Pane hutsotsi hwakawanda hwakaitwa apo chiiko muhomwe nehuori l feel sorry for this guy history yaari kupa shows kuti pakaita chioko muhomwe to the last number this guy akawanda a good lawyer can get back land yake
Baba Taps chichemo chedu nevamwe ndechekuti nyaya yemukomana hainakubatwa zvakanak ...kushaya vabereki haisi mhosva tarisai maside ese pliz apa mashaisha mambo Mutasa ..zero chaiyo munombogona nyaya but for this one its not fair?
Nyaya haina kujeka iyi panehudzvanyiri huripo apo vanhu vechurch ngavaende kunzvimbo dzechurch pane kachitsotsi karipo apo mambo mukawanza chingezi vana vanosara pamhene vasina nzvimbo.gogo newheelchair vanga vachiendepi kupa vanhu basa. Team grj kupfeka zviuniform zvenhema muchibira vana nemasabhuku muchishandisa mari.
Yaitwa zvakanaka. Vakomana avo ngavaende ku court. But the question is who gave them that land as a family since the church was given that land in 1960
Mambo matadza kutonga. Mukomana uyo kuuya kwaaita anoda rubatsiro saka ndoona kuti maifanira kunzwa side ra sabhuku wacho uye ishe wacho. Awo ma GRJ na muzvare warikuba nzvimbo iyo. Saka Mambo mutasa batsirai mukomana uyo
Zimbabwe Zimbabwe toda hutongi rwejekerere musapedzere vana nguva kana mafunga kupa ma grj Munda chief nyika ndeyenyu chivavaniraiwo pamunovaisa zvenyu
Still my question is why sabhuku ne community vaida kupa mkomana alternative land There’s clear evidence kuti pakashanda mari apo Ku court anodyirwa kuti ahana mari mkomana
Shame mwoyo wangu warwadzirwa vana ava chokwadi. Kana vanhu vari padare havana kufara nazvo 😢😢😢😢. Mambo masiya vana pamhene. Vanoiwanepi mari yekufamba ma courts ese amareva ayo 😭😭😭
This is very sad story.Mambo mutasa vanogona kugadzirisa vanhu uye kutonga kwavo havangopi mutongo vasina kkutaurira zvineexaple .but for dis one havana chironzo apo vakatonga rubbish he suppose to call masadunhu uye kuenda panzimbo
Bt haisi nzvimbo imwe chete. Plus akapiwa stand ndimai vake. Not Farai. Farai was jus 3 yrs old pakapiwa mai vake this land nasabhuku. Kusvika vachizofa, grj yaivepi?
Just an observation/contribution. First there is need to establish the extents/boundaries shown by that map/diagram. Maybe GRJ or the complainant is claiming beyond what is shown on the map. My understanding is surveys are done before such land is given to institutions so that boundaries are well observed.
Chipere haana lease or any document to support his claim except that he was born there. Her mother was told that she was illegal settling but GRJ gave her a notice to stay there until her death but the descendants have to look for other land. That's the reason why nearby sabhuku offered them other land because they knew they're staying illegally. Unfortunately varikuomesa musoro.
Zviriko here kuti munhu anojamba road hombe yakadaro nekuda kwekuti vane mari council yakapiwa mari ne varoyi avo vanopfeka na uniform e church havanyari mambo mtasa tumai nhume dzinotarisa vana voshaya pekugara here nekuti dzavanherera uye nekuti Havana mari
Nhau dzose dzabuda mudare svondo rino ua-cam.com/play/PLWwQTW408h6ckmueeWzrIGSqaW5_x6PEP.html
Thank you
Nhasi ndachigwinha ne 3 seconds Karanganda ndoda ma likes angu
I yo ndakanda urcy mkaranganda
Pane hutsotsi hwakawanda hwakaitwa apo chiiko muhomwe nehuori l feel sorry for this guy history yaari kupa shows kuti pakaita chioko muhomwe to the last number this guy akawanda a good lawyer can get back land yake
Nhasi nyaya yandirwadza iyi kushaya vabereki imhosva here
Zvakaoma. Apa mambo havana kundigonera. Dai vanzwa tete vatsanangura 😢😢
Baba Taps chichemo chedu nevamwe ndechekuti nyaya yemukomana hainakubatwa zvakanak ...kushaya vabereki haisi mhosva tarisai maside ese pliz apa mashaisha mambo Mutasa ..zero chaiyo munombogona nyaya but for this one its not fair?
This one vatadza zvachese chese
Mambonava havana kutonga nysya zvakanaka avo haaa zvinorwadza mheni kufirwa haisi mhosva mambho mangwana ndevenyuwo vachanzwaro mambo marwadzisa apo
@@monnietaah9583 yes very wrong
Vavhara ne nechamupupuri Mambo nhasi.
Muzvare anobva kwamambo Mutasa ndosaka varikutsikirira mukomana uyu bcz muzvare wawo arikutadza basa
Nyaya haina kujeka iyi panehudzvanyiri huripo apo vanhu vechurch ngavaende kunzvimbo dzechurch pane kachitsotsi karipo apo mambo mukawanza chingezi vana vanosara pamhene vasina nzvimbo.gogo newheelchair vanga vachiendepi kupa vanhu basa.
Team grj kupfeka zviuniform zvenhema muchibira vana nemasabhuku muchishandisa mari.
The land was given to GRJ in 1960 thus 64 years ago and they know it.
Yaitwa zvakanaka. Vakomana avo ngavaende ku court. But the question is who gave them that land as a family since the church was given that land in 1960
Mambo matadza kutonga. Mukomana uyo kuuya kwaaita anoda rubatsiro saka ndoona kuti maifanira kunzwa side ra sabhuku wacho uye ishe wacho.
Awo ma GRJ na muzvare warikuba nzvimbo iyo.
Saka Mambo mutasa batsirai mukomana uyo
Zimbabwe Zimbabwe toda hutongi rwejekerere musapedzere vana nguva kana mafunga kupa ma grj Munda chief nyika ndeyenyu chivavaniraiwo pamunovaisa zvenyu
Mambo gadzirisai nyaya iyi Tino vimba nemi mambo mutasa vana havana mari yekufambira nyaya iyi avo vane mari saka vanotowina .
Still my question is why sabhuku ne community vaida kupa mkomana alternative land
There’s clear evidence kuti pakashanda mari apo
Ku court anodyirwa kuti ahana mari mkomana
Vese vasiri kuziva kuti GRJ zvinoreveyi ngatisanganei pano😂
Izita rechurch inonzi Guta ra Jehovha yainyanyowanikwa kwaMutare
Mapurisa akagarapasi Ayo ane khakhi Ayo 😂
Guta rajehovha kkkkk
Guta RaJevovha
Vanhu varwadziwa henyu shame Hanz kubira vana. Mambo plz edzai kubatsira vana ava.
Shame mwoyo wangu warwadzirwa vana ava chokwadi. Kana vanhu vari padare havana kufara nazvo 😢😢😢😢. Mambo masiya vana pamhene. Vanoiwanepi mari yekufamba ma courts ese amareva ayo 😭😭😭
Wadi zvenyu kana ini moyo wangu wabaikana unfair batsirai vana
Hongu like ndaisa hangu asi was looking forward to see part 2 ya Makibhorani vavena Tsoka coz ndakadhumhana nayo muma streets ,
Irpo vani hamuna kuiona hre
Pano haipo part 2 ,pane part one chete varikudare naChief ,pavakazenge vavena Tsoka haipo pano
iri pa tichkach tv
Tarisa patichkach iripo
@@nomsanyika151 exactly what I am saying ndakaiona hangu last night ikoko but ndirikuti ba taps post all episodes pano coz tirikuzonokwara 🤭🤭
Mambo saka vana vangazvikwanise here izvozvo kufamba mese imomo haa muzimbabwe kana usi mari wakafanana nemunhu akafa
Ndoke kutanga chief mutasa kusanditongera mushe
MaGrj anotoda nyika yawo wega wanonetsa Mambo batsirai wana 😭😭
Nxaaa zvinoshatirisa izvi.. nei vachirambidza vanhu kutsanangura, zvimadhara izvi zvinodzvanyirira mhani
Pamutemo mambo ari very correct
Chief mwana abirwa munda apo chief
Mambo mutasa kutonga nyaya kunokunetsai aaaaa sei musingagone kuenzanisa imi
Dzemwe vanodzigona iyi haaaa vandibhohwa
Mr Scribe is busy writing notes the whole meeting, big up man
Dread naTete must go and challenge that map only sekutaura kwaita mambo,
musatye kuenda kuHighcourt ,Dread teerera advice yamambo chete iwe
tichirikunamata or tatora divi rasatan Mwari rudo mungapinda church muchinamata Mwari upi muchiziva kuti makaita chitsotsi ne council
Panyaya iyi chief marasika
No.1 today first to like and comment
Well done 🎉
MaGRJ arikudzvanyirira nherera iyo
GRJ ndivanani or vanoita nezvei
@@allenhungwe5191 Church inonzi Guta raJehovha
Mambo tokudai but apa mamira kutonga
GRJ... GEN'A RAKAURAYA JESU😂😂😂😂
Aaaaa hoo so that's the name nhai ,I didn't know all along.
Kkkkkkkkk yaaaaaa pakaipa
Ndavepo 🎉🎉🎉🎉
Mambo batsitai Vana please Grj varikuda kutorera Vana stand vakamhanha kugadzirisa mapepa
Mambo chii chakatanga, lease nekugara kwemhuri iyi
Makatonga mambo hapana pamunga chinja zvakaiswa chidhindo inoitamhosva yenyu
nherera dzoshaya pekugara nekuda kuisa matoilets vanhu ngavasadaro
This is very sad story.Mambo mutasa vanogona kugadzirisa vanhu uye kutonga kwavo havangopi mutongo vasina kkutaurira zvineexaple .but for dis one havana chironzo apo vakatonga rubbish he suppose to call masadunhu uye kuenda panzimbo
Mambo mtasa vanhu kuuya kumumvuri venyu kuziva kuti munogona kuenzanisa vanhu as I iyo maitadza
Ma JRJ anemushonga mambo varemerwa zvakaromba zvidhara izvi ko kupfugama manje
Eye ndaiyepo , ndaiyepo 😂
Mambo chipai henyu Farai pekugara
Mwaiepo ere
MaGRJ ndobasa rawo Tarumbwa usadaro wakazviitazve kwapiki izvi chizanu chaiko ichi
Tarumbwa haasi muzanu pf wangu
👏👏👏
Any lawyer ngaabatsirewo Farai please
Get the secretary a desk!!!Aaaah yaaaah!!!
Mambo ma GRJ akangwara anotora mwana land yake
Pagatsi pedu ere Karanganda mandisvitsa pamusha 🙏🙏
Ehe wenaaa. Pa Gatsi chaipo.
Mambo ipaiwo vamwe mukana kuti vapewo pfungwa dzavo not imi moga
Iii rimwe gore takamhanyiswa ne ma youth ezanu vauya ne va chombo tiri kunonzi kuguta grj church vakaipa vanhu ivavo kunamata kwenhema
People are generally not yappy at all,batsirai vana
Kuita nherera kwakaoma evn wakura asi unodzvanyirirwa evn wakatizira kuvakuru vaunoti vakubataire😢😢😢😢😢😢😢😢
Mambo vana vashindirwa chikoro kutorerwa munda vavo ,kunamata kwacho kuripapi vanhumudunhu varirwadziva,mambo hongu mataura henyu asi uum huvori hwaoneka
Grj kuuya na mbuya kuti vanzwirwe tsitsi. Hunherera hwakaoma, unozvireva kuna ani.
Makadhakwa Chief mutasa kudhakwa chaiko
Ma grj imhata kubira nherera
Vanhu awa vakauya GR J to young for that stand. Nzvimbo wakapiwa nasabhuku tamba haan zera nayo tiakazvarwa iripo born 1975 haaa mukomana wqnyepa
Bt haisi nzvimbo imwe chete. Plus akapiwa stand ndimai vake. Not Farai. Farai was jus 3 yrs old pakapiwa mai vake this land nasabhuku. Kusvika vachizofa, grj yaivepi?
Bab taps matirasawo pa musoro wenyya ..headline
Ipai chief macoments vaverenge
vanhu vema church ava vanonetsa nekuda muinda yevanhu, last time we had a problem ne white garment
Vana vabirwa ,money was used to produce those papers and stamps-corruption iripo apa 2010,2014
That’s very true. Apart from unenge usinawo hako mari yekuenda kumberi nenyaya😢😢😢
Just an observation/contribution. First there is need to establish the extents/boundaries shown by that map/diagram. Maybe GRJ or the complainant is claiming beyond what is shown on the map. My understanding is surveys are done before such land is given to institutions so that boundaries are well observed.
Chipere haana lease or any document to support his claim except that he was born there. Her mother was told that she was illegal settling but GRJ gave her a notice to stay there until her death but the descendants have to look for other land. That's the reason why nearby sabhuku offered them other land because they knew they're staying illegally. Unfortunately varikuomesa musoro.
Ko kupa mai avo mukana wokutaura zvinombodiii
Ndambonga ndaenda kuBanga
😅😅😅😅takabveko zuro
Mwari Rudo pasina rudo hapana church magombiro
Please mambo muri baba wonaiwo nyaya iyi
Comment section yajamukira chief Mutasa nhasi......
Kutobhowekana nezichechi rinehutsinye
Ko yaka siyana sei neye patsotso vanhu vakadzi garisanai
Ummmmmm mambo batsiraiwo mwana uyu GRJ inzwai tsitsi siyai chimbavha vana inherera ava chamunoti kunamata chacho chiiiii hutsotsi
1st
Sofa rese dheshe 🎉🎉🎉
I am leaving my coment for the next Generation 😂
Gadzirai wanhu panzvimbo parege kugarika apo siyanayi nezvemacourt zvinopedza nguwa
ndaifunga kut kwa chief kunoitwa ne local language
GRJ ndicho chii?
Second
Apa ndatsamwa
it seems like chirawa he had submit his agrument with merits asi paper it seems he didnt understate very well
Zviriko here kuti munhu anojamba road hombe yakadaro nekuda kwekuti vane mari council yakapiwa mari ne varoyi avo vanopfeka na uniform e church havanyari mambo mtasa tumai nhume dzinotarisa vana voshaya pekugara here nekuti dzavanherera uye nekuti Havana mari
Church yakashandisa Mari kudonhedzera mukomana pasi .....zvavhariswa
@@tatiratsawa7981 saka varikunamata chii vachibira mwana zvinorwadza mufunge murombo munhu
Ko uyo ndi goal keeper here green jersey
😂
I mbatya dzake. Mune team yamuinayo here?
Hongu
Pamhata pako
@@Hamainyoka machende ari mumoyo
Nyaya haina kupatsanurwa zvakanaka.
Ma GRJ hamunyari kubira vanhu land yawo nekuti mune mari
Chief see musinawi kutarisa kuti vanhu ava vakagara rinhi apa then agreement date of issue
Zvazvino daro pavanhu vanonamata kuzoto uya nema uniform
Vanzwa yese hanziiko tipeiwo summary iyi yaramba kundipinda pamoyo ndaperera pa 8:53 ini🏃🏃🏃🏃
Saka zviriko here zvekuti munhu anojamba road hombe ya
Imagine!!
Vakatenga mapepa GRJ vakangwarisa plaz vanemari vana ava Havana 😢
Mapepa avo ndinawo. Going to legal resource foundation for verification coz haanzwisisike mapepa avo. Ndamboaverengawo bt mmmmm....haasi kunzwisisika.
first pano😅
Waiyepo ere
Ehe ndavepo murwadii here pakaranganda
@@RoselineNoku-dv6fg tinotamba
Mukunonoka kuisa tine tatoona kwevamwe 😢
Asi anotamba bhorakai uyo 😅😅😅😅😅
GRJ mbavha
Bambo avo vaakude iri laptop vanonyora
It's nice to be here ❤
Zvakanaka kuva pano
Tisvikewo pano tiri vatsva tipeiwo pekugarira veduweee
Haaaa nhasi ndanonoka asi ndauya matii kundidanawo veduweee
Munhu ari incharge of posting pano dakumushapura
GRJ zvinomirira chii?
This land haisiyanhasi
Imbavha magrj ayo vari bhadhara vanhu kuti vabire vana