Kwaka Kanjanda ndoziva Eden Kanjanda aive my brother's best friend vaita vese mskanzwa kuxul kkk am from Mrewa but i grew up in Mutare.. kwaKanjanda kune basa kani
Shes too young to handle nyaya dzema tuhwane e kuz south afrika pamwe pane akamboshandq wenela kare zvivarume zvaishande ko zvaiuyanematokoloshi watch out zvaakuda shasha to killzvitoko😂😂😂😂😂
Zigo your screen is too destructive, too much banners, make it clear please
Mbuya avo chokwadi chairo matare havamagone imbodeedzai sekuru Tasvu, sekuru Kanengo. Mbuya Shumba vari nani pane mbuya avo
Ava chief mbuya ava sei vachivada chief imi tsvagirai vnhu n'nga dzinogona pls
Sekuru shumba it's a no for me ,wanobvunza hawo nyaya dzevanhu ,Iwo wozofamba pamsoro pezvawanzwa ,Shumba bodo
Kwaka Kanjanda ndoziva Eden Kanjanda aive my brother's best friend vaita vese mskanzwa kuxul kkk am from Mrewa but i grew up in Mutare.. kwaKanjanda kune basa kani
Mbuya kuimba vanogona asi pamatare hapana mambo siyanai nambuya avo
Chokwadi zvikwangwambo
Zviriko.zvatambudza mhuri dzose.munyika munorara.muchirarwa.nemurue.musinga zive tunhu turi kuksnganisa misha yakawanda ndinozvibvuma zvinouraya futi kuipakwa
Mbuya avo hapana kna chavanoona endai kwana sekuru nyakatayani vna manjuzu ava kutsvaga mari chete
Mbuya munonyepa imi
Akomana ko Aaron aripiko😂
Kambuya ako ndekekutsvagiridza humbuya hwacho
Nyaya dzehurombwa nedzekupihwa vakadzi uchibva varombeswa nababa panonetsa hamufe makabatana uye vasikana Vose havaroorwe zvinorwadza tarisai age yanatete kukura kwavo hapakaona mumhuri iyo varongerei Mambo vabatsirike shuwa vazhinji vari kushandiswa nevakoma vavo vachiroorwa zvichifamba zvevamwe zvisingadaro tisadaro pahukama pachedu shuwa Mwari atikanganimwe
Unonyanyozvibudisa iwe isa nyaya then wozozvibudisa learn from vamwe anaslymedia kwete zvako izvo
Zigo chimboendaiwo kwachigodora
Mbuya avo kupedza ma super mahara apna chozikanwa
Waiting for part 2
Apo Mari yaiendera mahara apo
Mambo nyaya dzinoda sekuru mukonzanjera
True but avo vekukakama vakamuramba imagine vari kuda gogo avo maybe vakamutenga
N'anga iyo taramba hapana chozivikanwa
Imbavha iyo kunyeba zvake apa mukadzi
Slay queen 😅😂😂😂
Mbuya avo itsotsi
Ane reaz mother awo
Mbuya avo vane masitaira hobho, chinobuda hapana😂
Ndadzidza postori fty,nhaka dzevakadzi soo
Kan'anga kanosheedzwa namambo kakadhakwa
Chienda iwe unoshopera zvsina kudhkwa😂😂😂😂
@@TanyaMuridzo saskum
@@GraceMapuranga-e6f Bba vako ndosaskum
Zviri swada swidi fogo zvakarongeka warova chibhende chimudhara😂😂😂😂
Chikaka naMutsetse kkkk
Zvemumhuri zvine nharo umm pakaipa
Nice one Zigo
😢
Shes too young to handle nyaya dzema tuhwane e kuz south afrika pamwe pane akamboshandq wenela kare zvivarume zvaishande ko zvaiuyanematokoloshi watch out zvaakuda shasha to killzvitoko😂😂😂😂😂
Zigo you need to torn down your language which sounds a bit vulgar. Use better language so we can enjoy your videos