at the end of the day we all believe in one God musikavanhu uNkulunkulu ma route ndo anozoziyana chete thank you Sekuru Soko for educating us tipei more teaching l understand chivanhu chedu hachidi dzungu zvino takungoita nekusaziva zvakawanda but with your guidance muchititungamirirawo zvinotirerukira manje makambozii munenge matirasa Sekuru
Drewmas media Andrew ndibvunzireivo sekuru ko kana ndirikure uye ndakabirwa or kuine vanhu vanoramba nepfuma yangu vanogona here kundibatsira ndirikure kudai..... Thank you guys
Kindly Asking sei vasinga taure nhau dzashungurudza pwere sehungochani kuti hunopedzwa sei and also sei Hu chiwanikwa pavanhu veZimbabwe because pwere dzimwe hadzidi hungochani asi dziinoerekana dzakuzviita nokuti haranga hapana uye mweya wacho hwangomupinda
Ini ndakaudzwa kuti it depends on the type of snake. Cobra or black mamba, it's not good. Imhepo yakaipa inenge ichikutevera. Shato ine chekuita nemudzimu. Zvese zvinoda munopotera kune vanoshandira pachivanhu. Christians would say you need deliverance
Grup renyu re whatsap iri rinoiswa vakaita sei nhai va Neshamba nekuti ndakambouyao ku watsap kwenyu ndichikumbira kuiswao ku grup renyu re watsap randinogaronzwa muchitaura asi hamuna kundipindura
Sekuru ava nekutsanangura kwavari kuita vanenge vanoziva chivanhu, mukoma Andrew ndiisewo mu what's up group.
Sekuru pamati shavi renjuzu zvingaitwa sei kana uchingonzi uneshavi renjuzu risingadi uroorwe or ubate chinopera ndikudao kubatsirwa
Ndodawo kunzwisisa ipapo
Mukoma neShamba ndiiseio mugroup rewatsapp.Nhasi discussion iyi iri kunakidza.Sekuru vari kutaura zvinonzika.Vadiki bt vanotsanangura zvakanaka
ko munobatsira here isu takabirwa future yedu nehurumende sekuru toda kudosegwa zimbabwe yedu yakanaka.
at the end of the day we all believe in one God musikavanhu uNkulunkulu ma route ndo anozoziyana chete thank you Sekuru Soko for educating us tipei more teaching l understand chivanhu chedu hachidi dzungu zvino takungoita nekusaziva zvakawanda but with your guidance muchititungamirirawo zvinotirerukira manje makambozii munenge matirasa Sekuru
Thank you nhasii mataura na bhutii vangu soko awoo ndiri cc vawo ,Tando urii cc vangu vaera soko.woyeeeeee
Very Handsome brother and very young too
Ko nhai sekuru ko kana munhu achiramba nemari yako
Vanhu vanotora Mari dzevanhu vanetsa
Sekuru ava vanotsanangura chivanhu chaicho chaicho.
Mukoma Andrew ndakakukumbirai ma details enyu amuna kupindura wanu
Yesaaah Drewmas media manake!!! Senguva dzose tinokurudzirwa ku subscriber paDrewmas media
Sekuru neniwo kubasa tsirwa
Sekuru ava vanenge vano ziva zvavano ita ,vanoziva bàsa ravo hurapi hwavo hawusi hweku tengera,chipo chava
Ndinokutendai drewmas chirongwa chakanaka chaizvo kudzidza chivanhu chedu
ndezvekupenga munhu anonyengwa live n direct kwete zvemidzi coz zvino expire one day, I sign yekuGan'ira vana
Imagine hnzi 400rnd kuti upihwe number
@@musasasharon5470 What?
Ndotokuudza zvee kna uri kuZim $20 ... imagine ukaendako onobhadhara futi ... kubira vanhu kuripachena ..ticharega kuchi followerwa chaiko
Andrew forget about zverukawo zveuhroyi izvo let's talk about kamusikana kaunofamba nako kakanakisa ako kanonzi chihera ako.
Ndiiseiwo mugroup re what's app mukoma Andrew na Chihera
Nmmm ,sekuru ava hvna chavasingagone,chivabvunzai kuti Ko kurombesa vanorombesa here
Atawura wan akat harombes
Sekuru ava boe zvekuti
Neshamba kwavakumberi kudarika Drewmas chaiyo kkkk,ndikandeiwo mu-whatsapp group,following from Toronto
Drewmas Media taking us to another level
Yea kule Ava vanenge vanoziva basa
He is a thief
Drewmas media Andrew ndibvunzireivo sekuru ko kana ndirikure uye ndakabirwa or kuine vanhu vanoramba nepfuma yangu vanogona here kundibatsira ndirikure kudai..... Thank you guys
Wateerera the whole video here or. Nekuti sekuru ava vazvitaura
Ndozvatinogaro tawura kuti mamwe mazera atinawo kuno diaspora kuti itayi muchidokera kumusha mudzimu nembondoro zvirikushaya pekusvikira.
😃😃😃😃😃
Chishona chasekuru ndrikutadza kunzwisisa zvimwe zvacho
Even mushonga yevasikana inopanduka futi take note
Umm we need to pray all the time, munhu ashata!
Makadini veee Drewmas Media & makashinga nevanhu vamosangana navo sooo
Kkkk watora mashoko mukanwa mangu
Ini handichaziva kuti ndotevera kuMapostori or kuuu Chivanhu zvinhu zvacho zvikuvhiringa 😂😂😂🤞🏼🤞🏼🤞🏼
Kkkkkkk taura hako
Ko akabirwa mota for 5yrs zvoita .ini ndarwadziwa neyakaenda within 5month ndaitenga
Sekuru vakafanana na ike wemu big brother wahala
Nhasi rarimwe zuva
Kkkk Neshamba wapererwa pawavhunza kuti imi muri Mhondoro iye akati ehe ndiri Mhondoro ndobva wati ehhh🤣🤣🤣.
Ndipo panonetsa vanhu vematare. Hausi Mhondoro hausi njuzu hausi Tateguru. Uri homwe full stop.
Ndokusaziva kwacho hazvinzi ndiri Mhondoro asi kuti ndibofamba nemhondoro ndiri homwe .Zvino iye kana akutoti ndiri Mhondoro patone error
Mota yangu yakabiwa 10yrs inokwanisa kuwanirwa here
Ndisekuru hre ava oro ndi bamdiki😂
Ma1
Mangwana tosangana kwasekuru tikuda nyuchi😃😃🏃♀️
🤣🤣🤣🤣🤣
Drewmas madia ndokumbirawo mupe sokostina uyo mukana wekubvunza mibvunzo mama program enyu ndoona kunge mibvunzo yaanobvunza inemsoro stereki
Hapana paanonyimwa mukana
Ndokumbirawo kuiswa mugroup re whatsapp
@@drewmasmedia3856 hie Drewmas
Ngicela inumber kamkhulu
Kkkkkkk mudzimu dzinoseka kwadziri Ikoko ah dzaoneswa chitsvuku naiwo manjuzu ah huye bodo zvaona ndondo zvinhu izvi veduwe munhu wese angova sekuru kana gogo kana njuzu haiboooo
Taura hako anamanjuzu vacho vawanda kuzozvida Kani wese aripano anenge achiti njuzu yangu iri pandiri manjuzu angu hadi zvakati
Mukanya makadii 👏👏👏
Neshamba wandipedza. Hanzi manake tiri kudaro kungotekaira nemasango 😂🤣🤣😂
Interesting discussion.
Mukoma Andrew asi maitwa make up ne eyebrows shaping coz hmmmm you’re looking good both of you!
Taking to another level
Kindly Asking sei vasinga taure nhau dzashungurudza pwere sehungochani kuti hunopedzwa sei and also sei Hu chiwanikwa pavanhu veZimbabwe because pwere dzimwe hadzidi hungochani asi dziinoerekana dzakuzviita nokuti haranga hapana uye mweya wacho hwangomupinda
Ini ndinorota ndinorota ndichitaura nechapungu
Thanks
First comment
Potaiwo muchinyora nechirungu like zvinoitwa paclosure DNA kune vari nyika dzakasiyana siyana vanoda kukunzwai
Drewmas media inotipa dzidziso
aya amatare
ko nhai drewmas, ko episode yemusi wa6 kwamambo nyaya yekubvarurirwa hembe yekushamva yakazodii
haaaa regai tisote maShurugwi anotibira awa.
Kkkkkkkkkkk pakaipa
@@chenjeraimuvavarirwa4707 😆 shuwaka
Yas imbavha
@@chenjeraimuvavarirwa4707 😆
Sekuru vanhu havasi kudzosa chikwereti
Usakweretese ndokupedza nyaya & muripo pano
Thank you Drewmas
Ndiiseiwo mugroup re app Shumba na Chihera.
Haranga chiiko👏
Munhukadzi
Mukadzi
No comment
Very cute
Ko consultation imarii?
Chihera hes ko toenda when kuChando kumhiri
Heya
pachikuhwa new name 🤣😂😂😂😂😂
Ko vanopedza here shavi rekuba,or kuita kuti munhu asiye madrugs,,ndanetsekana nehanzvadzi yangu veduwee😥
Ane Shavi rekuba here or addiction to drugs ndiyo iri kuita kuti abe to fund his addiction?
@@PaloSant yah it's addiction.
Tsvaga number dzambuya Shumbayaonda ndivo vandakanzwa vachitaura kuti vanozvigona izvozvo ...bvunza veDrewmas number vanokupa
Yah shuwa bcz ma1.
Ko kushanda usingapihwa mari inogutsa
Murikugona basa
Ko vadzimu vakatozviramba zvachose makumbira
Ko kana uchirota nyoka nguva dzese zvinorevei
Ini ndakaudzwa kuti it depends on the type of snake. Cobra or black mamba, it's not good. Imhepo yakaipa inenge ichikutevera.
Shato ine chekuita nemudzimu. Zvese zvinoda munopotera kune vanoshandira pachivanhu. Christians would say you need deliverance
Kurota nyoka miedzo..just pray.zvarotwa zvafumuka
@@wendychikukwa1654 thank you so much
Andrew na Chihera murisei nhasi rave rimwe zuva
Taking us to another level
Governor 😂😂😂😂
Ve glen viwe tipei address yasekuru
Grup renyu re whatsap iri rinoiswa vakaita sei nhai va Neshamba nekuti ndakambouyao ku watsap kwenyu ndichikumbira kuiswao ku grup renyu re watsap randinogaronzwa muchitaura asi hamuna kundipindura
If this guy is genuine , 100% chamisa won't lead Zimbabwe because he doesn't believe in vadzimu. Hanzi God is in bullshit
Duzvi rako wanzwa
Kumhata kwako nevadzimu vako. Idiotic imbecile
Kungoda kupinza politics nepadzi singa kwane
@@cpfam a hungry man is an an angry man. Why are u so angry.
Makadi sekuru Jena mukanya Ndotenda.
Kule ava imbavha. Kana vatambira mari vanenge vakusacha pindura munhu
Wakataura navo pai pamwe munhu anoita saivo
Mukoma Andrew ndipinzeivo my group renyu re WhatsApp
Serpent worship. Turn to Lord Jesus Christ.
Europeans - Christ
Chinese - Bhudda
Arabs - Mohammed
Africans like you it depends on who colonised you
Chii chinonzi mufembo
Anononzi mafembo ibute
@@gellycander4733 thnx dear
Tokumbirawo number
tsvagai basa iwe mafana kuda kunyepa kubira vanhu. Namatai
Ndiiseiwo mu what's app group va Neshamba
Ndiiseiwo mugroup re what's app mukoma Andrew na Chihera
Neniwo mukoma meshamba
Serpent worship. Turn to Lord Jesus Christ.
Ndiiseiwo mugroup re what's app mukoma Andrew na Chihera
Tora number dziri pascreen apo
Ndinadzo ndakatovaudza ku app but havapindure
Drewmas media havapindure ma msg ava hmno kut why
Ndo team rekuzoresa vamwe madodi evanhuka iyi kkkkkkanywre sekuru boe zvkut mfec
@@musasasharon5470 mhoro sharon