1muroora akaramba kubatana namwene pakufamba husiku hapagare pamba ipapo amwene will try by all means kugadzira tunyaya .kuti imba iparare or vanenge vachitoshandisa mwanakomana manje mazuvano ndangwara ndakuziva zvakavanzika satanyoko
Mmmmm but kumwe kutonga so vane ma glass avo he was too harsh it seems as they are siding with nuroora and penalising the parents they should call the alleged husband he is an adult
Ngapaitwe DNA test tizive nyaya iyi pane kuripuswa kwawandiswa mmmm zvabyanya vanatezvara vadisa zvekuripwa uye dare rareerekera divi one. Mmmmm kutandara nemwana or vana vako saamai hakuchabvumidzwa here apa ndaona muroora ari munhu anotaurisa kupesabisa nekufungira.
Musadaro vanhu veee ko Dai vari Mai vako ungataure mashoko akadaro here ngatitarisei maside eye kamusikana ako kanonyeba uye kanenge karikutaura kwakasina kuswera muchazo nyarara murume vacho auya achizviramba
Zigo content yawakuisa iyi ummm wakachinja content yakho totally whats going on U used to be someone aitipa news dzirikupisa kuZim now angova matare ema chief haaa mark my words you are going to loose subscribers
Zigo imbomira kutiisira ana masango toda kunzwa nyaya kwete zvana masango,kana achigona kugadzira vakazvimba matumbu akadii kurapa Chenai weku Epworth akasvikira kufa akazvimba muviri
😂😂😂😂😂😂
Shuwa, taakuda amai Tasha now kuti vachitanga kutiza mubvuri wavo now. Go Chenai go Chenai. Muka uonese munhu akakuvhiringa nekukuuraisa uchisiya vana vako
Agree 100%...
Manhanga anowira vasina Hari mukadzi kwaye uyu Amai varikurara nemwana wavo
Imagine
Masango hatimudi pazigo pano hatidi masaramusi isu ngazviperere kumachurch kwavo
Mukadzi akadai haawanike zvekumhanya anoti ndoda kuwirirana nevaberek huya kuno hako iwe
Zigo hatineyi nezvamasango usatiudze ngaaende kuharare hospital kana achigona
Very true.. fullstop
Zigo pliz usatiisirewo Masango tapota
Kungotarisa kumeso kwa mhamha unobva waona zvavari mai avo, muroyi chaiye.
Big time, im sure in her heart she is declaring war nemuroora
1muroora akaramba kubatana namwene pakufamba husiku hapagare pamba ipapo amwene will try by all means kugadzira tunyaya .kuti imba iparare or vanenge vachitoshandisa mwanakomana manje mazuvano ndangwara ndakuziva zvakavanzika satanyoko
True I think ndiyo nyaya iripo
Ko kuzoti satanyoko kkkkkkkk
@@melodymutsvairo Melo iwe zvongobhowa soo
Zigo asi urikupihwa mari here naMasango😊
gaya wangu ku supporter kubirwa kwevanhu
Vhunzapo dear anondibhowa sei Masango ummm
Zigo chimbozama kuve positive
Chokwadi zvakubhowa
muroora unogona kutsanangura kudai wakanyora book
Chihure nemwana saka muroi ipapa ndiani. Apa muroora munhu kwaye kwaye akabvira kuti tsvikiti. Mbuya wakashata awa
well done chief matonga samambo nhasi though muchipotirasisa pamwewo good job
Ehee amwene avo muroyi chaiye kuputsirana muroora maiwee benzi
Changamire ava is very blunt and l.like that for him
Wanehutsinye Mai avooo Muroyi chaiye
Mkadzi akanaka uyo why mai vachishungurudza nhai
Well done chief yu a excellent
Haa muroora uyu hongu kutadzirwa anotadzirwa asi mamwe mashoko haaa ndaoma mate naye
ANOTAURISA
Kurwadziwa kaaa nhaimi moda afire mumoyo
Majaira vanofira musaga Ka?
Muroora anogona kurondedzera uyu
Mhai garai muline renyu raamai onai mava chinyadzi panyika yose
Ivo ndivo vane twavo twavari kuwhandisa. Attitude yavo predicts nuroi anotomuka husiku kwako
Muroora uyu dai uri mushonga ungadai uchirapa COVID 19 😅
Haa Makoni Mari anoitsvaga hake n,anga yake mukadzi wake social worker 😅😅😅
Nhai pakuzoti $40 us for one session conselling zviriko here izvozvo?
Zigo tinokukumbirawo usatiburitsiirawo vana masango. we were scammed our hard earned money by that guy
Vamusirei mwana wacho amai ndivo honzeri vachinyanya
Asifunden zihlobo ukuthi ukungahlalisan endlin kuyacitha imali learn ngalefamily into ezemilomo Nazo kochief
Vamwene avo vanoroya vane mubobobo wavari kushandisira mwanakomana wavo
Cancelling yeyi pamuroyi nemuroora
Mai avo varekusekei😢
MaAdverts zvaari kuwandisa nhai ZIG waJava
Face yaamai muroi zviripachena hazvidi kana kushoperwa muroi wemene mene
Masango anodei wo apa nhai zigo
Shem vana amwene ava 😢nxaa
Masango mbomira please
Mmmmm but kumwe kutonga so vane ma glass avo he was too harsh it seems as they are siding with nuroora and penalising the parents they should call the alleged husband he is an adult
Kkk dare ririkunaka iri
Asi murora uyu inenge mhunza musha akangwarisa anotaurisa
Arurara nemwana vamwene.
Munenge muri ko here kubedroom kwevana
Amai ava muroyi zvavo ende vanemoyo wakaomarara ndirini muchato wacho unoguroka
Mai Nyangani cy muine moyo wakaoma kudaro puu munosemesa Muzvare
Nyaya yedu iya yakenderera mberi err part 2
Iwe Zigo why uchigara urikumashure tenge tazviona kare izvo
Ndirikuona sekuti machannei Avandisa saka vamww varikuti sarei
Mkadzi ajawudzwe kudzi mai vako vanoriya
Ko kuseri kwechuru Musa ended a vanhu ku N’anga yenyu mambo inenge yakaterera muchitonga xaaaaa
Aaaaah musanyepere madam , she is not kind of person. Muroora is exaggerating the situation.
Ko yemwana akafa makaitadza here amasango
Umama uyalala lomtwana wakhe
Mai vakati kwindi
Mbuya yakangwarisa iyi ndoine nyaya yese iyi
$40 forced conselling this is not good guys apa its one time futi chii chakadaro.
Kana vachiti mwana haana chaakandiudza vakazotakura sei mbatya kuti dzibve pamba pavo
vamwene vonodzungudzira chii muroora
Amwene varikurra nemwana wavo zvese varikungoramba apana chavanoziva itsotsi ramai
Ngapaitwe DNA test tizive nyaya iyi pane kuripuswa kwawandiswa mmmm zvabyanya vanatezvara vadisa zvekuripwa uye dare rareerekera divi one. Mmmmm kutandara nemwana or vana vako saamai hakuchabvumidzwa here apa ndaona muroora ari munhu anotaurisa kupesabisa nekufungira.
Kutandara kunobvumirwa but kana mwana anemudzimai nguva yemanheru ngaaende kunemudzimai wake
Zvakawonekwa kare izvi
I think zigo wakuita mistake mbavha dzawave kuisa pama adverts apa ummm
Why dare riri ku believer zvese zviri kutaurwa nemuroora and belittling amwene with accusations
Chimbuya iro ngarinyarare
part 2
vana shonga mutinyadzisireiko musadaro kutidzikisira kudaro
Nokuti iwe edzavo kuita zvakanaka iwe uri mai rudziiko edza kuvaka dzidza rako
Vamwene ava is very evil kuvenga muroora kudaro musha wenyu unokura sei usina varoora nevakuwasha? mhai chinyi chakadaro chinenge ngozi?.Ndimi murikuita shayisano yemwanakomana wenyu nemukadzi wake mune zvamunoita chete!.Hamudisu kuti musha wenyu ukure?.Reururai mune mhosva huru kunaNyadenga.Ndarwadziwa zvikuru nenyaya iyi.Moyo wenyu wakaoma ndakutyai!.
Ko makadini kubatsira chenai nhai vaMasango makarega munhu achifa
Baba vataura nezve mbudzi nemombe nhatu mazi gogorosi avakapfeka awo haapfekwi munhu ari munba ba ndeepanze pazuva pliz musatinyadzisa zvinoonejwa nenyika dzakati wandei saka zivai kupfeka pliz mabhimbo bvisai mutsvake ari clear kana muri mudare
Aiwa hama hausikuona here kuti, he is blind..havaoni shame
😂😂😂😂
Mmmm vabereki votongerwa nyaya yemwana ari over 18yrs here. Asi yava ngozi here? Titsanangureyi zvakakwana.Vakaita appeal vabereki ava kuhigher court havahwine here?
amai vari kuvigiridza mwana wavo very manipulative
Amai avo vakaipa moyo sekuipa kwakaita face yavo
ndozvari mai awo
Ndanzwa Tsitsi. Mai Nyangani vasvibiswa Zita wena. Sorry Mudzidzisi.
Nda tenda Sekuru Makoni murikugona
Musadaro vanhu veee ko Dai vari Mai vako ungataure mashoko akadaro here ngatitarisei maside eye kamusikana ako kanonyeba uye kanenge karikutaura kwakasina kuswera muchazo nyarara murume vacho auya achizviramba
Chief 😁😂
Chinhu chinoti ngo.
Wayi vaberiki muchipinda parudo rwevana asi imi munemurume wenyu moreva kuti imi maigonera vamwene venyu her
Anenge aramba shavi rehuroyi
vanoramba chokwadi
Vonzwa mumwe munhu achiti hakuna uroyi zvakaoma
Wena gogo ugangile take your head out of the sand what do you talk about with your son until 3 am
Zigo content yawakuisa iyi ummm wakachinja content yakho totally whats going on
U used to be someone aitipa news dzirikupisa kuZim now angova matare ema chief haaa mark my words you are going to loose subscribers
Muroora anogona kutsanangura uyu