GUTU: Vakafarira Kufa Kwemurume Wangu Vachiti Hatitongwe NaSabhuku weZanu PF
Вставка
- Опубліковано 15 вер 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Dai vaitopa gogo ava husabhuku babamunini vavo vaite mutevedzeri wagogo
Gogo makagwarira l love that🎉🎉🎉🎉🎉
Asi vanogona kuzongwarisa vakawedzera nhema dzinogona kuvadzisa vanhu. Hazvishamisi kuti zvekuti zanu - zanu izvo ndezvekunyepa kungoda kuti madishe atsamwe uyo mukuru anyimwe husabhuku.
Skin ya Gogo sweet 16 Gogo vanozvichengeta❤
Kana ndakura ndoda kungwara sa Gogo. Asi Gogo vanoyyera Shoko here. Good for You Magogo
Please musazadze screen yose nebanner inga riripo pakona wani apo nguva dzose banner handiro rinokosha panyaya data please
Wataura apa
No need for banners sure inga we subscribed risipo. Zvokuvadza meso izvi.
@@Fayrwa06 chokwadi
Imi baba vane hat yemelun dzidzaivo kuremekedzana mamwe makurukuto enyu
Tasvikewo pano👏
Magogo varamba zvema dhisinyongoro, gogo vakatingwarire
Sound is Always a problem
Vanhu ava havapanani nguva yokutaura ...mbuya ava kudai vachitotonga zvavo vanogona
Gogo ndichihera
Mbuya ndavafarira, vanoruzivo
Baba varipedo na Ain't uyo muri tsotsi munozivana nama rava nyika makatomupa sabhuku kare, 2 munovharidzira vamwe😮 kutaura why???????
Musapa murume Uyo book
Gogo Sando dzenyu Imi baba veheti tsvuku remekedzai vamwe baba avo ndivo vakauraya mukoma musavapa book opai Mwana wemufi
Uyo weHat tsvuku yechikadzi iyo anongopingaidza vamwe saka purpose yedare ndeyei kana vanhu vauya kuzonzwa iye
Kutoda kunzi vanoziva zvese tsve kupa vamwe mukana nhaimi 😅
Plus sei vachitonga vane zvima hat mumusoro. Chivanhu chekupi ichochi
@@romeodzangare9905 yaah shuwa mudare ngowani dzinofanira kubviswa kutaridza kuremekedza
Ingwani 🎩 yeku JONI 😂😂 😂😂
@@romeodzangare9905 kusatoziva chaiko imi hamuone kana kutaura kwacho kuhumana chaiko aaaa vanoda dziidziso vari kurwira hukuru pachavo vega
iri dare rinotaura zvinotapira
imhosva here kut havadi zanu
Kkkkkkkk plz ipai gogo nguva kani