Dai ndirini mukadzi of the accused, in his defense I would say. Murume wangu uyu ane chirwere Che Sugar, nhengo yavo haichashandi, saka hazvigoni kuti vangabatwa nemukadzi we munhu, achimudii mukadzi we munhu ivo baba nhengo isingachashandi
Haiwawo nyaya yakazvitonga kare iyi. But surely, chembere ine zukuru (vana vane 25+ yrs) yabatwa nemwana wayo futi, haifi yakabvuma zvachose; becoz no chance yekugara pambapacho - she is going for broke. No incentive to confess at all; and well aware kuti relationship nevana yatodhakwisisa kare - she is in a state of nothing to loose or gain from husband side.
Hongu Amai vanofanira kuremekedza vana vavo kana vachinge vaita chikomba, But zvimwe chetezvo naivo vana ngavadzidze nekuziva kuti chihure chaamai hachizi chekuti ungatopiningidza kuti ndabata amai, Ndosaka vana sekuru varipo unovaudza nenzira yakachenjera and ivo vanoziva kuti vanotaura cei nemukunda wavo. Zvimwe newe utoriwo mwana wechikomba sezvo anoziva ndiamai. Ko kana vari ndivo baba vako? Ko kana baba vako vacho vakatema mai nedemo? kana kutemwa ndivi nechikomba chacho? ko mudzimai wako achaona vamwene vake cei? Ko kana iwe ukazoitirawo mudzimai wako chihure anokutuka nezita rani? Ko mhuri yako ichagutsikana here kuti newevo uri mwana wemumusha umu? Zvimwe zvacho kwawazviona siya zviriko, coz ukazvitaura zvinoparadza zvakawanda.
Evidence hainei kuti yauya naani. Ziso iCCTV so evidence yeMwana forms the Crux of the matter mukairamba hakuna zvizhinji zvichataurwa of which you have let chikomba off the hook
Mukadzi anotonga namambo uyo anedzungu rese yoweeee
Mukadzi anotonga namambo uyo akaganhira
SHE IS JUST DOING HER JOB, HAANA CHAATADZA.
Hokoyo ne ngozi boy🎉🎉🎉
Nd ichamunetsa Dai akatsiura Mai vke
Dai ndirini mukadzi of the accused, in his defense I would say. Murume wangu uyu ane chirwere Che Sugar, nhengo yavo haichashandi, saka hazvigoni kuti vangabatwa nemukadzi we munhu, achimudii mukadzi we munhu ivo baba nhengo isingachashandi
Amai varimucommittee yaMambo imbovagarisai mukati mevateereri vadzidze kunyarara nekudzikama,court hayiite mamagistrate 7 panyaya 1 panguva imwe,vane lakutonga
Baba vari kupomerwa mhosva havasi settled zvachose nyangwe ndikanzi ipa judgment ndinongoti ishuwa baba mune mhosva.
But semwana dzimwe nyaya dzevabereki siyanai nadzo hadzisi dzezera renyu idzi.
Mai vakafa avo unoita ngozi mukomana...beta kungobva hako pamba pacho kana waonat vabereki vako haukwanise kugarisana navo pamba pavo.....mmmm shamwari apa waisa gonye pakat pamai vako newe.haipere mushe nyaya iyi....deno utori umwe watokumbra ruregerero
Mambo please amai avo vamunotonga navo.
Sound yakadhakwa iyi ingineer be serious
Mmm amai vaye venoise wer has she been kwadzokiwa 😂
Mandebvu is correct. Ukaona mai vaine chikomba TIIIIZAAAA!Amai havasi Tete vako unotora ngozi nekuda kufadza Baba. Mai mutorwa mumusha.😢
Good 👍 Mambo matonga zvakanaka ano dherera murume uyu vakadzi chii chakadaro zvino nyadzisa izvi
@@NicolletteGariyawo hapana kutonga apa, inyaya yekunyepa iyo
Mbuya avo vanonyadzisa kubatwa nemwana😢
Akabvepiko mukadzi uyo mudare,haaaa anobhowa hake.
Mukadzi mudare uyo ngaadzikame pliz xhaa anomwa mukozodo here?
Haiwawo nyaya yakazvitonga kare iyi. But surely, chembere ine zukuru (vana vane 25+ yrs) yabatwa nemwana wayo futi, haifi yakabvuma zvachose; becoz no chance yekugara pambapacho - she is going for broke. No incentive to confess at all; and well aware kuti relationship nevana yatodhakwisisa kare - she is in a state of nothing to loose or gain from husband side.
vana mambo mombe munoiziva hr imi haisi huku kah kkkkk munobhaiza imi.
Pandangonzwa chi voice chamai avo haaaaaa
chinomara rough kkkk
Motorerei vacheche izvoka❤😂
Mambo nemkadzi uyo zviribho kudzidza kwaMutasa or kwachigodhora matongero
Kana uchiti chigodora ndiyo example yekutonga zvakanaka hauponeseki.
Sound quality mkoma wangu …hey tiri mafans ako pazvese bt sound…ma1
Yqakutosvika we.ordered new sound equipment
Hongu Amai vanofanira kuremekedza vana vavo kana vachinge vaita chikomba, But zvimwe chetezvo naivo vana ngavadzidze nekuziva kuti chihure chaamai hachizi chekuti ungatopiningidza kuti ndabata amai, Ndosaka vana sekuru varipo unovaudza nenzira yakachenjera and ivo vanoziva kuti vanotaura cei nemukunda wavo. Zvimwe newe utoriwo mwana wechikomba sezvo anoziva ndiamai. Ko kana vari ndivo baba vako? Ko kana baba vako vacho vakatema mai nedemo? kana kutemwa ndivi nechikomba chacho? ko mudzimai wako achaona vamwene vake cei? Ko kana iwe ukazoitirawo mudzimai wako chihure anokutuka nezita rani? Ko mhuri yako ichagutsikana here kuti newevo uri mwana wemumusha umu? Zvimwe zvacho kwawazviona siya zviriko, coz ukazvitaura zvinoparadza zvakawanda.
Asi uyo mukomana Ngozi uchaita seyamai iyo
Chivanhu chakadhakwa dzimwe nguva age yamai avo haichazi yekuita zvisina basa
Mwana zvinoita here zvavari kuda kuita apa mambo
Mai avo ngavabve apo vari kuvhinga
Evidence hainei kuti yauya naani. Ziso iCCTV so evidence yeMwana forms the Crux of the matter mukairamba hakuna zvizhinji zvichataurwa of which you have let chikomba off the hook
Noise yakawandisa gadzirisai
Kamudhara ndoo chief here or what he talks too much kunge ndiye akutongwa chiiko
Sound quality matikuvadza
Picture Quality is poor Pahasha apo....!
Kusasvoda kushaya nyadzi paupenyu , mwanakomana haana mhosva yaakaita nokuti ivo amai kana vasisachade baba vake ngavabude pachena voti ndava kuda kuzviraramira vosuduruka havo mumusha mavaridzi nokuti izvozvo zvinozoita kuti baba vake varongerwe zvokupfuudzwa kuti vagowana nguva yakanaka yokuonana.
Pahasha, ko ka assesor kaye kemparavara kakeenda nekup?
Poor sound quality
Ko mupostori uyo mudare zvadii,anga achida kuvhara nyaya why? Kupihwa mari( corruption),nyaya inotongwa munhu ozoonekwa asina mhosva kwete kut mwana wazviisa pamhande iyo nyaya isati yatongwa.
Gadzirisai noise ķu back kwenyu
Noise yega bye bye
Too much noise, invest in better recording equipment
Mai avo ngavabvepo
Mwana amai ukavaona vanechikomba siya vakadaro. Unotora mhemherero
Very true. Ingozi iyo.
Nhema dzako
Nhema dzako
Ungarega kutaura baba vachirivapenyu kuzoti kana vafa handi motodzingwa pamba nechikomba mpfana bhoo manje
@@shingiraitrevormboto2105hapana ngozi vachimbo hurrei mbuya yakadai
Hakuna munhu kana ani ane simba rekudzinga munhu mudunhu according to the constitution
Poor sound
But why are we like this nhai varume
Fix your Pahasha plz
и∂σ яєgα ∂αяє яαи∂αкασиα яιиσтσиgα ¢нιнυяє 😮
Hapana zvatirikunzwa
Chief Makope mune ukama here naHeadman Nyachuru 😅
Bye noise
Photo Yakima haisi kuoneka
Dare iri raita magweta amayi avo nechikomba chevo. How can VaDare even rush to say VaChinehasha vanogona kunge vashandisa mwana wayo; asiri step son/daughter sure? What nonsense! Pane chidhara chiri kutaura zvekusapota mhombwe idzo zviri pachena; and zvinotobhowa matauriro evamwe vadare apa.
Apa hapana nezvedare apa. Kungotonga zvisina kana humboo, just stupid personal opinions