RUSHINGA..............TSORO DZAKASIIWA NEMATATEGURU DZINODA KUTAMBWA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 29 сер 2024

КОМЕНТАРІ • 23

  • @user-rz4xd9cu1v
    @user-rz4xd9cu1v 5 місяців тому +3

    Jesu christo ndiani ku vanhu vatema. Chaminuka ndiwe wedu. Jesu christ mupenyu arikupi 😮 akafa kare

  • @user-rz4xd9cu1v
    @user-rz4xd9cu1v 5 місяців тому +1

    Nhau ihuru iyi inoda vari inspired to understand spiritual world. Chivanhu vechurch vachauya baba johane sixpence na St noah vaitoenda ku mhondoro varidzi vematunhu..

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 5 місяців тому +3

    Maita basa nedzidziso... tinotenda. Pamatare pane 1) matare enyika
    2) matare edunhu
    3) matare emusha
    Tsoro idzi dziri kududza matare api apa kuitira kuti tizive pekutangira.
    Pamidzimu nechinamato zvinhu zviviri zvakasiyana. Makwara anotevedzwa nemapoka aya akasiyana saka zvekuti vangabatanidzwe cakafamba pamwechete inyaya yekunyepa.
    Kuti matambudziko agoneke ngatidzorei midzimu mumusha igotirwira pahondo dzemumhepo ndiko kuti tikunde

  • @theyjustwantyourmoney4539
    @theyjustwantyourmoney4539 5 місяців тому

    Madzibaba Sekuru, this is crazy

  • @majajakarasi6622
    @majajakarasi6622 5 місяців тому

    He is a former soldier...he left because of that. You need to listen to him. He is spiritually inspired. He is neither doing this for money and has nothing to benefit from this. He understand the spiritual world. He speaks spiritial realities. He is giving the Korekore culture which helps to enage with Chritianised and traditional relationships. This is Shona cosmology.

  • @hbkmuller8839
    @hbkmuller8839 5 місяців тому

    Hamusisa nyaya

  • @anesuwachenuka4851
    @anesuwachenuka4851 5 місяців тому +1

    inyaya yeii nhayi anhu woye

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 5 місяців тому

    Tadiwanashe Kutama yes yes unogona

  • @user-zm2zw1zg9x
    @user-zm2zw1zg9x 5 місяців тому

    Ngaitambe tsoro yacho izvozvi pamwe nzara iyi ingapere. Shumba itai kuti tsoro itambwe iyo

  • @stellamwanza100
    @stellamwanza100 5 місяців тому

    Zivai pamumire Changamire mozotaura nevanhu manzwa

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 5 місяців тому

    Tsori idzi ngadzitambwe senjuga

  • @precioustafirei7394
    @precioustafirei7394 5 місяців тому

    Tisvikevo shumba

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 5 місяців тому

    Mandlovu special

  • @muzezuru
    @muzezuru 5 місяців тому

    Baba hamuna chamunonyatso nzwisisa panhau mbiri idzi so haa hamungagone kubatanidza vanhu munhau idzi coz zvinhu zvaive neukama kumavambo asi zvakauya kuzonopesana zvichipesaniswa naivo Mwaribaba so hamugoni kuzoita simba rokuzvibatanidza pakare coz hamuna simba racho to do so

  • @user-rz4xd9cu1v
    @user-rz4xd9cu1v 5 місяців тому

    For those vano understand izvi it's true. Spiritual world it's upside down

  • @patiencedecka8461
    @patiencedecka8461 5 місяців тому

    Musha hauna haranga here😂😂😂😂

  • @anesuwachenuka4851
    @anesuwachenuka4851 5 місяців тому

    kasi tamu church hr guys

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3h 5 місяців тому

    Dai matipa hre nyaya yamandi na bee pamwe zvaiwa nani izvi zvekupira izvi zvakatotadzika kare

  • @Lina-in1fh
    @Lina-in1fh 5 місяців тому +1

    Haaa nhas guys matiwidzira zvobhowa kkkk avaskunyatso nzwisisika bba avo😂😂😂