But kutaura chokwadi vabereki vemukadzi kana mukadzi akahura ngavabhadhariswe ivo i thnk vabereki ngavaraird vana vavo kuti ukahura unotiparira bcz iye hure uyo anenge achiti i dont care ndikabatwa ndoenda kumusha kwedu so akaziva kuti kumusha ndonopinda ma1 hafe akahura
Unobhadhara munhuu akaunzaa tsvakirai kuno ye 50dhombi or Rusambo rwe300dollar. Okuzvarira vana kukurimira. Women do a lot in the society. Kana vanhuu vahurirana musapinze vabereki. Ko iye arikuhura arikuhura ega treatment should be same kumukadzi or murume. Hakuna ane right yekuunzira mwana wemunwe chirwere
Ukango ziva chete kuty chihure chababa achiparadzi musha uchabatsirika mkaty mekurarama kwako,,though I'm not saying murume akagona or anythng dai ana Mai vedu vaidaro kunana baba vedu tiripo here🤷♂️😅
I think to AVOID Nhau dzakadai Vanhu vari muMarriage,, Needs to Punish Chikomba and Mukadzi wacho equally 😢😢
Ipapo haurevi nhema vakadzi ivava vanoda kuripiswa futi bcz vakuita business
I agree.
Mukadzi uyo ndatute chikomba must be jailed for spreading HIV knowingly if I'm not mistaken i 9 years
Ahura ngaurawe zvipere
Wisdom ya Mambo iri mberi👏👏
SMTV improve your audio system, we like your channel but most of the times we stretch our ears to hear everything.
And picture quality is poor. I think they use a Mobicell phone to shoot😂😂
The chief is fair
Ngatibatsire kana tichigona nekuvapa zvinhu zvacho
Hupombwe hwaparadza misha 😢ummmmm
Ngavanoitwa Test HIV and Aids vapinde muchirongwa
1. Munhu anoripwa anofanira kunge akapedza kuroora
2. Munhu haafanire kuripwa monbe dzinodarika vana vaainavo
3. Kana munhu aripwa haafanire kugara nemukadzi iyeye, zvinoratidza kuti varikutengesana
True
Yave punishment plus good move coz chikomba chakamboripwa chahurirwa nemkadzi
Thank you thank you . well done free and fair
Returning evil for evil brings more evil.
Kuhura uripamurume kurikutobhadhara kudarika touchline 6 mombe🤣
Asi zvine njodzi/ngozi. Vakawanda vari pasi nenyaya yacho. Saka, makasi chaiwo - unohwina kana kuti panofa munhu; kucheregwa chaiko kkkkkk.
😂😂😂😂😂😂😂
baba awa ipfambi,mukadzi uyu ibishu chikomba ipfambi dzasangana
Murume uyo ngaaende nevana vose kuma DN test 😮😮😮
Inonzi Dna test
@@mamomatirangana8109vazhinji havatonyatsoziva kuti vanotii kkkkk inongova DN 😂😂
Varume vopfuma nechihure chevakadzi vavo zvakaoma
Saka mahure kadzi akosha muZim
You can say that again. Munhu unona kutotora mmombe dzekuripwa kutonopedzisa roora kwa Tezvara. Kkkkkkkkkk
mukadzi uyu ihure shit
Zvakagara zvakadaro ukaita mhosva unibhadhara fine Saka toti government iri kupfuma nevanhu vari kubhadhara fine here
Ishavi rechihure China Mai ava
Mukadzi ndoane problem munhu kana aroorwa ngadzikame mukadzi kumusha pfambi inosemesa
Baba veworksuit vabatwa havo asi havasivo vega papfambi iyo
taurai henyu hawasi wega sisi watinyadzisa bishu chairo
chokwadi vagra vari hure
Thats true
Vangoitawo munyama
Mbavha imbatwa.
Changamire mataura idi apa kudzorera chitema nechitema chinounza zvitema ,keep it up
Dai vari Mambo Makoni vaitoti dare ngaribhadharwe ne mombe 2 kkk ava mambo vanogona havo
If bleaching was a person
Nyangwe ndimiwo munhu anonzi AFAKI 😂😂😂😂😂haairega kuhura nemkadzi wemunhu
😂😂😂😂😂😂
😅😅
Kikikikiki
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
I love the Chief's rhetoric of ..."handiti? ..."
Mukadzi ndobenzi tongai mushe apo akabvumirei varume vagara vanonyenga mukadzi ihure iro siyayi baba awo plz😊
Pachivanhu hazvitenderwi zvachose kubata mudzimai woumwe. Ukamitisa mukadzi weumwe unovhiringa madzinza 2 mwana orerwa kusiri kwake. Mukadzi mhosva yake vanonogara matare emusha wavo, kana achidzingwa odzingwa.
Chivanhu chinoti mukadzi vemunhu haanyengwe . Imi munoti varume vagara vanongo nyenga . Mukadzi wemunhu haabatwe ndokudherera ikoko unonyengerei mukadzi wemabiyako . Wese wari wrong
Mambo number 1
Makore awanda vachidanana vanhu ava avarambane
Pakuda jeso apo Amen
Wizdom from Chief
I luv the Chief is he divorced 😊 just asking for myself
Hahaha iweweka
Ayanda
Chinhu chamakapfeka mumusoro mama ndechekurarisa
Bt Mai Ava ndarwadziwa & ka
Vakadzi vari mudzimba ndovatove serious panhau yechihure than vari single
But kutaura chokwadi vabereki vemukadzi kana mukadzi akahura ngavabhadhariswe ivo i thnk vabereki ngavaraird vana vavo kuti ukahura unotiparira bcz iye hure uyo anenge achiti i dont care ndikabatwa ndoenda kumusha kwedu so akaziva kuti kumusha ndonopinda ma1 hafe akahura
You have a point 👉
@@bvudzijena yes bcz vabereki havasikuraira vana vavo
Unobhadhara munhuu akaunzaa tsvakirai kuno ye 50dhombi or Rusambo rwe300dollar. Okuzvarira vana kukurimira. Women do a lot in the society. Kana vanhuu vahurirana musapinze vabereki. Ko iye arikuhura arikuhura ega treatment should be same kumukadzi or murume. Hakuna ane right yekuunzira mwana wemunwe chirwere
Chihure chacho kah 😅😅😅😅😅😅
Mudare munotova neteam riri kudanana nevakadzi vevanhu
proudly sponsored by AGRJUA
Vanhu havasi kutarisa, uye kune rebound yakawandisa. Please remove rebound.
Team rema bonnet iri kkkkk
😂chokwadi takazvitaura kuti ma bonnet Aya achatiparira even kuchurch tichamaona hedu
Aiii mrume musvinu veduwee ...kupfeka bonet mudare kuratidza kuti urirema remkadzi
Nxaaa
Yellow Musango 😅 Ndaseka so Mambo achatora 2mombe then Khumbu3😮
I think vakadzi vanofanirwa kuripiswawo nyaya idzi dzakawandisa and vakadzi tinofanirwa kurwadziwa nekuripa pamwe dzingaita shoma
Chief ndimi 1 makanyanya hamuparadzanise vanhu
Mkadzi uyu ano chifambi chechikwambo vanonyadzisa ngavaripiswe wo
Ini ndaifunga kt mukadzi wemunhu akanyengwacakabvuma ngaaripewo , iyewo fty murume anonyenga acgiziva kt mukadzi waarikupfimba mukadzi wemunhu vese ngavaripe
Pamwe vane vana vese pa13 yrs vana vese kwaTinashe Mugabe
Uone murume wavo ihono kwayo kwayo crossborder iyo yakonzeresa chihure kuda kwedzera mari yeorder
Mubhurugwa pamwe
Confusion ine chikomba chacho veduwe vakadzi munenge maonawo chii ipapa
Kunyenga kudii? Is it sex or proposing?
Zvese
😂😂😂 nhamo ine nharo kachikomba kacho mainini musadaro
Imiweeeee😂😂😂😂😂 ipapa haana chaainacho
Only Mombe 6 ne mbudzi 5 pamsoro pechirwere eeer😂😂😂😂🙌
Picture quality yenyu yakadhakwa
Why are people overlooking chihure chemurume wacho? Does it make it right?
Ukango ziva chete kuty chihure chababa achiparadzi musha uchabatsirika mkaty mekurarama kwako,,though I'm not saying murume akagona or anythng dai ana Mai vedu vaidaro kunana baba vedu tiripo here🤷♂️😅
Mkadzi akangonyengesa chete ukabvuma kuripwa unenge wotongoziva kuti ngoma ndiyo ndiyo haamire
Apa hanzi chikomba chine utachiona uuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo veduwe mukadzi uyu ka kunozvisa Sure
2010 uchingonyenga😂😂😂😂
Zvakaoma
Ah aka ka nice business uzvitorera hako joki rako worisiya richihura iwe wotevera hako uchipiwa mombe danga richikura 😅
Wakabata foni yaani? Yaambhuya amai vemukadzi?? Hauna kukwana. Jah haana mhosva
Zita rechikomba ndoo rakapenga, # Va Facki😂😂😂
Kkkkkk
Fakimore haa anofaka zveshuwa 😂😂
Aaaashaar wandipaza wena ndange ndisina kuzvifunga izvozvokkkkk😂😂😂😂
Saka kuZambia ikoko kunonobatwa basa namai ivava,kudanana nemarangwanda ayo uchisiya mrume musvinu uri Bishu mwana iwewe rabishi yemunhu
Anokodzerw arikudyirwa ndatii😀
Vanhu vanotonga namambo mune kamwe kakuvhurika kanombobhowa too much noise hamupe munhu nguva yekutaurawo sei
Interrogation haidi kuva soft, perpetrator anokujairira ukava soft
Chikomba karombe chaiko kamukono ketsambarafuta apa Mai ava imboko chaiyo kuhura mwana akura kudaro
Zichimai iri zichimbwa chairo nemahuriro aro ngembwa chaiyo
Returning evil for evil multiplies evil
mai ava ritori hure vakatorwa mu bar chaimo
Mmmm kachikomba kacho kani yoo
Mbavha haide kubirwa vese vanohura .chikomba chakahurirwa nemukadzi chikazohurawo namai avo vainge vahurirwawo nemurume so vese vakafanana
Mambo makoni imhata haazive nyaya idako riya kana mazogara
Aah zvakaoma hazvo kukurirwa simba nezvinhu zvamakatakura
Kkkkk tunhu twavo twaakuvaparira
Ngaiwuye
Varume vakuita business nevakadzi vavo😂
True😊
Mukadzi uyu ihure chokwadi chero ku Zambia kwanoenda anechikomba dai vaenda kuno test bcz pamwe mukadzi ava nechirwere uyo
Ma assessor amambo Madziva anokuisa pacorner kusvika wabvajuka kutaura zvakavanzika.
Pamwe vana 4 ivavo vemurume vaviri 😅 Zakaoma kunyadxiswa pamberi penyika
Kuripisa chihure kutengesa mukadzi haaa hskuna zvakadaro😊
Mambo ndoo kunonzi kutonga kauku.......mandinzwisisa?"
Ripisai mahure acho futi echikadzi.Murume akahura iwe wohura ah kupenga.Ko kuenda
Wakamborwara , unopenga 😅😅😅 mabasa emuchiuno makaregedzera
Hiv test is a start
Nhaimi mainini ko mumusoro makapfekei chokwadi 😢zvega izvozvo zvinotoratidza pfungwa dzako kusakwana
😂😂😂
Ini murume akahura ndinotsvaga murume ari better than iye ndohurawo ndozvinotopedza pain yekuhurirwa😂😂😂
Yoweeemaaah
Mangwana chakuonavo wave padare😅😅
Kachikomba kacho ummm,pakutodiwa ma DNA.
Marema akasangana ungatsive chivi ne chivi sure sorry kwazvo
Asi nhaimi vanhu vanoramba vachidanana after chihure chakadai zvinenge zvichiri zverudo here
Mai ava nevarume vavo avo thy are poisonous mu society. But moms iyo itori more dangerous.😂😂😂😂
Gogoi pano nhasi paneiko😂😂
Kana munhu abvuma mhosva why kuswero kumutyisidzira, chingotengai chete
Sound is very poor quality 😕
Ngaaende Kuma DNA test baba awo
Mabhishu manyama
Uuuuu Mai vanonyadzisa avo tinotsvaga varume vamwe vakadzi varikuramba nevarume imi amai msatamba neimba
ndibate tisorovhe nyayacho
Mukadzi we munhu anoitireiko chihure chokwadi musatinyadzisa vakadzi
Haaaayaz chikomba chacho chenzara nzara chaiyo
uyu anoketa mambo..
Munhu akatanga kusona zvimadhuku izvo ka haayas.Zvinonzi ndezvekurara wakapfeka mumusoro ava vakutora semucheno
PaGoora 😂😂
Kuita chipota neko tisangane. Waita chihure wadzokawo zvekare
Chikomba Changu,,,,,, bhishuuuu
Asi mweys werudziiko wapinda mukadzi vari muwanano nhai kuhura kupinda vasina varume vacho
Vana kwatenashe Mugabe purizi
Sando kuna mambo..
Mombe dzinogona kufa nechirwere idzo piwa mari
Inobiwa nematsotsi.