Kumitisa mukadzi we munhu! Maiguru wokumbira bonde Baminini nekuti waida mwanakomana

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 11 лип 2024
  • Kumitisa mukadzi we munhu! Maiguru wokumbira bonde Baminini nekuti waida mwanakomana

КОМЕНТАРІ • 176

  • @manasschibanda
    @manasschibanda  Місяць тому +12

    Just like, comment & share to support us

    • @emmanuelwashaya3388
      @emmanuelwashaya3388 Місяць тому +1

      KKK CHABANDA wakanyanya nhasi wave kumusha kwangu yaa ndakutadza

    • @artwellmatimbe7899
      @artwellmatimbe7899 Місяць тому

      @@manasschibanda keep the fire burning

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Місяць тому

      ​@@emmanuelwashaya3388get in touch with me on +263 771 257 515 / +263 718 992 800

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Місяць тому +22

    Maishandisa protection chirudzii iwe waida kuita mwana zvaunenge wakazungaira nhaiwe. Muri mazidofo

  • @FunTownHQ
    @FunTownHQ Місяць тому +11

    Mukomana anonyepa uyu. First ati akakumbirwa kuti amitise, then akuti sei wakaita mimba. Plus he is not repetant. Arikuto challenger mukoma wake

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b Місяць тому +16

    Muni,Ina ibenzi Dai wapfugama wakumbira mukoma ruregerero Chete

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 Місяць тому +9

    Idzi blaz idzi hadzigone kuvhunzurudzawo idzi. Saka mwana wacho akazoitwa mukomana here kana kuti musikana futi?

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx Місяць тому

      Nhai apa isu taida kunzwa kt akazoita mkomana hr mwana wacho Chibanda wacho hachabvunzi ft

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Місяць тому +5

    Kushandisa protection - kunyepa. Ndinoona kuti pressure yakabva kumurume aida mwanakomana then mudzimai akazofunga zano iri.

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Місяць тому +8

    Chekutanga bamunini muri hure mharadzi muroyi chaiye. Wainyengereyi mukadzi wemukoma nhasi woramba.
    Itayi DNA kana rabuda ariiye muridzi wemwana momubhadharisa mombe 10. Oroora kese kumupfidzisa

  • @qinisonsele9186
    @qinisonsele9186 Місяць тому +5

    Reason yaiva yekutsvaga mwana mukomana ..wonzi wakashandisa protection here yes ...kunyepedzera kuzungaira uchipara mhaka

  • @makomborerotanhara
    @makomborerotanhara Місяць тому +4

    VANHU ava vaisvitsana tambo kuparaffin yeke yeke Kungoti paipa kuti zvabatwa vaakukonana. Vese vaitowirirana PAKUNOKORA kuti vaakuda Mwana kusimbisa RUDO PAKATI pavo

  • @blessingmuzanenhamo4818
    @blessingmuzanenhamo4818 25 днів тому

    Amaiguru is telling the truth asi avo bamudiki needs to be taken kwaishe he must pay a massive muripo wemhosva iyi

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Місяць тому +4

    Vanogoshandisa protection sei Ivo vachida mwana imika .

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Місяць тому

      Ndaida kuona kuti akunyepa ndiani, akuti taishandisa protection iye amboti ndakakumbirwa mwana

    • @user-wk2sz8kj7j
      @user-wk2sz8kj7j Місяць тому

      @@manasschibanda okay good question mukoma.

  • @FK-bq1hi
    @FK-bq1hi Місяць тому +3

    Anana mai vavo ma brothers that's why 🤣

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Місяць тому +3

    Ita Kuti sorry kumukoma wako iwe urizibenzi remunhu nemukadzi wacho inzenza dzevanhu

  • @welas9508
    @welas9508 Місяць тому +1

    Maiguru did a bad thing but I am touched by her simplicity and honesty. This babamunini is not smart. How would they have wanted to abort the pregnancy if the woman wanted a child? The lady is very honest, even challenging kuti kuitwe DNA tests,

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Місяць тому +1

      Thanks for your comment, remember to like and share

    • @MsNicnel
      @MsNicnel Місяць тому

      💯 percent, I love her honesty and humbleness. Bro in law vakuda kutiza mhosva

  • @LobengulaPadzakashamba-nc6jk
    @LobengulaPadzakashamba-nc6jk 27 днів тому

    Bamunini ava murwere wepfungwa anoti aishandisa zvinodzivirira I achiti maiguru vaida mwana

  • @Shirimanhenga
    @Shirimanhenga Місяць тому +4

    Babamunini itsotsi asangware zvenhema anoda kurohwa kana runyoka ,muningina anodheerera mkoma

  • @Nkwilimba
    @Nkwilimba 7 днів тому

    Uyahlanya lowo ..uqale wathi umai guru wacela ukunikwa umfana.,weqa wathi wasebenzisa i protection...khathesi sesithi umaiguru waplana..
    Khathesi uphikisana lo mnewabo...katshaywe

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl Місяць тому

    Urinhubu mfana end hauna matyira . Wakadiii kuramba pawakapfimbwa . Ukutotaura kuti maiguru vakashaya wakabata navo futi iwe

  • @tblessings
    @tblessings Місяць тому +2

    Bamnini, maiguru mukadzi, madhiri kuwirirana namkoma chete...pakaresveka chete asi bota makadya kakawanda henyu

  • @enchiladapatati379
    @enchiladapatati379 Місяць тому

    Mapindurire abamdiki ndakutoona kuti munhu akaita kahumonya njere dzinenge dzinobva dzaita shoma

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Місяць тому

    Saka mufana uyu anozvita Factory yevana komana shuwa; inga ibenzi chairo. Onotadza kuApologiza kuti vakangoita chihure otaura zvisina basa zvekuti iye ishasha yekuitisa vanhu vanakomana; dammit! Muchinda uyo ari kutonyanya kuda kufadza mukadzi wake kudarika waakatadzira. I'm sure pazvakabatwa nemukadzi akavimbisa kuti asiyana nechihure chavo; saka kutotya mudzi wake apo nekuti mhosva atobvuma zvake.

  • @misheckchidota6663
    @misheckchidota6663 Місяць тому +2

    Mmmm iyi ine makuva pasi iyi

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z Місяць тому

    Vanamai vedu are brothers,Saka vaigoita mwana mukomana iwe waive ne protection??? Very silly mhani

  • @FelixChimambo-zj4jd
    @FelixChimambo-zj4jd Місяць тому

    Blaz haana tsitsi uyu. Kuto challenger mungu wawakatadzira. Dai mambo vakamurova nemombe 3

  • @zodwakhumalo2781
    @zodwakhumalo2781 Місяць тому +2

    Babamnini, you think you are clever, why can't you say sorry to your brother.

    • @DeekayDeky-bh2om
      @DeekayDeky-bh2om Місяць тому

      Asi zviriko kuchi vanhu chedu dai mkadzi uyu aive hure dai akatsvaga we kunze pane chaidiwa mwana chete

  • @JennipherChidoba
    @JennipherChidoba Місяць тому

    Ana mai ma brothers 😂😂

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Місяць тому

    Well done Mr Chibanda nekubvunza mubvunzo wakasimba une udzamu

  • @norbit3296
    @norbit3296 Місяць тому +1

    Mufana uyu iSkop dhonoro .. hanzi mukoma wangu kuside rana amai ,amai vake na amai vangu ma brothers .. 😅

  • @adolfmunemo7195
    @adolfmunemo7195 Місяць тому

    Haaa chibanda give your camera man a chance to ask questions and present he may do a better job.

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Місяць тому

    Bamdiki is a bad liar. At 1st he said we had sex once with protection jiki jiki vakandikumbira mwana. How do u plan to have a child using protection? Zidzakutsaku remurume.

  • @LuoisDavy
    @LuoisDavy Місяць тому +1

    Mukadzi ndiye ane problem musapesana vana vanyamunu

  • @cricket694
    @cricket694 Місяць тому +1

    microphone yenyu kunge chikwambo kudero

  • @user-vv2yh2ec6w
    @user-vv2yh2ec6w 29 днів тому

    Mupfana uyu anojairira instead yekuti akumbire ruregerero wototaura tsvina

  • @LPTMedia97
    @LPTMedia97 Місяць тому +3

    Pakuda DNA test

    • @Rumbidzai-c9b
      @Rumbidzai-c9b Місяць тому

      @@LPTMedia97 ttinashe mapedza zvose

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z Місяць тому

    Pfutseki iwe benzi vaida protection yei pamukadzi asiri vako venge vangonakirwa chete

  • @JeffreyGideon-zp1ze
    @JeffreyGideon-zp1ze Місяць тому

    Aaaaa
    Mazuvano unganetseka naizvozvo Dai baba awo akagadzira mukadzi vawo chinyararire

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 Місяць тому

    Hanzi handipo pakuputsa iye akatoputsa. Ibenzi murume uyu ko kunyarara wongoti sorry mukoma wako waka kanganisa

  • @mercynyasha9186
    @mercynyasha9186 Місяць тому

    Muchinyanya kuroora vana vadiki , mwana akutsvaga wezera rake

  • @forgetchaziyabrecado2633
    @forgetchaziyabrecado2633 Місяць тому

    Mfana uyu akatadza from the wrd go aifanirwa Runge ariye anochengetedza Mai guru..

  • @munyaradzimasunga2209
    @munyaradzimasunga2209 Місяць тому +2

    Haa akunyepa uyu aitorova yekesi

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Місяць тому

    Hauunganidzi vanhu uchiti hee pindura ko vakamamisana.People are interviewed separately.Chimboonawo how Stellah Muusha of Destiney tv presebts her stories

  • @tichawandamukavhi6014
    @tichawandamukavhi6014 Місяць тому

    Babamunini vanodherera mukoma becoz vakura anovimba nehumoya

  • @user-im2dm5iq5e
    @user-im2dm5iq5e 28 днів тому

    Kana maiguru vaida mwana maigoshandira protection how

  • @UltimateRef
    @UltimateRef Місяць тому

    As media avoid gathering warring parties for the sake of gaining views. You flare tempers for your selfish benefits why, what if things escalate mumwe akanyikwa banga

  • @user-tu6hy6bh2f
    @user-tu6hy6bh2f Місяць тому +1

    Bamunini Tsotsi but ,une zvivindi wena kubvisa condom Ivo mkoma vko vakashaitirwa nemukadzi wekutanga KO waziva chakauraisa maiguru hre uuum , mwena hauna majuru hre uyu uchenjere

  • @blessingmuzanenhamo4818
    @blessingmuzanenhamo4818 25 днів тому

    Mufesi uyu idhodho remunhu he's saying amaiguru begged him to have a boy child but at the same time he's saying that he slept with her amaiguru once using protection how come ivo vaida mwana mukomana😅😅 fokofu

  • @petronelladube7859
    @petronelladube7859 Місяць тому

    Bamnn muri wrong mese namaiguru kumbirai ruregerero kuna mukoma venyu

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Місяць тому

    Zibenzi romunhu chairo; kutotongesa munhu wawakatorera mukadzi uchibvunza tumibvunzo nhando tusina kana basa shuwa? Kutoda kupuruvha kuti handina mhosva; mukadzi ndiye oga ane mhosva wena. Haaa! Handisati ndambovona kungwara-pata kwakadayi ini.

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 Місяць тому

    Munin'ina itsotsi batai munhu machinda kuti dzwiiiii🤝

  • @paulmahutu3055
    @paulmahutu3055 Місяць тому +2

    Mai ava varikuti murume wangu akandisiya ndakabaiwa injection.saka injection rakazopera simba papi pacho

  • @user-bi2ei1nf9y
    @user-bi2ei1nf9y 19 днів тому

    Mupfana uyo I stupid yemunhu instead of apologising he is talking shit imbwa yemunhu

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Місяць тому

    Kana pamemhosva munhu anonyepa veduwee

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Місяць тому

    Saka akazouya mwana mukomana here?

  • @user-tu1gu6lt6w
    @user-tu1gu6lt6w Місяць тому

    Munin'ina anodherera mkoma mhani ,,, kutoganza hake

  • @LobengulaPadzakashamba-nc6jk
    @LobengulaPadzakashamba-nc6jk 27 днів тому

    Bamunini muroi avo iwe mukoma siyana ne pfambi iyo

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Місяць тому +1

    ko maishandisa protection sei iye aida mwana mukomana

  • @JaisonSiwela
    @JaisonSiwela Місяць тому

    Maigoshandisa protector sei Imi makumbirwa mwana mukomana

  • @user-im2dm5iq5e
    @user-im2dm5iq5e 28 днів тому

    Vana mai vedu mabrothers😂😂😂😂

  • @cobradube3827
    @cobradube3827 Місяць тому

    Bbmnn mnoda shamhu kurova zidzoro iroro , cy uchidherera mkoma wako benzi remunhu

  • @RosePambai
    @RosePambai Місяць тому

    Presenter seems not professional but kuvhunza akavhunza zvose

  • @mott1241
    @mott1241 Місяць тому

    😂😂😂😂 bamunini vakutoda kuti maiguru varambwe vonyatsonorova

  • @IsraelChiutare
    @IsraelChiutare Місяць тому

    😂😂hanz vapeivapei

  • @angien691
    @angien691 Місяць тому

    You shld show them these comments mapenzi aya

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Місяць тому

    kare vanhu vaiti mukoma akava mu same situation paitorwa munin’ina or akashaya mbereko mupfana ndiye aidyiswa bota zvoonekwa kuti ane ma blanks ndiyani

  • @tichawandamukavhi6014
    @tichawandamukavhi6014 Місяць тому

    Mmmmm iyi nyaya yakaoma iyi inorwisanisa

  • @cjt6946
    @cjt6946 Місяць тому

    Bamunini itsotsi rakapusa reaction yavo pavane mhosva yakafanan pa protection, nepangani, ne pama dn

  • @luciaidi1811
    @luciaidi1811 16 днів тому

    Kkkk bamnini kunyepa 🤣

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Місяць тому

    Mufanha Chibanda journalism inokunetsa.Haigoni kubvunza mibvunzo n u kip on referring to that woman as mainini.Improve how u present nyaya dzako.This is very poor.

  • @charityzanga7604
    @charityzanga7604 25 днів тому

    Haaaaa chidofo chakanyanya apooo mpfanha uyu akapusa

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z Місяць тому

    Haaa tosangana kuma pamper Chete apa,gulez herothi bhoo here? Haa mujolo hatina zera nawo sure

  • @TanyaShumba-bz9cr
    @TanyaShumba-bz9cr Місяць тому

    Nemiwo varume muchinyanya munotorereiko vanna vadiki imi machembera mmusingazoni kuvasvitsa kusvitsa tsvene 😂

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Місяць тому

    Kana wakatingopindapo paakuda Tinashe zvekuti anamai venyu mabrothers hazvina basa kkkk

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Місяць тому

    Manass unoda gwati, hauna respect kkkkkk

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 Місяць тому

    Bamnini mune kahudofo. Moti vaida mwana mukomana, motizvee takashandisa protection.

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Місяць тому

    🤣🤣🤣🤣🤣putseke murume uyo anopenga hanzi vakaplanner

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 Місяць тому

    Rukawo ndirwo runopedza humambara uhu

  • @bishopkevinnyamakangatv
    @bishopkevinnyamakangatv Місяць тому +1

    Chibanda media inotigonera

  • @fanwelmutare8662
    @fanwelmutare8662 Місяць тому

    Chibanda usapusa iwe zvikunzi maiguru vaida mwana mukomana wakutizve maishandisa protection here protection yayeyi pachidiwa mwana mukomana 😅😅😅😅😅

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Місяць тому

      Investigations papa, akanganwa kuti amboti wakakumbira mwana, Ndozobvunza maishandisa protection obva ati futi ehe

    • @reginadzapasi9668
      @reginadzapasi9668 Місяць тому

      Saka nhai mukoma mwana wacho Mukomana here😂

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Місяць тому

    Dofo remurume iri futi huye ka zvakaoma zvinonyadzisa

  • @user-zz8hv7wc5h
    @user-zz8hv7wc5h Місяць тому

    Baba mudiki svodai mukoma plus mambo mungaripisa mombe 1 panoda mombe 4

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 Місяць тому

    Wakanzungaira iwebaminini uribedzi

  • @it3788
    @it3788 Місяць тому

    Maiguru is young😂😂😂

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Місяць тому

    Maiguru munhuwenyu wamakabvisira bhurugwa chinzwai zvaava kutaura .mapesanisa hama nehama.chandishamisa ndanzwa amaiguru vachiti mwana ngaaitwe DNA kuti kumba kwangu kugarike,* ini ndinoti madini kuinda kumba kwa babamunini mandoita mudzimai wavo sekuti maibira murume wenyu. Mukadzi akaita chikomba aripa murume akabatwa ngaasununguke kudzokera kumusha kwake abve mumusha mavaridzi

  • @tafadzwakamuruko5866
    @tafadzwakamuruko5866 Місяць тому

    Mkomana aidya bota blaz vasipo 2 months non stop

  • @Mbwido
    @Mbwido Місяць тому

    ndeye mudanga

  • @engelbertgongera7160
    @engelbertgongera7160 Місяць тому

    Bamnini vanoda ku shapurwa ava

  • @user-lh5vq9dt7o
    @user-lh5vq9dt7o 28 днів тому

    Bamunini musanyepere kupenga imi

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Місяць тому

    Munin'ina uyo haana kuzvidzora mukoma uyo arikuda kuti hukama hurambe huripo.

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Місяць тому

    Urimuroyi iwe kutora mukadzi wemukoma Satan

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo Місяць тому +1

    Bamnini ava imbwa yemunhu chokwadi..Kubvuma kufurirwa nehure iri kuputsa ukama nehama yake chokwadi

    • @tenjiwemusango6496
      @tenjiwemusango6496 Місяць тому +1

      Haa kufurirwa kupi bamnini ragara ibenzi akachiva mukadzi wamkoma ndowechidiki uye akatovapinda beiyoyo yekuti muite mwana mkomana

    • @MsNicnel
      @MsNicnel Місяць тому

      Vese havasi mahure????? Hure munhu anopihwa sex with payment. Babamni vakanakirwa mainini vakaita mwana. Vese maHure Period! Babamni stop trying to be clever

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d 29 днів тому

    Mfana uyu imhata akuderera blaz

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 Місяць тому

    Kamunin’ina kacho kanoda kurohwa. Kanosvota zvisingaite . Kutaura zvisina basa.

  • @ShadreckRambanapasi
    @ShadreckRambanapasi Місяць тому

    Muningina uyu anongoda demo mumusoro zvopera nekuti kudherera kwacho marwadzo.

  • @judithshumba3541
    @judithshumba3541 9 днів тому

    Murume uyu nemukadzi uyu matofo

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Місяць тому

    Kwedu uko ❤❤

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Місяць тому +1

    Vanamai vedu mabrothers unenge wabatwa nekutya

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Місяць тому

      Kupotsa kunowanikwa mukutaura

    • @user-wk2sz8kj7j
      @user-wk2sz8kj7j Місяць тому

      @@manasschibanda Haaa uyo mukoma apotsa nekutya anoziya nyaya Yake.

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Місяць тому

    Bhudhi vanenge vkatonetawo havo kkkkkk

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana Місяць тому

    Chimhuka hwai chamakabata icho nhaimi?

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Місяць тому

    Chandoziva mukadzi akabatwa nemhosva anotaura zvese ...baba avo kuramba semurume but vanemhosva

  • @user-et5zk4tj3p
    @user-et5zk4tj3p Місяць тому

    iiii Mai ava kupusa here vakadzi chiiko munobhowa imi vakadzi ngavambobhadhariswawo panyaya dzakadai, ivo bamnin avo kuda kutenderera havo bota vakarova zvekuita kunge mukadzi wavo chaiye plus akutoda kupa mkoma wake mibvunzo isina basa sorry zvenyu mkoma mune mkadzi nemunin'ina rombe