg 7 місяців тому

      Kkkkk aaah zvakaoma, ine confusion iyo, apa inonyepera sekuti yakachenjera

    • @emilymushanya2077
      @emilymushanya2077 6 місяців тому

      Kkkkkkkkk dare rinotyisa ndofunga unotadza kutevedzera zviri kutaurwa

  • @florencenyamakope1114
    @florencenyamakope1114 7 місяців тому +6

    This chief's wisdom is unmatched,

  • @phanycalfonce6107
    @phanycalfonce6107 7 місяців тому +16

    Uyu ndiye mutongi anehungwaru chaihwo kwete zvatinoona kwaChihodora uko. Chief Mutasa is intelligent

    • @prospernduma9043
      @prospernduma9043 7 місяців тому +1

      Ummm Chief vanogona basa avaa

    • @-johnchikura
      @-johnchikura 7 місяців тому

      Ndokunonzi kutaura chokwadi manje uku🎉🎉🎉

    • @apoloniamachona7055
      @apoloniamachona7055 7 місяців тому +1

      Memuchideiko kna kusinga kuitireyi

    • @phanycalfonce6107
      @phanycalfonce6107 7 місяців тому

      Tinenge tichiti vacharega zvekungopopota nekukwidza izwi izvi vaitewo saMutasa

  • @mavismarange9837
    @mavismarange9837 7 місяців тому +9

    Kwa chingodora ndokwangu kkkkkkk. Kuti chuuuu

  • @user-bo7ks3pv2j
    @user-bo7ks3pv2j 7 місяців тому +6

    Takamirira Chigodora avhure hke
    Thanks 4 sharing

  • @tchinzowu
    @tchinzowu 7 місяців тому +5

    Shumba ava is full of wisdom. Thumbs-up

  • @anywaymadhinga4450
    @anywaymadhinga4450 7 місяців тому +6

    My number 1 Chief Mutasa is the best Chief

  • @walataram
    @walataram 7 місяців тому +3

    Shumba Mutasa,u are the best chief.Chokwadi muri Shumba yeManyika.

  • @user-gq7oo7un4y
    @user-gq7oo7un4y 7 місяців тому +3

    Chief Mutasa is very educated chief in Zimbabwe and anogona kuenzanisa nyaya chero kuvaita Purezidhendi ndoda

  • @Beloved5
    @Beloved5 7 місяців тому +2

    Ndiko kuti Shumbazve uku...too much wisdom mambo Mutasa, msy you live long 👏👏👏👏👏

  • @teetoox365
    @teetoox365 4 місяці тому +1

    The presence of mind and storytelling from both old girls is impressive. Its a pity it is in adversity. If they had cordial co-existence as neighbours, their twilight years would be peaceful.

  • @gladysmutyiri8864
    @gladysmutyiri8864 7 місяців тому +4

    Uku kwakatonhorera vanotaura zvisina hasha kana kutyityidzira vatongwi. Chief Chigodora is good but vanokanganwiswa nevarume two vanovabatsira they are too loud and can be disrespectful

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 7 місяців тому +33

    Don't compare mambo Mutasa and headman Chigodora they are two different people, don't undermine Chigodora can outsmart u. He does research before court proceedings Even peoples graves he knows ❤

    • @gmaunga
      @gmaunga 7 місяців тому +26

      Chigodora is a dictator Headman who does not give fair hearings to all sides. Zvaasimbira watosimbira izvozvo, haazodi kunzwa rimwe side. However, Chigodora is a headman (Ishe) who falls under Chief (Mambo) Zimunya. Saka Mutasa naZimunya are equals, they wear red-and-purple robes. The traditional leaders line-up is 3-tier, i.e. Chief(Mambo) at the top, under a Chief is a Headman (Ishe), and under a headman is a Village Head (Sabhuku).

    • @Edwardtanialuwizhi-dx8zs
      @Edwardtanialuwizhi-dx8zs 7 місяців тому +3

      kkkk wanyumwei iwee...asi pane ataura zitaa here ....

    • @Exodus1075
      @Exodus1075 7 місяців тому +6

      Mutasa to the world not charumbira

    • @mzee5533
      @mzee5533 7 місяців тому +1

      @@gmaungaheadman (Sabhuku) Chief (Ishe) fullstop

    • @gmaunga
      @gmaunga 7 місяців тому +8

      @@mzee5533 No no no. Chief ndiye Mambo, Headman ndiye Ishe, village head ndiye Sabhuku. Ndiyo hierarchy according to the traditional leaders Act

  • @Olcool
    @Olcool 7 місяців тому +9

    Chief Mutasa vanogona. He is educated.

    • @babava2263
      @babava2263 7 місяців тому

      Too educated for traditional courts. Tajaira maDunderhead anaHeadman Chigodz netimu rake.

  • @StanleyGumbo
    @StanleyGumbo 7 місяців тому +3

    Mambo mutasa anogona kutonga ukaterera anosecha mativi ose but kwachogodora mumhangari ndiye wavanonyanya kumira naye

  • @tonderaichirara4547
    @tonderaichirara4547 7 місяців тому +2

    He is the best traditional leader, his judgements very sound and fair.

    • @Shady-xu9ct
      @Shady-xu9ct 4 місяці тому

      Nyaya yeminda iyi inonetsa wangu takakura tichirima imomo mumunda wanzi hausi wedu 😢😢 yet sekuru wangu pamatongo pawo

  • @gabrielziyambi4513
    @gabrielziyambi4513 7 місяців тому +2

    This chief has wisdom overload!

  • @JosiahManhimanzi
    @JosiahManhimanzi 3 місяці тому

    What an intelligent educated chief.I love him

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 7 місяців тому +5

    Mutasa anogona kuyananisa vanhu kwete Chigodora anongoda mariye dare nekungoripisa vanhu uye kungovhundisira vanhu

  • @tatendachinzvende2354
    @tatendachinzvende2354 7 місяців тому +1

    Chifi mutasa very educated humble soft and wisdom and he listen both side not waya they don't listen both

  • @EnergyKaseke-ub8ri
    @EnergyKaseke-ub8ri 7 місяців тому +4

    Haumbonzwe achiti pei mari dzetsoka haripise ripise anhu sevamwe machief atofuma nekudya zvevapfupi nekureba😊

    • @levybatanaikurewa4117
      @levybatanaikurewa4117 7 місяців тому

      Mari dzetsoka dziri pamutemo. Kusaibvunza kwake hazvireve kuti anoibvunza ane hudyire

    • @EnergyKaseke-ub8ri
      @EnergyKaseke-ub8ri 7 місяців тому

      @@levybatanaikurewa4117 panepamwe paunoona kuti zvanyanya hino amwe akubvunzwa mombe nemunhu wawakatorera mombe

    • @babava2263
      @babava2263 7 місяців тому

      Chigodz anorova bhegi.

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 7 місяців тому +5

    Ini ndofarira hangu headman Chigodora

    • @musashoko1389
      @musashoko1389 7 місяців тому

      I like him but I don't like those 2 guys who sits besides him...vane dzungu varume ivavo ende vanotaura ne voice riri pamusoro rekumbunyikidza

    • @ShirleyMugabe
      @ShirleyMugabe 7 місяців тому +2

      Ini ndotoona sekunge wanobatsira kutsvaga mafacts

  • @evachaukura1161
    @evachaukura1161 7 місяців тому +2

    NDAKUUDZAI NHORONDO YE MUNDA UYU WE KWA NYAGWAYA CHITUKIRIRAI MAI WANGU THE WAY YOU WERE DOING. MAI WANGU VANOHURA NA SABHUKU,, ARE YOU SURE ??
    MUPOTE MUCHITAURA ZVEKWAMUNENGE MA SWERA.
    MUZIMBABWE TIRI KUYAURA NE NHAMO WE ARE WORKING HARD TO HELP MHURI DZEDU THEN MA HATERS YOU TRY TO PULL OTHER PEOPLE DOWN.
    KUDENGA KUNASHE MUFUNGE🙏

  • @Olcool
    @Olcool 7 місяців тому +6

    Sabhuku ava vakapihwa mari ava. Kana neni ndati ahhhh, pavati musandimhanyira. Kushoora mambo kudaro. Sabhuku ibenzi, kutadza kupindura mibvunzo iri simple kudaro.

    • @FungaiKafurandi-sb5vi
      @FungaiKafurandi-sb5vi 7 місяців тому

      Ndotoona senge vane hukama vanhu ivavo sabhuku namai avo

    • @haisonmuzungu753
      @haisonmuzungu753 7 місяців тому

      ​@@FungaiKafurandi-sb5vi ingawani mbuya vataura kuti sabhuku ndiSekuru vangu

  • @shumbaalfordnyamajiyah7215
    @shumbaalfordnyamajiyah7215 7 місяців тому +2

    Headman chigodora vanopedza ma sports ukanzwa vati regai tifambe nayo kkkk keep it up baba taps for good job karrrangandaaaa ndaiyepo

  • @user-ky2gh6ni8h
    @user-ky2gh6ni8h 7 місяців тому +2

    Mutasa zvazvinhu keep it up mambo ❤❤❤❤

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 7 місяців тому +3

    Headman chigodora is a civil servnt so haangashandire mahara mari yedare pamberi nyaya kumashure

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 7 місяців тому +1

    Chief Mutasa is very educated and full of wisdom.

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf 7 місяців тому +1

    Mambo Mtasa you are a star sure vanhu vatengwa

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 6 місяців тому

    This chief is very intelligent and fair, bless his heart!

  • @brendamutasa
    @brendamutasa 7 місяців тому +1

    Proudly Shumba Mutasa.... Munotonga henyu Mambo

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 10 днів тому

    Hanzi mukandimhanyira. Bvaanzi gara pasi. Bvaanzi ibva pano. Ane dzungu sabhuku uyo

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri 7 місяців тому +1

    Sabhuku vanonyepa awa zvataurwa namai awa kt vakatengwa it's true

    • @Shady-xu9ct
      @Shady-xu9ct 4 місяці тому

      😢😢😢 sabuku hawana kutengwa apa ,, uyo munda ngewasekuru wangu uyo Inyaya yekut paane nguwa pasingarimwiba ,,, munda uyu ngewedu uyu ndosaka mhai wakatema mabhanana ,, ehe Mari iripo hayo asi musafunga kut abhadhara mar

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 7 місяців тому +2

    Sabhuku uyu zidzoro rakazara mvura ngaabviswe ngaabviswe

    • @judithmbizi
      @judithmbizi 7 місяців тому

      Akapiwa chiokomuhomwe😂😂😂😂

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 7 місяців тому

    Mose ndoda kuku robesai nezvidhoma. Kkkk. Love you mose

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya2077 6 місяців тому

    Uyu ndi chief zvasiyana na headman hutongi hwawo hwakatosiyana by far .chief mutasa vane wisdom havatongi ne demo nyaya dzavo

  • @user-ir1cr8mt5h
    @user-ir1cr8mt5h 7 місяців тому +3

    Sabhuku na mbuya awo wanodanana

  • @Shady-xu9ct
    @Shady-xu9ct 4 місяці тому

    Munda uyo ngewasekuru wangu Rutsengura Nyagwaya ,, mambo trace the history to the root core ,,, 😢😢

  • @user-hw5fg4dl2e
    @user-hw5fg4dl2e 4 місяці тому

    Haaaaaaaaaaaaaaa Mambo munondigonera shame heyiiii haaaaaa ndinokudai zveshuwa shuwa uyo Sabhuku ngaape mambo wedu Mombe chaiyo yekutaura zvisina basa

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 7 місяців тому +4

    Aaah shame gogo vakabatirirwa nekushaywo mari 😢

    • @pardonsamanga7271
      @pardonsamanga7271 7 місяців тому +1

      Haisiyo nyaya,nyaya iyi ndoiziva kubva kare,vanhu ava ihama dzangu vose and vatongi imhuri yangu

    • @emmahgovera8385
      @emmahgovera8385 7 місяців тому +1

      Aaah shame zvino chii chakaitika nyaya dzeminda dzinonetsa idzi

  • @mathewmukosera9136
    @mathewmukosera9136 7 місяців тому +3

    Chief Mutasa the best

  • @leahfauconier9275
    @leahfauconier9275 7 місяців тому +1

    Mambo wangu iyeye. Ini ndini muzukuru vasabuku Manyau

  • @user-sk6jy1hw5n
    @user-sk6jy1hw5n 7 місяців тому

    Chief munogona uye munodzeya nyaya uye kuferefeta kwenyu ndekwe mandoyepamusoro zvimbuya mbuya nemadhunduru nevanhu venharaunda zvichaita kuti muve ne fair judgement you are a star

  • @Chinasek3001
    @Chinasek3001 7 місяців тому

    Chief mutasa & chief chigodora are the caliber of chiefs the whole of Zimbabwean chiefs should aspire to be like. Maybe, God willing, this will transpire to teach the powers that be, who are in government & maybe, just maybe, we the people, will begin to have faith in the powers that be. That is my 2 cents worth.

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 7 місяців тому +1

    Ndinokutendai Mambo Mutasa nekuve very fair mbuya yekuba munda nasabhuku huori too much

  • @-johnchikura
    @-johnchikura 7 місяців тому +2

    Thumbs up 👍 for Chief Mutasa

  • @EmilyHiya-xi6vy
    @EmilyHiya-xi6vy 7 місяців тому +1

    Shame ndarwadziwa nambuya ava vekuti ndakachata varikutaura chokwadi but sabhuku ariku 1 said

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 16 днів тому

    Mambo vanondifadza kana dziri dzehurombwa vanongoti potai sere kwe Churu Apo Dr Mukotsa varipo to the Fulliest kupedza passports ipopa no time yokutsvaka Mugaran'nga .Dotapirirwa zvangu ne vaya vanozviti Makirisito😂😂😂😂 Bhechu

  • @maposatich5026
    @maposatich5026 7 місяців тому +2

    Mukandimhanyira aaaah gara pasi

  • @knowlleedubee3619
    @knowlleedubee3619 7 місяців тому +1

    Kwa chigodora defendant hapihwi chance yekupa side rake kungovhundusirwa nekunaiwa nemi bvunzo

  • @kudakwashenobertmakwiyana2051
    @kudakwashenobertmakwiyana2051 7 місяців тому

    Wow ndafarira mambo Mutasa vanonyatsotarisa nyaya

  • @user-qc3qc2ik9u
    @user-qc3qc2ik9u 6 місяців тому

    Chief Mutasa is very far much better than Headman Chigodora

  • @ZakariaNjesera-zo2if
    @ZakariaNjesera-zo2if 7 місяців тому +3

    Ndri pakati pekuona bt chigodora mamuiseipo

  • @VictorKambeni
    @VictorKambeni 7 місяців тому +1

    Tikaita madzimambo vakadai nyika inoenda mberi zvakanaka kwakuzoti president nelson chamisa corruption inopera munyika ye zimbabwe

  • @cleopatrajames187
    @cleopatrajames187 4 місяці тому

    Boomtaaah Khatshazebeh betta vakasiya dululu zvekutsomwa

  • @it3788
    @it3788 7 місяців тому

    Kwa mtasa vane tunhutwavo motokari manjejenje ivomambo is learned❤❤

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 6 місяців тому

    Mambo mutasa hes the best mambo like vaya vataiverenga muma novel vaya 😂😂😂😂

  • @KudakwasheKutya
    @KudakwasheKutya 3 місяці тому

    Mambo Mutasa l salute you 🎉

  • @maxiewaini2267
    @maxiewaini2267 7 місяців тому

    Ma chief akuenda kuchikoro wee, hanzi nemumwe ndakatakura chief Mutasa vachienda ku University vasiya svikiro kumba. VaMutasa we zvimbuya mbuya zvinyi apa ndarasika ndiri muzezuru!!!!

  • @user-vy4xk9kp4m
    @user-vy4xk9kp4m 7 місяців тому +10

    Headman Chigodora is far ahead in applying both laws and, traditional and acts

    • @shananguraimurinye8977
      @shananguraimurinye8977 7 місяців тому +3

      Especially machinda avo avanotonga nawo anongowanza hasha zvsina musoro

    • @babava2263
      @babava2263 7 місяців тому +1

      Headman Chigodz igoronyera. Not always fair or intelligent.

    • @MrKuda2008
      @MrKuda2008 7 місяців тому +2

      No no sometimes he violates people's rights.he doesn't give people the right to be head.these chiefs are intelligent. Once watched Chief Zimunya also Akati fundei

    • @evansgore6872
      @evansgore6872 7 місяців тому +1

      Ordeeeeer

    • @tondeshamuyarira6185
      @tondeshamuyarira6185 7 місяців тому

      with all due respect Chigodora is a fraud, a mafia in the making

  • @user-bp9pg9xs1s
    @user-bp9pg9xs1s 7 місяців тому

    Nyamatopa,Mutasa,keduChigodora kanokwanawo ipapa mukugona kutonga

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 6 місяців тому

    Kwai mirai ndibatsire ndisamandebvu

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 7 місяців тому

    Tiri kudawo nyaya dze Development mumaruwa

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x 3 місяці тому

    Zvimbuya mbuya nezvirongwa rongwa 😂😂

  • @evidenceshopera4478
    @evidenceshopera4478 7 місяців тому +1

    Chigodora ngaauye adzidzewo apooo mmmm very intelligent.

  • @user-bb8ps4qk2p
    @user-bb8ps4qk2p 7 місяців тому +1

    Matonga chief Mutasa pari kushanda mari

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 7 місяців тому

    Rimai kumiganhu , miganhu iyi inamakuva nokuti kune vamwe vatigere navo vasinganzwisisi .

  • @netsaimusendo8488
    @netsaimusendo8488 7 місяців тому +1

    Mbuya nyagwaya vakangwarisa ummm

  • @munyaradzimutizi4634
    @munyaradzimutizi4634 7 місяців тому +1

    Respect Chief Mutasa.

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 7 місяців тому +2

    Yaa paita huwori gogo vanga vabatirirwa nekuti havana mwana ane mari

    • @evachaukura1161
      @evachaukura1161 7 місяців тому

      This is bullshit
      Mari yatinotumira mai wedu ndeyekuti vaende ne Ma WITNESSES
      COMPLY na mambo Mutasa kwete kutenga vanhu
      Mai GUNHE wakaraswa ne MHOSVA ka 2 kwa She Samanga in 2018
      Imbavha ye munda.
      Akashungurudza hanzvadzi yangu till his death in 2017.
      NOKUDA KWEMUNDA IYU MAI SOPHIA WAKAPIKIRA HANZVADZI YANGU KUTI " PANYAYA YEMUNDA URI MWANA MUDIKI ,,, HERBERT UCHAZVIONA" MY BROTHER DIED IN 2017.
      ISM SURE THIS MAKES YOU HAPPY. ISSUE YEMUNDA UYU IRI COMPLICATED. INYAYA
      YAKASOOTONGWA KWA SAMANGA 5 YRS AGO MAI GUNHE AKARASWA NE NYAYA.

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo 7 місяців тому

    Mbuya Nyagwaya neteam ravo matsotsi varikuda kubatira mbuya..Asi chief Mtasa vari kumira muchokwadi

  • @perpetuavhudzi3970
    @perpetuavhudzi3970 7 місяців тому +1

    Sabhuku makatengwa or munodya bota pana defendant

  • @LiamSuncutter-fh9rx
    @LiamSuncutter-fh9rx 7 місяців тому

    Hakuna umwe mambo ane wisdom semi mambo Mutasa tinotenda uye dare renyu rine order

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 7 місяців тому

    Chief Mutasa is super but problem yavo kutaura chirungu kuchembere dzisingazive zura radzakazvarwa

  • @faithmaguwu5460
    @faithmaguwu5460 7 місяців тому +1

    Mai nyagwaya makangwarisa, mungoda muti

  • @oscarmafokosho9679
    @oscarmafokosho9679 6 місяців тому

    Iyi ndeyemunharaunda manguwo

  • @user-bm8cn3dn7x
    @user-bm8cn3dn7x 5 місяців тому

    Apa haigone kuteedzera zviri kunzi itaura kungwarisa kkkk

  • @Shady-xu9ct
    @Shady-xu9ct 4 місяці тому

    😢😢mhai wangu nhewa

  • @user-wb4ux9je7i
    @user-wb4ux9je7i 7 місяців тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂mbuya Nyagwaya havagone kuteedzera 😂😂

  • @EdwinMukuze-vj2nk
    @EdwinMukuze-vj2nk 7 місяців тому

    Mambo wangu shumba Mutasa

  • @Rudo-de7eu5rc4l
    @Rudo-de7eu5rc4l 6 місяців тому

    Kwachigodora kune moto 🎉 chigodora fir

  • @adrianmutasa32
    @adrianmutasa32 7 місяців тому +1

    Long live the chief

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 6 місяців тому

    Chief Mutasa is the best ❤❤❤

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 7 місяців тому +2

    Sabhuku akabhadharwa uyu

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 7 місяців тому

    Nhasi tisu tiri kutonga mumusha medu💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼🦁🦁🦁🦁🦁

  • @rhinemupara1239
    @rhinemupara1239 7 місяців тому

    Mai nyagwaya munenge muri kunyepa

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 7 місяців тому +1

    Hanzi mukandimhanyira ka ndi sabhuku uyu kwaaaa huye don't

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 6 місяців тому

    Haaa mbuya yakangwarisa iyi yoweee

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 6 місяців тому

    Hes so humble mambo mutasa

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 6 місяців тому

    Mbuya idzi dzine ma funnies chaiko😂😂😂😂

  • @tainzanamgobheri5029
    @tainzanamgobheri5029 7 місяців тому

    Siyai Chigodora netuti vachigodora vanotanga vaferefeta nyaya dzaudzwa mudare panozouya vanhu padare vanotoziva kuti iri itsotso ende havamupe mukana 😂😂😂