Here’s where the results of being well educated is reflected. Here we have a well learned chief meting our justice the right way. Other chiefs, headmen need to learn from him. Wisdom extraordinaire he has.
Mutasa is the best Chief on the land. Anopa munhu wese mukana wekutsanangura and he gives a fair judgment. Also chikoro chinoratidza kuti chiripo chose. Kuma Headman Chigodora is the best Headman I have seen so far. Anopa vadare vake nguva yekuti vambovhunzurudza nyaya. Vadare vake vane huchenjeri kwazvo, dambudziko ravanozongoita kuvhundutsira vanhu uye kusapa vamwe nguva yekutsanangura. PaDrama zvapo kwaChigodora kwave kuseri
This is a noble wise humble Chief, Mambo Mutasa Havana udyire, ana headman Chigodora charge ma 50usd for Inspection, mari dzedare anodzikoshesa kudarika matambudziko evanhu, zwimwe chete na mambo Makoni, extremely money and wealthy hungry, wouldn't be surprised if he is corruptible too! Mambo Mutasa is exactly the opposite, ndiwo madzimambo of substance and integrity, if we could have more like him the Nation would be privileged.
Haaa pano pane respect munhu anopiwa nguva yake yekutakura no harassment from vasadare .everyone speaks when asked to no interference.zvakarongeka pano.keep it Chief Mutasa ❤
Ndakazvitaura kare kuti Chief Mutasa kuseri the wisdom and intelligence is of out of this world. Chigodora take notes kwete zvamunoita kwenyu uko zvekumama
Ishe Samanga unenge ndiyo tsika yake yekupa macontroversial judgements on land ownership kunzvimbo kwake kwaHonde uko. There can never be a smoke without fire.
Chief Mutasa very humble and calm even community yacho very disciplined and respectful not kwa Chigodora kunotukwa vanhu nekushungurudzwa.kuseka mdara ane problem ye incontinence padare .keep it up Chief Mutasa ❤
Mamwe masabhuku nemadzishe vane huori. Ndichikura tichigara kwaMupambavatyi(gurure) mbuya vangu vakatorerwa munda just because she was old and could not fight and munhu akapiwa half yemubda vambuya vangu had same totem( nyati) same as sabhuku and ishe. For over 30 years I haven't set my foot on that land again
Ba Taps is localised. To me he is not opportunist pa content yavo. He reminds me program yemakare yaibuda pa radio2 yainzi " tsika nema gariro edu". Ba Taps to me appears to bring out nyaya dzeku manicaland. It sharpens his focus( i think).
@@zimzimm-qe5in ndookwavo. Mutare going back to Chimanimani. I like that. It allows him to be thorough panyaya dzacho nema follow ups acho . Zvekupedza nyika yese makes it shallow. Dzimwe nyaya dzinoshaya follow ups
Here’s where the results of being well educated is reflected. Here we have a well learned chief meting our justice the right way. Other chiefs, headmen need to learn from him. Wisdom extraordinaire he has.
My best King in Zimbabwe,l love your wisdom King Mtasa.
Chief
Mambo aneungwaru samambo Solomon one of the best King in Zimbabwe as a whole
Pakuzoti solomom kikkkk ko Munhumutapa hamusati mamunzwa here
King Solomon to tha pple, my best keep on chief watching from Joburg
The epitome of great leadership. This man is wise... Other Mambos need to take notes.
LONG LIVE MAMBO MUTASA!!!
BaTaps Pamusoroi. Ndine chikumbiro. Tokumbirawo nyaya dzekwa Chigodora dzakati wandei. Plus ndaikumbirawo kuti dziye dzekwa Chigodora dzinenge dzaakukwidzwa kumusoro kwaZimunya mudzitevererewo tizoziva conclusion nekuti tinenge tambo follower nyaya dzacho tato invester ma feelings munyaya dzacho.
Well said 👏 BaTaps please 🙏
Semufananidzo pane vanonzi fambai hatizooni kupera kwacho. Semufananidzo pane vakanzi fambai umwe akati hazvifi zvakaitika. Handichaiti chivanhu( i think its 2 cases dzaka dero) also uya mhamha wekuti pama kuva pakaiswa zvipikiri. But maybe wo tinenge tamanyira chirongwa mberi
@@zimzimm-qe5in exactly. Ndizvowo zvandiri kufungawo
Mopinda nemoyo kkkkk I know the feeling shuwa
True as of Karanganda and Chief Chigodora we really need to know
Karanganda, Well done, more from Chief Mutasa please
Dai ari headman chigodora yatorira foni kuna sabhuku
Yaaa sure Chief Mutasa is one of a kind,may his insightful judgements continue ,his community will be transformed into a shining beacon
Mutasa is the best Chief on the land. Anopa munhu wese mukana wekutsanangura and he gives a fair judgment. Also chikoro chinoratidza kuti chiripo chose.
Kuma Headman Chigodora is the best Headman I have seen so far. Anopa vadare vake nguva yekuti vambovhunzurudza nyaya. Vadare vake vane huchenjeri kwazvo, dambudziko ravanozongoita kuvhundutsira vanhu uye kusapa vamwe nguva yekutsanangura.
PaDrama zvapo kwaChigodora kwave kuseri
From today i will call chief mutasa (king Solomon) full of wisdom
Im not comparing hangu but head man Chigodora kwakuseri, ngavepewo vamwe manotes
Very truu😊
Chigodora zvinhu apa panorarisa
Agreed 👍
Majaira teramira amupinduri kana chigodora achireketa😊
imbava iya inongoto mari mari ah ah ini zvangu chigodora anondibhowa zvekutodaro
Please pass my greetings to Lovemore Mutasa a.k.a Gede,my former school time keeper.
This is a noble wise humble Chief, Mambo Mutasa Havana udyire, ana headman Chigodora charge ma 50usd for Inspection, mari dzedare anodzikoshesa kudarika matambudziko evanhu, zwimwe chete na mambo Makoni, extremely money and wealthy hungry, wouldn't be surprised if he is corruptible too! Mambo Mutasa is exactly the opposite, ndiwo madzimambo of substance and integrity, if we could have more like him the Nation would be privileged.
I like this chief Mutasa
This Chief listens, thinks and exercise patience unlike the other ones vanongoita hasha and passing judgement vasina kubata nyaya chaizvo.
Haaa pano pane respect munhu anopiwa nguva yake yekutakura no harassment from vasadare .everyone speaks when asked to no interference.zvakarongeka pano.keep it Chief Mutasa ❤
It's your word against his word . Mambo anotonga asina hasha live long Chief
Ndakazvitaura kare kuti Chief Mutasa kuseri the wisdom and intelligence is of out of this world. Chigodora take notes kwete zvamunoita kwenyu uko zvekumama
Number 1 chief in the world
❤ ndiye mambo wandaona muzimbabwe anogona kutonga zvisina kurerekera side rimwe like chigodora
My favourate learned chief
Uyu chief ngaitwe head wema Judge❤❤
Chief Mutasa Shumba yeManyika wakadzikama
Ishe Samanga unenge ndiyo tsika yake yekupa macontroversial judgements on land ownership kunzvimbo kwake kwaHonde uko. There can never be a smoke without fire.
Chief Mutasa is always on point ❤❤❤
My favorite chief❤
Kudzidza kwakanaka so.
My Mambo❤❤❤
Please help ,musiyano uri pavanhu ava ndeupi
Mambo,ndiye chief here ?
Sabhuku ,ndiye headman here?
Chigodora ,ndisabhuku or chief
Mambo = Chief Headman=Ishe Sabhuku=Village head, Sabhuku reports to Ishe
@@St-G2 thank you dear ,ndanzwisisa
Wisdom and fairness❤ Number 1
Wish to meet him
Chigodora,Mutasa madzimambo anoziva mutemo keep on guys
Mambo Zimunya sit down nekuzvikudza kwenyu ikoko😂😂😂
Vanobhaiza senge papi just asking hangu
Chief Mutasa very humble and calm even community yacho very disciplined and respectful not kwa Chigodora kunotukwa vanhu nekushungurudzwa.kuseka mdara ane problem ye incontinence padare .keep it up Chief Mutasa ❤
Nyaya yeminda inouraisa iyi.
Zvezvinonga zvinototyisa kutsvake minda mumamisha umu. Ukandodheererwa munda unoenda.
Baba wawa waripa side na mambo wakura confusion yacho iri too much ......ngawachizorora
Nyaya yeminda iyi ine makuva ini bba vangu vakafa ndizvo izvi vafa kudaro takasara tikatorerwa magarden ose ayishandwa nabba vangu kuitwa zvinhu zvisina basa sure Mwari ngave nema neighbor atakagarisana navo handimbo taura rugare muvanhu ivavo 😢😢😢
BaTaps, sicela ubaba uChigodora please 🙏
Mambo uyo anoziva zvaanoita
Tayiyepo baba taps chief Mutasa
Wisdom on way forward.
Chief mutasa is cleaver ❤
Vadare vese avo vari right uyo mudhara ari paside na secretary njere ishoma ngaaddidze kunyarara kuda kuenda mberi kwaMambo
Vakangwara dzotserwa mari yako nekuti vakarorwa mari mahara
More life mambo Mutasa
1) headman chigodora
2)sabhuku Gosho
3) chief Mutasa
kkkkkk sabhuku Dzere
but pachokwadi headman chigodora vanogonesa,
mambo Mutasa ishasha zvakare
regai ndibva ndataura zvese pan'anga or maporofita anobatsira vanhu plz matsotsi akaita seuya wekubatsira mhuri yekwamukumba ,then finaly yekwachirimo haaa dziya imbavha siyanai nembavha dziya zvinodzoka zvoita sekunge drama vanhu vachitorerwa mari ndatenda
Long Live Chief Mutasa
Best chief ever❤
Mamwe masabhuku nemadzishe vane huori. Ndichikura tichigara kwaMupambavatyi(gurure) mbuya vangu vakatorerwa munda just because she was old and could not fight and munhu akapiwa half yemubda vambuya vangu had same totem( nyati) same as sabhuku and ishe. For over 30 years I haven't set my foot on that land again
Best king❤❤
Chief
Very fair ruling
😢The king Solomon wemubhaibheri manyama 👏
😂😂😂 Ahana hukama nasolomon... Hungwaru hwaMunhumutapa uho
@@chiyenyumba7135 😄😃😃 because njere dzacho hadzisi dzake ndedzekutumwa namwari
@@funwellmatowe1336 Ari Mwari nevadzimu vake kwete zvema marudzi amusingazive kikkkk 😁
Todawo nyaya dze Development mumutunhu
Ndini zvangu rasta vatora chair iyo 😅😅
Ko minda yacho vanozoitorerwa sei,asi vanenge vasisairimi here kusvika munhu azovake
Mambo vaneuchenjeri ava❤🎉
The best mambo
Ko inspection in loco yacho haina video wo here?
Mambo vanotonga zvavo ava asi ichenjeri hwacho hunoratidza kuti hausi ushe hwekupamba
Kushaya zvekuita kuunganidzwa kunge mombe Nike doing watungamiri wanoziwa zvaewanoita hakuna nguwa yekutambisa
Kana mazogara mudhara chigodora Kumberi kkkkk ukaita zvekutamba vanokugadzika panodziya kkkkkk
He is a good adjudicator though at times does not give a cussed person's chance to defend themselves
Chigodororaaa ngaaendee anonzwaaa maa notes
Zvinhu zvacho soo. Anyways bataps ko how far nababa vekuroya vana vavo vachionekwa semhuka nevarume and kadzi wavo
Mambo mutasa e best
Uyu chief anoziva basa
Rambai muripo paMutasa pop, kuti chuuuu
Iro zidhara rinongodavira Mambo achitaura nxaaaa
Samanga ziTsotsi😂
Fair fair magona Mambo
❤
Kumusha kwamai vangu kwasamanga
Very fair
makurukota ashe haazive nyaya anovhiringidza vanhu
Tashuva chief chigodora please karanganda
Hakuna dzimwe nyaya here kunze kwedzemunda😅😅😅😅😅
kumamisha ndoodziriko dzeminda nekunokorane tsoka.
Ba Taps is localised. To me he is not opportunist pa content yavo. He reminds me program yemakare yaibuda pa radio2 yainzi " tsika nema gariro edu". Ba Taps to me appears to bring out nyaya dzeku manicaland. It sharpens his focus( i think).
@@zimzimm-qe5in ndookwavo. Mutare going back to Chimanimani. I like that. It allows him to be thorough panyaya dzacho nema follow ups acho . Zvekupedza nyika yese makes it shallow. Dzimwe nyaya dzinoshaya follow ups
Nyaya dzemunda kuroyana chihure ndodzekwana wasu
@@Olcool amen
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Too many sabhuku’s in one pot
Samanga anetsa uyu
Samanga anenge ane pamuromo. Yave second case yaasiri kutonga zviri straight
second time achiita zve corruption.
BaTaps ndibvunzireiwo Elisha Guta uyu anobvepi?
Ndavapo
Samanga ndaona chitsotsi chese chabuda pachena
Kutichuuuuuu
Kuti pasayita conclusion vapanzwa vangani
Taapo
Kuti pasaite conclusion.. 😂😂😂
Confusion not conclusion
Karanganda
Karanganda😅
Tavepano
Tave pano
Headman Chigodora vari mberi
Karanganda