Dare harina kuita fair ku muridzi we munda,, same example pamari ye dare vati ukatadza kubhadhara mari ye dare padate rakatarwa unobhadhara X2,,, dare ra promoter humbavha apa.
Mai ava zimbavha nhai baba ava vamboti kudi vati tsoka yavo saka apikisana papi Kunyepa havabviri.komaiba nei Pls sungai mai ava zvinei nekutsanangura kwemari yavo nekuba uri bhavha makaba masaki mangani echibage she is no 1 liar.jeri nekuti imbavha.
Koivo munyori na mambo havanawo futi kuti kana mai avo wakasa unza mari yedare ikasauya ichaita times two here, saka sei kuna sabhuku yawe mhosva iwowo nemuromo wawo wachiita zvakadaro
Chief siyai zvekutonga makura ,siirai vadiki . Then iro ziburisa renyu re tie iri paside pehuro iro ngaribve arizive kutonga rinombunyikidza.
Panyaya yamatonga baba avo vane ryt yekudzosa havo kambudzi kacho kqna muchida idyai imi burisa renyu nekamai ako kajoki kemuraini. Ndapedza
Imi kana muchigona sotai munhu ngaazive kushandisa simba rake not kuba
Gokwe Kanyemba Village kasango Madhondo team
Tsoka ya dunmore
Kana munhu asina kuita zvinhu nenguva yamawirirana. Hongu zvinofanira kukwira.
Dare harina kuita fair ku muridzi we munda,, same example pamari ye dare vati ukatadza kubhadhara mari ye dare padate rakatarwa unobhadhara X2,,, dare ra promoter humbavha apa.
These chief executives are thieves why do you support mbavha dzakaba nyakubirwa akaita tsitsi kumbavha kuda kugarisana nevamwe
Excellent chief vanogona kutonga
Baba vekaSutu nekaTie ava,, vanenge vakudawo amai ava, vakutora side rembavha chete
Varwadziwa baba ava, vachema shem
😮😮
A kangaroo court.Hapana kutongana apa.
Muchinda weSuit uyo haatozivi mutemo. Makurukota amambo hapana hapo choozikanwa.
Chief makura be an advisor ket someone take over who is still energetic
I come from the same Village with these people
Gurukota kuzodaidza mumhangari "comrade shef "😂😂😂😂😂😂😂
Gurukota iro idako haro 😂 dofo futi
Udyire hwemasabhuku, voda kutoita profit pavarombo kusasvoda , apa maitokwira musingabhadhare😂😂😂
Garapasi nechisutu chako hauna zvaunozi nyarara
Mambo vakwegura avoo
ndoomazera ana mambo chaiwo epasi chigare not ma 40yr old ariko mazuvano
Mambo avo izera zvavo asi ndimambo vane hunhu nemoyo wehutungamiri kwete hutongi.
Mambo vanobviswa nerufu chero vakura
Endai kwamutasa chiiko chamurikuita
Vakaba vaifanirwa kutongwa nenyaya yavo sabhuku votongwa nekutadza kwavo
Nonsonso idzi nxaaaaa hapana nyaya apa kudzokorodza nyaya one
Kkkk hanzi zidzoka semunhu rume
Baba vanonyepa. Ava
Acsesor unogona zvako keep that standard up hautongi nedivi zvako
Iri rotaura iro idandara..wow..kuzoita seroziva zvakaitika sei
😂sabhuku havarambwi zvekudaro😂😂
dare rinoda mari iri ......nyaya dzemari dzotora 5 minutes
Munyori wamambo is encouraging people to steal other people’s property.
😂😂😂😂 zijamu retsoka
Vanhu vakadai vanoda police then court kana hama dzacho dzinomuka chete kana vatadza kubhadhara restitution
Which village is this?. The language sounds like it's in Masvingo province.
Gokwe
Apa pane madandaheads ari mumasuits arikutonga kkkk
Mbavha iyo inonyeba
Mai vehat yepink muroyi avo
😊
vhitori is a rich language
Zigo chakashata vakomana kkkk,chine zidzoro
Kkkkkk yaaa
Woda kumuroora here
Nyaya yekubigwa mumunda inogwadza. The process yacho yekurima kusvika chaibva is not a joke. Vanhu musadaro This is murder 😢
Vanhu vaisvirana ava saka haungasungise babe ka
@@bla-den612 you cant claim mari pawaisvira. Sabook uyu anoti vudhlire oti manyepo.
Gurukota anogona kutonga hake? Hatitaure nevanhu vasingazive Customary Law and Local Courts Act
Amai ava chivindi chokuba chibage vachiwana coz of bota. Mubirwi azvibira nokuchaja huku. Dai asiya vatongi vaita basa ravo.
Moyo varamba...
Nonsense court
𝐌𝐚𝐦𝐛𝐨 𝐯𝐚𝐤𝐮𝐫𝐚 𝐚𝐯𝐚 𝐧𝐠𝐚𝐯𝐚𝐛𝐯𝐞 𝐩𝐚𝐜𝐡𝐢𝐠𝐚𝐫𝐨
Hakuna mutemo wakadaro, unobva nerufu
@@manasschibanda 𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤 𝐛𝐮𝐭 𝐯𝐚𝐤𝐮𝐫𝐚
Uku kunorebeswa nyaya
Kushata zvekuita hre mudzimba dzenyu
Ko yedare mari munowedzera wani ,
Sabhuku ngaabviswe pachigaro
Blaz vane gurokuro risingavharike ne collar vanonyanyo funga kuti vanofunga
Murume uyu ka ngaasaro so hazvina kunaka
Baba vesuit vakuda kuzviita mwari anotongera kuda kwake
Hazvinetsi Mudhara Ndimi makabirwa majanga ariko endai KuN'anga Munosota Munhu makanyarara Hamunganeperwi kunzi munodanana nemunhu anopenga uyo ,Sotai Munhu chete Makanyarara
Idare here Kana Kuti patabhera
Tabhera yezion here kikkkk
Zigo unodzifambira mazuva ano
Iwe Mutongi wamambo hauna Mutemo waunoziva Garapasi Kabhachi kanonga Covo Mudhara uyo Akapa Grace Period but urikumuisa pakona
mambo vanoziva manje kubwata nemhosva yekuba imhosva hombe manje Dhewa vanga vatosvitongera vega varuza
VeSuit avo havazivi mutemo zvachose ngavadzidziswe
Noise kuseri uko shame
Dare iri nderewudyiredyire kusapota humbavha huripachena nedare ravo nderewumbavha iri vanobira vanhu maridxavo pamwe vanodya vese nembavha dzaco
Iwe musoro bhangu usapota uchidayidza vanhu kuti Comrade Shef, ndochii chakadaro ichocho?.
Ndopasina dare apa
Iri kana kutovharwa zvachose zvoita hako
Mutemo unoti chero imi mambo akasauya nemari yenyu munotokwidza.murume uyu ndisatan.baba ava vakabvumirana kuti vasakauya nemari musivavakataurirana havana kuuya mai ava vanonyepa zvekuti
Vakadanana ndosaka baba ava vachichinja Chinja maprize
Mbavha iyi inozvida zvekuti.vaendesi ku police then kunovanogona kuvakuwadza vabude ropa for her life zimbavha. Evil
53:26
mambo vakura uye akapora anoremekedza vanhu
KKKKKKKKK
Good job Zigo but plz mention the name of the Chief
On it
Chief Sayi Gokwe South.
Vatungi murimbwa imi
Kubirwa korwadza
Mai ava zimbavha nhai baba ava vamboti kudi vati tsoka yavo saka apikisana papi
Kunyepa havabviri.komaiba nei Pls sungai mai ava zvinei nekutsanangura kwemari yavo nekuba uri bhavha makaba masaki mangani echibage she is no 1 liar.jeri nekuti imbavha.
Sabhuku yekubirwa iyo inhubu kuda kudya zvevapfupi nekureba wadzva wakanyesvura mai avo ukaoushiwa nemukadzi adzoka uyo ehe wagona mbudzi yavo ngaidzoke makarima mose saka vaidya zvavakarima vaona kut zvodyiwa neaive amboenda
iro resutu rinenge rinodya futi mai avo
Koivo munyori na mambo havanawo futi kuti kana mai avo wakasa unza mari yedare ikasauya ichaita times two here, saka sei kuna sabhuku yawe mhosva iwowo nemuromo wawo wachiita zvakadaro
Twaimbobireiko tumai utwu
Zijangu
Mambo vakura zvavo bt vane mafacts kubirwa korwadza mfunge kusakura sandinyore
Chief vakwegura ko kuchisiira vechidiki vatonge
Havasi kutonga wani
Vanhu vakura ndivo vanezivo dzakati wandei@@zigo
Vaunoti vechidiki vane makore mangani?
Humambo haubviwe nekuti wakura
NdiChief ani ava
Sayi Gokwe
Murume uyu doesnt sound convincing
Mambo vachembera get away you fool
Wanga uri musha wenyu moyo 😂😂😂
Maiwe zvangu bad language shame
Duzvi
Mazimbavha 😢