Havana kupera basa inga tete avo vakabatwa wani but zviri zvengozi tasvu aiwa ndichiremba wezvimwe like hurombwa nehuroyi but kana zvavazvengozi mukotsa ndiko kwakewo.
Matare anokuti netsei kunzwisisa wangu ataura kare pa kubvunza kwaari kuita tete ava asi ati havade kunongedza anoda vafi vazvitaurire vega I wisdom yemudzimu iyoyo akuedza kuti vanhu vasarwisana bt truth of the matter is mbuya vanongedzwa avo
Ndichiona nyaya dzese dzekwaMutasa, Honde ndakunyatsoona kut Livingston Sunhwa (wekuSt Mathias )uye akaurayiwa nemabhinya iwaya💔💔💔💔💔 dai mweya wake wazobudawo atiudza kuti zvakafamba sei nekuti zviri pachena kuti mapurisa anoshandira side iroro vese vari muzvikwata zvemabhinya vanodya nazvo💔💔💔💔💔
Dai Mai vake vakamboendavo vozobhadhara varipwa kani😢😢😢
@@miriam-z1y chokwadi pamwe vaibatsirika mwana kungotsakatika hre
Watanga imwe nyaya iwe Livingston akarwadza mafiro Ake....shuviro yako ndiyo shuviro yanguwo shuwa dai amunzwa atipawo nhoroondo
Mai vake varipiko vauyewo kwasekuru Mukotsanjera
Mwana akandirwadza iyeye 💔💔
Apa mauya ku final destination 😂😂😂bhechuuuu
Kkkkk bhejuu bhejuu hubby wangu akutonditi bheju nenyaya yekutarira Mukotsanjera 😅😅
Tasvu akazvitadza.....prove them DR Mukotsanjera set your atomic Bomber, horishima nagasaki❤❤❤❤
Ummh! Hiroshima Nagasaki kkk
Yesss
Kutangakumanikidza vanhu even mukomana uya mmmm
Nyamasaki yandiuraya lol
@@romeoguti3701 🤪🤪 typing error wangu.,...smartphones idzi
Sekuru kana mukawana mitumbi iyi you deserve a drink and chicken i promise ❤️❤️❤️
Muface akapfeka zveblack ndamufaririra anoita kuti zvinhu zvifambe mumusha
Anenge aneta nekuitiswa unopedzisira wakuti ngazvifambe tirarame zvri free
Vakaipa ndiye munhu wavasingade anodaro
Anonzi Ravhu...
Thats my classroom ndakadzidza naye
😊makanyanya mukotsanjere
KuHonde valley Dai kwangonzi kuHondo valley bcz varikutoita busness rekuraya vanhu
Ndizvo zvaida kutonyorwa vakaźongoisa e nemistake 😂😂
Tiripama1,mabhinya everywhere ndokwedu
Born and bred there takakurira mumabhinya
Haaa mambo mutasa mudunhu menyu mabhinya chete
Haa uko usafambe wega, unodyiwa , kunyanya munhurume mmm vanoda ma*hende zvekutodaro
Iyazve sekuru Tatsvu vakazvitadza su.zvengozi hazvisi zvavo,hero basa tsoka
Kkkkk apna zvozikanwa
Tasvu uya hapana zvaanoziva kungopa vanhu mudzepete chete
@@icywayentertainment3927inga akavabata wani tete kuti ndimi muroyi kungoti tasvu ndewezvikwambo nevaroyi
Uku ndokwavakatotanga. Vakaenda kwaTasvu vakabatwa ft. Apa vadzoka ft
Tsoka dakukutumirai chibhodhoro muriku batsira watching from Cape Town
Our Netflix
Mungopa ini ndinonosvitsa
Tsoka apa ndomutemba apaa 👏👏👏👏👏👏👏👏 ndaisa maoko Tangwena weee
Musha uyu hauna vana baba vakuru hre unongova ne pwere nevakadzi
Watching from Johannesburg South Africa
Mukotsanjera 👏👏👏 munopedza masports ndatenda 🔥🔥
Man I love this Channel 😂😂😂 Ba Taps munotigonera
Mbuya avo vanokanga mukanwa zvavanotaura andimbozvinzwi ini. Mbuya imi mungati mbuya voshaikwa bere rorutsa imvi..
Kkkkkkkkkkkkk
Am the first today🎉
Maida kusiyiza Doctor Mukotsanjera muchienda Harare ,madzoka chete kuShumba yeNgozi
Kkkkkkkkkkk nemuroyi arkubvumawo kkkkkkkkkkkkkk tangatinayo kwasekuru Tasvu ❤❤❤❤❤❤❤❤ vangabatwa kuno vavakubatwa chepiri ❤❤❤❤❤❤❤
Ngavaone prophet gapara vekuchipinge ivavo vanopedza masports🔥
Nyaya iyi ngaichingobuda zvayo pachena ndinokutembai Dr Mukotsanjera
Family iye munedzungu rekutungamirira Chiremba munobhobwa ,yes makatsamwa but nyararai Chiremba atungamire
Mbuya vakabatwa kwasekuru Tasvu avo vakati vakatora ropa rimwe vakaisa pachikoron chemwana vavo. Mbuya muroi avo
Brakpan Jozi pfeee , gogo n'anga avo havapabude apo!!!!
Mambo Mutasa tendai mwari dunhu renyu rakapinda Mhondoro zvedi chirova ngozi seri neseri
Asi Simba ungozviitirenyi iweee 😂😂😂😂😂😂
Can't wait for part 2
Bvondorai sekuru 👏
Yhaaa ndadzidza muroyi anotozvi defender apa kuvhura ziso manje maone
Kambuya aka kanoumburudza mkanwa kagweregwere katsotsi muroyi chaiko...kanoda kutemherwa svinga reshamhu rine sharapu maoko kangafe tikaita imwe ngozi
Haaaaaa uyuuu tsoka anopedza
Honde valley yoweeee, mabhinya yoweeeee 😅😂😅😅
Apa chachaya manje ... Hey ... Sekuru mukotsanjera hero basa
Watching from Rustenburg S.A
Rambai muchitipa baba taps tauririrai sekuru mukotsanjera Kuti ngavachibvondore nyaya iyi inorwadza
I love this man cz anonyatsoita chaiko
Ndapindawo ndiri Durban kurikunaya
Tiritesemo hie mvuura iriko
Zvoenderana here
1 minute seat # 10😂😂😂😂😂ndauya kubata nzvimbo basi ndirikudzoka vazuru vangu garai pano pana bae wangu❤
Ndine hurombo muri kusvika ndaenda nabae wako 😂😂😂😂
Gogo munomborova memaendepi
Amai ava vaiva kwa tasvu . Vakabatwa nhasi vadzoka futi kwa mukotsanjere kunova ndiko kwavakatanga . Ngavaburitse zvose pachena
🎉🎉 tsakoʻ to the heaven
Vanhu vanenge vakatomirira ndikutoti ndatangawo😂😂😂😂😂
Eish vanhu maenda kwachiremba stop kuendera chiremba mberi kani,apa munobva matsanangura before chiremba seiko
Karangandaaaaa❤❤❤❤
So sad,tete manyadzisaa puuuuuuu.ubhinyaaa
Dr Mukotsanjera
Munotaureiko mbuyawasha .N'anga inoudzwa nyaya here??
Tasvu akazvitadza 😂😂😂😂 kuna tsoka regai vafambe ne basa
Haasi chiremba wengozi ndewehurombwa nevaroyi but tete vakabatwa zvavo
Mhuri iyi yakaganhira siyai nyaya itaurwe
Iyo yakamirirwa nenyika yese
First pano
Tsoka vnorov bs shemhu
Ndayipo ndayipo😂😂 ndasvika menguva
Saka zvoreva kuti sekuru tasvu vapera basa nokuti nyaya vakaikonewa saka sando kuna mukotsanjere
Vakatambura kwaMukotsa mbuya Ava vakaudzwa ndobva vanzi huyai nehama dzenyu makauraya nekugwarisa vabva vatiza kuenda kwaTasvu zvino vadzoka futi.
Havana kupera basa inga tete avo vakabatwa wani but zviri zvengozi tasvu aiwa ndichiremba wezvimwe like hurombwa nehuroyi but kana zvavazvengozi mukotsa ndiko kwakewo.
Hapana chiremba anorapa zvese .Tasvu haana kupera
Mukonzanjera pangozi ndopake kuona ndaramba angadai ataridzwa munhu akaita mabasa aya ototi iwe wakaita so ukadai ukadai
Matare anokuti netsei kunzwisisa wangu ataura kare pa kubvunza kwaari kuita tete ava asi ati havade kunongedza anoda vafi vazvitaurire vega I wisdom yemudzimu iyoyo akuedza kuti vanhu vasarwisana bt truth of the matter is mbuya vanongedzwa avo
@@delanympofu4832mbuya iyi yakabvuma nyaya pakutanga
Aaaah yakwasekuru Mukotsaz fut,havana kwavakamboenda hr kuita sendakamboiona nyaya iyi
Yes kwasekuru Tasvu bt haina kupera dear ndofunga apa yakuchizopera manji
Vakaenda kwasekuru Tasvu kkkk
Saka Livingstone ndivo vakauraya futi mbuya Ava memabhinya avo
Part 2 pls
mambuya ayo ngaanyarare kani...toda sekuru vaite basa ravo
😂😂😂Tete vavekunzwisa tsitsi
Tete anoziva nyaya yese.
Eish ndapindawo pa30 ❤
Mukoma weblack Ava vakamira semurume
Mai avo asi vakadhakwa haaa kutaurisa kwacho 😅
Waivepo here ❤❤❤❤
Haaaaaaaaa naMukotsanjera mbuya mazonyura zvachose manje
Itai basa kule wangu
Mmmm 😢😢😢
Part 2 ngaiuyeer tatoimiriraa😂
Ndakamboiona nyaya iyi kwatengwena nekwamambo mutasa - mukotsanjera chibaba
Yes yes we never go wrong with Sekuru Mukotsanjera.
Sekuru tsoka hero basa tamirirq tenzi anouya ooo
Kkk piwai ma price enyu vose vatanga😅😅😅
Mudzimhuri munehondo umu, yooh 😏
Kutungamirira n'anga vakapusawo avo
Unenge wanetseka
Ipo mave apa
Nhasi kunge maiti pachikoro pachikoro vanhu chiiko nesu
Vanhu avo vese n'anga idzi azive chinhu baa
Mukotsanjera ndasatenderere ndatauri kune vanhu
Katete kanoda kumamisw* ako dhemeti
Iyi mhuri yakazungairawo irikutoudzira chiremba zvizhinji zvemusha
Ana samusha aripiko ndikuona madzitete newakorore
Kkkkkk kaMbuya kakangwarisa
Tete ava ndi Conorio chaiye ...kuramba achiziva hake chokwadi plus kungwara ngwara kwacho yuwiiiii
Iiii kakangwarisa APA ndiye akavatuma kugomo
Haaaa family iyi izere confusions 😢
Doc Tumira Antair ne underground zvese ikoko zvosanga pakati
Mukomana ekutaurisa kudare chii😂. Vakomana imbomirai. Kana zvakagadzirwa saka varikudei? Vakomana musanetse machembere💥😂. Nzvimbo izere mabhinya eMamba. Tete n'anga 🤔🤨 vana vacho hoi hoi ikoko.
Mambo Mutasa ndaida stand mudunhu menyu manje uuuum surrender mabhinya zvandikona nemabhinya echikadzi chokwadi
Yooo weekend yaisanakidza at least tatanga zvakanaka hope tinopedza Tina kule mukotsanjere 😅 .
Sekuru na Mambo rovai nhau iyooo vanhu awooo kutikanyira mutanha isu vamwe tichiri kuda kufamba ikoko kwakaurairwa vanhu
Ndavepo🎉🎉
Kuti dheshe nhasi ndini ndatanga
Katete kakangwarisa ako. Karikutoramba mhosva chete
Ngavaense Kwa profit Java anovapwdzera
Saka tasvu akakundikana here
Final mazotsvaka munhu chaiye mupedzazvese
Deadman ❤
Hoyoo mubvunzo tete vanenyaya avo sekuru chibvondorei watching u from Centurion tapinda muweekend neinopisa iyo
Apa speed kuda kuvharidzira
Sekuru basa ngatibatwe zvifambe
Thank you babaTaps
Katete kakangwarisa akoo kanoziya hako nyaya dzako
First
Vanhu masvika pananga dzikamai munotungamirira nanga seyi vavingeyi muchiziva zviri kukunetsayi mofuma moshora nanga