Dare iri ndinorifarira asi hameno sei ndapota ndiregererereiwo kana ndapotsa i always feel as if munhu anenge amhangarwa seane mhosva anoita seari kuvharwa panodawo kutaura divi rake vakawanda vari kuuya kudare anoramba achingoti ndipeiwo mukana kani nditaureo asi mukana wacho handinyatsokuuona It's as if Ari kutonzi kana uine mhosva hauna zvisvinu zvekutaura I feel like it's not fare regai munhu ataure even zvisina musoro anozvitsimbirira nemhosva yake Nesuwo vatariri tinoda kunzwa zvisina musoro zvacho zvaachataura achifunga kuti Ari kunzvenga mhosva Please give them a chance to speak out their stupidity it helps us to see kwazviri kubva nekwazviri kuenda Thanks for working very hard we really appreciate.❤❤
i think panyaya dzehurombwa vanenge vatoonawo kuti muroyi haazoshaiwe chekutaura, but you are correct kuti ngavapihwe mukana kuti dare rirege kuita serazodzvanyirirawo, thats true.
I think you observed correctly. The reason is that the court works too much on village gossip and the defendant would have already been judged/convicted by the village gossip by the time s/he comes to the court. Being a community court most of the people live in close proximity and know each other's lives in and out.
U can say that again varume ava ari surrounding the Chief avana respect kunyaya iyeye wamurikutaura anotobhowa sei Kwa Chief Mutasa akuna noise and akuna disrespect irikuitwa pano
😂😂😂 I was watching vaMurwawa with sekuru Tasvo he agree that he is witchcraft now he is send back to headman l can't to hear that l think he will pay headman 3 cows
Headman should not intimidate people by telling them that they would face difficulties if he pushes the case to the next court. Mr Murahwa went to Sekuru Tasvu and he admitted that he got some magic charm long back when he used to play football. This was after Sekuru Tasvu had told him that he uses some charms and the charms are disturbing his family. It would therefore wrong for Headman Chigodora to stop them from going to Sekuru Tasvu. Headman Chigodora should not dictate on who the family should consult. That would be suspicious. People should remember that their is also a case of witchcraft that is associated with Mr Murahwa's estranged wife. Those accusations should also be looked into. I also have a problem with Headman Chigodora's two young assistants or assessors. I think they use a lot of pressure despite the age of the respondents. I think it would be wise to treat the accused as innocent until proven guilty. I think they use a lot of hearsay when they present their arguments something that I see as unfair. The other thing is their courts are Community courts and their major objectives are to unite families and the community at large. I'm not sure whether some of our legislation changed because it used to be a criminal offence to label someone a witch. I have watched this happening on several occasions. How do you solve problems between warring parties when you seem to be aligning with one of the parties from the onset.
Plz karanganda TV Dai maikwanisawo kutaura naHead Chigodora vapewo vanhu mukana wekuzvitsanangura wese munhu anenge aisirwa report Kuna Head man hapihwe mukana. Problem iri kune vanovabatsira vanototaura kupfuura head man Chigodora. Ini handina problem naHead man Chigodora asi avo vavanoshandidzana navo dai vagonawo kushanda nevamwe. Chikumbiro
VaMurahwa ngavasarwadziwa nekubudiswa kwenyaya pasocial media ngavatofara bcz tikuona udofo hwamambo avo ivo vaMurahwa tinotoshuvira dai vaiva mambo bcz vanogona kutotaura big up mdhara Murahwa
The villagers are being mistreated by this court, as they summon people to appear but do not allow them sufficient time to speak. The people on the bench, including the assessors, are engaging in abusive behavior. The court of Headman Chigodora used to be fair until the assessors joined and changed its dynamics.
Gucci redirects a lot of these guys who want kukwira gomo hutenderera. Wamwe vanounza nyaya dzisina kubvunzwa like this old man talking about his ex-wife stuff negating the fact that he sleeps with his daughter spiritually. Yeah, sometimes GUCCI can do better by letting people talk. Magirazi is very forceful and loud. Tone it down we can hear you all the way in America. Magirazi has valid points its just presentation.
Apa madzitonngi nyaya iyi ndakaiona kwatasvu Akanzi auye nevana nezvinhu zvake akatobatwa kwatasvu saka they should continue ikoko uye baba Ava vakapihwa mari yekuti vauya nemhuri
While it is evident that the officials approach issues with prior knowledge of deffendent or complainant's shenanigans...it is always prudent to let someone speak freely in a court of law.....you get paid to prove his guilt or innocence.....its very frustrating to see someone in front of a supposed fair court but not being given a chance to present his side of the story.
But VaMurahwa is right ✅️ on being published without consent. People should be asked for consent to be published for financial gains, period. The headman can be sued ...
This court is now a circus. Accused is not given a chance to present his case and is presumed guilty. The two accessors or assistants are competing to appear on the video and are not respecting accused elders.
@@kelvinmarwizi8769apihwa chance Nani because they are showering him with questions in the middle of explaining they are just disturbing him ikoko kwamurahwa anmai vacho vakachena ngasa vhara baba Ava
Dare iri is now a clown show. The accused is never allowed to give his side of the story, those two gentlemen hardly allow the accused to speak. Hapana justice apa. Headman Chigodora dai vaita take the lead like he did before, makurukota avo ayo are not fair arbitrators.
Dare iri ndinorifarira asi hameno sei ndapota ndiregererereiwo kana ndapotsa i always feel as if munhu anenge amhangarwa seane mhosva anoita seari kuvharwa panodawo kutaura divi rake vakawanda vari kuuya kudare anoramba achingoti ndipeiwo mukana kani nditaureo asi mukana wacho handinyatsokuuona
It's as if Ari kutonzi kana uine mhosva hauna zvisvinu zvekutaura I feel like it's not fare regai munhu ataure even zvisina musoro anozvitsimbirira nemhosva yake
Nesuwo vatariri tinoda kunzwa zvisina musoro zvacho zvaachataura achifunga kuti Ari kunzvenga mhosva
Please give them a chance to speak out their stupidity it helps us to see kwazviri kubva nekwazviri kuenda
Thanks for working very hard we really appreciate.❤❤
i think panyaya dzehurombwa vanenge vatoonawo kuti muroyi haazoshaiwe chekutaura, but you are correct kuti ngavapihwe mukana kuti dare rirege kuita serazodzvanyirirawo, thats true.
I think you observed correctly. The reason is that the court works too much on village gossip and the defendant would have already been judged/convicted by the village gossip by the time s/he comes to the court. Being a community court most of the people live in close proximity and know each other's lives in and out.
Ichokwadi vatongi avo avape amhangarirwa mukana wakutsanangura vanovharidzora aripoter anopihwa mukana welutsana ngura asi umwe anodzvinyirirwA
wataura chokwadi apa
You are 100% right ,there is much bias and abuse and infringement of right pa dare apa
Mr Murahwa's daughter is drop-dead gorgeous,best wishes.
Hokoyo nechikwambo
Chero akazobatwa mudhara uyu …I respect the fact yekuti arikuzvimirira and akuramba kumiswa kutaura
Murahwa haisiriye wekubvuma kwaTasvu kuti akarombera kuramba bhora?
@@dianambuwayesango9017ndiko kkkkk, katsotsi kamdara aka. Kakabata mushonga weluck
Asi uri muroyi
Chigodora boyz mese na chief mofanirwa kumbosvika kwamutasa mumboonewo kutonga kunoita vamwe....mkomana wesafari haana respect kuita kwake kunosvota anotoita kunge ndiye chief
Thank you so much I have said so many times
U can say that again varume ava ari surrounding the Chief avana respect kunyaya iyeye wamurikutaura anotobhowa sei
Kwa Chief Mutasa akuna noise and akuna disrespect irikuitwa pano
They are doing this for fun also abusing human rights
After all idare raHeadman not chief
Munotorwarw ibvai muroi haana right
Kamudhara kane nharo dzinobhowa
But ndinofara nekuti Headman vanoshanda ne team yakasimba❤🙏🎤🎤🎤🎤
Vadzvanyiriri madofo ayo
Give me chance kkkk in Murahwa’s voice 😂😂😂
😂😂😂 I was watching vaMurwawa with sekuru Tasvo he agree that he is witchcraft now he is send back to headman l can't to hear that l think he will pay headman 3 cows
😂😂😂for me its iii akomana voye ndozvirekera inini😂😂😂😂 ..Murahwa,sando dzako kkkk
Kkkkkkk
😂😂😂 kwanzi soko zviro zvinotokanganisika
Ma adviser a chigodora ayo haana pfungwa...ngava respect vanhu nekuvapa chance yekutaura..kwete udzvinyiriri uyo...vakabvengedzera
Taura hako,maybe havatorina mhosva
Havana kutombodzidza vanobhowa nxaa .havasiyi munhu achipedza nyaya yake
Taura hako especially Allen neumwe uyo
Vane dzungu stereki havape munhu tym yekutaura
Kusaizer bigtym... You must be free.. pakutongwa
Ayewa kani.dare iri rinozonyanya kudvanyirira vanhu, pls let them speak. Do not infringe them their rights kani..musadaro sl
Ndinorwadziwa zvikuru nezviri kutaurwa nabba ava vanoramba zvavanoziva imbwa yemunhu chaiyo tinosangana nezvakadaro its so painful 😭😭😭😭
Ndinomira newe anoda kukambura sin iyoyo , kwaTasvu akanotsikirira kuti asabatwa
prove him wrong kana muchiti akaromba. akaenda kaTasvu wenyu vamwe vaivepi, even the chief's man was there but vakamurambidza kupinda nenyaya yake.
Munhu ngaapihwe nguva ataure ane mhosva neasina
Kangaroo courts
Arikutawura nyaya isina kurepotwa hazviko izvozvo, hatipe mkana wekutawura zvisina basa
Headman should not intimidate people by telling them that they would face difficulties if he pushes the case to the next court. Mr Murahwa went to Sekuru Tasvu and he admitted that he got some magic charm long back when he used to play football. This was after Sekuru Tasvu had told him that he uses some charms and the charms are disturbing his family. It would therefore wrong for Headman Chigodora to stop them from going to Sekuru Tasvu. Headman Chigodora should not dictate on who the family should consult. That would be suspicious. People should remember that their is also a case of witchcraft that is associated with Mr Murahwa's estranged wife. Those accusations should also be looked into. I also have a problem with Headman Chigodora's two young assistants or assessors. I think they use a lot of pressure despite the age of the respondents. I think it would be wise to treat the accused as innocent until proven guilty. I think they use a lot of hearsay when they present their arguments something that I see as unfair.
The other thing is their courts are Community courts and their major objectives are to unite families and the community at large.
I'm not sure whether some of our legislation changed because it used to be a criminal offence to label someone a witch. I have watched this happening on several occasions. How do you solve problems between warring parties when you seem to be aligning with one of the parties from the onset.
Vanhu vemunzvimbo make anotoziva zvese zvimadhara zvakaromba izvo
You're spot on but these people are very gullible and illiterate 😢
And the monies they charge are extortionate.
Plz karanganda TV Dai maikwanisawo kutaura naHead Chigodora vapewo vanhu mukana wekuzvitsanangura wese munhu anenge aisirwa report Kuna Head man hapihwe mukana. Problem iri kune vanovabatsira vanototaura kupfuura head man Chigodora. Ini handina problem naHead man Chigodora asi avo vavanoshandidzana navo dai vagonawo kushanda nevamwe. Chikumbiro
How do you know what was said at Tasvu's? Just curios. Will be good for them to go back like you said.
VaMurahwa ngavasarwadziwa nekubudiswa kwenyaya pasocial media ngavatofara bcz tikuona udofo hwamambo avo ivo vaMurahwa tinotoshuvira dai vaiva mambo bcz vanogona kutotaura big up mdhara Murahwa
The villagers are being mistreated by this court, as they summon people to appear but do not allow them sufficient time to speak. The people on the bench, including the assessors, are engaging in abusive behavior. The court of Headman Chigodora used to be fair until the assessors joined and changed its dynamics.
I feel sorry for this poor old man that is being attacked,with baseless accusations 😊
Hamusi kuvaziwa mdara aya .akabatwa kwaTasvu akataura ega
Dai mukamboroiwa munzwisise pain yacho@@venniegaga1
TASVU CHIIKO, KANI ZVIMABELIEF ZVETSVINA ZVINOPUTSA MISHA NEKUVIRIRANA NEVAMWE, MUNHU AKACHEMBERA HAASI MUROYI OR AKAROMBA NONSENSE MAMBO UYO NEMACHINDA AKE, THEY DON'T KNOW ANYTHING, SO MUCH SUPERSTITIOUS
I feel the same way too....they are very abusive...
Murahwa’s daughter is very beautiful. Murahwa is intelligent but looks suspicious. Anenge anoshereketa
Akaipa mudhara uyu akabata pakuru zvekuti n'anga dzichasarenda kana kutomhanya chaiko
Mudharaaaaa haabvume zvokumhanya nguva refu 😂😂😂 haadi kudzvanyirirwa kutaura anoda kutaurawo kkkkkkk
he has the right to speak his mind
14thousand here anhuwoye,dai agadzirisa nyaya dzemwanasikana uyu chokwadi,kuromba hakuna kunaka zvachose😢
Give me chance😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vakutaura yamai kuru. Ko yenyu baba
Baba ava pane basa headman makasimba. Kutambura kwevana vanokuda chaizvo
😮😮 Team chigodora ndere kumama iri harigone kutonga
Unonyepa
Karanganda my radio muno tepfenyura zvino zipa kudarika radio dzose muzimbabwe keep good work karanganda aaaaaaa❤
Mdhara murahwa ka aaa murimurume sure .aaaa amuroi ba kule ASI majeee ngaaite mashoma .uyo Gucci anomboda kuvharwa zimbama kut adzikame .dai Ari sekuru wangu waunovhundutsira kudaro waindiona
Watching from Jorbeg Malvern
Gucci man ngaambopawo vamwe chance yekutaura aaa kwese kuita vanhu kunge magrade zero iiii plus respect; chaiyo manyararidzire acho kunge akuudza vanhu vemutoriro
Kutonga pachizanu dare ndere vabva zera nganotsvaga mabasa sevamwe Vana chembere neharahwa dzisare padare
Murahwa akagarira talent,he is a comedian 😊😅
😂😂😂
😂😂😂
It's muchingokwangure mwana 4 me 😂😂😂 Headman madeepisa
Respect inongodiwa asi mozozvinyanya vaterereiwo
Pamusoroyi dare Ra Headman chigodora dare renyu rinobatsira zvisingaite asi chikumbiro ipaiwo vamhangarihwi mukana vataurewo divi ravo kunyangwe vainemhosva please timbonzwawo nyaya yavo isna musoro vnhu vazhinji varikukumbira chance mudare renyu ipapo todakupanzwa thnk you so much Headman murikubata basa zvikuru 🎉🎉🎉
Respect people. One is not guilty until proven guilty
If not guilty why vasiri kubatikira kutambudzika kwevana vavo
MURAHWA (1)
HEADMAN (0)
Handidi kupikiswa😂😂😂
That Gucci man haafanire kupinda mudare he is a bully
I think thus the gud way coz vanhu vanouya kudare vakawanda vanoramba mhosva dzavo
Gucci vane problem vanovhiringa vanhu why can't they give complainant time to air his views. I also saw mudhara Murahwa kwaTasvu
Padre panodawo ndimba ndimba vanhu vanodherera hona zvirikuita Murahwa akuseka but mhuri is in pain
Gucci redirects a lot of these guys who want kukwira gomo hutenderera. Wamwe vanounza nyaya dzisina kubvunzwa like this old man talking about his ex-wife stuff negating the fact that he sleeps with his daughter spiritually. Yeah, sometimes GUCCI can do better by letting people talk. Magirazi is very forceful and loud. Tone it down we can hear you all the way in America. Magirazi has valid points its just presentation.
Pamberi na Gucci mudare hamudi kungolfava pfava bcoz vanhu vanopindamo saana murahwa ava vari very stabon vanotoda vanhu vamwe 4 vanenge Gucci
Apa madzitonngi nyaya iyi ndakaiona kwatasvu Akanzi auye nevana nezvinhu zvake akatobatwa kwatasvu saka they should continue ikoko uye baba Ava vakapihwa mari yekuti vauya nemhuri
Yakabuda riini kwatasvu
Mambo ava havagoni kutonga ,ko kunzwa nyaya wo yemudhara
Havagoni zvachose
Itaiwo enyu matraditional courts mutonge zvamunoziva
Munhu akaendeswa padare weather wrong or write give him that respect no kutonga nedemo dei vari baba vako varikuitwa so be team chigodora wainzwa sei
Murahwa is totaly right nyaya ngaibude paMedia kana munhu abatwa nemhosva
Dare iri rakuruza value,,machinda two ayo imboko dzevanhu
Anoroya mudhara uyo first part vazhinji havana kuiona
True muroyi uyu dai vanhu vakaona first part
While it is evident that the officials approach issues with prior knowledge of deffendent or complainant's shenanigans...it is always prudent to let someone speak freely in a court of law.....you get paid to prove his guilt or innocence.....its very frustrating to see someone in front of a supposed fair court but not being given a chance to present his side of the story.
Remember vanhu vanogara vese ava vanoziva zvirikuitika
Vatongi vaheadman Chigodora tauraiwo nevakuru zvinerukudzo kwete kuita kunge murikutaura nevana venyu ..kunongedza mudhara nekqruoko kako Iva nenyadxi
Baba Taps, is there a direct way we can send messages to Headman Chigodora?
Chief chigodora vakange vachitonga zvakanaka before vaisa murume ane Sutu ine maoko mapfumi anotongera chitororo muface uyo
Chigodora at first was very good Ava vakomana Ava ayi they must cool down and learn or go and work once
Vana ngavafanbe vaite back to sender ndokuti zvivarwadze baba ava
I barika chete ririkunetsa Amurahwe.Dzimwe n,anga kungopedzera anhu mari dzichizonda ndebvu kakakakakaka. Amurahwa rambai kana musina ndaaaaa
They are allowing this guy to turn the court into a comic show.
Yagara icircus
🎉kkkkkk murhwa ma1 akaenda ega kwa tasvu akabatwa urombwa akapihwa mari na tasvuyekuti adzoke nemukadzi wake kuna tasvu. Ngaadzoke kwatasvu
Mupei nguva mdhara uyo hey!!!
Gucci ngabude mudare unotonga né hasha plizzz
Don't compare community court and magistrate court guys... These are two different organisations
They are different, but they all but follow basic requirements of fairness. Thus so-called court does not meet this requirement.
Well done you are very intelligent
Mdara chigodora vanhu venyu avo havape vanhu nguva yekutaura vanekakukurumidza ende havana respect vanokubvisai chiremerera
Mambo tenderai vasungwa kutaurawo side rawo ndipo chete pamunotadza 😊
dare iri ndairifarira asi ikozvino kubva baba vesafari sutu namagirazi vavekuta sekunge dare nderavo vave kudzvinyirira vanhu mudare ndingati varikumbunyikidza vanhu mudare .vaMurahwa vakaenda mudare raTasvu vakasvikobatwa kos sei musirikuvapamukana wekutaurawoo kuti vakupei UPDATE nyangwe vakafamba venga . madzimai aimbobatsira dare raCHIGODORA RAIVENANI PANEIZVOOO ZVAKUITIKA.Chief Chigodora gadzirisai dare renyu nokuti zvichakushoresai mondiregererawo kana ndatadza.
Takuregerera nekuti ichokwadi. Ma assessor avo vanobvunza and redirects vanhu its just the forcefulness.
But VaMurahwa is right ✅️ on being published without consent. People should be asked for consent to be published for financial gains, period. The headman can be sued ...
Aroi ngaanyadziswe kkkk 😂
This is a public court
Wrong once it’s in a court it is becomes public and can be publicized without consent.
Plus nyaya yava Murahwa ine kakudzvanyirira mukati ma assessors aheadman they have no respect at all vanongopopota they don't solve anything.
Baba ava vangave vari muroyi zvavo but in our culture, we respect elders, how can you say iwe iwe usandipindure kureva a grey headed man.
Can you please give the accused the chance to be heard. The Gucci guy anovhundudzira vanhu😮
gucci thinks he talks sense he us yelling to the accused
KARANGANDAA wayepoo eree❤❤❤
Headman itayi vanhu vaende kwaProphet miracle Paul mazuvaano
Mirai ishe ndatodyaira zvangu 😂😂😂😂 too many jokes
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk inini hng muroyi haana basa chero kurova kadhara ako mhni kane zvikambo ako.....mese mukuda kuisa mutemo heeeee chief vevamwe vake vari ryt chaizvo haafanire kutaura mudhara uyo akuda kutenderera urayayi chinhu icho mhani
Tiripo pa Durban.. I salute you Wachigodora
Vatongi vanozomboita kakumbunyikidza kasiri bhooo. Ngavape munhu nguva yekutsanangura
This court is now a circus. Accused is not given a chance to present his case and is presumed guilty. The two accessors or assistants are competing to appear on the video and are not respecting accused elders.
Varoyi havapihwi mukana wangu vanoshaishira vana kudai
@@ltnyama8853kana huroyi hwabatwa kana husina une kodzero yekuzvitsanangura
Imboko idzo 2
mboko say it again
@ karanganda TV please tell Chogodora vanhu vake vataure nevanhu zvakanaka kani haaa we are going to disrespect this court hai
Imi vaChigodora musadaro madii kupa munhu nguva yekutaura sekuru ava takawaona kwaTasvu hanti wakabhadhara $150 wakanzi wauye neex wife yavo nhasi imi moti heeee enda kwaTasvu unodzoserwa mari yako munoona zvichiitawo kudzoserwa mari kun,anga chii chakaipa Kuti vaende vese semhuri pane kuwati vaende kun,anga yenyu makuzonyanya kutonga kwacho zvekuradza kupa murume mukuru nguva yekutaura musadaro mufunge kuzoti dai muri mambo maizoita cei
Vana kana makangwara endai kwasekuru tatsvu . Coz baba venyu avana kuramba ende vakabvuma kubata kwavo
Let ths man speak out
Akapuwa chance arikuchinjw nyaya saka tomuita sei manje
@@kelvinmarwizi8769apihwa chance Nani because they are showering him with questions in the middle of explaining they are just disturbing him ikoko kwamurahwa anmai vacho vakachena ngasa vhara baba Ava
Haa Headman makashinga ummmm bcz imwe type yevanhu vamunosangana navo ummmmm vakaoma musoro bt you are a man of Justice
Kamudhara kane nharo please😅😅😅😅. But kuromba makaromba henyu
You are guilty by default in this court plus kutyityidzira vanhu
Thanks BaTaps. Tanga takamirira mhuri iyi. Ndatenda hangu
Ichokwad vaita bass pamber ne bassa
Murahwa idare rake 😂😂😂
Mudra Murawa is not an easy guy very clever
Nawanadem Tiripano BaTaps
Karanganda ,KwaMutasa plus Chigodora l love you kudarika hama dzangu 😂😂😂😂
Aaa 😂😂 pepe ka
😢 zvonzwisa tsitsi
Karanganda ndo kuti channel ini ndongoda team ya mambo chigodora ne team yavo
Ipai vanhu mukana wekutaura ...mune kakuzvikudza kanonyangadza vaChigodora and crew
True
karangandaaaaaaaa❤
Endai pa UA-cam yakanzi Sekuru Tasvu Official munomuona mudhara murahwa achitsanangura akabatwa uyu muroyi...chete munhu anemabasa ake anenharo kuvharidzira
Magirazi urimbwa hauna respect
Vose nasabhuku wacho avana respect chevari kukoshesa apa imari vanobashatirisa.
Kkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Murahwa ndamuona kwasekuru Tasvu abatwa ikoko arikudzokera futi .
Headman udzai vakomana wenyu avo vaitewo respect kumhunhu mukuru hongu vangadaro vaine mhosva asi mhunhu mukuru anongodawo kuremekedzwa
Headman keep it up vanhu ngavarongeke huroyi hatidi
VaMurahwa to the fullest 😂😂
This time vaka jamuka dzikutaura zvadzinoda
She my classmate Patience sorry wish you the best dear,,,,
Chigodora imbwa yemunhu, kutsvaga malikes nehupenyu hwevanhu.
Yooo iwe ndiwe imbwa
Chokwadi
Kamurwere futi
@@NelsonDaily337 nyangwe kwenyu warwere wariko uchafa iwe uchisiya murwere aripo
@@dadiraimandigo4004 hatidyi zvavapfupi nekureba ishe wenyu imbavha, abuser...... Murwere wepfungwa Kana zvakusvotai hemenoo ikoko
Chero mukati ngavarespectwe..Baba avo vanezvibata bata ..sei pese pavanoda kufamba vachishaiwa vamwe ...kana kwazoita akaromba kwenyu muchazvinzwisisa .. ndanyarara hangu🤔🤐
Dare iri is now a clown show. The accused is never allowed to give his side of the story, those two gentlemen hardly allow the accused to speak. Hapana justice apa. Headman Chigodora dai vaita take the lead like he did before, makurukota avo ayo are not fair arbitrators.
Agree
Agree
Kwanzi ndakutofonerwa nevanhu kubva south Africa kuti muri muroyi su imimi 😅😅😅
Changamire Chigodora vadzoserei kwatasvu baba avo vakatopihwa nemari yekudzokesa kwaTasvu, vakatobatwawo baba avo kuti vanazvo
Kana usati wambosangana nazvo unoona senge idrama but zviriko izvi . Zviri kuitika
Why headman varikuti vanhu endai kun'anga nhingi. Thought vanhu vano enda at least 3 places
Murume uyo wakaromba.
Zvikabva anofa saka .
Mhuri yese iyo irikuchema ndiye.
I love this court but munhu ngaapihwewo nguva yekutaura side rake please
Headman listen to this man akayenda kwatasvu mukadzi akanzi ndiye muroyi
Kó mupurisa wamambo uyo haachinjiwo hembe here,asi ndiyo uniform
Ko Headman havasati vaona pavakaenda keaTasvu. Vakabatwa sekuru ava. Vakapihwa mari yekuti vadzoke ne mukadzi wavo nemhuri. Sei varikutya kuenda nemhuri. Havasi kutaura kuti vakapihwa mari yebhazi yekudzokera kumba nekudzoka nemukadzi wavo. Itsotsi mudhara uyu.
Kanodheerera kamdara aka, ungati kakaromba zvemhando yepamusoro
Murikurambirei mudhara uyo ataurewo side rake?hatiii munomupa time adaire?koiwe unoti usapindurwa ukumubvunzirei
Iiiih makurukota aHeadman musambunyikidze vanhu nokuvaitira hukasha pliz ,ipaiwo munhu nguva yokutaura
l think headman haachamupe chance coz sekuru vanoita sekuti variku sizer vanenge vanoziva chavainacho chikuru.
VaMurahwa vakabatwa kwaTasvu. Vaida kublema mukadzi. Asi vakaudzwa kuti vene zvavo.
Dare renyu chief ronakidza asi ipaiwo vanhu mukana vatsanangure nyangwe muchiziva kuti vakabata pasiripo