That’s very bad going to disturb another woman’s marriage leaving your own husband. This is very embarrassing for all women, lady, please go back to your husband and your children need, parents who are living with them. Watinyadzisa asikana. Siyina nemurume wemuridzi asina chaakakubisira kuvabereki vako. Usapunze imba youmwe mukadzi. Imi baba makatora mukadzi womuridzi, shamwari yenyu? Kubva makanga magara muchimuchiva sve sve hamunyari kubango enda kwa Mambo nhai chiyi ichocho.
Thanks mambo,nice teachings of our cultural values
👏👏👏
Saka uyu akutoti awana mukadzi ipapa . Mukadzi wawatorera mumwe murume achatorwawo nevamwe unaye. Shiri ine muririro wayo hairegi
Chokwadi ichocho
Apa ane mwana asi wepo..wekumboramba kuyamwa ..ihure mai awa
Haa Mambo Mutasa munozombochimhanya nicely chigame ichi..
Kp it up.
😝😝😝😝
Muchati eke naMambo Mutasa
Hazi unomboita matapirirei unomira nearume airi mudare
Pakaipa
Best Mambo ever
👏👏👏👏👏
😂😂😂😂😂😂😂 pakaipa
Munyori is always smart😅🤣🤣🤣
Kwete mbichana ba
Mambo keep your oldman uyo secretary wenyu,he is a good men,anoziva basa musharukwa uyo best ever .
👏👏👏👏👏
Sound yakanyanya demagadzirisa ipapo apana zvinozvika
mujolo muchaurega cheif Mutasa to the world🎉
Vanopedza
Mambo Mwari vakuwedzerei makore kurarama muchitonga. Nyaya dzechihure dzaparadza misha yakawanda
🙏 amen
Welldone mambo iyi maitonga iyi, tamirra ya Cardwell CHITAKE
👏👏👏
Panyaya ya pastor mu lodge blaz muridzi wemukadzi akabata mukadzi mulodge but akanga azomupa gupuro asati aisa nyaya kudare ndoyakamudyisa
🤭🥺
Taura hako same story ne apa
Good chief
Apo matonga mambo mukadero chihure chinombomira thanks mambo mutasa mwari vakuwedzerei makore
Thank you chief Mutasa magona shumba
👏👏👏 vagonesa
Secretary haabvumidzwi kuseka kani 😂😂😂😂
Big up sando dzenyu Mambo wangu 💃💃
👏👏👏👏
Secretary serious newriting
Kkkkkkk ungati ahasi kunzwa zvirikutawurwa serious yacho kkkkk
Mukadzi uyu ndiye akapusa vakasiyana nemurume zvechokwadi asi iye ahana kuzopa munhu gupuro asi iye akapuwa kekutanga akazviziva kuti ndozvinoitwa iye ndokugara zvake akangochengeta gupuro rake hezvo nhasi akundzi avana kusiyana ivo vakasiyana zvechokwadi
Thank you chief
👏👏👏👏
😂Chikomba ichi chakapusa, kutochenama futi asi iye akatadza kudaro, Mambo murovei nemushamhu
🤣🤣🤣🤣🤣
😢😢😢😢mambo mombe dxaita Shoma idzo 2 pamwedzi mitatu achigara nemukadzi wemunhu here veduwe dai mati 6😢😢😢
🥺😒 mukadzi aifanirawo kuripa.
@@nhimbetvaripiswa mombe wani yekuhurira murume
Ndatenda zvikuru 🙏 mambo nyaya maibata zvakanaka iyo , ndatenda
Zvekunyora nePen is so old school. Tengai marecorder and Hard drives Chief.
Vatengere
Vatengereiwo plz
Ibvai mangozadzisa 👏👏
vatengere
Mukuru ane afro hair style akapfeka suit yegrey ari kunyora chiiko? Very seriuos!
Mambo mutasa Maka woma mudara all the way from Plumtree
👏👏👏👏
Muri kuhura in chief mutasa's voice
🤭🤭🤭
Mambo magona chose. Mukadzi haana hunhu uyu. Kana nyadzi haana. Ndiri mukadzi zvangu handi support hunzenza hwakadai.
👏👏👏👏👏
Inzenza mhara patsetse
Ndokuti uri mudzimai chaiye. U deserve more respect and long life.
I wish u all the best!!
Tsverukai rikava zita remwana diiko. 🙈mombe manje😂😂😂
Uri mukadzi akadzikama zvako iwe dai usina kuroorwa ndaikoroora zvangu ini kwete madhodhi mamwe atinoona mu comments section.
Mukadzi ane Chokera 😂😂😂😂
Vanhu vekubhema valley ungati munoshota shamhu chihure hubhinya kuromba zvese zvakazara kubhema valley
😂😂😂 chief Mutasa manyama
Magona mambo 👍
❤️
Apa matonga mushe chief
Qh uncle secretary kusmarter hereuko very smart kani❤
Vanochena secretary vedu....
Very smart man
Mambo chiranga mapenzi ❤❤❤
Zvakaoma hopefully new murume haazomuchinjire zvakare akasara asisina murume
Saka pana pastor nemkadzi wemunhu mulordge mamazvifambisa sei
Haisati yapera irikudzoka zvekare muDare
Good decision
👏👏👏👏👏
Mukadzi uyu ihure
Anohura neyake
Hure remakoko chairo, manje kudhura neyake azviwana namambo Mutasa chocho
🤭🤭🤭
Zvebvo kuna meecho ..ambuya kureketesa iiiiiii.mwana akatodze ikoko
Mukadzi uyu ibenzi kubva pamurume kuenda pamurume wemunhu mhutsa yemukadzi
Zvakaoma
Yeeessss haaahhh Mambo mafacts here aiwa vane guchu chairo. Zvese nehumour hawo
👏👏👏👏
Ndakutoendesa gupuro mangwana 😅😅😅
🤣🤣🤣 ahhhh
Murume wenyu ndeupi boyfrent ndeipi 😂😂😂😂
Mukadzi akaita speed asati apedzerana nemurume vake ave kutoenda kune umwe murume. Zve rudo zvinodhura.
Mambo Shumba ❤❤❤❤❤
👏👏👏👏
Kkkk🤣🤣🤣 handi kutonha mukadzi wemunhu ngei
🤣🤣🤣🤣🤣
Saka kama wawana mkadzi wonobvubza family first kuti guouro makapihwa here😂
🤣🤣😂 wototamba wakachenjera
Nhimbe wee tiitireivo something mhepo iri kuwandisa
Noted
Ambuya iradio Zimbabwe 🇿🇼
🤣🤣🤣🤣
Mmmm sound bhoo here
Ehe bhoo
Thank you mambo vanhu ngawarangwe
🤣🤣🤣
Thank you Nhimbe...
Munotipasa manyemwe
Mai vemulodge na Pastor
Irikuuya kana yaitwa tinokupai
@@nhimbetvthank u
Chief Mutasa vanopa judgment vakatarisa kuside 😅😅
Anonga anonaka plus zheve hombe 😂😂😂😂
🤭
matonga zvandi fadza nhasi
Kachikomba kanodheerera ako karikushota rumamiso
True. Apa karikutozvida
😂🤣🤣🤭
Kkkkkk chief hanzi unoita mutapirirei
Thanks mambo vacharega chipfambi gore rino kwaMambo mutasa, bhadala mfazi
👏👏👏👏
Mirai mbuya mirai mbuya ....chief mutasa for me kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣
Unongoona kuti ndiana SaManyika kani. Smart ne ettiquett ndoopamusha payo. Baba wangu waipfeka waistcoat, tie, bhachi ne overcoat zuwa rakanera nhongonya wachibuda kuenda kubhawa. Hazi gentleman knows no weather😂😂😂😂
🤣🤣🤣
Aita lucky mukomana uyu Mambo Mutasa vanowanza kutoti 5 mombe
😒🥺 chimuregai
Ko madii kungorega kurwira mahure mhani. Kana ahura musiyeka kkkk
🤣😂😂😂 vanenge vachida mukadzi wavo
Mukadzi Uyo I hule
Anenge anozipa pabonde mukadzi uyo atenderedza varume musoro 😅😅😅
Murume baba vevana vanenge Tedious Matsito
🤭 ahhhh
Mwana iyeyo Enda Kuma DNA
Chokwadi
😂😂😂😂😂😂kutouya pamberi penyika😂😂😂😂😂😂
Chikomba chinokuda uripamurume😅
Hamurevi nhema
Uyu hasisiri kumurume akapiwa gupuro.bamunini ndovakurwadziwa neshamwari yavo yakatora mukadzi
Chief Mutasa the best
👏👏🙏
Chinonzi regera ndechiri mumawoko chirimuyo chinosetsa Mai ava ihure
Manje chikomba chichamuramba futi coz zvinonaka uripamurume
Bt anogona kunge achigona bsa 😂😂😂😂😂 Mabhuru angotungani zvekutodaro😅
🤭 hamunyepu
Paya vakatengwa zviripachena
Sisi vangu maruwa enyika haapere
Chokwadi
True
Ako kachikomba kabenzi
Camera ngayishande kwa Chief Mutasa hakudi leaner
Magona mambo
👏👏👏👏
Hanzi uyuhandimuzive hamheno kana iye achindiziva 😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
😂😂😂mambo hanzi anotapira sei mkadzi uyu kkkkkkk
Hahaha kuita tapi tapi
Chihure chiripachena
Pakaipa
Camera man zoom nhino iyo
une sugar😅😅😅😅
Asi vakadzi vachowo futi mm vakuzvinyanya vanhu ityai Mwari.
Zvakaoma
Amama mfana uyo kutora mkadzi wemunhu taking advantage yehushamwari aitodanana naye kare ndiye akatoputsa musha wemunhu nxaaaa.. nekupusa kwacho kuri legendary coz kana achihura aripamurume ko iwe ndiwe ani anotadza kuzohura pauri.. varume ngatingwarei Kan todzidza riniko zvinhu zvipachena izvo.. apa anoda kutozviita mungwaru iya akapusa kudaro nxaa Mambo mutasa dai mamuti 5 mombe or abvise zvese zvakabviswa nemuridzi wemukadzi nxaa.. sis mhani
Mukadzi uyu anenge anotapira chaiko, varume 2 varikumurwira, kkkkk pamwe ane chikapa chengwena kkkkkkk
Mazvita mambo Mutasa ne justice yakanakisa.
👏👏👏👏👏
God punish you iwe kamkadzi kahure and your rude new husband this wont last it will end in tears Mwari havadhakwe😢
Mambo makanyanya
Apa magona kutonga mambo
DNA
Uuuuuuuuuuuuuuu mukadzii uyu ihure
Akapenga
Ndandichitenderera kubva nezuro manheru kutsvaga dare ramambo mutasa ndafara kumawana pano
Tinofara kuti muri pano👏👏👏. Garai makaSubscriber nekuisa manotifications kuti musadarikwe nezvirongwa zvinoteera.
Zvatodhakwa dai murume mutsva ibva wamusiya mukadzi uyo dzokera kumukadzi wako
Achasiika here?
Nyaya yegupuro ichaita tiite mabarika
Hahaa unoriita wakavarairwa
Even if she pay the adultery case(one cow), without paying back the gupuro she still remains the wifet to the husband till she returns the gupuro.
True
Burma Valley 😂😂😂😂
Hakuroorwe
🤭😂🤣🤣 ko sei
Shumba munogona
Kurwira mukadzi akafanana maHolyTen😂
😂🤣🤣🤣 manje so
Kana mazogara tambai nezvimwe munotanga muchiseka asi panoti mombe ako munochema chete
That’s very bad going to disturb another woman’s marriage leaving your own husband. This is very embarrassing for all women, lady, please go back to your husband and your children need, parents who are living with them. Watinyadzisa asikana. Siyina nemurume wemuridzi asina chaakakubisira kuvabereki vako.
Usapunze imba youmwe mukadzi. Imi baba makatora mukadzi womuridzi, shamwari yenyu? Kubva makanga magara muchimuchiva sve sve hamunyari kubango enda kwa Mambo nhai chiyi ichocho.
🥺🥺🥺
Mambo pachikomba marerutsa dai matii mombe 4
Taura hako ishoma
🤔🤭🤭🤭
Mambo zvimadhara zviripaside izvo ngazviite oder
😂🤣🤣🤣 ko vaparei??
But sei varume tasvika pakupusa kudai. Kana waramba mukadzi chibva wafuratira zvachose. Murume uyu atopusa apa iye anechokwadi
Haha ari murudo uyu mukuru
CHIKOMBA KUDA KUTOSHUSHIRA
Varume chengetai mubrugwa umo pfuma inopera mukadzi wemunhu kwaMutasa ¹ mombe 3 ²mbudzi mbiri nejongwe pamberi nebasa mambo ndimi mune chimuti
Shamwari sya pfambi yo maniwe
Ari murudo
Magona MAMBO
🙏
Kuita kurwirwa nevarume
🤭
Nyama yakaora ndiyo inowandirwa nenhunzi hobho nemagreen bomber anemabhachi anenge aripo