Aita hukasha husina basa. Yes you can be harvesting for the courts cos ndiko kubasa kwako. However, sometimes we have to be humane mukuongorora nekupa mutongo. Mambo vazopindira bhoo. Otherwise this did wasn’t budging!😅
What a corrupt dare. Vanhu vakurirana. Why force them kuvengana ivo vati vakaregererana. The dare claims kuti rinogadzirisa vanhu so zvikubva kupi zvekumanikidza vanhu. This is very sad kudzvanyirira vanhu.
Mambo isn't wrong and he isn't forcing them. Imagine the repercussions of being called a witch muarea. He is right vanofanira kucheneswa kuti havaroye.
ko ukadyirwa vana wonyarara here just because hazvinei nemuroora. unowana the same vamwene ivavo vakaisa maternity dress rako kuita door mate chii chakadaro chinenge ngozi huroyi. chero zvikarega kufaya pasi pasi pemwoyo wake anenge achiziva mukomana kuti mai vake vanoroya
Mbudzi 3 ndedzeyi. Murikuabuser vanhu imi wadare. Kuziwa nepay day dzevanhu here. Mambo vanonzwisisa but majinda ayo are abusive. Regayi kushusha vanhu. Mambo control dare renyu. You can't alĺow them kuita udyire nekushungurudza vanhu. Kutonga ndekwa Mambo majinda munobatsira chete.
Vanhu vakataurirana pahukama please,haisi nyaya yenyu iyi and nyaya yehuroyi inobvisirwa mombe 7 kt ingozi here,mamwe matare ndeehumbavha chaiwo you can take this matter further aaah chii chakadaro
Uyu mupurisa wamambo to his right side musadaro kuita hukasha. Kana munhu anzi akatambira mari a few days ago it doesn’t mean that money is still there. Especially kuoma kwakaita zvinhu munyika mari yacho yekupurazi yakambonyanyoita huwandu hwakaita sei? Now potobuda nhau yekuti they’re getting paid at least a month in arrears! Sometimes before you make such unwavering demands put yourself in the person’s shoes. Let’s try to understand their reasoning plea when they say they don’t have the resources that moment. Anyway, I’ve been so broke and that I needed someone to understand me kuti literally I didn’t have money. That’s why my rant. 😅 I’m glad kuti mambo once again vapfavisira amwene avo.
Mazidofo vanhu varegererana, drop the case!
Vanogona kuzodzoka futy zvevatema zvinonetsa regai dziperere kwadzakatangira
Just hungry chiefs shame leave the people they forgive each other mxii
@@ThenjiweNdebele-f5eimagine
Madzimqmbo akungoda mari chete
Mazimbavha aya
@@ceevee1969your hatred is jus too much.
😮veduwee ko vanhu kana varegererana pamberi pedare, ko chii chimwe chichadaidzirwa nģanga nema profita iyo committee ichita witness 😮😮
Kuda kupesanisa vanhu
nyatsa kuterera muroora achitaura hapana kuregererana apo ndofunga muroora akagarirwa dare kumhuri
@@felistuschauke5749as it should sevanhu vatema. Tinogara pasi worairwa
Jinda ramambo rakuda mombe 7 chete vanhu vakataurirana fullstop nyaya yapera
Corrupt court
Ndiwe munhu waona chinonzi chokwadi mombe 7 ndidzo dzirikudiwa
Aita hukasha husina basa. Yes you can be harvesting for the courts cos ndiko kubasa kwako. However, sometimes we have to be humane mukuongorora nekupa mutongo. Mambo vazopindira bhoo. Otherwise this did wasn’t budging!😅
Nhy nhy kuda kungodya nepasingadi kudya zvonyadzsa izvi
Plus Mai Muroyi avo havatodi zvekunochenesana zvacho because vanozobatwa shave ravo rekuroya
Zvinorwadza vatongi Katie case withdrawal van and zvipfuyo nemari dzevanhu.like apa varikuda kutsvagira vanhu muporofita ivovasingazvidi
Nyaya dzakadai ngadzipiwe mutongo nokuti kana dzikatsikwa tsikwa mumwe munomufutsira.
Taurai henyu
Thank you mambo ....matombo enyu mambo havaite nepaduku
Imi siyai vanhu wakadaro hanty waregererana here
Nhai zvenyu vari kuramba vachingomanikidza vanhu vakatogadzirisana kumba havachada zvedare ravo
Chimurume chidhafu chiku insister kubvunza zveuroyi hwamai avo wakamboroiwa navo here tikwanire?
Good mambo munoziva hunhu wevanhu wenyu❤❤❤❤
Yeah muroora acharamba achingoti vamwene muroyi nkt varamba kuenda kumaporofita
Munombunyikidzireiko vanhu. Vanhu varegererana zvichineyi nemi. Vava kungodavo mari kubva kuvanhu ava. Withdrawal of matters are allowed
😂😂😂 zvivanhu zvisingadi kushanda zvinondibhova manhi kugarira kubira vanhu
Zvekuti muroyi or havasi sirayi kumhuri handiti vakuda kuwithdrawer nyaya here
Mambo hapachasi penyu APA vanhu varegererana . zvowanikwa mukugarisana Ivo vamwene nemuroora Wavo vapedzerana pachawo
Ichi chidare chipiko ichi ,moda kuunza zvin'anga zvenyu mozokamurana mombe kaaaa ,kana vanhu vati vakayanana murikumanikidzira chiiko .
Plus kamuroora ako ngakaite hunhu
Chief mune udyire imi ko iye muroora akati amwene muroyi achadii
Ko imi mukuda kutonga nyaya yakapedzwa nevaviri vakabvumirana kuti ayichaenda mberi nei? Kushaya mabasa here?
Ko iye akanzi hure naaa mwene y musiri kupatarisawo
Muporofita munhuwo ende anonyepa dare iri riri kuda kupesanisa vanhu instead yekuvayananisa
hmm mukanetsana mumusha ingotauriranai, kumhanya dare unopera kamari kese, or kusungiswa wadefault
Dzidzai kukurawo Wana amwene imi makambonzi Muri muroi nen'anga honai ipedzei moendazve Kumba kwemuroora musina kupfeka
Amwene idofo plus vanenge vano taurisa
Kuma plaas hakuna hunhu sure 😅
Mapedza mambo
What a corrupt dare. Vanhu vakurirana. Why force them kuvengana ivo vati vakaregererana. The dare claims kuti rinogadzirisa vanhu so zvikubva kupi zvekumanikidza vanhu. This is very sad kudzvanyirira vanhu.
Ngavafambe vanocheneswa paonekwe kuti havasi muroi zvashuwa here. Ichanetsa makore anotevera nyaya iyi.
Haina kupera nyaya iyi, ichavonetsa makore anouya kana amwene vasina kucheneswa.
Chimurume icho chinoseenza namambo chinehudyire 😅😅
Rese team rehushe vanodya nekuripisa imbavha
Mambo isn't wrong and he isn't forcing them. Imagine the repercussions of being called a witch muarea. He is right vanofanira kucheneswa kuti havaroye.
Uyu murume uyu mambo ano kuurairai dare uyu anoda kungo bhadharisa vanhu varegererana
Ahh kwanai mhani vanhu varegererana makuita kti vanhu vasawirirane
Baba avo vanehutsinye jinda iro rinotakunge risikurarama mune vanhu itya Mwarii jindaaa
Uyo akungoda mbudz mubvisei kuvatongi anokuurairai dare mambo
Mai ava varoyi nyaya iyi inofanira kuti vayende kwa sekuru shumba .vakarega vanouraya muroora mangwana 😅
vakutobira vanhu dare iri imbudzi dzei plazi nyaya yacho irikungorebeswa pasina nyaya
Munombunyikidzireiko vanhu kana vakataurirana
Sei mhamha vakanangwa uroi avo variivo varimberi kuti case iwithdrowe after panzi vanobhadhara mombe 7????? Hakusi kutya kubatwa here?
Mambo matonga amwene nemuroora zvakanaka. I hope they’ll not repeat it again. 😊
Asi murora chingotora chigaro chakoo ...sk murikuto wirirana nemurume wako zvirikutofaya soo.? Chokwadi nenhema hazvinei newe muroora izvozvo
ko ukadyirwa vana wonyarara here just because hazvinei nemuroora.
unowana the same vamwene ivavo vakaisa maternity dress rako kuita door mate chii chakadaro chinenge ngozi
huroyi.
chero zvikarega kufaya pasi pasi pemwoyo wake anenge achiziva mukomana kuti mai vake vanoroya
Matuzvi e dare zvawo aya
Maita vatete mose panyaya iyi kana muchida bvunzaiwo vamwe kunyanya chief mutasa semafungiro angu
Haa kuda mombe chete apa mmmm.varidzi .vanhu vacho vanhu vavo
Vanhu vataurirana makuda ku prover chii , makuda mombe 7 imi chero n’anga ikauya ichanyepa kti mombe dzibude
Akuna mhunhu anobvisa mombe 7 kupa mambo tinoziva kuti kunobviaiwa 2 1 inopiwa mhondoro 1inotorwa namambo kwete 7 musada kudya nenzira yakaoma
Excellent judgement,chief knows how to solve,the problem,but his Jindas are a problem
I hope pamuchadaidza zvin'anga zvenyu muchange musina kuvaudza nyaya yacho
Imi ndimi makuda mombe dzevanhu imi vanhu vamambo siyai vanhu vakayanana
Mambo hamusi kuziva kutonga apa nekt muri kuforcer vanhu vagadziriswe
I think mambo vagona muroora haagona kuyenda mberi anzi ngaipere pano unorambwa asi asina kuregerera
Dayi mambo vayende kwasekuru shumba muroyi harege kuroya
Vanhu vemukomboni ndozvituko zvavo bt paipira kut muroora naamwene vaita masimuka tienzane mashoko avo haana respect muroora anoti arume vavo kureva tezvara yoooh
Amwene makachena hr ...kubvunzawo zvangu
Pane nyaya pana Amwene apo
Nyaya iyi takumboiti stand down 😅😅😅
Uuuuum uyo akutoziya kutambira kwevanhu no mhani murume ngatsvage basa uyo
Ko Ivo Mai vanozhinyei kkkkk
Amwene idofo plus vanenge vano taurisa
asi hamuonewo matongero anoita Mambo Mutasa NeDare rake here?#MADOFO amambo
mai avo muroyi vakuda nyaya itsipikwe
Mamwe matare emumusha bvisai varoora chionai manje muroora akutuka vamwene
Amwene vakaziva kuti ndinibatwa huroi saka vakanoti muroora huya titaurirane
Vamwene muroi zveshuwa kusekerera kwavo kunoratidza mabasa ehusiku
Amwene something fishy, vave kutya kundobatwa vozoripiswa mombe 7 ivo havo pachokwadi vanoroya.
Dare iri roda mombe chete kusanyara ndimi makaroyiwa here makuda kutsvaka zve mombe
Ama2k arestubbon 😂
exactly
Kwamuri imi ve BUSTOP gadzirisai picture kwariti muri kutondibhowa hamutarisi here zvima vedio zvenyu.. Matare awa mava kutoakanganisa imi
Zvimaporofita zvenyu zvamunouyisa padare renyu vanonyeba last time they failed case yekutsclva kwemusha, ndovomoda kudzosa futi? Tikwanirei imi endai moshanda uko musiye vanhu. Hamhuna zvekuita here?
Why kuda kufocera nyaya pasina nyaya. Waregererana siyanai nawo waende kumba.
Komboni inonakidza zvayo
Vanhu imi munoshamisa munoda zvinhu chaizvo murikumanikidza kuti muwane mombe 7 makatovaka matanga nyarai
Hachivake chidare ichi
Mbudzi 3 ndedzeyi. Murikuabuser vanhu imi wadare. Kuziwa nepay day dzevanhu here. Mambo vanonzwisisa but majinda ayo are abusive. Regayi kushusha vanhu. Mambo control dare renyu. You can't alĺow them kuita udyire nekushungurudza vanhu. Kutonga ndekwa Mambo majinda munobatsira chete.
Vanhu vakataurirana pahukama please,haisi nyaya yenyu iyi and nyaya yehuroyi inobvisirwa mombe 7 kt ingozi here,mamwe matare ndeehumbavha chaiwo you can take this matter further aaah chii chakadaro
Please dare ra Mambo Makope kuona kwangu ndekwekuti harifanire kushanda nema porofiti nekuti muporofita haaone
Withdraw the case,mavekuda zvemombe here.
Dzidzai kutaura muchiziva pekugumira siyai peukama veduwee. Motarisana sei? Sefai mashoko veduwee mangwana musazonyara.
Muri kunetsera chii vanhu siyai vanhu iwe jinda ramambo matukno chete
Uyo anotonga namambo anekachitsotsi anoda mbudzi dzemahara
Amwene muroii tarisai kungwarisa kwavakaiita
Mai murora zweshuwa
Amugoni kutonga imi. Withdrawal inorevei. Chamakuindirana nayo mberi modei
Uyu mupurisa wamambo to his right side musadaro kuita hukasha. Kana munhu anzi akatambira mari a few days ago it doesn’t mean that money is still there. Especially kuoma kwakaita zvinhu munyika mari yacho yekupurazi yakambonyanyoita huwandu hwakaita sei? Now potobuda nhau yekuti they’re getting paid at least a month in arrears! Sometimes before you make such unwavering demands put yourself in the person’s shoes. Let’s try to understand their reasoning plea when they say they don’t have the resources that moment. Anyway, I’ve been so broke and that I needed someone to understand me kuti literally I didn’t have money. That’s why my rant. 😅 I’m glad kuti mambo once again vapfavisira amwene avo.
Thank u Mambo
Chief Matope tinotenda nekutonga kunetsitsi 😂
Haafaniri kunzi chief munhu uyu
Chii nhai @@TheChekas
Vanhu ava vakatomaka amai ava haiwawo nxaa
Kare kwaiipfekwa nhembe
ivo vanoda kupihwa mombe 7 kuti mava ngozi here inochaja mombe dzakawanda kudaro
Kinda Rambo ngaripote richidzorawo moyo nekuonawo kuti vanhu varegererana zvoreva kupera kwenyaya
Magona henyu Mambo maregerera vanhu kwete remusoro muhombe rinoda mombe 7 kumunhu asina kana huku nxaa
Ko nyaya yekutukwawo kwemuroora weduwee
Mambo Makope sando dzenyu vana ndevenyu vanhu ndevenyu
Anopenga benzi uyo. Vanhu vataurirana iye oti zvakaipa.
😂😂😂😂Aaah ichi chdare ichi Chief uyu anenge Ndebele, machinda acho anotenge ane Simba kudarika mambo.
Atorinani pane mkadzi nevamwe Baba soo vaiva jinda ravo they are worse
Amwene nemuroora vanotukana kusvika ipapa kuudzana mashoko akadaro ,kana iye muroora hapanawo ,hunhu uyu ,kana namai vake anomisikidzana navo ,
ko ivo vaipindirei mumba make wearing bra only
Ama 2000 varoora vonotuka avo 😂
Vanhu varegererana saka mombe 7 nemprofita, n'anga zve basa rein. Kuzoda chirungu "There is many ways to kill a cat. Like really 😒
Chidare chembavha vanhu vati vakaregererana moramba muchimanikidza nekuda zvinhu mambo nema jinda enyu ityayi Mwari imi
Ko saka pakange vanhu vave kuda kuurayana vachirwisana,unonzi unofanira kupfeka hembe here??vanhu vachiurayana,,,kana ndichinoyamura vanorwa nyange nenduwe ndotobuda kuti vanhu vasaurayane,,,vanhu vanourayana uchitsvaga hembe,,,dayi uriwe mambo waizotanga wapfeka here
Iwe ibvapo hausi mambo
Ko murikumanikidza vanhu vasisade zvenyaya yacho sei
Mazidofo aya
Mambo namachinda avo vakatotaimira mari yaamai ava
Vanhu vakataurirana makungoda mombe muroora navamwene vakapedzerana uuuuummm matowana pekudyira mari
Amwene havana kuchena ava, uhmmm handivachenese
Bcoz vachabenefita kana vakachena
Vanotyei
Varikutotya kufamba
Ko imi munopenga here kumanikidzira kutonga vanhu. Ko vanhu havachatobvumirwa kuita withdraw nyaya yavo here? Zvamuri mapenzi nhaimi motonga chii ipapa? Hiiii hamunyare mazivanhu EZANU kuda kuba hamunyare here?
Mambo vanonzwisisa havo
Madzimambo ari kudya zvipfuwo zvevanhu
Pachivanhu murora ano farirwa kuripa amwene amai Hava vanzi vano roya kana ku hura mhosva yato parira vana vake
Aah vese varoora hapana ane ngozi inobata umwe apa. Asi Dai ari mwana wavo atuka zvainzwika.
Matare awa makuwayita business amuchagadzirisi vanhu makutswaka mari nemombe dzevanhu
Mondiudzirawo monya iyo isamanikidza munhu tongai neorder