Zvinoyera Zvinotyisa Zvinoshamisa: Vasikana vanopa ropa rekumwedzi kumurume akavapinza musatanism

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 18 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 485

  • @clariskasango821
    @clariskasango821 2 роки тому +34

    Guys as parents we needd to be prayerful nyika yedu yaipa satani ndiye akutonga pasi rino rese iyi inguva yekutsvaga jesu ndiye chete mhinduro

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 роки тому +1

      Haa zvakaoma. Mothers are emotionally damaged and busy coz their fathers are busy with these small houses and sides chicks and breaking wives hearts and kids are left fending for themselves

  • @marjoriemuchena6031
    @marjoriemuchena6031 2 роки тому +16

    Izvi zvinotyisa, vabereki let us soak our children in the blood of Jesus.

  • @portiachideya2950
    @portiachideya2950 2 роки тому +23

    Nyika yaenda kumawere chokwadi, poverty is destroying young generation Eish 😭💔this story is sad 😢 indeed. Let’s pray for our children vabereki. The world is wicked

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 2 роки тому +36

    Lord help me to be more prayerful .

  • @immaculatezvinavakobvu5051
    @immaculatezvinavakobvu5051 Рік тому +2

    This episode yandidzidzisa zvakawanda veduwe. Let us be prayerful uye tinamatire vana veduwe tidzidzise vana vedu kunamata veduwe

  • @justkeepdriving6927
    @justkeepdriving6927 2 роки тому +78

    I think we need to ask why these girls wanted to leave home. Pavabvunzwa kuti nei they didn't answer. Pavabvunzwa about relationship na baba vavo they went quiet and mai vabva vakurumidza kupindura but all this time she was not answering for them. She was letting them answer ma questions vega and only spoke when she was asked a question. Maybe am overthinking but panogona kunge Paine nyaya mu family umu.

    • @geraldinevambe7232
      @geraldinevambe7232 2 роки тому +5

      Kana vaita Mari if the parents are Normal parents haishandisike mari iyoi pamba you think a concerned parent will see a pair of shoes or phone pakasa ita interrogation pamba ipapo here

    • @glendathondhlana9503
      @glendathondhlana9503 2 роки тому

      That's true

    • @mukanyavibesteamchokwadi1226
      @mukanyavibesteamchokwadi1226 2 роки тому

      Kna vaita mari there's no need yekugara nevabereki

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 роки тому +4

      Ndazvifungawo neni pane zvirikuitika pavana ava its either pane abuse yavari kusangana nayo that's why vati tinoda mari yakawanda tiite move-out tinotsvaka kwekugara muGweru mai avo vamhanyira kuti hee relationship bhoo hee baba ava vanotofarira iye immmm something fishy.

    • @fredahama3957
      @fredahama3957 2 роки тому

      Pane nyaya ipapo

  • @arthurndimande2457
    @arthurndimande2457 Рік тому +2

    ❤❤❤ I always follow up your stories sister am in South Africa u got a lot to work on

  • @accuratepatrickspartricia7907
    @accuratepatrickspartricia7907 2 роки тому +4

    Now i understand why takufa tirivadiki pane kuti tivige vabereki vedu ivo ndivo varikupera kutiviga God have mercy on us chengetedzai vana vedu Mwari

  • @thefire3465
    @thefire3465 2 роки тому +38

    Family as a mother be prayerful

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 роки тому +1

      Actually the who family needs to be prayerful. Nyika yaakuguma

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 роки тому

      Truly and honestly. Satan is on the hunt to destroy the marriage and family units. Haa ngaachingouya Jesu isuuu tanzwa na satan uyu

  • @tracymutemashinga1047
    @tracymutemashinga1047 2 роки тому +14

    I think ndoma days akatsanangurwa ne bible from the book of Luke 23 vs 28-29 when Jesus said musacheme inini,asi zvichemei imi nevana venyu.
    Ma phone akonzeresa.I advise her to pray because with God everything is possible

    • @gellieguysurockityouarethe3625
      @gellieguysurockityouarethe3625 2 роки тому +1

      Ma fhon chokwadi ndisatan akaiswa panyika kare zvinhu zvakadai kwaive kusina vana vaitamba ma games tin game water game just to mention a few mazuvano kana ma humbwe ahuchina its a shame

    • @sheltermakonese3061
      @sheltermakonese3061 2 місяці тому

      True we are in the days ​@@gellieguysurockityouarethe3625

  • @cicky9835
    @cicky9835 2 роки тому +1

    🤣🤣🤣🙌🙌🙌 ndikatoitawo gogo vanorombesa zvisina ropa ndofa nemari zvangu ndichingotumirwa mari dzezvikwereti. Kuseka nhamo serugare veduwee vana vadiki voda mari zvisiririzvo dai Mwari vatibatsira

  • @gloriagloria2210
    @gloriagloria2210 2 роки тому +3

    Tete Tilder, I applaud you, do u know we are a troubled generation yaiko dzwino we facing challenges because of what was done by our late Great great parents and some was done by our own parents. This is a generation reaping the curses of things we know nothing about, no wonder why youngsters varikuromba nekuti as long u still under those curses nothing works...
    These kids stunts can be because of lack....kumba and na Satan aku targeter vaduku cause he knows vanofarira zwinhu.
    What about vachiri under witchcraft bondages knowing the culprits......eg vana tete so ma¹
    Above all I applaud, ur wk

    • @ColleenChikanya-h5c
      @ColleenChikanya-h5c Місяць тому

      I don't think we can blame our ancestors... Generation yaiyezvino vanoda zvinhu they why we are engaging muzvinhu zvakadai... MaIphone... Mota... Flambo nd slaying too much izvi hazvinei nemagreat grandparents isu tisu tine problem easy life nepoverty chaiyo

  • @tsunkychitera4938
    @tsunkychitera4938 2 роки тому +3

    Zvakaoma hazvo vana vadiki kuda kuromba here veduwe . We need to pray for our children

  • @cephasmuganuki5415
    @cephasmuganuki5415 2 роки тому +41

    This is because of people like passion java vana vavakuda kuita mbinga ndo role model yavo

  • @nickschillz1214
    @nickschillz1214 2 роки тому +5

    Those guys vanot hee mari what what..... Imbava be careful, a lot of people are falling for that trap

  • @greenflower2919
    @greenflower2919 2 роки тому +6

    Kusaina maforms uku hakusiriko kutengesa soul kwacho here uku plus paakazvicheka akaisa blood chidhindo patissue pacho. Ehe azozvitaura pekupedzisira. Vamwe vanhu tinenge tinavo mabody ivo ma souls atookuhell kudhara.

  • @PM-zu9tv
    @PM-zu9tv 2 роки тому +5

    I follow all your videos tete. Tete Tilder muri kungo pindira pindira muchikanganisa thread ye story. Musikana wema pads mamudambura. Muri kubvunza mibvunzo yavapindura already. Regai munhu ataure story yake to the end then you do follow up questions.

  • @florenceg9955
    @florenceg9955 2 роки тому +6

    Very scary indeed......they really need to pray zvakasimba.

  • @abigailmukungu1353
    @abigailmukungu1353 2 роки тому +16

    Yea zvakaoma the love of money is the root of evil

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 роки тому +14

    Hakuna mamoyo ane chitsotsi chakadai

  • @joyleensithole6297
    @joyleensithole6297 2 роки тому +4

    I blame zanu pf......dai matakanyaya ese aya pasina. 2023 let's all go and vote for change.

  • @nakay5326
    @nakay5326 2 роки тому +31

    Vanhu varikuitisa vana zvinhu ngavazikanwe,,, evil must be exposed.

  • @ruthbwanauzi2542
    @ruthbwanauzi2542 2 роки тому +21

    let us pray for our children let's pray for their protection and safety,if possible kids must not have friends at all,kids must not go to friends' houses mudzimba mukuitwa zvinorema garai nevana mudzimba vana vakatamba kuchikoro during break time zvatokwana let's also teach our kids not to just pick things up from the streets vanhu varikurasira zvinhu...Lord help us🙏🙏🙏🙏

  • @gellieguysurockityouarethe3625
    @gellieguysurockityouarethe3625 2 роки тому +1

    Lord have mercy its sooo sad thanks to that caller what he said is very true vabereki hatichina nguva nevana vedu

  • @natalie1103
    @natalie1103 2 роки тому +20

    Gogo avo muzimbabwean she's a scamer

  • @thandekamatore5483
    @thandekamatore5483 2 роки тому +26

    Amai ava ngavatsvage Mwari kwete kuti vati baba ndivo vanonamata . This is a very big challenge muupenyu hwavo. Imbozvibvunzai kuti why Satanism iri kutevera vana vavo in different situations. I once saw an interview where a sorcerer was saying ma Satanists know the potential ne matalents anenge ari muvanhu . They just dont pick randomly. Amai ava ngavanamate nevana vavo nekuti mweya uyu unotorimo muvana vavo . From grade 2 kusvika pari nhasi mweya uchimuronda

  • @tabethmoyo6333
    @tabethmoyo6333 2 роки тому +5

    Ahhh mapiano edu aya ndeimwe generation ine love of money iri extraordinary

  • @VimbaiMadhumbu-cs2zj
    @VimbaiMadhumbu-cs2zj Рік тому +2

    Gogo ava itsotsi and itsotsi rekuzimbabwe hapana musouth African anonzi mamoyo

    • @Blessing-y9x
      @Blessing-y9x 5 місяців тому

      😂😂ehe hairo itsotsi

  • @funny7813
    @funny7813 2 роки тому +6

    Mmmmm social media yakupa vana pressure

  • @chenaimoyomatare5487
    @chenaimoyomatare5487 3 місяці тому

    Tavekuda mazita now tete Tilda 😊

  • @happymadyangove6199
    @happymadyangove6199 2 роки тому +3

    Ndopaunoona kuti ziso guru panyika its Grace of God .Ukaona une vana vako vachiita zvakanaka hakusi kugona kuraira asi inyasha DZAMWARI.can u imagine vana vanowana zvese but satan akavanyangira dispute kuti vari kuwana zvese veduwe ngatingonamatai Mwari ndiye muchengeti

  • @almamukwerete2395
    @almamukwerete2395 2 роки тому +2

    Mwari pindirai zvakaoma izvi vana vedu vanozovei....🙏🙏

  • @moztransform9108
    @moztransform9108 2 роки тому +1

    Vanokara vana ava. Praying 🙏

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 роки тому +2

    Ana Talent Chiwenga please help by evangelising to these souls!

  • @StaMa4973
    @StaMa4973 Рік тому +1

    Ngavangonamata nemaverse no weapon formed against me shall prosper nekuramba vachiwana rubatsiro ku varanda va Mwari vasayende kunganga zvinoda Mwari

  • @vicchawas6886
    @vicchawas6886 2 роки тому +25

    This is the end times. Only Jesus Christ can save this generation
    “Therefore God has highly exalted Him and has freely bestowed on Him the name that is above every name, that at the mention of the name of Jesus every knee shall bow, of those in heaven, those on earth and those under the earth and that every tongue shall confess that Jesus Christ is Lord to the Glory of God the Father ...

  • @joyleensithole6297
    @joyleensithole6297 2 роки тому +3

    "Kwanzi ndicha sacrifice dady" 😆 🤣 😂 😹 baba vacho varikutotyawo. Haaa ndapera strong

  • @woshantmugepe881
    @woshantmugepe881 2 роки тому +1

    Iiiii tete Tilder ndatya chiii chaizvo chakuitika munyika medu veduwe this is sad Mwari tibatsirei wo nyka yedu yashanduka🙌🙌

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 2 роки тому +1

      And zvr Kuda kudopindirwa fast from vakuru and the citizens nyikaiyi tikangonyarara Idi tichaona zvihombe

    • @woshantmugepe881
      @woshantmugepe881 2 роки тому

      @@fadzosadiki4364 taiti vakomana chete ndivo vanofunga zvekuromba zvino kana ne vasikana mizera iyoyi yakubatwawo nemweya wekuromba zvakutotyisa🙌🙌

  • @neliamutamera2094
    @neliamutamera2094 2 роки тому +1

    Gogo mamoyo vanobva Ku Zimbabwe ASI vanorombesa varikunzi Ku SA

  • @akmagan
    @akmagan 2 роки тому +26

    The other story yemapads is scary, but the Gogo story is a SCAM!!!!!!!!!! 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @russellngwenya7554
    @russellngwenya7554 2 роки тому +10

    Ama 2k kamudiro kavanoita mari soo....havangambotadze kuromba

  • @lindsaykavayi8967
    @lindsaykavayi8967 2 роки тому +4

    vana ava vanoda shamhu first coz this kind of thinking is just too much and as it is, we must teach our kids to appreciate what their parents are providing for them, its not easy out there

  • @aubvierockslider2419
    @aubvierockslider2419 2 роки тому +19

    I blame hurumende has failed every kid in Zimbabwe

    • @zvaazvinhu5216
      @zvaazvinhu5216 2 роки тому +2

      Watopedza so,chiwedzera nokuti vanhu ngava rejesite kuvhota , vo vhotera shanduko

    • @tarirokutadza8519
      @tarirokutadza8519 2 роки тому

      Hurumende kudii muchitadza kuchengeta vana

    • @zvaazvinhu5216
      @zvaazvinhu5216 2 роки тому

      @@tarirokutadza8519 MuZimbabwe vanhu vari kutambura vari kunonga svosve nemuromo in Mwonzora' s voice

    • @tarirokutadza8519
      @tarirokutadza8519 2 роки тому

      @@zvaazvinhu5216 hapana hurumende unouya kumba kwemunhu satanism is a choice kutambura kukunda kwataita mu Rhidesia musabatanudza nyaya dzisingabatanai mwana ndewemhurri are implying to say your part have intevention on Satanism .

    • @aubvierockslider2419
      @aubvierockslider2419 2 роки тому

      @@tarirokutadza8519 teeters video usati washoropodza.

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 2 роки тому +1

    Chichatipedza takavarairwa vana vedu ava, yes tingati tivachengete bt nguva zhinji tinenge tisinawo. Mwari dai apindira.

  • @FaythChisekula
    @FaythChisekula 4 місяці тому

    Ndanzwa kumerera Mwari varayi nzeve dzevana vedu to worldly noise movhura nzeve dzavo mukunzwa kutaura kwenyu😥

  • @jannetchigodora9642
    @jannetchigodora9642 2 роки тому +3

    Poverty is also the root of all evil shame. Zimbabwe juss nid change 😭😭😭

  • @BarbraMukwari
    @BarbraMukwari 5 місяців тому +1

    Gogo mamoyo vamai Sasha?

  • @arnoldmahwangwa5958
    @arnoldmahwangwa5958 2 роки тому

    Uyo mamoyo is true zimbabwean handina kumbonzwa mamoyo mu SA

  • @evabanhu738
    @evabanhu738 2 роки тому +9

    Hameno Mwari ini ndanyarara hangu,ndarwadziwa inini🙆

  • @tafadzwamapfuchire6796
    @tafadzwamapfuchire6796 2 роки тому +3

    When darkness and internsity increases , it needs to be active.

  • @kwinikwini2289
    @kwinikwini2289 2 роки тому

    Yuwi nhy Mwari let's pray for our kids

  • @lucksondewah3543
    @lucksondewah3543 2 роки тому +9

    Aunty please do your investigative journalism on the relationship yababa nevana ava. The issue yekuti mwana had udad as her sacrificial choice raises a lot of eyebrows. Again, dig down on Gogo Mamoyo ava. Pane vamwe vandinogara pedyo navo kuno SA vanonyepera zvehun'anga and pane imwe chechi yemasowe yakaparara pabuda nyaya dzekuti vaipa mutungamiriri wesowe mishonga yekusimbisa sowe. Izvozvi vakatovhura tarven. Vakambodeedza mudzimai wangu kuti vazomubatsira pane zvavaiona paari and she refused. I suspect she could be the one. Havana kumira mushe mai ivava.

  • @alicezhou8812
    @alicezhou8812 2 роки тому

    Vabereki let's monitor vanasikana vedu nguva dzese and pray for them

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 2 роки тому +10

    Zvakaoma hazvo 17 ne 15 yrs manga matoda mari yakawanda zvirinhi nhai

  • @kellybenard9775
    @kellybenard9775 2 роки тому +1

    haaa zvakaom these girls needs to pray 🙏🏻

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 2 роки тому +2

    Mai ava handivatembi one why munhu wechikadzi anoramba kuenda kuchurch

  • @theresamapfumo1174
    @theresamapfumo1174 2 роки тому +6

    Ndatya nazvo izvii!!

  • @samukelisomathuthu609
    @samukelisomathuthu609 2 роки тому +3

    Hmmm lokhu kunzima njalo kubuhlungu kufuna ukuhlala duze kwenkosi usathane uyabusa phandle la.

  • @bensonchideme4214
    @bensonchideme4214 2 роки тому +3

    Vana ngavadzidziswe kunamata amana hey quick money idzi ma1

  • @machuma9192
    @machuma9192 2 роки тому +4

    Zvinhu zvinorwadza kumubereki wese unotarisirawo zvirinani kwete hurombwa.Takakura tichizi ropa rinoyera kungowonekwa nemunhu wese wese zvino zvemazuvaano ayihwa ndapa kutenda mwari pindirai kwanehurobwa woti ma drugs lord have mercy 🙆🙆🙆

  • @faith4792
    @faith4792 2 роки тому +5

    Tete you should have further questioned the girls kuti why they wanted to run away from home...there is a story there which might be some form of abuse kumba uko...i don't think vaingoda mari njee...they want to run away from something chete

  • @charitymareya255
    @charitymareya255 2 роки тому +8

    My questions is why they wanted to run away from home. This need to be investigated further. I see abuse , why they wanted to sacrifice their Dad?. Ummmm but these kids are so brave to an extend yekuromba at that age. Something is fishy here🤔

    • @mukanyavibesteamchokwadi1226
      @mukanyavibesteamchokwadi1226 2 роки тому +3

      No abuse bt vaida kutiza kna mari yaiita,

    • @frankmoyo7001
      @frankmoyo7001 2 роки тому +2

      Vana ava pane zvirikuitika pamba pavo coz tete vabvunza nezve relationship yavo na dad vanyarara something fishy mother ndivo vazomhanyira kuva pindurira why?

    • @simangalisochena9882
      @simangalisochena9882 2 роки тому

      Every evil is fishy hakuna chakaipa chakati twasa

    • @sibowekwamanjenjenje7572
      @sibowekwamanjenjenje7572 2 роки тому +1

      True hey coz pavabvunzwa kuti relationship yenyu na Dad yakamira sei varamba vakanyarara Mai vakamhanya kupindura pane nyaya

  • @nakay5326
    @nakay5326 2 роки тому +11

    Pray and fast for your kids,, Jehovah Mwari ndivo mubatsiri ega akatikwanira. Commit them to God, when your knees knows to kneel down before a prophet use them to kneel down before God, he will answer you. Most of those whom you call helpers ,are they messengers of God Almighty?

  • @mavismutyandasvika79
    @mavismutyandasvika79 2 роки тому +3

    vana amai namatirai vana venyu please generation yedu yaipa,vana vari kusangana nezvakawanda mukufamba umu shame so painful 😖

    • @simbarashechivurane5323
      @simbarashechivurane5323 2 роки тому

      The gogo is a scammer. I have heard same story from various people scammed using this way.

  • @rodneymike8940
    @rodneymike8940 2 роки тому +6

    Vana ava ngavabate Prophet Jose. Zvese zvinopera izvi. These girl are still partially involved in satanism and they need total deliverance maSacrifices and actions avakaita kuti aite reversed. Batai Andrew Neshamba weDrewmas media akupei fon number

    • @zvaazvinhu5216
      @zvaazvinhu5216 2 роки тому

      Asi Profit Jose vacho ndovabika nyaya iyi kuti believisa here? Kungobvunzawo hangu

    • @nikkimasuku8042
      @nikkimasuku8042 2 роки тому

      @@zvaazvinhu5216 it's not like that but pane vanenyaya dzskadai vakambobatsirwa wo

  • @TheOne-xx1od
    @TheOne-xx1od 2 роки тому

    Yaaaaaa nyika yoenda kumawere sure ummmmmmy zvda knamata izviii Mwar tibatsireiwoooo

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 роки тому +9

    What if they were being scammed of their money

    • @theexemplary5618
      @theexemplary5618 2 роки тому +1

      That’s exactly what I think but zveropa it’s creepy

    • @TeeStillStanding
      @TeeStillStanding 2 роки тому

      @@theexemplary5618 I thought that too but who was taking the pads and echoing in their ears n giving them orders.

  • @bettyneds9633
    @bettyneds9633 2 роки тому

    Mwari dai mapindira shuwa panyaya iyi. Vana vedu vanoda kubatsirwa.

  • @TraceyNdadziira
    @TraceyNdadziira 8 місяців тому

    Umm zvotyisa.... i used to see zvima link zvekuromba zvaa gogo mamoyo uma groups

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 2 роки тому +2

    Gogo mamoyo avo vanotoita mari nevanhu🤣🤣🤣🤣🤣 Chicken yakatodyiwa hakuna black chicken yakambotengwa

  • @rodwellymatondo6020
    @rodwellymatondo6020 2 роки тому

    Gogo Mamoyo havapindure macalls vane vari mumeeting

  • @florenceg9955
    @florenceg9955 2 роки тому +6

    Vana ava vakatsotswa nagogo mamoyo avo .

  • @giftmlambo3668
    @giftmlambo3668 2 роки тому +7

    Vanhu vanoita satanism vanofanirwa kusungwa vanhu awa bcz vanouraya future ye vanhu nekuda kwe spiritual.

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 роки тому

      Tangai madura ma adulterers ndivo vakuvadza nyika

    • @ulimaulima7104
      @ulimaulima7104 2 роки тому

      How can you arrest physically when the crime is spiritual one?

  • @lizzymazambara1002
    @lizzymazambara1002 2 роки тому +2

    Mwari chengetai vana vangu

  • @mannersshuche6472
    @mannersshuche6472 2 роки тому

    Mwari vakanaka nguva dzose,mhuri iyi yaitirwa zvakanaka nekufumurwa kwavakaitwa vasati vaenda vana ava.ngavanamatirwe zvinopera,ngavanatewo pachezvake muzita raJesu Christu

  • @portiapepa4454
    @portiapepa4454 2 роки тому +1

    Haa vana vanoda mari ava vanoda kurohwa haiwa kuzvitsvagira nhamo ...

  • @giftmarara9274
    @giftmarara9274 2 роки тому +1

    Vabereki ngatidzidzisei vana vedu shoko ramwari ndicho chinhu chekutanga kutya mwari.

  • @faraibanda4841
    @faraibanda4841 2 роки тому

    Musikana mukuru uyo 🙌 sarenda baba varikuyenda chete avo

  • @melsamakotamo5063
    @melsamakotamo5063 2 роки тому

    Amai and baba you should pray for your family. Mototanga kuenda kuchurch monamata Mwari mumweya nemuzvokwadi ndicho chega chinobatsira

  • @kattieNcube
    @kattieNcube 2 роки тому +14

    Satanism iriko asi gogo mamoyo is a scammer ...

  • @TheLittleLondonGarden
    @TheLittleLondonGarden 2 роки тому +4

    Kukara mari kuno parira. Ngati gutsikanei nezvaativazvo

  • @hellensotoko7333
    @hellensotoko7333 2 роки тому

    Families will must pay for our children's

  • @caroline-ut4ir
    @caroline-ut4ir 2 місяці тому

    Kana variiwo gogo mamoyo vatinoziva munofanirwa kuvadaidza tete wy vachiita zvinhu zvakadaro kuvana

  • @lorrainemazhawidza148
    @lorrainemazhawidza148 2 роки тому

    Thank you caller

  • @tafara9783
    @tafara9783 2 роки тому

    Tete Tilda munobhohwa imimi

  • @gotwelastborn9004
    @gotwelastborn9004 2 роки тому +6

    Vana vaingobhirwa mari nematsotsi chete, its South Africa those are just scammers

  • @normanchimucheka7609
    @normanchimucheka7609 2 роки тому +10

    lord have mercy upon zimbabweans.

    • @zvaazvinhu5216
      @zvaazvinhu5216 2 роки тому

      And free them from the bondage of Zanu pf , which has made the life of the youth so rough that they turn to evil ways to better their life

  • @simbimelz
    @simbimelz 2 роки тому

    No comment from the girls about their relationship with their dad🧐. Suspicious

  • @yvonnemunando3562
    @yvonnemunando3562 2 роки тому +2

    Ko avo vanozviti witch killer vanoitei mustudio ivo vasingagone kunamatira vanhu Vanessa maproblems like ayo

  • @tadiwaxnashe
    @tadiwaxnashe 2 роки тому +2

    Hoo type yevanhu vakaita sana gogo ava ndovaketa😂😂vakazara mumagroups

  • @rumbidzaimunhenga974
    @rumbidzaimunhenga974 2 роки тому +1

    Vabereki ngatiwanei nguva nevana tichiongorora hunhu hwavo kuti hapana ma changes akuitika here coz umm pakaipa

    • @gracie2world
      @gracie2world 2 роки тому +1

      Kuti uone ma changes ndonge vatova mazviri kana vasiri mazviri hauna chaunoona dea mai ava pavakazviiona vacherechedza mwana anga atova mazviri imajeni from grade 2

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 2 роки тому +1

    Zvakuda kunamata izvi mwana kupihwa mhiko dzinotyisa.6 months munhu.achichengeta mapads achishaika mumba.mwari batsirai mwana wangu asapinda pakadai

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 2 роки тому

    Nyaya ya gogo maMoyo iSCAM iyo kubirwa kuripachena

  • @tafadzwamangondo9638
    @tafadzwamangondo9638 2 роки тому

    Think gogo avo avasi n'anga arikutotora advantage kuvana vadiki vaChivasendera mari plus muzimba munhu iyeye

  • @perpetuac5048
    @perpetuac5048 2 роки тому

    Can't believe it pasi rapinduka

  • @moreleenmtuva8175
    @moreleenmtuva8175 2 роки тому +1

    Zvichikonzerwa naPassion Java nxaaa

  • @StaMa4973
    @StaMa4973 Рік тому

    Zvakawoma shuwa the love of money is the root of sin. Vana vapindwa nei. Kuita zvinhu zvinotyisa kudai

  • @veronikamakoni
    @veronikamakoni 2 роки тому +2

    These girls have a problem at home. Especially With their father. They both couldn’t answer about relationship naDhedhi. The mother ended up answering. Ko ivo baba vacho sei vasina kuuya.

  • @miss.supernovaaa
    @miss.supernovaaa 2 роки тому +1

    😲😲😲 what did I just watch 😳

  • @TeeStillStanding
    @TeeStillStanding 2 роки тому +2

    I thought it was scam till I heard ma rules ekunzi hamuwuraye mhuka kana svosve or any living creature. Remember the trending story ye the guy aitaurawo satanism story take……he said the same thing pamhiko dzacho.

    • @emilytmombeyarara8932
      @emilytmombeyarara8932 2 роки тому

      Yes this is pure scam but as scammer they have to come up with some statements or rules to make it real

    • @carolmusoro4990
      @carolmusoro4990 2 роки тому

      vana vadiki weduweee nyika ngaichigume chokwadi🙆