The guy who explained at first is really making sense.He is very humble and matured.He said it all,people need to stop these kind of baptism when they aren't strong and holly enough to do so.Asi muporofita haana kuita zvinhu izvi asina kupihwa mvumo kaa Sabhuku waakaenda naye ndiye akamupa mvumo saka haana mhosva ipapo.Mhosva ndeye kuita zvinhu panzvimbo inoyera asina kuchena.Why akati vanhu vapinde vega mumvura iye ari kunze kuita sekuti aiziva kuti pane vachafa otadza kusungwa onzi haana kubata or kuvapusher vakapinda vega. Folks what is happening to our Country. Dear Lord,Please save us all.
Vano nyora mabhuku hero basa inga zvakaoma chokwadi thanks for taking us to another level mukoma Neshamba ne Dreams ini ndashaya neremuroma chinoziva ivhu kuti mwana webheva anorwara zvakutoda nhondoro kuti dzitaure kuti vana vakawurawa nei semaonero angu chero mukadzokera ku police kwacho andifungi kuti muchapiwa report yechokwadi kuti vana vakawurawa nei
kana ari the true man off God ayifanira kuona in the spirit kuti pachaita njodzi.ukaenda panzvimbo inoyera usina kuchena panoitika disaster.mumadziva mune zvamo.chivanhu chivanhu chinoda kuteedzwa easpecially panzvimbo dzinoera
It's a shame people died but profita doesn't choose what to see. A lot of people don't know how Holy Spirit works. The man with an orange jacket explained well that the area is haunted seriously. Akatoona kuti sabhuku ane chikwambo ende sabhaku akabvuma. Im not saying the prophet is a true one but nzvimbo iyo iri haunted. Zvakaoma veduwee.isu tinotoratidzwawo zvevamwe asi zvangu zvimwe handratidzwe...
Drew Media a very good and well informative documentary. Can you help next time by showing with arrows than saying pane danda apo. You can even be showing with arrows deceased 1 was here deceased 2 etc
Drewmas thank you very much. I made noise about this. You are a listening Media Practitioner. Ndakatukwa kwazvo when i insisted that you needed to have this closure and interviews of other parties.
Thank you drewmas you are best of the best chivanhu ndicho chinoita kuti nzvimbo ive inoera saka mapositori ngaasiye tsika yekuenda munzvimbo idzi nekuti ivo vanoenda vaine kushora uye vachiti hakuna chinotiwana simba redu rinodarika rematateguru
Pastor takataura wani kuti haasi kubatika even pa video I guess kana mange makaterera zvataurwa then kwaSabhuku takatadza kusvika becoz of many things but mainly the road network is bad
Umm baba number 3 haa ndivo vega munhu anonzwisisa i like the way he talks kuti ngatisatarise side rimwe nekuti vanhu chokwadi tinoda kushandirwa ende tisu zve tinoteera vanhu iwawa
Iye chief wekuda kurasa chikwambo chake ndiye akachekeresa nemuporofiti wake...chikwambo chinobviswa neropa...vanobata bata vanhu ava vanofanirwa kusungwa
Pastor nasabhuku harvested the children souls. Munabata mapoints. Sabhuku pavainyura vachibuda 3 times, vainyura kundodzipa vana varivatatu. That is why they had no water in the abdomen and why sabhuku was not compressed when he came out. Sabhuku knows how to swim and was holding his breath under water.
My condolence kumafamilies but nyaya yacho iri complicated coz pane panzi madzibaba vati ndakazvatirwa mumvura so sometimes maspirits emumvura aida blood or vanhu vekushandisa or akaudzwa nen'anga kuti mishonga yangu iyi you must go sacrifice kumvura nevanhu only God knows what happened really.the world 🌎 is weird evil nowadays
Its either munhunuyi akachekeresa vana Antigona akange atanga agadzira po,or akatumwa nevemishonga or njuzu but varidzi vemusha mungangotarisa Zvinhu zvichiitika numusha menyu vana voenda makangoti zii
People need to learn about rip currents zvechokwadi. Rip currents will spin you underwater like a washing machine yozokusvipa kwete zvenjuzu izvi. Even a seasoned swimmer cannot fight against a rip current.
Akabuda haana kutaura zvema currents, people combine information from all angles. There is a survivor who has his own story, and masvikiro akataura kuti vava kubuda vobva mabodies abudavo for sure. Currents is also just a theory there
There are things we can't explain. If you hadn't been taught about the currents you wouldn't know that. There can't be underwater currents in non moving waters it's not an ocean it's a dam. Mermaids also use underwater currents so it can't all be currents doing it.
Ndongonzwa kuti vana ava vana ava, how old were the victims? The 3rd interviewee is contradicting with the 1st and 2nd speakers respectively. Muporofita akapiwa mvumo nasabhuku. Ndokumusha kwedu uko. It really pains. Pangu paNemamwa
Pane nhau ya Sabhuku, muporofita haana kupihwa mvumo na Sabhuku wenzvimbo, asi pavanhu vaaida kunyika vacho paiva na sabhuku e neighboring village, so kwaari means ane mvumo ya Sabhuku
Madzimambo nemadzisge masvikiro ne mhondoro varikudzikisirwa ne hurumende ndiri kureva PRESIDENT WE zim .varasa chivanhu chedu .ndizvo ruzhinji haruchakoshesi nzvimbo nekuda kwekuti varikuzviti ma kristu. Zivai kuti varungu vakauya ne chikristu ava ndivo ma slave master edu .dzokerai kuchivanhu zvifambe munyika yose.
The guy who explained at first is really making sense.He is very humble and matured.He said it all,people need to stop these kind of baptism when they aren't strong and holly enough to do so.Asi muporofita haana kuita zvinhu izvi asina kupihwa mvumo kaa Sabhuku waakaenda naye ndiye akamupa mvumo saka haana mhosva ipapo.Mhosva ndeye kuita zvinhu panzvimbo inoyera asina kuchena.Why akati vanhu vapinde vega mumvura iye ari kunze kuita sekuti aiziva kuti pane vachafa otadza kusungwa onzi haana kubata or kuvapusher vakapinda vega. Folks what is happening to our Country.
Dear Lord,Please save us all.
Vano nyora mabhuku hero basa inga zvakaoma chokwadi thanks for taking us to another level mukoma Neshamba ne Dreams ini ndashaya neremuroma chinoziva ivhu kuti mwana webheva anorwara zvakutoda nhondoro kuti dzitaure kuti vana vakawurawa nei semaonero angu chero mukadzokera ku police kwacho andifungi kuti muchapiwa report yechokwadi kuti vana vakawurawa nei
Pastor ndiyee akauraya vanaaaaa akatoromba navoo
Maporofita aiveko kare iye zvinor hakuchina so pliz pliz nguva yatave siyanai nevanyengeri ava vazhinji vakuromba vachichekeresa uyezve mhombwe dzega dzega ,vaporofita venhema muchatongwa zvakaomarara
kana ari the true man off God ayifanira kuona in the spirit kuti pachaita njodzi.ukaenda panzvimbo inoyera usina kuchena panoitika disaster.mumadziva mune zvamo.chivanhu chivanhu chinoda kuteedzwa easpecially panzvimbo dzinoera
Zvinorwadza. Pastor ngava sungwe
It's a shame people died but profita doesn't choose what to see. A lot of people don't know how Holy Spirit works. The man with an orange jacket explained well that the area is haunted seriously. Akatoona kuti sabhuku ane chikwambo ende sabhaku akabvuma. Im not saying the prophet is a true one but nzvimbo iyo iri haunted. Zvakaoma veduwee.isu tinotoratidzwawo zvevamwe asi zvangu zvimwe handratidzwe...
Drewmas Media, I wish you growth and successful. You are wonderful. Keep on my brother n yr sisters.
13:50 murume uyu anotaura zvaaanoziva chaizvo. maonero ake ari very objective. and anotarisa ma sides ose haana side raanotora
Very detailed and informed analysis by Drewmas Media! Good job!!!!!
I hope chokwadi chakanyatsoitika chichazobuda hacho!
Mhuri dzakafirwa nehama dzavo tine hurombo ,nyaradzwai Nashe .
Komadii kubata anonzi akabuda ari mupenyu munzweo kudiwi rake tinzwe chakatora nzwimbo?
Mukaenda paMasvingo Mirror's page varipo sabhuku nemudzimai wavo nemuporofita vachitaura
Drew Media a very good and well informative documentary. Can you help next time by showing with arrows than saying pane danda apo. You can even be showing with arrows deceased 1 was here deceased 2 etc
Pakaipa apa.... Well said Mr Manyawi and Mr Maziva
Camera yeDrewmas Media munzwa......
Drewmas Media thank you for the insightful journalism.
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
Drewmas media, you are the real answer of every happening - munoita kurova imbwa musina kuviga mupinyi. You are above the BEST. Thank you.
S
Ijorodhani repi rinonzi munhu ngaazvijorodhe muporofita uyu suspect
Nhai nhai, zvimwe zvakuitwa nema prophet zvakutyisa
Ndine mubvunzo napo ipapo
The man in worksuit is very fluent pakutaura. A good narrator
Drewmas thank you very much. I made noise about this. You are a listening Media Practitioner. Ndakatukwa kwazvo when i insisted that you needed to have this closure and interviews of other parties.
Job well done Drewmans 👏🏾
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
Muporofita anga akasviba pamwe ayitotamba nemusikana akanyura iye haana kupinda munvura nekuti ayitya nyaya dzake saka ayitambira kure munhu wese anotadza asi chekutanga kurevurura zvitema zvedu tisati tatanga mishando yose tatenda
Sei wanhu wachikuteerera maporofita ekunyepa aya..Cause of death is drowning or murder to prove a point.
Tsotsi chairo iri Dai akasungwa. Thank you Drewmas media for the update 👏
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
Sabhuku ngaabatwe ataure chkwdi
How old were these children
Very sorry kuvanhu varasikirwa nehama.. May the Almighty God provide them comfort, peace, healing and rest☀️🤝🍀💐✨🕊️🙏
What happened to the survivor?
Baba vane worksuit yeblue mataura chokwadi kuti pastor ange asina kuchena , ndosaka vana vakanyura
Ngasungwe iye muporophet wacho nekuti vacharamba vachipedza vanhu...amugabe vakasunga muporophet uya wekuchitungwiza anzira...
I like that song
Hahaha mkoma neshamba good analysis. Hanzi anongori marehwarehwa kuti nzou nzakapera nemariva
Thank you drewmas you are best of the best chivanhu ndicho chinoita kuti nzvimbo ive inoera saka mapositori ngaasiye tsika yekuenda munzvimbo idzi nekuti ivo vanoenda vaine kushora uye vachiti hakuna chinotiwana simba redu rinodarika rematateguru
Uye dai vanhu vachiedza kuti vakasangana nezviitiko zvakadai vokurumidza kuudza vakuru venzvimbo vakuruwo vokurumidza kubata vedrewmas media votsvagirwa ma svikiro anoziva chivanhu chechokwadi vobatsira
Thank you Drewmas Media
Nhai Andrew why didn't you shows us your interviews with the the people involved? Sabuku, pastor and the congregates.
Pastor takataura wani kuti haasi kubatika even pa video I guess kana mange makaterera zvataurwa then kwaSabhuku takatadza kusvika becoz of many things but mainly the road network is bad
This place is so beautiful
Umm baba number 3 haa ndivo vega munhu anonzwisisa i like the way he talks kuti ngatisatarise side rimwe nekuti vanhu chokwadi tinoda kushandirwa ende tisu zve tinoteera vanhu iwawa
chidzidzo vanhu stop kutevera maporofita..tswagai Jesu musiyane nemaporofita..ndo magumo azvo kana ukatevera maporofita...
Vanhu vanokwanisa kunge vakaurayiwa ne chikwambo cha sabhuku isiri njuzu
Iye chief wekuda kurasa chikwambo chake ndiye akachekeresa nemuporofiti wake...chikwambo chinobviswa neropa...vanobata bata vanhu ava vanofanirwa kusungwa
😂😂😂 Pastor Ange akudii kkkk kubudirwa futi here
Sabhuku aivapo wani and akatosumiwa profita uyu kwasabhuku chivanhu chiripo veduwe musaende makasviba pliz
34:23 police haizive kuna pastor here?
Rovai vanhu vaichengeta pastor
Zvakaoma hazvo,chete naiwo masabhuku acho kuda mari ndosaka vachingozotendera vanhu vavasingazivi kuita zvavanoita munzvimbo dzavo. Nesuwo tisangonyanyawo kuteverera maprofita atisingazivi nekuti vamwe hwava huprofita hwekutsvaka mari nehurobwa. Zvisinei mweya yavo ngaizorore murugare 😭😭😭
Thanks for updating us
Pastor wenhema uyu chaiko
Munhu anganzi azvi jorodhe here Madzibaba pane zvavakaita vakachekeresa vana☹️
Hezvo kumusha kwedu kwachikava
RIP to the 3 who lost their lives. One thing is clear though, vanhu ava vakafira mumaoko ma pastor!
Maporofita ohurawe veduwe vaya Mai vokunyura vaye hanzi vakareurura upombwe haaa veduweka musanyengedzwa Mwari havasekwi
Ko nhai Andrew ko sabhuku vakamuka ava vatadza kutaura sei? Is he not the key witness here? This is a really incomplete investigation
Incomplete yes but takatadza kusvika kwavanogara becoz of roads
Zvakaoma
Tumirai drone vaAndrew, plus pastor ava vaitei interview.
@@drewmasmedia3856 go ammo.
Pastor vanoda kurohwa vataure idi rose, zvima chechi zvepasi pemuti zvapedza vanhu nxaa.
Ini ndoona kuti injuzu koz ma symptoms acho nezvatinozwawo ndozvainoita kana yatsamwa
Hesi Pesinai my classmate nematambudziko bt vanoziva kt kuzvimbo kwedu kunoera kwamapanzure kunemanjuzu edu
Pastor nasabhuku harvested the children souls. Munabata mapoints. Sabhuku pavainyura vachibuda 3 times, vainyura kundodzipa vana varivatatu. That is why they had no water in the abdomen and why sabhuku was not compressed when he came out. Sabhuku knows how to swim and was holding his breath under water.
Just like the 8 madzibaba hanzi vaive vasina mvura mudumbu
Vanhu vakashaika vari kunzi vana, how old were they? Teenagers or 20 something? Pane anoziva here?
Ko mdara akabuda makadini kumu interviewer ?
Taura hako ndiye watoda
Bvunzawo
Murume we warksuite akataura chokwadi paster uuuu anga asina kuyera pls akauya akahwanda
Mmmmm so sad may there soul rest in peace prophet adakusungwa uyu
Muri kugona basa mukoma Neshamba👏
Vanhu these days vakumhanyira kuzvitendero zvakasiyana siyana vachikangwanwa chivanhu chedu pasi rinoera
Ummmm pakachekereswa vanhu apa 😢😢😢
Saka sure arikutorara hope muporofita uyu😫😥saka Ari prophet akatadza kuona rufu
Haa bt zvechivanhu ko sei zvichiuraya kai zvakadii kutora iye prophet,havasi vose vanodana Zita raMwari vari vaMwari ,haiwa maporofita chihure
@@nomatteramapanda2893 my question too... Ko sei kuzotadza kunochema vafi??
Mysterious
Ko imi vagari makamurega achiita zvese izvo makangonyarara sei
Moporofeta ngaasungwe coz akaurayisa vanhu
Very intelligent old men there
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
My condolence kumafamilies but nyaya yacho iri complicated coz pane panzi madzibaba vati ndakazvatirwa mumvura so sometimes maspirits emumvura aida blood or vanhu vekushandisa or akaudzwa nen'anga kuti mishonga yangu iyi you must go sacrifice kumvura nevanhu only God knows what happened really.the world 🌎 is weird evil nowadays
Vanhu veMasvingo varikugozhegwa nechiitiko ichi. Kana neni ndagwadziwa mhani mmmmm. Mweya yavo izorore murugare.
Its either munhunuyi akachekeresa vana Antigona akange atanga agadzira po,or akatumwa nevemishonga or njuzu but varidzi vemusha mungangotarisa Zvinhu zvichiitika numusha menyu vana voenda makangoti zii
SABHUKU ngavabvunzwe zvavakaona kusvika vazobudiswa vari vapenyu,bvunzisisayi sabhuku???
Hanzi akati akaramba kupiwa mushonga yaakapiwa mumvura imomo ndosaka sabhuku uyu akabudisa
Goodbye my friends - Iwe Maggie we mukaranga.kkkkkkkk
Mukoma Drew madiro amunoita zveshivanhu so munoita kudzifambira zvomene nyaya dzacho 🤣🤣
Vanogona kutipa zvirikuitika kumaruwa.vanogona chose
pastor une njoto 🤣😂😂👏, haa pastor vakachekeresa vanhu, ava,
Hasi munhu waMwari uyo hurobwa uhwo uye imhobwe
Munhu akauraiwa nenjuzu anobuda ropa munhuno vana avo vakauraiwa nenjuzu
Zvogwadza izvi maporofita enhema ayo
People need to learn about rip currents zvechokwadi. Rip currents will spin you underwater like a washing machine yozokusvipa kwete zvenjuzu izvi. Even a seasoned swimmer cannot fight against a rip current.
Akabuda haana kutaura zvema currents, people combine information from all angles. There is a survivor who has his own story, and masvikiro akataura kuti vava kubuda vobva mabodies abudavo for sure. Currents is also just a theory there
There are things we can't explain. If you hadn't been taught about the currents you wouldn't know that. There can't be underwater currents in non moving waters it's not an ocean it's a dam. Mermaids also use underwater currents so it can't all be currents doing it.
My condolence to the families. Ko mbuya Juliana vanobva masvingo here.she is a true svikiro l know her
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
Mbuya Juliana isvikiro reMwenezi West Masvingo South
Akachekeresa muprofita uyu dhemeti mani ve zimra ngabhadharie zvichechi izvi kana saina ku register ngaende kujere
Ndongonzwa kuti vana ava vana ava, how old were the victims? The 3rd interviewee is contradicting with the 1st and 2nd speakers respectively. Muporofita akapiwa mvumo nasabhuku. Ndokumusha kwedu uko. It really pains. Pangu paNemamwa
Pane nhau ya Sabhuku, muporofita haana kupihwa mvumo na Sabhuku wenzvimbo, asi pavanhu vaaida kunyika vacho paiva na sabhuku e neighboring village, so kwaari means ane mvumo ya Sabhuku
Muporofita uyu ngaasungwe without fail akaurayisa vanhu that's manslaughter
Makaita Law here, manslaughter munoiziva here 🤔
Injuzu. Ko kutinhira nechimupupuri zvaibvepi? It's a sacred place.
Mapositori dai vamboitirwa operation even ma covid regularly avasi kuterera
Gadzirisai chivanhu chedu .madzimambo nyika yedu vavekutya hutungamiri hwedu. Asi madzimambo pachinyakare ndivo vanofanira kutungamirira nyika .Chimutemo chuiswa president munyika chakauya nevapambevhu .dai patakazvitonga pacho pakaitwa hutungamiri hwechivanhu kwete hwe chivanhu.honai MA CHINA zvaarikuita munyika .mhondoro, masvikiro vakanyarara asi hazvirevi kuti chivanhu hachiko .
Yea madzishe avakuita zvisiri zvavo plus vanhu ngavaere
ua-cam.com/video/XV2u5zKYypo/v-deo.html
Wasvika paChikava apo watosvika kwangu
Inga makati muchataura naSabhuku wacho akanyura akafa akazomuka where is that part you promised?
Kwai kwakaramba kusvikika ne road. But vaifana kuita more effort kanior kuti Chief vamudaidze. They spoke neakamirira Chief ka apo
Yy
Munhu aneshave renjuzu anoita zvese vanhu wee zvemweya nezvechivanhu
Kkkkk uyo ati vakatadza kushambira haaaa no unoshambira chii mujecha apo injuzu idzo
Vanhu vachinyanya kuda kupfuma, pse pse, vana ngavaende kuchikoro Shuwa, uyo tsotsi ngasungwe
Maonero angu ndoona sekt vana ava vakatorwa nenjuzu coz prophet vakanoita zvaakaita asina kukumbira or kunamata kt apihwa gwara , Njuzu hadzidi kuenderwa mberi , dai akapinda iye mumvura onamata ndopaizoratidzwa nemweya wake kt Pano parisei. Zvinorwadza chokwadi.
Madzibaba ndisangoma akachekeresa
Ngaaende kumapurisa anobvunziswa nemboma anota chokwadi wakachekeresa kusimbisa uprofiter hwake
#5 is spot on
pesanai, ane nyaya yose
Shem veduwee muporofita uyo anofanira kumbobatwa batwa
Iyi nyaya yakaoma iyi
Vana vakanyura shuwa . zvima Papa zvemazuva ano zvinonyepa
Madzimambo nemadzisge masvikiro ne mhondoro varikudzikisirwa ne hurumende ndiri kureva PRESIDENT WE zim .varasa chivanhu chedu .ndizvo ruzhinji haruchakoshesi nzvimbo nekuda kwekuti varikuzviti ma kristu. Zivai kuti varungu vakauya ne chikristu ava ndivo ma slave master edu .dzokerai kuchivanhu zvifambe munyika yose.
Let him be arrested surely
Kunyeperwa baba vanotsigira mapositori ndovimba kana iye anoyenda ikoko..inini ndakaurayirwa mwana nevanhu ivava vakatorera mwana wangu mari
Nzvimbo iyi inechikaranga chakasimba nehushereketwa zvekare
Drewmas Media tinotenda. Munodzifambira chokwadi. Inga zvakaoma nhai