Chinonetsa madara acho hanvume mwana akatawura hanzi wandinanga huroyi, this is real it happens vamwe vana varikutsva kudumbu nekumusana nevabereki vakabata zvakaipa. This is not fair kuvana asi .Havabvume vabereki vacho until and unless vabatwa jekerere apo vana vanenge vatambura for so many years..
Vana chengetai baba venyu…kunyangwe vaka romba chengetai baba. Muroyi anoku roya from afar kana achida so kurarama kwamuri kuita God is in control not hungwaru hwenyu. So pls help your sister and look after him
Munodadisa nebasa ramunibata Mr Neshamba . Chikumbiro chikuru kubva kwamuri ini pachangu ndokumbirisawo muise ma dates p ama videos enyu kuti tizivewo gore ramatora video yacho please
Mukoma Andrew "Steering Wheel"Neshamba and Mr Tinashe "DNA man"Mugabe....haaaa munovhunza zvekuti munhu anosara ari pamhene chaiko.... leaving no stone unturned 😂😂
Mwari havarambe vanyerere ndozvandoziva ini ....
Zvakaoma veduw,,mishonga yanetsa veduw ndosaka tisikuroorwa
Vanhu vachasiya rinhi mushonga muzimbabwe zvanyanya😢😢
Sure you a very smart ss dress rako nice MWARI NGAVAKUBATSIREI
Dzidzai kushanda mhuri yezimbabwe regai kuda kungopiwa zvinhu mune mitezo yakakwana imi
Mhiripiri inovava ......zvinoda une kombe wemvura...... my favourite mbira song.
Unotozoona kuti yako nhamo yako irinani vanhu vakaomerwa Shem 😢
Kkkk gogo vajamuka hanzi handivabikire
Ukaromba unoshaiwa hama dzinouya pedyo newe, that's common. Siyanai nenyaya dzekuromba, simple!
Andrew from today upwards wakunzi Handuruu
Ichokwadi vakunzi mukoma Handuru
Ngoma Shumba haaaa ndada....
Madhlovu ospecial......❤❤❤
Taking us to another level
Handuru Neshamba wakadii zvako 😂😂😂
Nzou😂😂😂😂 shumba I salute .....nyaya iyi irimumhuri dzakawanda vanhu vakabata senge mazuvano vave panerimwe level vakadzidza ivava purobhuremu kuhwanda nekuzviita vakadzidza idzo dzirinyanya
Darwin yangu Mai hwiiii hora
Gondwa vaturika yoweeee kubobodza vanhu vese here mwari honayi
Andrew pamibvunzo aiwa uri chibaba😂
Vanhu ngavashande weduwe vanhu makuda kubatsirwa siyayi nungo
Amai vanotaura ndapakutenda kkkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Andrew isa maSubtitle eEnglish
Thank you
Shumba 😂😂😂 hanzi ngatisiyanei nenyaya yemaVhale. Aiwa ma Vhale haafanire kukanganwikwa Shumba
Haa sister ava iTag team naMudara pahuroyi. Hanzi ndiri mwana mudiki iye munhu ave 40+
Ndikunzwei ft muchiti hakuna huroi
Hakuna!!!!!! This is just parental abuse. Pure and simple.
Hazviiti kuti wovhenganisa midzi pano, Reaction yoitika ku New-Zealand.
Dzakanga dzisiri mhembwe asi kuti vaitova vanhu vavaiuraya vachiita mhembwe
Eheee
Haaaa veduwee mishonga iyeeeka yakumuka sengozi ndazobvuma chokwadi unenge u chiti kakwati chozoita chikwati haaa mahwan bvumaiwo baba muchenurwe
Shuwa kurombera nhamo yega yega iyoyi zvakaoma
Sei vamwe vana vasingavachengete
Chinonetsa madara acho hanvume mwana akatawura hanzi wandinanga huroyi, this is real it happens vamwe vana varikutsva kudumbu nekumusana nevabereki vakabata zvakaipa. This is not fair kuvana asi .Havabvume vabereki vacho until and unless vabatwa jekerere apo vana vanenge vatambura for so many years..
Vaneshama hama yenyu yakaramba vana kkkkkk my brother Andrew murirudadiso ❤❤
Kkkkkkk gogo ava ngavabikire mufesi wawo aaah
Zvakaoma shuwa muroyi ngaafe
But sisy unogeza hako
Mazotiratidza vanhu vatinoziva ndashamisika kuona vanhu vekumusha asi nyaya dzacho zvinoshamisa sure
Kwa HaNduru Uko
Vana chengetai baba venyu…kunyangwe vaka romba chengetai baba. Muroyi anoku roya from afar kana achida so kurarama kwamuri kuita God is in control not hungwaru hwenyu. So pls help your sister and look after him
Ndanzwa moyo kudzimba mufunge dai mwari vakunzwawo
Zvakaoma hazvo saka kurombera nhamo yega yega hapana kana chavanacho zvinotonzwisa tsitsi
Urombwa muzimbabwe wanyanya tatambura veduwee
Unotozvishaya kuromba kwese kunoita vanhu zvidhoma zvinorara nemunhukadzi nyika yose ndomushonga wega,chokwadi Mwari dai vatibatsira
Ngatichengetei vabereki pliz.vaberekiwo musarombe
Pa chimumvuri varoyi hobho..
Andrew usatsvage nyaya nekufosera harahwa kubvuma zvaisingazive. Vana kana vatadza hupenyu ngavabve vanomutsa misha yavo kure. Chii ko nemabhoyi kutsvaga huroyi nepasina. Saka vanhu havachafi here. Idzo n'anga nemaporofita zvapesanisa dzimhuri dzakawanda.
Vakabvuma van0fa hazvibvumike
Munodadisa nebasa ramunibata Mr Neshamba . Chikumbiro chikuru kubva kwamuri ini pachangu ndokumbirisawo muise ma dates p ama videos enyu kuti tizivewo gore ramatora video yacho please
Vanhu vazkawanda venguva yakafamba Chiyokoto vakaromba full time. Asi Chiyokoto paakaona kuti nguva yake panyika yakanga yasara shoma, akaparidzira kuti vose vakapiwa mushonga naye vadzosere. Chiyokoto akatopa combi naDriver yaitenderera ichitakura vanhu kuenda kumuzinda vake. Asi vamwe vanhu vakaramba. Zvimwe kwaive kusaziva asi akazofa Chiyokoto, vanhu havachaziva zvokuita nemishonga yacho. Zvakangooma hazvo.
Shooters arikuya mluzobhutsurwa 🤣🤣🤣
Hoyoooo drewmas
Team dharuweni ndiwana nhikwi
😂😂😂😂
Shooters, Bvanyangu Clifford tisataure mazita
Mazita,Mazita,tisataure mazita😅😅😅
Zvinorwadza zvatinoitwa nevabereki
Mukoma Andrew "Steering Wheel"Neshamba and Mr Tinashe "DNA man"Mugabe....haaaa munovhunza zvekuti munhu anosara ari pamhene chaiko.... leaving no stone unturned 😂😂
😅😅😅😅😅😅
Handiruu
Akula ku romba esiNdebeleni... Yikuthwala, asidingeni a pure Ndebele translator, but big up to you my sister, uyazama... Any Ndebele stories???
Kambuya ako kabe voice rebute
Asi Andrew ka hanzi tonei mazino hndandisikutora kkkk kuseka nhamo serugare
Vanakomana ndevekungoti Mwari honai
Hatisi tese
😢😢 zvakaoma shuwa
Kubvisa ma goo 😮
Unozosvika pakurowa vanhu coz unenge vaneta nayo vanhu awa
Handuru Neshamba
Presenter we Drewmas musikana uyo ndomuda
Ukuda kubobodzwa here
Bata tassuvu
Amai vari kubobewa nehanzvadzi nababa
Va Handuru Neshamba 😂😂😂
VaHanduru 😂munofara here
Vakadzi vakashinga veduwe mbuya avo vatosvika mukuchembera varipamurume akasorega kurara navo. Kare
Zvakaoma vanhu vakudhara vaishingirira iwe mazuvano hakuna zvakadaro kkkkk
Mukoma Handuru endesai sekuru avo kwasekuru Tasvu
Handuru akadya mazai ake
Kunyepera kunzwisa tsitsi nhema apo kuti vanodzosera mishonga havadi zvoreva vanenge vachirikuzvida vanofanira kufa sembwa vanhu ava
Endesai vanhu kwasekuru Tasvu uko mhani
Ngaafe mdara uyo
Kubata kwekusaziya kuti zvaizvosvika ipapa.saka mwari ndiye anoziya kuti nguva yake yakwana ngachifa.
Kambuya kakaVhengedzera kanenge Radio
Uyo mudhara anoda kungosiiwa ega coz havabatsirike mishonga yavakabata yavakutovapengesa kabisira gehena rakakumirai imboitai mafunnies amurikuita iwayo
Mandlovu❤
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Mandlovu usadenhe iwe zveVale siyana nazvo mfana
Handhuru.
Anoda kufutsirwa ari mupenyu munhu iyeye
Ukanzwa nhamo dzevamwe unodzikama ukazvi nyaradza wega
Kkkk taura hako
Drewmas media mava vanhu ve ZBC
Madzinza atambura neurombwa 😭
Mukoma handuru neshamba
Ungagare pabasa ripi uchitaurisa kunge pito soo ko kudzikama nhayi munhu mukadzi kutaurisa kunge wakamedza toki
Kkkkkkk ayaas
Asi vabereki havanzwe tsitsi hre kana zvasvika pakadai mishonga siyai veduwee
Ini munhu akangoroya handichete weather kana aniiii
Kkkkkk Handuru waseka nhasi
Handuru neshamba
Madhara nyaya yekuromba yakanganisa vana. Apa hapana kana chavanenge vainacho nhamo yega
Varoi vachafa riinhiko tizorore😭😭😭
Radio 2 ndoiziva ..aargh vakoma munotaura ndapota hangu
Ishungu hama
Kurwadziwa dia shungu nehasha zvese anetawo nekushandiswa
Vanakomana manyadzisa
Haaa mazino makunyeperawo munhu mudikani
Mukuda chikafu here kana kubatsirwa kti musare nechikwambo
Zvakaoma hawabvume wanocha kucha kwachiyokoto
Huya tivake musha
Kkkkk mkoma kubva nhas takuti Handuru
Apa chiyokoto akafa ananhikwi vane nharo weduwe
I'm so sad 😢😢
Handuru zvakuda kufamba nen'anga yako inopedza masports patudhara tunenge tuchiramba nyaya dzatwo dzehuroyi kambuya ako kanoroyawo ako mukangwarire mukoma handuru
Kwete kuti mhuri yawo zvinogona kuzouyawo kwako ikoko
Camera yenyu kazhinji kacho inenge ichiisa Rima. Wedzerayi chiyedza