Grade 6, honestly. This child looking after her own sibling. Munhu wamwari , how can a child powered to save her own sibling, be redeemed to enjoy life. May the lord forgive her and save her life. She was a child. May the love of God that surpasses all understanding come true. In Jesus name, Amen
what then should happen to toxic parents. kodai mwana akafa. Denga harionewo here ipapo and weigh nyaya idzi. its like we have people who are allowed to curse for no reason at all
Good prophecy ine umbiridzo, tadzidza hedu. Zvakare considering kuti zvakaitika ari pa zera ripi musikana uyu handimupe mhosva, she was looking on 1 side of the situation yehurwere. Amai vaifanira vakaregerera mwana paakakumbira ruregerero 😢😢😢
And thank you prophet for giving a solution iri within mararamire edu as vanhu vatema, zvandibata uye zvandipa more wisdom and reality mukurarama, i dowloaded the video for sharing
😭😭😭😭very painful encounter weduwee mmm as a mother don't think will do that to my chn! Mai ava vari kugehena nezvavakaita mwana izvi ndarwadziwa! Thank u prophet ngaasunungurwe mwana uyu nezita neropa raJesu
Let's not judge them veduwee Kuti munhu adaro ndiye anoziva mamiriro anenge akaita zvinhu mumba mavo....pamwe vaitoda Mari yekurapisa Mwana iyeye airwara you never no
Sekuona kwangu Mwana uyu haana kutadza. It can happen in life.....I'm sorry my dear sister, Mwari uyu ndewemunhu wese........ Ana Mai please siyanai nechihure mhani. Mai Ava must rot in the grave, vatsve nekusingaperi. ..... Ndinovimba ana sekuru vachakugamuchira..... Mwari ngavakunzwire nyasha my sister........... Asiwo kana advise yaprophet yakubatsira, usazokanganwe kudzokazve kuchurch uchipa testimony
Grade 6, honestly. This child looking after her own sibling. Munhu wamwari , how can a child powered to save her own sibling, be redeemed to enjoy life.
May the lord forgive her and save her life.
She was a child.
May the love of God that surpasses all understanding come true. In Jesus name, Amen
Kana mazogara vabereki havatukwe ndapota hangu Amen Prophet mabatsira munhu wamwari
may the Lord restore your life my sister.Life is painful😢
Muporofita asingapererwe ne music keep it papa
Handidi mwari ku curser vana vangu nezita rajesu Amen 🙏
May God bless you abundantly Prophet, for helping this lady, may your God locate and deliver me too in Jesus name 🙏
😢😢😢 zvakarema veduwe iiii, ana amai ngatiregererei vana vedu. Isu vana ngatizivei pekugumira . It is well ssta
You are the finest prophet of our generation. May God continue blessing and bless us tirikurewo
what then should happen to toxic parents. kodai mwana akafa. Denga harionewo here ipapo and weigh nyaya idzi. its like we have people who are allowed to curse for no reason at all
Good prophecy ine umbiridzo, tadzidza hedu. Zvakare considering kuti zvakaitika ari pa zera ripi musikana uyu handimupe mhosva, she was looking on 1 side of the situation yehurwere. Amai vaifanira vakaregerera mwana paakakumbira ruregerero 😢😢😢
Chokwadi plus grade 6 anenge asina chaanoziva shuwa
Yes she was only looking out for the sibling
Chokwadi the situation was overwhelming for her mwana ari Grade 6 and u see kuti mai vangu vari kushaya hanya nemwana ari kurwara.
Prophet varikutaura kuti amai havana kugerera mwawawo kkkkk .zvorwadza sorry ake
And thank you prophet for giving a solution iri within mararamire edu as vanhu vatema, zvandibata uye zvandipa more wisdom and reality mukurarama, i dowloaded the video for sharing
Lord have mercy i feel for you my dear you were young
WOW Lord have mercy this young sister
Things,zvinova kure,stereki sure!
Thank God she has come to God
Amen man of God
Maonawo here momz avo vachema pa4:14 haaa maronda emwoyo akawandisa muvanhu umu
Yaaa bsa munobata henyu prophet❤❤❤
Ndiwanireiwo nyasha prophet ndinonzi Sibongile ndirkwaMutare
God bless you MOG
So painful dear nyaya yako yandibata zvangu
Amen prophet ndtanga kuva pano nhas ndovimba pandouyako ndopindira vamwe vese ndotanga kunamatigwa in❤
May the Lord have mercy on this lady.
Please pray for me and my family
Prophet mwari vakupei mazuwa akawanda i wish to meet you in life
Aaah futi asi apa Mwari hazviite sei ipapa mwana aive arwadziwa 😢😢😢😢. Vamwe bana mai sooka
Praise and worship this time mukuita zvinhu kwazvo
Amen ngaasunungurwe
Lord have mercy
Uuuuuummmm😢😢😢 thank you Prophet
Thanks prophet T Freddie
Ana Mai tisadaro😢😢
Yooh zvakaoma.so mai vakatadza kuregerera seiko
Heyyyyyy nyaya yacho
So painful 😢😢😢ndarwadziwa hazvinei hazvo enda unoona hama dzamai vako
😭😭😭😭very painful encounter weduwee mmm as a mother don't think will do that to my chn! Mai ava vari kugehena nezvavakaita mwana izvi ndarwadziwa! Thank u prophet ngaasunungurwe mwana uyu nezita neropa raJesu
I wish to see you prophet
Pray for me prophet zvinhu zvangu zvakasunga
God have mercy on her 🙏
Prophet T Freddy Mwari ngawakuchengeteyi nekuti muri kusunungura nyika. Zvorwadza 💔😭😭💔😭💔
Andirwadza mwana uyu.
Vanamai ngatisazodaro vana vedu
Yeaaa zvakaoma hazvoo,
Song iyi prophet maporofita ini ndiri pama1chokwadi zvinhu zvese zvakasunga😢
Amen sure
Pastor also pray for me for my future and my child to concentrate to school.
😢😢😢😢 I end up crying 😭😭😭
Mamai musadaro veduwe ❤
Paunoona kuti vakadzi varoyi ndepekuti havadzidze. Muroora nhasi anonetsana navamwene , iye muroora uyu ave amwenewo acha netsana nemuroora wakewo mukadzi weMwana wavo haadzidze kuti iyewo achiri muroora ange asingazvide
Kubatira mwana chikwiri chegrade 6 vana mai tisadaro so
Pray fo me papa zvinhu zvangu zvose zvakasunga
Mai havatukwi sure
Chero vakafa ibenzi raamai vakakundwa nemwana kukoshesa mwana arikurwara kwavekukundwa nemwana wegrade6 asina kumbonzwa kurwadza kwenhunbu
No one will ever curse my children including me.
Ameen
First.....
Pakaipa chokwadi
Mai chero vakaita muroyi ndimai
Yeah can't curse your child from grade 6 really
Zvimwe zvimamai so ka, grade 6 here 😮
Ndinamatireiwoo prophet😢
Amen and Amen tirikutodzidzavo baba maitabasa nemubatsira amai avoo 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Zvakaoma Mwari pindirai
Anodherera murume uyu....
It's sad veduwe
Mwari vatibatsire
Video quality 🔥
🙏🙏🙏
Ndarwadziwa hangu. Mwana ari Grade 6 anenge asati ave kuziva kuti nyaya dzakadayi dzinogadzirisika seyi. Mwari venyasha pindirirayi. Mwana uyu anotogona kunge ndiye akange atakura mutoro wokuchengeta vamwe vana amai vachifara zvavo. Vana amai ngati gareyi pasi titaure nevana tichivaonesa mafambiro ezvinhu. Kana kudai zvakaitwa nomunhu abve zera zvingadai zvichinzwisisika kwete kusungirira mwana akakutadzira ari Grade 6.
I will never curse my children
Amen
it is so sad that sometimes when we try to make things right we end up being in trouble
Sad, zvakaoma she was young, zvinonzwisa tsitsi
Shame bt wanga uriright mai vangakoshesa chikomba vachisiya mwana achirwara
Yowee grade 6 anamai ngatisadaro kuomesera vana
Let's not judge them veduwee Kuti munhu adaro ndiye anoziva mamiriro anenge akaita zvinhu mumba mavo....pamwe vaitoda Mari yekurapisa Mwana iyeye airwara you never no
As a parent I'm broken and I will never forgive my daughter for all the pain she has caused me.
Nhai nhai chii chakadaro
Profet ndri kuuya kuchurch
Song iyo pakaipa musandisiyawo ndiripa ma1
comfort her prophet
But Vana Mai vanepamwe pavanotiomesera havo mwari uyu
Very true some people are also suffering because of their mothers vasina kuregerera, it pains. I don't know why
Ummm mai KO Moyo wekubereka vakaisepi
Marii. 1 on 1
Ende zvakatowoma weduwe.
yeah pakaipa zve sure
Yoo vana mama vedu musadaro mufunge
Vanhu ngatidzidzei uu
I have learnt , I repent
Mashoko anesimba
Prophet muku performer masongs makanyanya Dai matogadzira song iyi
Ana mai vane hutsinye chaihwo
So sad😢
Saka vanhu vari muchurch vari kuseka chii nhai
Ndiyo problem yavo kuseka nai
Imagine
Bvunzaio pane zvinosetsa here
Sekuona kwangu Mwana uyu haana kutadza. It can happen in life.....I'm sorry my dear sister, Mwari uyu ndewemunhu wese........ Ana Mai please siyanai nechihure mhani. Mai Ava must rot in the grave, vatsve nekusingaperi. ..... Ndinovimba ana sekuru vachakugamuchira..... Mwari ngavakunzwire nyasha my sister........... Asiwo kana advise yaprophet yakubatsira, usazokanganwe kudzokazve kuchurch uchipa testimony
Haa varume musatidaro chokwadi
Haaaaa nhai Jesus
Havana kukwana Mai ivavo grade 6ndezvekuswera vakasungirira sure
Zvakaoma hupenyu hune madzudzo ndatenda zvangu
It is well my sister l think kana neni would have reacted like that.. enda hako unokumbira ruregerero kumadzisekuru zvinopfura
I cry 4the first one
Umm inga zvakaoma nhai weduwee
Kunyangwe pasina mamhepo achona ekwa Amai Vake , Still Murume uyo Haagarike naye ibhinya chairo unoguma vakafa naye uyo Nxa-a 😔😔
Aya
Ndikawana Mari ndoda kuzokuwani Munhu waMwari
Mwari batsirai tinotadza pamwe nekusaziva
Zvakaoma hazvo 😢
Zvakaoma hazvo vana mai ngatisaita zvinhu zvinorwadzisa vana kut tigova curser
Papa vainoimba havo