Tasvu 1 One Tasvu Tateguru Tasvu.... Mukadzi we ku Mozambique ne muchawa uya we kuita nharo akazofa waiita zvezvigure Uye Chimutasvu Aiwa sando dzenyu.
Mukoma Robert - too much noise ku background. I understand kuti kune plenty plus povho kwa sekuru Tasvu but the noise is irritating. Anyway, you are doing a good job
I love the way how sekuru is calm and listening to the new tricks of ama 2000. Hakuna story yakadaro , the guy is smart and he wants to make his story like a movie 😅lol. In Shona ndinoti mukomana akanoromba neshamwari yake , Hakuna Satanism yaakajoina , that's his defensive cooked story to hide his walkofshame. Mukaterera mhiko dzaarikuti dze Satanism dzese ,it's the same nedzevanoromba kumozambique or vanoromba zvikwambo ingeneral. Zvakabata vakomana ndizvo zvavakuvhurira mhepo mudzinza for accidents and kubiwa kwemari . Vakomana vakaromba and they didn't go back with the profits kune n'anga yavo , saka n'anga yavakutora zvayakashanda back Anotoziva kuti haende pakazara vanhu , musanyeperwe , Hakuna munhu anoudzwa zvese zvemhiko agozvibata pa Text message kkkkkkk ,
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
Thank you mukoma robby
Magona mkoma Robert
Part 2 mkoma Robert
nice
Ndapinda Mr Robert
Zimbabwe is graduating gradually to Nigeria where humans can turn into anything. Thank God for people like sekuru Tasvu
Benin is worse than nigeria
😂😂😂😂 where human can turn into anything zvakaoma JulieHerbert
Inyaya ye nhamo here, guys ? Chinyi veduwee chakadayi
Zvakagara zviriko but social media yaita kuti zvibude pachena.Satanism hungori huroi wakare.
Satanism inodarika huroyi, yava kutekeshera zvino zvino tinenge tadarika vakatanga nazvo zvava kutyisa
Tasvu 1
One Tasvu
Tateguru Tasvu.... Mukadzi we ku Mozambique ne muchawa uya we kuita nharo akazofa waiita zvezvigure
Uye Chimutasvu Aiwa sando dzenyu.
Exactly kubviswa love yemuberekiwako sezvinoitwa Ishmael madzibaba
Uyu wamunoti tasvu muhombe mhani ❤
Mhondoro huru ye Zimbabwe.
Mukoma Robert - too much noise ku background. I understand kuti kune plenty plus povho kwa sekuru Tasvu but the noise is irritating. Anyway, you are doing a good job
Lots of love sekuru Tasvu you are the best Sekuru amuna chitsotsi sezvoita vamwe
One akatumwa kuzodhingura varoi one tasvu💪💪💪💪❤❤❤
Robert chingobata camera shamwari wonyarara
Yes true
Yah ngaadzikame
😂😂😂
Anobowa iyeyuyu kuita kunge ane bifu nema clients
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mari yake inoshaikwa irikuenda kuye kwavakatumira mari ye joining fee
following you T one since 2019 but failing kusviika mudare renyu Sekuru paVictoria falls
One Tasvu....tateguru Tasvu......the best sooo far
Zvakaoma toita sei nevana vedu nhai Mwari
Veduwee zvakaoma hazvo tinongovaisa mumaoko aMwari
Ndopauchaona kti vana varikumberi kupfuura vabereki vavo,,despite kunzi mbudzi kudya mufenje hufana n'ina kkkkkkkk
This guy looks like Mbinda D that singer
Robert Robert ❤❤❤🎉🎉🎉
Tateguru Tasvu chegetwai nemidzimu yenyu muri kuita basa hombe rambai muchigadzirisa nyika...... Thank you Mukoma Robert job well done
Welldone Tateguru
Ini ndakarota ndaenda kwasekuru Tasvu hameno kuti ndichaendawo hre ikoko pamwe ihopewo dzisina dudziro
Maybe ndovanesununguro padare rehupenyu hwako
Robert chibaba kana mazogara guys kuti tizive tasvu ndi Robbie
True
Sylvester tapfumanei naRobbie munhu mumwe chete here
I love the way how sekuru is calm and listening to the new tricks of ama 2000. Hakuna story yakadaro , the guy is smart and he wants to make his story like a movie 😅lol.
In Shona ndinoti mukomana akanoromba neshamwari yake , Hakuna Satanism yaakajoina , that's his defensive cooked story to hide his walkofshame.
Mukaterera mhiko dzaarikuti dze Satanism dzese ,it's the same nedzevanoromba kumozambique or vanoromba zvikwambo ingeneral.
Zvakabata vakomana ndizvo zvavakuvhurira mhepo mudzinza for accidents and kubiwa kwemari .
Vakomana vakaromba and they didn't go back with the profits kune n'anga yavo , saka n'anga yavakutora zvayakashanda back
Anotoziva kuti haende pakazara vanhu , musanyeperwe , Hakuna munhu anoudzwa zvese zvemhiko agozvibata pa Text message kkkkkkk ,
Very true m w u on this one
Kuromba kutaura kwechivanhu satanic chingezi but chinhu one vese vanemhiko uye vanouraya maona
Vana awa bhundi unoita kunge uchafa uyu mukomna wangu musikana haaaa ndagumirwa handichatsananguri zvorrwadza
Haana kukwana nyaya yemashamwarí iyi sooka
Mukomana Igay uyo kuzvida kana kusazvida ndazviona ndichitanga kuona video iri mkamubvunza mushe anokuudzayi uyo
Haunyepe ndazvionawo ini
Ndazvionawo wena
Ndarwadziwa shame sekuru batsirai mwanakoma uyu moyo vangu vaenda kure
Thank you sekuru Tasvu
❤❤❤❤❤❤ sekuru.1 Tasvu
Chamangura ngura simbi inodya dzimwe simbi 1 Tasvu❤❤❤❤
There is no satanism...here.. its just character that's need to be looked at ...
Robert love 💕 mune bs guru
Vanopenga sekru ava ko unoti haana bsa nenyaya dzevsnhu sei uchizvitaur nxaaa, taneta nemi mbavh. Dzepasosha
Usaone mhani kana waneta 😂😂😂 are you being forced??? Seems kuti ndiwe wakutopenga
Tasvu anopedza masports 😮
Anoda kumamiswa mufana uyu
Too many people asking questions , I think sekuru Tasvu should be the one ti question , the rest should just stand still and listen .....
Mbuda Dee
❤❤❤❤❤❤ndiani zvake wngandibatsirao ndisvikeo kwaTateguru Tasvu
Tese tese Wena Moyo urikutsva kuda kusvikako
Torai number ka
Unofonera Robert nenyaya yako
Ndipeiwo number dzavo ndivabate
Ingito mfana uyo ,muvhenekeyi mushe
Kuzopfeka Fabiano kanhi 😫😩😫😩😫😩👐
Mwari tarisaiwo vana vedu haaa nyika yarema
Sekuru Tasvu and mukosanjera Weldon
Team Kanengo!
Teteguru one in Zimbabwe anobatsira vanhu vakaipa
Arikurondedzera asi mukumukata kata Why kana arikunyepa n,yanga ngaipedzisewo ka nhai
😂😂😂😂 saka moda kut vamuti uri kunyepa ere sekuru Tatsvu.ari kugaka asi asi ari kutaura chokwadi
Uyu Robert anodhuva kuzoita kunge anoroya navo anorambira munhu kuti kunyepa anga aripo here ivo sekuru vanofanira kuona ka kuti arikunyepa
Ndoda kushandao nemi tateguru tssvi ndichiimba hngu
Zvaanoita senge gay wani
nyaya yake handisi kunzwisisa kwairi kubva nekwairi kuenda
Madhiri Aya achadhirika hawo mwari mumwechete , tasvi anogadzira vanhu vake uye Robert arikudyiswa Mari zvino mwari avekuita Basa rake TB Joshua akambozviita izvi but zvakazofumuka
Sekuru tasvu muri chibaba haaaaaa ndatenda🎉
Zimbabweans please stop satanism biblically tirikuudzwa kuti idyayi zveziya ko zveropa munozvidii kohama dzikapera kufa kana ukabata ropa remutorwa ikazoita ngozi hama dzikapera ne ngozi ingonzi kwese ozodii Please please please let's forcas on reality ngatizviite ne neziya mwari fanofara siyana ne satanism
Aiwa mahwani, i know this guy
Nyika yaenda kumawere
One tasvu❤❤❤
Tasvu number 1
Tangai mamborovasekuru havadi kushanda vakomana ivava ....shamhu kumunhu first then help him .....
Nhaimi ndoda kumbobvunzawo sekuru tasvu nasekuru kangengo matwins hr
Ziso racho raari kuita kuvhura zvakaoma
Kubereka uku kwakaoma unotoshinga veduwe
Kushaya hangu Mari ndodakumboona face to face ini
Sekuru tasvu forever simbi yebasa chimboendai gokwe varoyi too much umm
Taura shona iwe.Kuda kumanikidzir chirungu chisinga tambi kuzvida nhando
Kkkkkkkkkkk Kabenzi 😊😂
Vemasowe vapindira futi😢
One Tasvu ...Tasvu one🎉
Chakasungwa mumusoro chiiko icho mkomana 😢😢😢😢😢
ChiMarawi chake
Imhiko yake
Ini amuchizive hre
Kkkkkkkk I doe reck
Zimba😢yazara masatanist ndatenda hangu
Haaa Elson kudhara ikoko wanyadzisa bhururu
Haana kuita zvekuuchikwa here uyu? He is so girlie.
Makadii Tateguru Tasvu pamberi nebasa ndiri munzirawo kusvikako
Haaaa panga paine basa shuwa cz ipapa akutoita kunge swagger anga akuto turner kuita sisi bhudhi
Akarohwa anotaura chokwadi arikuvanza zvinhu mhani musatanic mupfanha uyu
Tasvu akanyanya zvake
Titende sekuru Tasvu
Totenda mwari nasekuru tasvu varikusungura vanhu
Tavasuwa sekuru tasvu veduwe
Ingito uyo kakuzvida kwacho
Zvimaweave,zvimhete nezvimaskeleton😢
😂😂😂
Tenda baba vako mukomana na Boss vako
😢😢Mlanje kumudzi kwatu😮
Number sekuru Tsuvo
Vabereki tapera nevana vataka bereka mwari muripi
❤❤❤
This guy mdaimuona evryday kuno kuruwa aitotyisa ukamuona
Shem haa ma1
Mwari tibatsirey nyika yatwara kurema
tasvu chibaba ❤
Tasvu asi anobatsira vanongobva nekuna Robert chete
Ini ndakaendako dear ndakanobatsirwa vanoita sekuru ava
Wapedzerwa pamhondoro hapaitwe hapaitwe izvozvo
Tenda boss wako
Last bus stop kwaTasvu
Ndine mwana anoda kuchena kuoindura any how ndina batsirikawo sei Mari yakaita kutamba pandiri
Mwana uyu mkomana arikunyepa and arikusarudza zvekutaura .
Hapana kunyepa APA remember anenge achito bvunzwa kuti ko sei wakupisa basw
Hoo todzwanemika masatanism
Hay pakaoma
Sekuru tasvu tete guru murikubata basa hombe
Yoooooo Elson 😢
Kamutauriro kacho ummm sarenda
Tateguru Sekuru Tasvu manga marova makadiii manga matikanganwq kuti pawo nyaya
UNO onererwa kutaura chirungu natateguru
Zvakaoma hazvo veduwee. Vana vemazuvano havachadi kushanda vanokadika kuita give up
Geyi
Vana vachatiuraya nebp ava askana
Anga atova Sisi Bettina mukomana
Kkkkkkk sure kkkkkk
Haaaa dambudziko rakatanga Karen ma ringe aakanhonhonga nfibo vanhu Vachon vakamupa
Zvakaoma
Saka murikuiteyi kumasowe ikoko
If you see tasvu call which craft
Vana vedu ava ibasa