And he is always supportive to the wife .I understand him vanhu vanokushandisira mushonga wotopenga nerudo ..ko ivo vaizonetsana zvekuti umwe anorara kwake nei is it issue yemwana and futi zvakaoma least marriage yavo didn't collapse...asi oversea na present are not clean am not there to judge but ummmm let us live it for God
i believe mukadzi uyu akashandisirwa mushonga , some thing are unbelievable but ndochinenge chiri chokwadi. kana satan ari pabasa anoisa mamwe maloopholes . the mission here was kuti imba yethis couple iparare, May God fight for you and may he make this overseer confess
Baba vakadyiswa ava hapana munhu anorwira mukadzi achivanza zviri kuitika. Mukadzi uyo aifanirwa kut kana anga asingade aifanirwa kuudza murume frm th word go
We have been told the well chosen words by mai mfundisi. Its sad churches cover up so many misconduct. Repentance is required God is always waiting for us to come back asking for forgiveness.
This woman is very sly. Let’s not be so naïve coz she was secretly entertaining him. No married woman would have accepted cash etc. what caused the so called Overseer to tell her to stay where she had gone. What gave him the guts? People want to blame Tilder for “doing it again “. All she was doing is ask the important question so as to understand better because this is very weird. If anyone was bewitched it’s the husband. He’s constantly going after the “overseer” instead of looking into his wife’s role in this whole rigmarole. The wife busy protecting the “Overseer” that’s very suspect. Panenyaya………..I hope they Will be ok but I don’t trust the woman. Towards the end of the conversation when asked if they now had a kid,her body language said a lot.
@@taniachingandu2266 then why would she suffer a heartbreak and get so anxious about who may have been with him when he was not in touch. A blackmail victim wouldn’t have cared a bit about the “where and with whom “ in this case. She’s very sly. I wish them well but not sure if there’ll be a good future here.
Everyone including your good self has the right to be believed until proven wrong. You will be surprised to know that this lady was telling the truth, nothing else but the truth. They were not in a court of law where Tilda was the presiding Chief Justice. He lack of care, empathy, disbelief, awful body language, unskillful questioning, disrespectful hideous utterances, insensitive on a very sensitive and emotional matter, being judgemental , the list is inexhaustible dear. To top it up, the show was ended abruptly, what’s new though. As a presenter of shows like these , one needed to have discussed with their producer about the timing. This is my own personal opinion of how this show was handled, am I allowed in a democratic world to voice my concerns ???? NB: We need not forget that if you are in a / hold a public position; you are by nature of your job, open to public scrutiny, criticism etc. It’s part and parcel of what you sign for. Credit where it is due and discredit where it’s not due ~ Shalom ☮️
Ndaseka hangu @19:00 🤣 when he said "vaiita chidokwadokwa chekunge vanhu vaidanana asi ivo vasingadanani" kkkkkkk Wonders never end 🤣. Is he honestly believing what he is saying? 🤣🤣🤣🤣
Tete l like your programme but, pleasemay you refrain from interrogating your guests vapei nguva yeku explainer nyaya dzavo musinga interrupte kuti tinyasonzwisisa. Mazobvunza mubvunzo kana vapedza kutaura. Thank you, you are doing a great job. .. more grace.
Sunday morning waiting for sekuru Choga namufundisi Motowashe vafungire avo l would love to hear mubvunzo avazobvunza vanhu ava ipapo ndopandichafunga decision yanguvo
Tete zvemachurch aya ndozvanyanya munechihure church unkaidisisa futi inokuviringa musoro vanhu vakuda church kupfura mwari .ko kana zvisirikufamba mushe muchurch munotsvaga zvimwe or kunamatira urimumba chaimo God is everywhere .
I th8nk ndanatsonzwisisa nyaya iyi..... 1. Overseer is the owner of the church and the church leaders are his subjects. 2. Overseer vanotamba nemishonga big time and can manipulate his subjects and his wife as well, through whitchraft and/ or satanism. Ane mushonga wekuita numb vanhu or blind vanhu kuti vasatore his abuse seriously, and he also causes poverty, disharmony mumba etc so that all his desired subjects will run to him for help. Ane gondowaturuka kind of witch craft which this woman was describing as heartbreak and desire to be with him ....I once came across a n'anga in mbare kuMajubheki who used to do this and I nearly fell victim , so I can relate coz I understood that. Zvese izvi ndanatsozvinzwisisa.
tete you should have let them speak zvese .it seems to be pane a lot that happened and it could help some vamwe vachasangana ne this problem muchurch imomo.ndakainzwa nyaya iyi before and pane pakasvika pakuendesana kuma court .and mukadzi wa vice anotova munyaya idzi
this man has no problem as he was in a church it means is a very well disciplined and he has certain amount of order. The Oversea he is the one who wanted to use a practical advantage of the opportunity that he had to this couple.
This is crazy, murume uyu chaakadziswa chihombe, this couple is crazy, kikikikikiki mukadzi she's even confirming indirectly kuti vakadanana n she's still heartbroken 🤣🤣🤣🤣🤣🤣😜
The truth is maiavo vaidanana and pavakabvuma paiva pacall not pa wathtspp kuzoti chidokwa dokwa Baba avovakadyiswa avaone ende avafivakaona it's so sad
Uyu murume akadzungaidzwa akabva akazungaira zvekupedzisira. Mukadzi uyo akahurira murume. Murume saw the signs and decided to clone phone asi haasi kuda kubvuma chokwadi chiripo. 2 years dzekunetsana idzo was mudzimai being serviced elsewhere nekuti mweya inoshanda kana paine door ravhurwa. Hapana paakaudza overseer kuti handidi asi aityira kuzobatwa......
Leave my sister Tilder alone. She is a great interviewer. Mrs Pastor inzenza yemukadzi. Airara naOverseer uyu achipiwa mari. She suffered real heartbreak wakuda kunyepera spirituality nekupusa kwahubby achapiwa vana vasi vake. Kuhura muchurch kkkk
Even me this story doesn't make sense , I am also thinking kuti maybe all this is a plan from both to extort money from the so called overseer but murume uyu uuuum kuzungaira here kwakadaro😮
Imi.miyedzo yacho yakaoma. Ini ndakapindana nadzo idzi. This mufundisi is very powerful qnd that church had lost a very valuable member but i hope they will grow and make God proud. Tiri kuda kuenda kuHeaven takawanda apa satan arikuita busy. Haa pakaipa
Tete thank you nema question enyu but murume uyu problem yake ari ku truster mukadzi wake yet mukadzi hana kuvimbika sei akavanza kupiwa mari kumrume wake
Tete tildah l love the way you pin munhu kuti atsanangure zvizere yooooh the way you kept asking why mkadzi akakuvanzirai nezvemari aaaaa dai makaita lawyer paibatwa munhu🤣🤣🤣🤣🙌 kkkkk neniwo baba ava why varikusaburitsa pachena Wifey's side aaaaa arikungoti overseer overseer aaaaaa
Great questions Tete another domestic wish pastor/doc was here to assist you great job refreshing episode hope the couple will be blessed with their children God is faithful; mukadzi akatendeka wonderful husband 🙏
I would like to believe amai pastor but 2 years is a very long time yekutadza kuwirirana in a relationship, zvekuti in most cases, tinenge takuti hapachina. There is more to this story but it’s very unfortunate they didn’t get the chance to fully explore what may have happened. 🤔 I wonder why?
I dont think i cn even attend a service ine this kind of pastor. Hakuna pastor vakapata to this extent. Vanodzisei ku kereke neubwende wakadai. Kna kumbonyara zvavo
Zvirkuitika kumudzimai wangu kuUnited Methodist in Mtoko,l want to be there a single Sunday kunozvfumura in front of the elders, how come kt mfundis anopfimba mkadz wemunhu,zvine makuva izvi
Apa hapana zvinoera zvinoshamisa zvinoda kufumurwa apa 🙄🙄 kupusa kwa Pastor chete apa, blaz vakadyiswa apa mukadzi achirohwa poto 😃😃 Hanzi kurasika njere 😂😂😂
A marriad woman hautambire mari inobva kunemumwe murume without informing murume wako shuwa mari kusvika pa 300somthing and not once bt several times mai mufundisi taurai chokwadi Plus gogo venyu vanoita zvechivanhu I think pastor vakadyiswa
Idzi ndidzo dzinondzi church dzvanu .dzaka creatwa nevanhu vakaromba kuti iwe chiva president ini ndoita overseer tidye mari.there is no God nor holy spirit to lead and control the church..ko ivo baba avo vekupfimbirwa mukadzi vakaipinda sei. Asi vakaita ku aplaya kuti vawane basa rechifundisi ? kana kuti vakatyora mhiko dze church kana kuti chakuti chakuti kkkkk.. baba avo musavhure sangano asi kuti tsvagai church yamwari mugoparidzirwa vhaneri nevafundisi vamwari
true love iriko shuwa hands to pastor
don't mistake weakness for love, the man lacks sound judgement, he fails to ask sensible questions about his wife's conduct.
And he is always supportive to the wife .I understand him vanhu vanokushandisira mushonga wotopenga nerudo ..ko ivo vaizonetsana zvekuti umwe anorara kwake nei is it issue yemwana and futi zvakaoma least marriage yavo didn't collapse...asi oversea na present are not clean am not there to judge but ummmm let us live it for God
Tete Tilda kaaa,,,Oversea vakashandisira mukadzi uyu mushonga,,,Pastor havana kudyiswa zvachose,,,May the Lord be with you guys ....
Tete Tilder you are the best
This is a domestic issue ,mukadzi uyo akahura chete finish ,zvinoyera zvei ipapa chihure chiripachena nxaa
Do you understand the program. Zvinoyera, zvinotyisa nezvinoda kufumurwa
y u say so? ini i take the woman side
@Tabeth Moyo truuu cuz mukadzi akadanana naoversea full stop
Chihule chakitwa period
@@demnisxirox7144 ko sei akavanza kuti apuwa mari naOversea
Musoro wamai pastor 🙌
Thought I was the only one who saw it🤣🤣🤣🤣
Dai munyika medu mune varume vakaita sapastor Haa marriage saved ♥
😂😂😂taura hako
i believe mukadzi uyu akashandisirwa mushonga , some thing are unbelievable but ndochinenge chiri chokwadi. kana satan ari pabasa anoisa mamwe maloopholes . the mission here was kuti imba yethis couple iparare, May God fight for you and may he make this overseer confess
Baba vakadyiswa ava hapana munhu anorwira mukadzi achivanza zviri kuitika. Mukadzi uyo aifanirwa kut kana anga asingade aifanirwa kuudza murume frm th word go
Noo hakusi kudyiswa munhu akaperera pamukadzi wake uye asinakumbogara arara neumwe munhukadzi
Wangu kune vamwe mfaundisi vatinotoziya vanorwira mukadzi wavo kunyangwe akabatwa nechokomba chaaaai
Amai Vane lucky zvawo awo .vashoma varume vanomira nevadzi wawo sezvizvi
We have been told the well chosen words by mai mfundisi. Its sad churches cover up so many misconduct. Repentance is required God is always waiting for us to come back asking for forgiveness.
Pastor ngwarai imi mudzimai opiwa Mari nechikomba imi moti mushonga ..munenge makadyiswa imi
I love this program.
chifundisi chinenge chinopusisa
Good questions,we also wanted to know more
This woman is very sly. Let’s not be so naïve coz she was secretly entertaining him. No married woman would have accepted cash etc. what caused the so called Overseer to tell her to stay where she had gone. What gave him the guts? People want to blame Tilder for “doing it again “. All she was doing is ask the important question so as to understand better because this is very weird. If anyone was bewitched it’s the husband. He’s constantly going after the “overseer” instead of looking into his wife’s role in this whole rigmarole. The wife busy protecting the “Overseer” that’s very suspect. Panenyaya………..I hope they
Will be ok but I don’t trust the woman. Towards the end of the conversation when asked if they now had a kid,her body language said a lot.
Exactly 💯 it's crystal clear there was an affair APA between the two
What if she's being blackmailed or threatened Na overseer Kuti mukataura ndokuurayai
@@taniachingandu2266 then why would she suffer a heartbreak and get so anxious about who may have been with him when he was not in touch. A blackmail victim wouldn’t have cared a bit about the “where and with whom “ in this case. She’s very sly. I wish them well but not sure if there’ll be a good future here.
Everyone including your good self has the right to be believed until proven wrong. You will be surprised to know that this lady was telling the truth, nothing else but the truth. They were not in a court of law where Tilda was the presiding Chief Justice. He lack of care, empathy, disbelief, awful body language, unskillful questioning, disrespectful hideous utterances, insensitive on a very sensitive and emotional matter, being judgemental , the list is inexhaustible dear. To top it up, the show was ended abruptly, what’s new though. As a presenter of shows like these , one needed to have discussed with their producer about the timing. This is my own personal opinion of how this show was handled, am I allowed in a democratic world to voice my concerns ????
NB: We need not forget that if you are in a / hold a public position; you are by nature of your job, open to public scrutiny, criticism etc. It’s part and parcel of what you sign for. Credit where it is due and discredit where it’s not due ~ Shalom ☮️
Pluz dai mkadzi uyu aisada aingoita block n delete full stop uye aikwanisa kuudzawo mrume wake kwete kut mrume ndiye ototsvaga
Nhaimi baba imi seed inopiwa kumukadzi wenyu imi musingazive ko mkadz wenyu akaregererei kukuudzai kana vaisadanana.maka clona fon caz makaona kuti mkdzi wenyu akuhura yo wife is wrong .ini kuchurch handichaende hufundisi hwenyu makuita hwenyu hwahwekutsvagsa Mari .Mai mufundisi mukwane imimi muri hure.
They were not in good books with the husband.
Ma1 aya, pastor God keep you
Hello Tete muri sei zvenyu, naro basa, ko Mai Svova vari sei zvavo nevana uye murume wavo akazodzoka here
Tete ndauya nechichemo please tikudawo mukomana anonzi Tadiwa Nyamanhindi mustreet kid akaromba kuchipinge akuitiswa maInterview ne Saint Tv please ngaambouya🤝🤝🤝🤝🤝
Ndaseka hangu @19:00 🤣 when he said "vaiita chidokwadokwa chekunge vanhu vaidanana asi ivo vasingadanani" kkkkkkk
Wonders never end 🤣. Is he honestly believing what he is saying? 🤣🤣🤣🤣
Pastor vakadyiswa kkkkk
Haha emmotionally attachment...the aftermath 🤭 rega ndiseke hangu
its like saying "I have evidence there was an affair, but I believe there was no affair" lol
😂😂😂😂😂 ko panzi, "APA yanga yava 2nd semester"
@@chiherachashe8208 🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk blaz ava varikutaura ingrishi apa varikudyirwa bby
Saka apa vauya kunatilder kuzoitei hapana chinemusoro chandikuona ini mukadzi ngaango ziva pekugumira
hahahahaha Mai Mufundisi wacho hair style iyo inokwezva varume
Overseer havangatadze kusvitsa shoko
Hairstyles ya Mai pastor here.ndaseka zvangu.... Otadza kunyengwa Na overseer wakadai msoro kunge mutengesi... Ini zii hangu semunhu mukuru
Mhandu yemukadzi mukadzi shuwa Tilda ukuda kumanikidza mukadzi uyu kubvuma mhosva here .apa wakanya apa.zvakaoma shuwa
Tete makanyanya good questioning
I need this man coz there's noone like him babie I love you huya tigarisane
🎃🎃🎃🎃
Unoswera wamutiza nekuzungaira kwaakaita
Coz izungairwa ka?
@@ragnarlothbrok4614 kkkkkkkk ndeipi Ragnar
@@merciasimbine2642 kkk ndeyp wangu
pastor vanoda mukadzi wavo , bt Mai mfnds vakahur zvavooo
how do you know kuti une heart break? ino feeler sei?
Denga richanetsa kupinda zvokwadi
Magererwe akaitwa mai mufundisi bhooo here
Tete l like your programme but, pleasemay you refrain from interrogating your guests vapei nguva yeku explainer nyaya dzavo musinga interrupte kuti tinyasonzwisisa. Mazobvunza mubvunzo kana vapedza kutaura. Thank you, you are doing a great job. .. more grace.
Eeee sure nhai vanga vakuita ku accuser mukadzi
Shuwa aa anobvunza mubvunzo nhando.
Sunday morning waiting for sekuru Choga namufundisi Motowashe vafungire avo l would love to hear mubvunzo avazobvunza vanhu ava ipapo ndopandichafunga decision yanguvo
Tete zvemachurch aya ndozvanyanya munechihure church unkaidisisa futi inokuviringa musoro vanhu vakuda church kupfura mwari .ko kana zvisirikufamba mushe muchurch munotsvaga zvimwe or kunamatira urimumba chaimo God is everywhere .
I th8nk ndanatsonzwisisa nyaya iyi.....
1. Overseer is the owner of the church and the church leaders are his subjects.
2. Overseer vanotamba nemishonga big time and can manipulate his subjects and his wife as well, through whitchraft and/ or satanism.
Ane mushonga wekuita numb vanhu or blind vanhu kuti vasatore his abuse seriously, and he also causes poverty, disharmony mumba etc so that all his desired subjects will run to him for help.
Ane gondowaturuka kind of witch craft which this woman was describing as heartbreak and desire to be with him ....I once came across a n'anga in mbare kuMajubheki who used to do this and I nearly fell victim , so I can relate coz I understood that. Zvese izvi ndanatsozvinzwisisa.
Murume angaasina voice caz vaichengetwa .mwari atibatsire mapofu akufudza makwai.ngavatibvire nechinyaya Chavo duzununu rechimurume .
Dr Choga Pastor Motowashe huyai
tete you should have let them speak zvese .it seems to be pane a lot that happened and it could help some vamwe vachasangana ne this problem muchurch imomo.ndakainzwa nyaya iyi before and pane pakasvika pakuendesana kuma court .and mukadzi wa vice anotova munyaya idzi
this man has no problem as he was in a church it means is a very well disciplined and he has certain amount of order. The Oversea he is the one who wanted to use a practical advantage of the opportunity that he had to this couple.
Mai pastor ndati batai hana yenyu muchiti muri hure rinonamata nemi pastor moda kurerutsa zvinhu muchiti mukadzi akashandisirwa mushonga mukadzi wenyu ihure imi pastor batai hana muti makadzyiswa kurambira mukadzi zviri pachena
With the look of her hairstyle vakahura mai ava infact inzenza iyi
🤣🤣🤣🤣
Inzenza iyo
Taura hako ndogara ndichitaura kuti typ ye hairstyle inotaura zvese but kana uri mai mufundisi ita zviri decent
😂😂😂😂chaai
Makadanana imi ndicho chokwadi ichi marii makatora maitaura mese iwe be trustworthy
Overseas ndisatana chaiye ne team rake rose.
Vanozivana tsoro dzavo
Bba ava hakusi kuda kwawo vakativharwa nembinjiri namadam na oversear
Last caller. I respect u. Baba ava vanoda rumamiso. Thats all and handidi kupikiswa
😂😂 Taura hako
The way you handled questioning Tete tilder was amazing 👏🏾👏🏾👏🏾
This is crazy, murume uyu chaakadziswa chihombe, this couple is crazy, kikikikikiki mukadzi she's even confirming indirectly kuti vakadanana n she's still heartbroken 🤣🤣🤣🤣🤣🤣😜
No haana kana. Overseer ndiye akashandisa mushonga kunanga nepicture
The truth is maiavo vaidanana and pavakabvuma paiva pacall not pa wathtspp kuzoti chidokwa dokwa Baba avovakadyiswa avaone ende avafivakaona it's so sad
Uyu murume akadzungaidzwa akabva akazungaira zvekupedzisira. Mukadzi uyo akahurira murume. Murume saw the signs and decided to clone phone asi haasi kuda kubvuma chokwadi chiripo. 2 years dzekunetsana idzo was mudzimai being serviced elsewhere nekuti mweya inoshanda kana paine door ravhurwa. Hapana paakaudza overseer kuti handidi asi aityira kuzobatwa......
Point
Leave my sister Tilder alone. She is a great interviewer. Mrs Pastor inzenza yemukadzi. Airara naOverseer uyu achipiwa mari. She suffered real heartbreak wakuda kunyepera spirituality nekupusa kwahubby achapiwa vana vasi vake. Kuhura muchurch kkkk
She may just be the luckiest woman to even walk the face of the earth
kkkk drama queen
@@sinikiwemtombeni3464
Kasi akagara Gara achinje hairstyle, I hairstyle ye nzenza iyo
I’m late for the party but murume uyu wakapusa
Even me this story doesn't make sense , I am also thinking kuti maybe all this is a plan from both to extort money from the so called overseer but murume uyu uuuum kuzungaira here kwakadaro😮
Umm surrend sure baba ava, handisati ndakambonzwa murume akadai muupenyu hwangu. Baba ava ndofunga vanoda doctor chaiye wenjere
Ndofunga vanotya mwari zvakanyanyisa kkkkkkkkkk
Kkkkkkkkk
Haa mai pastor maziso avo anomhanya mhanya iyo hair style yemunhu asinganamate munhu asingatye mwari mai mufundisi muri hure henyu pa fair
Hairstyle yamai mufundisi yatondiratidza kuti ummm vane meso meso ava plus pakangwariswa
Morning morning auntie muma church zvirikuitika chokwadi vafundisi varikuzvarisa vakadzi muma church umo pliz vana baba itai MADNA test
Upastor lo wadliswa okukhulu umama mfundisi ngiyamesaba🙌
Kkk mai mufundisi mune yese hanzi kachiripo kakufunga oversear
Mufundisi nemudzimai iyi miyedzo garisanayi, hongu mukadzi angawana zvipomedzerwa asi ndoona sekuti mudzimai wenyu akavimbika.
Imi.miyedzo yacho yakaoma. Ini ndakapindana nadzo idzi. This mufundisi is very powerful qnd that church had lost a very valuable member but i hope they will grow and make God proud. Tiri kuda kuenda kuHeaven takawanda apa satan arikuita busy. Haa pakaipa
Baba ava vakapusisa zvinosemesa nxiiiii mukadzi wenyu akahura , saka kwa tilder maenderei apa muchivanza ft chokwadi , makadyiswa imi moda kubatsirwa
Kunyenga and showing interest zvakasiyana, mai ava inzenza ava, munhu angataura zvekuita vana asina kukunyenya.
Tete thank you nema question enyu but murume uyu problem yake ari ku truster mukadzi wake yet mukadzi hana kuvimbika sei akavanza kupiwa mari kumrume wake
Baba ava vane digree rekuzungaira chairo kusupport mukadzi ane chipfambi chamadam cake.ivo Mai mufundisi vanoisa hair style yakadaro????????????
Murume uyu ahana kumboclona phone akangosanganawo nemachats emudzimai nechikomba icho uye vaidanana zvino murume ahana kuona mamwe mamsge chaiwo anoratidza Kuti vaviri Ava vaitodanana
Tilder unobvunzisisa zvakanyanyisa iwe unenge wakutotora side.
Tete tildah l love the way you pin munhu kuti atsanangure zvizere yooooh the way you kept asking why mkadzi akakuvanzirai nezvemari aaaaa dai makaita lawyer paibatwa munhu🤣🤣🤣🤣🙌 kkkkk neniwo baba ava why varikusaburitsa pachena Wifey's side aaaaa arikungoti overseer overseer aaaaaa
Macalls macalls macalls ummmm amai avaa mabatwa pls musade kungwara nhema
Iro team retint mumusoro iri😂🙌
Kkkkkkkkkkk taura hako
Wareva chokwadi kkkkk
Tete Tilda munogurisira vanhu zvinobhohwa and kana munhu apindura muno attacka mhinduro yake😢
Tete Tilda vane energy nhasi. ❤️
Tilder dai ndiri pa show yako ndaiwakwapaidza wese ne murume wake be careful nema churches
Ini halfway down the program ndatotsamwa baba vakarara nezamu mukanwa kupusa to the last handichapedzisi mxiii
😂😂😂😂 Vanenge vakadyiswa chete
Tete muri kunyatsoita hard talk chaiyo asking relevant questions
This man and Madungwe are in same WhatsApp group 🤣
😅taura hako hama nhaiimi murume akazungaira uyu chasara kuchengeteswa mwana asiri wake
🤣🤣🤣🤣🤣
@@annamercytigere3038 😂😂😂😂
Zibenzi remurume shame
@itaicomfort 🤣
Great questions Tete another domestic wish pastor/doc was here to assist you great job refreshing episode hope the couple will be blessed with their children God is faithful; mukadzi akatendeka wonderful husband 🙏
Imi varume ava munovawanepi?
Waaal i know this pastor kanyongo
mai avo vakashandisirwa muteuro na overseer. ndakasanganayo problem yekufunha munhu strong. its true
Pastor kanyongo imboko chaiyo waka pata rough muface iwe
I would like to believe amai pastor but 2 years is a very long time yekutadza kuwirirana in a relationship, zvekuti in most cases, tinenge takuti hapachina.
There is more to this story but it’s very unfortunate they didn’t get the chance to fully explore what may have happened. 🤔 I wonder why?
Coz vangu Ava they were trying kufumura Oversear but vahwina mishonga yavo inesimba uuuuuum🙊🙊🙊🙊🙊🙊🙊🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Amai only the Truth shall set you free
Kkkkk thats true mai ihure ava
@@farayichishongo9561 chairo.ungapuwa mari wonyarara kkkk itsotsi
Apa vanhu Havana zvanokwanisa kuita. Murume anodisa mukadzi wake
I dont think i cn even attend a service ine this kind of pastor. Hakuna pastor vakapata to this extent. Vanodzisei ku kereke neubwende wakadai. Kna kumbonyara zvavo
She fell in love....she was dumped and suffered a massive heartbreak...hapana kana mushonga apa
Cash Wangu 300 d 🤣 yakawanda haibatike Mariiyoyo
Tete Tilda kana mune maonero enyu hazvireve ndiwobakaitika allow munhu kutaura kwete kukata munhu muchiita madounds ekuratidza kuti haasi kutaura zvamurikuda kunzwa siyayi ataure nyaya yake. Dzimwe nyaya munyika umu dzinonetsa kubilivha but zvirizvo zvinenge zvakaitika
Chokwadi chiripachena kana vaitopihwa Mari murume asingazive vaitodanana ava
Pamwe oversea i satanist
Vaitodanana ndochokwadi
Zvirkuitika kumudzimai wangu kuUnited Methodist in Mtoko,l want to be there a single Sunday kunozvfumura in front of the elders, how come kt mfundis anopfimba mkadz wemunhu,zvine makuva izvi
Slay queen 👸
is this Tsenengamu or muTwin waTsenengamu or brother yake?
Haaa Pastor nyaya iyi haidi umwe munhu inongoda imi.nemoyo wenyu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Asi Tete Tilda-ka, dzimwe nyaya dzamunouya nadzo sooka, mukadzi akahura uyo PERIOD!
Aaa mkadZi uyu ihure vakadanana na overseer....pamwe waitobatsira mkadZi. Kuti mutsotse overseer Mari. Apa haichabude wakurwadziwa
Mufundisi mukadzi wenyu akakushandisira mupfuhwira ndozvitoripo plus aidanana na overseer. Vanhu veMweya dai varutsisawo baba ava.
Boss mukadzi akabhaudwa naOverseer
Taura hako
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 THE true defination of Chituta pastor namai mharapatsetseyse
Ungabona umuntu ethanda ukusiza kakhulu unkosikazi wakho ngensuku zamanje yazi ukuthi kulendaba
Apa hapana zvinoera zvinoshamisa zvinoda kufumurwa apa 🙄🙄 kupusa kwa Pastor chete apa, blaz vakadyiswa apa mukadzi achirohwa poto 😃😃 Hanzi kurasika njere 😂😂😂
Tinokutendai pastor nekuvimba nemudzimai enyu ngwarirai machechi amurikupinda aya dzimba dzinoparara munyika makatakura umu
Amen. Pastor is a very a very wise man. May God bless him and his wife with children
A marriad woman hautambire mari inobva kunemumwe murume without informing murume wako shuwa mari kusvika pa 300somthing and not once bt several times mai mufundisi taurai chokwadi
Plus gogo venyu vanoita zvechivanhu I think pastor vakadyiswa
Hakuna mfundisi akapusa kudai, wakaroverwa mukadzi iwe.
Kwakurambana kwevakambonana uyezve kurambana kwevanhu vakuru
Mukadzi Ari normal hahatumirwe Mari nechikomba more than three times asinga taura
Iwe murume uyu mukadzi wake is not faithful good tete keep on pressing this man they are already in luv pastor(silly
Tete mukadzi uyu aive achihura naoverser akadya Mari yavo vakamuroya kkkkkk
Idzi ndidzo dzinondzi church dzvanu .dzaka creatwa nevanhu vakaromba kuti iwe chiva president ini ndoita overseer tidye mari.there is no God nor holy spirit to lead and control the church..ko ivo baba avo vekupfimbirwa mukadzi vakaipinda sei. Asi vakaita ku aplaya kuti vawane basa rechifundisi ? kana kuti vakatyora mhiko dze church kana kuti chakuti chakuti kkkkk.. baba avo musavhure sangano asi kuti tsvagai church yamwari mugoparidzirwa vhaneri nevafundisi vamwari
Church dzevanhu
Church inonzi Wapusa wapusa kuhura kusvika pakutsvaga kumitiswa naOvearsia benzi mazipenzi
Sure Nancy yooo ipapa murume wangu arikupopotasei kkkk hanzi vanhu vema church Ava
@@ellisonmhaka2737 kwazvo
@@nomatternhuta3018 kkkkk ngavapenge mukwasha wangu