CHIREDZI........GOGO SHUMBAYAONDA VANOTI NJUZU DZAVA N"ANGA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 192

  • @williemazurutse1880
    @williemazurutse1880 8 місяців тому +12

    Pamusha pano hapana hari, dzakaenda dzakaenda natonderai.tonderai dzoka nehari toda kubika doro❤ nice song..kanonaka karwiyo ako

    • @RachelMadzima-ix5ie
      @RachelMadzima-ix5ie 8 місяців тому

      Tonde anetsaaa 😂😂

    • @williemazurutse1880
      @williemazurutse1880 8 місяців тому

      @@RachelMadzima-ix5ie 😅😅😅unotoona kuti Tonde inhubu and akakudzwa nambuya,chokwadi munhu angatakure hari dzaa ambuya

  • @Angeltoday2010
    @Angeltoday2010 8 місяців тому +3

    Gogo monyepa. Dzakatiza nhasi dzanyanga.musasvakamari muchidaro

  • @BesterHazvina
    @BesterHazvina Місяць тому +1

    Kurapa munorapa henyu gogo , dambudziko vanongotaura zvepfuma,mari mombe ,ndinoda mari yangu ndofamba mumhepo ndomisa mota isina kufa

  • @lilysimenti
    @lilysimenti 5 днів тому

    Siyayi gogo vataure mari yavanoda, mhoti kurapa haisi nyore, plus vanhu vanojairira kusada kubhadhara nxaa

  • @rozinanyamukapa4013
    @rozinanyamukapa4013 8 місяців тому +3

    Gogo looking gud uyezve masimba zvekuti

  • @Rhee31
    @Rhee31 8 місяців тому +16

    nyaya dzembuya iyi dzomonyoroka monyoroka

  • @ForgetMugwagwa
    @ForgetMugwagwa 8 місяців тому +6

    Rowai akabuda live asi hama dzake ndidzo dzakamuitira utsinye gogo avo vanotora nguva yavo vachigara musango vachitambira hama dzedu kuti dzibude vabuda toonererwa vachiramba kubhadhara saka zvopisa hasha

  • @admiregumbo7886
    @admiregumbo7886 8 місяців тому +2

    Gud work gogo

  • @NdivhuwoMpfumali
    @NdivhuwoMpfumali 5 місяців тому

    Gogo munogona basa.. ko kana ndichida kurombera mari mungandi gadzira here

  • @FungaiMakufa-p5t
    @FungaiMakufa-p5t 2 місяці тому

    Gogo avo ndinovaziva, uye mudhara wavanotaura anonzi Mwanyateyo ndinomuziva ndewe kuChipinge paChibuwe akura zvechokwadi ndakamuwona achiri kufamba

  • @dziyodziyo5036
    @dziyodziyo5036 8 місяців тому +4

    Haaaa tipeiwo rasta vaya sekuru vanedziziso chaiyo

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 8 місяців тому +6

    ❤❤❤kutonakidzwa zvangu nesong iyo ❤Nhasi rarimwe zuva

  • @SarudzaiZishiri
    @SarudzaiZishiri 8 місяців тому +11

    Gogo musazvirumbidza regai vanhu vakurumbidzei

  • @georgemabvita3559
    @georgemabvita3559 8 місяців тому +6

    Gogo is looking shweet today 😊 kare kavo vanenge vainetsa

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 8 місяців тому +2

    This is the live you need to do in English the world will be interested to understand this side of another world. Well done budy neshamba 👏

  • @McDonaldKhamba-nb9vq
    @McDonaldKhamba-nb9vq 8 місяців тому +8

    Gogo vasimba this days ❤

  • @mariadumba
    @mariadumba 8 місяців тому +3

    Tonderai dzoka nehari tode kubika doro 💃💃💃💃

  • @moreblessingchiper6374
    @moreblessingchiper6374 8 місяців тому

    Munangagwa should get involved to give u all that help , cause you are Ambuya nehanda’s succesor , Tatenda zvaanaRovai zvamakaita, Everyone willing should help u all over the world ,

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 8 місяців тому +17

    Gogo shumbayaonda muri dyire musadero chero ini ndakatorwa nhasi ndinoenda kumvura asi njuzu haina utsinye sehwamunawo rowai aripi please musadero imi zvine uroyi mukati zvamunoita imi

    • @TamareMakwavarara
      @TamareMakwavarara 8 місяців тому +3

      Good and evil njuzu

    • @MargaretNyabanga-e7k
      @MargaretNyabanga-e7k 8 місяців тому +2

      Ko kutaura vachishaina nehutsinye....Pedze Drewmas hanzi totengesa number dzemunhu ane moyo mukukutu adai

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 8 місяців тому +2

      @@TamareMakwavarara Zvakaoma mbuya iyi inotsanwesa

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 8 місяців тому +1

      @@MargaretNyabanga-e7k tarirai kumeso kwavo mbuya ava Kut kwakashinga sei itsinye chete kutoonererwa nekuroya ndisatan chaiye

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 8 місяців тому

      Every day complaining haana utsinye. Vatosiyana nevamwe ava. Kutaura vanhu nemazita of which hazvina kunaka

  • @langmakweldingservices5027
    @langmakweldingservices5027 8 місяців тому +1

    Siyai mbuya iganze kurwisana nemweya yetsvina kunorwadza

  • @johnmwale7745
    @johnmwale7745 8 місяців тому +3

    Vaneshamba ini hangu ndoda kutumira gogo mari yechikafu asi ndiri mhiri kwemakungwa

  • @Charity-e5p
    @Charity-e5p 8 місяців тому +7

    Gogo looking good and fresh ❤

  • @patiencebare
    @patiencebare 8 місяців тому +3

    🔥🔥🔥Song ❤️

  • @tatendampinda2147
    @tatendampinda2147 8 місяців тому

    Makadini Gogo , tafara kukuonai Gogo 👏👏👏

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 8 місяців тому +3

    Kudzidza hakuperi shuwa tinotenda mbuya va Shumbayaonda ne Drewmas Media

  • @DoreenChigora
    @DoreenChigora 8 місяців тому +2

    Gogo makadii ndinongonzwa kukufarirai

  • @mangwengweangel
    @mangwengweangel 8 місяців тому +1

    gogo siyanai nevanhu vanotaura zvisina bsa hapana munhu anomanikidzwa kuzorapa

  • @sharonmagede3757
    @sharonmagede3757 8 місяців тому +1

    Havatauri zviri streti vanenge vachikanyanisa nyaya dzacho

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 8 місяців тому

    Nyayaya Jivas yadzoka thanks Shumba njuzu dzavanefoni gogo ava vatori serious

  • @sarudzaimutsago7896
    @sarudzaimutsago7896 8 місяців тому

    Looking good gogo

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 8 місяців тому

    Sk gogo ndichatouyawo ka mundibatsire

  • @godfreymapuranga4070
    @godfreymapuranga4070 7 місяців тому +1

    Drumas media dzokerai munotitorera infomation

  • @godfreymapuranga4070
    @godfreymapuranga4070 7 місяців тому

    Mbuya mune chipo chenyu rambai makadaro mubatsire vanoda kubatsirika vasingade siyanai navo.

  • @Lele-xo5lq
    @Lele-xo5lq 8 місяців тому +1

    I love the song kusanyatsonzwa zvirikuimbwa chete😅😅

    • @gracekhoza5289
      @gracekhoza5289 8 місяців тому +1

      😂😂Tonderai gone with the Hari!!Tonderayi come back with the Hari we want to brew 🍺 beer 😅😅as a Ndebele I tried

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 8 місяців тому +12

    Mbuya ava pane zvandisinganzwisise zvangu why vachingogara vari pahasha nekungo chema chema😮

    • @aidynkwakwa6768
      @aidynkwakwa6768 8 місяців тому

      And vachitaura zvemari all the time

    • @Matchmore-v1t
      @Matchmore-v1t 8 місяців тому

      Vanondibhohwera kuda mari chete

    • @moreblessingchiper6374
      @moreblessingchiper6374 8 місяців тому +1

      Cause pple Use pple , They should have told her kuti they paid somebody to do the Job , They will pay her for what she did that half

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 8 місяців тому +1

    Thanks for the updates Drewmas media nhasi ndachema ndaziva chokwadi chiri pandiri Drewmas media taking us to another level yedrink this time moiwana Shumba

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 8 місяців тому

    Gogo Choping moni .Venjuzu Ka ndooovanhu vacho vanodiwa nezviro.Zvakaoma weduwee

  • @MbuyawaPuro
    @MbuyawaPuro 8 місяців тому

    Love the song

  • @Tarisai-n2z
    @Tarisai-n2z 8 місяців тому +1

    Basa rinorwadza iri regai vachanje........

  • @Tracysibanda-zj9xw
    @Tracysibanda-zj9xw 26 днів тому

    Gogo linjani kodwa salukazi samazolo dala sakucina angiwubonanga umgido wababesemanzini

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 8 місяців тому +7

    Mbuya ava mavanzwa ka vamboti vakatorwa vaye vanodya huku nw hanzi munhu ane njuzu haadye nyama yehuku imi ka imi

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 8 місяців тому

      😂😂😂unotoshaya kt senyika takanangepi 😂😂

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 8 місяців тому

      Internet don't forget 😅😅

    • @pkchims8565
      @pkchims8565 8 місяців тому

      Gogo havadi chemunhu but vanongochema cheeeema

    • @kudzimunetsi6508
      @kudzimunetsi6508 4 місяці тому

      Njuza vanhu Saka vanonga zvaka siyana siyana

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 8 місяців тому +2

    Drewmas media taking us to another level congratulations

  • @priscillasoza3454
    @priscillasoza3454 8 місяців тому +3

    Njuzu dzavo dzinogara dzakangotsamwa indava kkkkkk

  • @ChipoVombo
    @ChipoVombo 8 місяців тому

    Gogo vakagwinya mazuvno.Endererai mberi nebsa Muchembere.

  • @MaiMoyoo
    @MaiMoyoo 8 місяців тому +1

    Makorokoto, thank you Drewmas media

  • @OphirZw
    @OphirZw 8 місяців тому +1

    Gogo Mazhambe❤

  • @queenbae5883
    @queenbae5883 8 місяців тому +1

    Ambuya vanogara vaingochema chema nekuda mari nehasha nekuzvikudza. Ndavasade mari sterek kukunda basa ravo. Vanowanza mashoko

  • @websterkaguda1950
    @websterkaguda1950 8 місяців тому

    kkkkkkkkkkkkkk jiti yakaipa iyo pamadziva pashota ngoma chete

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 8 місяців тому

    Mbuya iyi kukumbira

  • @Teeone07
    @Teeone07 8 місяців тому +2

    Zvemuminda zvinonzwisa tsitsi inzara yega iyi

  • @andrina84
    @andrina84 8 місяців тому +3

    Plus too much pride

  • @kristinamakombe
    @kristinamakombe 8 місяців тому

    Song inonakidza iyoo

  • @moreblessingchiper6374
    @moreblessingchiper6374 8 місяців тому

    Imarii Yamuda kubva kwachimhara

  • @moreblessingchiper6374
    @moreblessingchiper6374 8 місяців тому +1

    Beside Majuzu does she help kusvitsa Midzimu here umwe I Siri manjuzu

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 8 місяців тому +6

    Ugogo lo Hmmm something is not right kakhulule inhliziyo yome kakhulu inhliziyo yakhe full of pride kusho abahluphekayo angeke abelaphe kodwa amadlozi awafuni umuntu onjalo

    • @mollylioness6367
      @mollylioness6367 8 місяців тому

      Kakhulu umoyawakhe womile ayi
      Kancede bakithi

    • @bettymakuku7262
      @bettymakuku7262 8 місяців тому

      Mangizwa bathi abantu abancedisayo mabelipha imithi iyabongwa maenga bongwanga they are punished too .kutsho usediniwe yikonokho yikho ihliziyo yakhe isinjalo.

  • @simbarashekampiripi6495
    @simbarashekampiripi6495 5 місяців тому

    Pamusha pano hapana hari dzakenda naTonderai, Tonderai dzoka nehari tode kubika doro raammbuya

  • @bongiempofudube8235
    @bongiempofudube8235 8 місяців тому

    Gogo is glowing❤

  • @mariadumba
    @mariadumba 8 місяців тому +1

    Song iyo 👌

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 8 місяців тому +4

    Money money money

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 8 місяців тому

    Vana vanonzi ngavauye vavaone how asi sekuru mumbatsi vanobuda kumvura hr

  • @pridekoga
    @pridekoga 8 місяців тому

    Kasong ako kaizoda ngoma ,munomukundi akudiwa apo

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 8 місяців тому

    Sk gogo y musingatiratidzewo njuzu hnty phone inotora mapic hr aaaa gogo ft 😅😅😅😅

  • @nobertmuchacha7254
    @nobertmuchacha7254 5 місяців тому

    Idzo iNgano idzo Ko munodii kuudza Manjuzu Kuti abvise Gvment yavho

  • @gutazie
    @gutazie 8 місяців тому +1

    inonyepa mbuya iyi ine kahutsinye mukati

  • @DonaldoMugopa
    @DonaldoMugopa 8 місяців тому

    Ndinobonga Vaneshamba

  • @geesibanda1036
    @geesibanda1036 8 місяців тому +3

    Gogo shumbayaonda is always complaining..mari vanoida zvekuti

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 8 місяців тому

    Gogo inga makati aive akaita mukadzi ikoko ari njuzu now u chnange 😂😂😂😂

  • @chiponyosi3241
    @chiponyosi3241 8 місяців тому

    Nhai gogo ko.rowai.aripi.

  • @decoramacreative
    @decoramacreative 7 місяців тому

    Vaneshamba gogo vanobatika pa4n here tiri kure kana vachibatika tokumbirawo number please

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 8 місяців тому

    Mbuya havachembere , ndiwo manjuzu acho here

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 8 місяців тому +1

    Mbuya ava havanzwisisike, matare haadi munhu ari too bitter. Iri ya Rovai iyi ine hutsinye mukati kana kuti vakatadza basa

  • @joycepurisa
    @joycepurisa 8 місяців тому +1

    Handina nguva nezvakadhakwa izvi nxa

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 8 місяців тому +2

    Kkkkkkkk uku kwadai dzave kubarana 😅😅

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 8 місяців тому +3

    Vanoda vanhu vakapfuma chete mbuya iyi ka soka

    • @dianaishemunyoro2582
      @dianaishemunyoro2582 8 місяців тому +1

      Vatori pabussiness ava

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 8 місяців тому

      @@dianaishemunyoro2582 ehe nhai woti iwe urikuda kushandwa kuti zvinhu zvifambe zvakanaka ivo mbuya ava votoda ma 3000 us nooooooo ava havana Moyo vakapamba hama dzevanhu vachivimba nemishonga kuri kuda Mari chete

    • @GamuchiraiZulu
      @GamuchiraiZulu 8 місяців тому

      ​@@pellagiamukora426Vakamboenda wo here kudare rawo

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 8 місяців тому +3

    Gogo mune drama chokwadi

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 8 місяців тому

    Ini ndakugoda kt gogo vaende neni ndinozvionera kt njuzu dziriko y vanehasha kudaro plus y vachiomesa moyo kudaro hnty vanoti njuzu dzine mari hr

  • @BibianGaza-ns8gp
    @BibianGaza-ns8gp 8 місяців тому +3

    Yoooh

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 8 місяців тому +1

    Chinonyepa zvemhando chimbuya ichi. Why does she want to make her personal business a national effort

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 8 місяців тому

    Sk njuzu inodyei manje yet vati vanhu vavo vanodya huku nt musoro n matumbu sk toziva zvipi

  • @BrendaGonese
    @BrendaGonese 8 місяців тому

    musaganza mhani

  • @sydenmutiro5815
    @sydenmutiro5815 8 місяців тому +1

    Chembere iyo inotogwara zvayo ne mweya yesvina hayigoni kurapa iyo

    • @MosesMadhoyo
      @MosesMadhoyo 3 дні тому

      Makamborapwa Navo zvikaramba here

  • @memorychirove5116
    @memorychirove5116 8 місяців тому

    Hanzi nzuzu Zvinoda zvinonanaka mabhisikitsi masuwiti kkkk

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 8 місяців тому

      Kkkkkkkkkkkkkkkkk hanzi masweeets ndivo vari kuda kudya

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 8 місяців тому +1

    Zvinokudzwa

  • @evelynechitata2105
    @evelynechitata2105 8 місяців тому

    Mmmmm gogo ava atori ma1 chaiwo mmm hamheno inhema dzakavandira here or chiii mheno serious me i cant really get her stories of njuzu dzavo

  • @stellazgambo9247
    @stellazgambo9247 8 місяців тому

    Tonderai dzoka nehari please ndiwe wamisa zvinhu 😂😂😂

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 8 місяців тому +1

    Kanew release chokwadi .Pamusha hapana hari ????? Ehhhhh ndakada kambo aka

  • @gutazie
    @gutazie 8 місяців тому

    Mbuya inonyepa iyi ine hutsotsi hwairikuita kikiki mari ine chitema for shuwa

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 8 місяців тому +1

    Nemashamba makadini shumba

  • @ChristyMilly-zp4op
    @ChristyMilly-zp4op 8 місяців тому

    Gog kudhura kani kana neni ndinorapawo cancer but ma prize Ari reasonable

    • @AmosMasunda
      @AmosMasunda 8 місяців тому

      Makadii zvenyu tipeiwo number dzenyu

    • @ChristyMilly-zp4op
      @ChristyMilly-zp4op 8 місяців тому

      @@AmosMasunda south Africa namba

  • @Chiefkamanga
    @Chiefkamanga 8 місяців тому

    Masong aya akatanga kurira mumusoro ahapere ari kokai 😂😂 pamusha pano hapana hari dzakaenda na tonderai, tonde dzoka ne hari tikurunge chikokiyana 😂😂❤

  • @andrina84
    @andrina84 8 місяців тому +2

    Mbuya ava vanodhurisa

    • @TaygenIsley-wb8zm
      @TaygenIsley-wb8zm 8 місяців тому +1

      Basa rekubudisa Munhu mumvura rinodhura vanhu vasavadenha ndokuti vasadhura

    • @jackroller485
      @jackroller485 4 місяці тому

      Murisei, vanobatika papi kana mune number dzavo ndokumbirawo mundipe

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 8 місяців тому +1

    Shuwa shuwa here? Shumba

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 8 місяців тому

    Vanovavigirei imi mbuya imi ka

  • @HonestLishivha
    @HonestLishivha 8 місяців тому

    Ndokumbirao kupinziwa mu group re Watsapp Va Neshamba

  • @HonestLishivha
    @HonestLishivha 8 місяців тому

    Va Neshamba ndiiseo mu group re Watsapp.

  • @EdnahMapurazi
    @EdnahMapurazi 8 місяців тому +3

    Tipeio number dzagogo tisvikeyo

  • @andrina84
    @andrina84 8 місяців тому +1

    Vane moyo wakaomq

  • @MapurangaBravo-vk5hh
    @MapurangaBravo-vk5hh 8 місяців тому

    Yaaa nyaya yakora iyi

  • @SarudzaiZishiri
    @SarudzaiZishiri 8 місяців тому

    Gogo kuti zii vanenge vairwa sei muromo wava paside

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 8 місяців тому

    tonderai dzosa hari tode kubika doro rambuya pamusha pano