Це відео не доступне.
Перепрошуємо.
MHONDORO -NEUSO..... VANA VOBATA CHIKOMBA NEMHOSVA MUDARE
Вставка
- Опубліковано 27 лют 2024
- MUKADZI WEARI MUHUSUNGWA OSARA ACHIDANANA NEUMWE MURUME........
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Mambo haaa munogonesa ndakakufarirai nyangwe pana Sabhuku paya haaa munogona
Ndarwadziwa zvekuti.zviriko here pamutemo zvekumisa vana pambere pendare
Ngoma idzo ngoma ...ndada❤❤❤❤....
Drewmas media taking us to another level ...❤❤❤
Shumba mkoma wangu
Madhlovu wethu ospecial❤❤❤
Taking us to another level, today Bro Andrew you come up with another song kkkkkkk murirudadiso🎉
Shumba kambo ako dai mambonyatsokarova
Mukuda kubatisa vana nemhosva imi buditsai vana mimaissues akadai mangwana ingozi
exactly vana kuitwa ma witness panyaya iyi ummmm
Kkkk ndovabufitsa nyaya Brian anga arambisisa😂
Uyu mukadzi uyu kupusa mupurisa wekupi fawcett here
mybe mu neighborhood kkkkk
Saka mupurisa statement munonyora sei nhai veduwee vanotokundwa ne mupurisa kwamambo ma range akagwarira basa rake
Nooo Amai avoo mundini ndamubata kani😂😂😂😂😂😂
Kkkk ndi constable wema neighborhood
😂😂😂😂😂😂😂
Nyaya dzekuripisa ngekuhura idzo ripisai vese blazz idzo imboko unoramba zviri pachena
Mambo vanotonga nemufaro ava munogona mambo
Koiye arikuJeri akapara yei 😂😂😂😂zvakaoma imi bamukuru maichengetawo hre vana zvamaiziva kuti mupfanha ari kuJeri pamwe zvaiva zvamuomerawo
Pamwe vaida kuchengeta zvekuchengeta chaiko chaiko,sezvaakuita Brighton
Kwanzi anowana mombe dzawanda anowana pekutangira 😂😂😂 mambo to the fullest vagona
Amai avo ndiri kuvona kuti kuchikoro kunyora "Rondedzero" kunenge kwaivashupa chaizvo. Sei vachinyanya kutambura kutaurira Mambo zvakaitika pamusi uri kutaugwa nezvawo: havanavo kana kumhorosana chaiko here pakasvika baba avo pamba/paShop pavo sezvo vaiva vanhu vaitozivana hevo? Kutadza kutaura zviovhiyasi zvinongoitika kana vanhu vasangana or munhu asvika pamba pemunhu shuwa. Kukurigwa nezvana zvanatsa kudoma munhu kuti Brighton "uyuuu"; not even "ava"; zvatoziva futi kuti he doesn't deserve kunzi "ava" nekuda kwehunhu bwake.
Vana vatori correct pakupa humbowo panyaya iyi nkt vkatovakanganisa kare pakurowerana murume vana varipo chro ku Court wanoti mwana haanyepi
And vana havanyepi 🤣🤣🤣
Brighton wabatwa nevana
Mambo ripisai wo vabereki nemukadzi iyeye nokuti hachiperi chihure kana muchiripisa varume chete uye ingozi ichazobuda mumisha iyoyo
Hachisi chihure mukadzi munhu anoda wo bonde
Aaaa vana vangazive zvenguva here vacheche vakadai haaa Brighton wakuda kutambisira vanhu nguva wabatwa iwe
Brighton wabatiwa nemhoswa iwe Usa nyenge vakadzi ve vanhu iwe bcz mangwana uchanyenga vakagadzirwa ukaita runyoka iwe kana kurambira
Mambo ava hapana chinoziikanwa munotanga nehuumboo sei musina kubvunza nyaya kunechikomba.nemukadzi uyu
Guys m cases that involves dead persons, minors, and ladies, especially rape cases and abuse its (1;0) before its even heard unless the defendant proves beyond reasonable doubt that he/she is not guilty.
Kudhakwa kwa Mambo asi vachiziva zvavo zvanoita zviri right.😂😂😂
Vagona kutonga Mambo humboo. huri pachena Vana vanoziva murume uyu mhomber isinga nyare yazikanwa nevana
Vane shamba panotaurwa # dzemunhu munodii kusapamburista
Dzine basa rei?
@@shingiraitrevormboto2105 dzine basa
@@smartchidyamuti2437 rei?
Nhai anhuwe Pakuranga mapenzi apo madii kuwedzere mutongo wekumbozvambura mubhadha 100 pamberi pedare apo munoziva kana nhubu dzikamboshamba infront of everyone mangwana dzinozombofunga kauri
Kusanganisira ths evil pple
Vanoraper vanhukadzi kunyanya Vana
Nevanouraya Vana
Nembavha dzinobira chembere kumamisha uko
Vana vaifanira kungoripwa nedare chete.
Mai imi taurai semupurisa mhani
Mai ava mupurisa zvavo asi havagoni kunyatsotsanangura nyaya haa ndindini ndamubata sure
Vari kuda ku protector muzukuru wavo mukadzi wekuhura
Chief is on another level beer wise
Drewmas ipai mambo green bottle 😂😂😂
Hauoni kt wakato koriwa kudhara
Andrew kambo aka dai wambokaridza tanyatsokanzwa puriz puriz mhoro nzou nevamwe vese vari behind munotigonera
Ndazviziva kt amamoyooo havazungaire😂😂😂😂😂vazviti bvuuuu
Haakwanise kubvuma straight mukadzi aripo zvinonetsa
Saka mambo vashaya verse ravo here kkkk
Remekedzai kodzero dze vana kutora vana muno ndii kuvhara vana vana vachiri vadiki hazvina kuita zvakanaka
Dzakanyenga idzo', ngaarobwe pakuru'
Chief Seke ngakauye kadzidziswe kutonga nabig dhara ava
Mukadzi anofanirwa kuripiswa mombe inobva kumusha kwavo,ndokuti chihure chiite chishoma.
Obviously and Automatically taking us to another level definitely without any doubts drewmas media
As long as varume variivo voga vanongoripisirwa chihure vakadzi vevanhu havasi kuzosiya chihure.
True 100%
mambo ndidrunken master
Ndeve mhamba, vanotofamba neka cooler box
Haa ndanyara shuwa inga muri kuita makuna kuna vanhu vemuraini mangu nhymi
Brighton ari kunyara nyara akazviita
Muripisei kutambisira vanhu nguva mambo mupei mutongo unorema chete ndokupedza nyaya
zvirikumbofamba sei chaizvo vakomana
Kumeso kwevana kunoiswa Mosaic
Mumusha mandakakurira
Mambo vagona kutonga. Vanhu vanotora vakadzi vevanhu ngavasanzwira tsitsi. Well done Mambo Ngezi.
Kana vakadzi vevanhu vanofanira kuripiswa kut vasazotorwewo.
Shumba murisei henyu,, pamberi nebasa,, but tokawanepi kamboako kanonakidza tipeiwo kani
😂😂😂😂anowana
Kupedzerwa nguva sure
Baba avo vakazviita ngavasarambe havo bt ini i think ivo vakadzi vanonyengwa achibvuma vanofanawo kuripa ft coz munhu anenge achitoziva kt ndine murume iye obvuma🙄
Please mutichengeterewo baby Mamoyo uyo please please Brighton usazotiurayire mwana
mambo rangai munhu ibenzi iro
Baba avo varikuramba nhema
Kana mambo havana kukwana futi
Iwe wakakwana?
Ndakambogara kunzimbo iyii
So?
Aiwa Brighton akaredza mudish sure
Magona mambo kutora mukadzi wemunhu zvakashata kwete zimbwa rekwaseke iro rinokuridzira chihure
Ko mukadzi wemunhu kurorwa zviri bhoo hazvoka?
Imi bonde anowanepi murume arikujeri
Madzishe pavanoungana tsvakai mubvumirane mutongo unofanira kupihwa kumunhu anenge avata ne mukadzi wemunhu.
Uye nemukadzi wemunhu anenge abvuma kuhura iye anemurume
Inga zvakaoma veduvee
Aiwa mambo vqgona
Mambo munowanza doro
munoripisirei murume chete. ose mahure apa mai ava murume wacho ari kujeri. munoda kuti mai ava vapone neyi, zvimwe fungai
Chief, it's not make sure
Kaqedakali shame 😂
Mambo aktonga kwazvo
Mkadzi waBrighton arikurambira murume wake arikutotyawo kurambwa
Usamboita zvisina basa panemwana anotaura ndakambochibata nerimwe gore
Taura hako iwe. 😂😂😂😂
Izvi hazviite zvikuitwa naKing vanotongwa vakauya vakadakwa munozvigamuchira here, tumari tweNgezi mine twakumupembedza
Mambo vakatonhora
Mahure aya arikupfumisa vsmwe vanhu sure yaaa mambo so hanzi achibva kujeri anowana mombe dzake dzawanda owana pekutangìra kkkk
Mambo matonga pachokwadi chemandirokwazvo
😅mukadzi ari ku protector chihure chemurume.
C.I.D mami😅😅😅😅
Mukanyatsorova munhu kana asati asura neku-weta anenge asati abatwa musoro
Vanoraper nevakadzi vevangu kutora iyeye Chomunorwa asingagone kugara muzip ... .mumbobyatsokuita massage therapy ye-mhiripiri kana kutora hurukuru yemsango iya uye kana asati apazha munoenda naye pachuru paye mombojurujisa majuru naChaminuka asingade kudarikirwa
Infact Mwari akasandiita chief or a President AAAAAA zvinoitwa naE.D izvo zvishoma compared to me
Because we think we are punishing culprits hoping the crime will go down infact it's up minutes after minutes
Nyika yaMwari wedu yaakatifira tose iwe neni satan chakutoitora masikati machena
Very gud mambo Brighton ari very rude
vana vapedza mutongo perfect
Chief uyu akunyanya kudakwa ari mudare
Dzinodhakwa zvakanyanya asi anoziva zvaanoita
Kikkk yakandipedzq ndeyebarika one kamusalad ke gucci ne1 madzimayi ekirawa dzakawoma idzi
Mambo vanenge vakarohwa nemhamba kkkkkkkkkk, vana vapedza masports Brighton abatwa nevana. Avo mai vati mupurisa wekupi asingagone kupa statement mudare. Mambo magona kutonga apa. Anojairira Brighton
Chii chirikuitika apa😂😂😂😂
Akuqedakali 😂😂😂😂
😂😂😂😂 apa makanganisa kupinza vana munyaya yamai.
Dai vasina kupinda zvaidai zvabuda here?
Muchadura.
Team drewmas muri sei
Ivo vakadzi vevanhu ava sei vasirikugutsikana nevarume vavo nhy veduwe
Murume wake arikujere
Vana havanyepe Brighton wabatwa
Kkkkkkkk haaa kumusha kwangu kukupisa guyz
Ndekupi uku ,is it Madziwa
Hakusi kumhondoro here uku
Good
Kumusha kwenyu kwaipa
Kkkkkkk taura hako
Mambo avo varisocial too zvinokonzeresa kuti vanhu vangotaura taura mudare vachiita noiz
Brighton ane mhosva...
Zita rake vana vaduku avo vakarizivirepi kana raisataurwa paaiuya kumba kwavo?😂😂😂
Neuso ndafunga kukusha🤪
Mambo vanozongwa pabasa haikona🤣🤣🤣🤣🤣
Adam naLenard vari pamashops kkk
Chief Ngezi havatore nyaya srs sezvinoita vamwe but ichitotongwa zvichifamba
The chief appears inebriated 🤣kana vaita preside over case iyi vakadhakwa haisi mhosva here and judgement yavo haiitwe overturned here. Pamutemo chaipo chaipo?
MaWitness anonyepa zviri pachena muDare iwo atora mhiko sei achiregwa achiita zvinhu zvakadaro? Mukadzi waBrighton aida kubvisiswa mbudzi uyo. Akaputisa nyaya nekuenda kunorwisa hure remurume wake (rinova mukadzi wemunhu) nhasi onyepera Dare zviri pachena; achiti akaunorwira $2; ciivo ichocho. Kuita Dare masichupeti ka uku? Paida kambudzi apa; vanhu vasafunga kuti muDare ndomedambe.
Mamoe kaaaa😂
Chief vakanzwa nemasupa asi vachionera nyaya
😂😂 iwevo
Court iyi haaaaa the dude haaaaaa justice haaa😢
Ropa 😂😂
Mahure akangwara please