Thank you Lord Almighty, for letting me join the prayer lead by prophet Kakande, when I stand up and walk i don't feel pain under my feet that I use to feel pain everyday. Distance is not a problem. Thank you Jesus Thank you prophet Kakande
Why uchisa zvima short videos plus kutang wambotaur taura ndodii ndipey video rezvakaporofitwa nemuporofita kusvik pakaperera prophecy kwet zvima short short izvo
You're very Powerful Prophet MIRACLE
May thaa almighty God be with you for the rest of your Life
Ndirangarireiwo Prophet MIRACLE
Ndikundewo muhupenyu hwangu
Ndatambura
You too power full man god. God will continue bless you
You are too big man of God may God continue using you 🎉🎉❤❤❤
Mwari ngaaKudzwe tanga tavakuti Mwari Baba Vatikanganwa sei Kuina VanaChiremba vechivanhu N'anga dzikuita Mukurumbira IvoBaba vakativimbisa kuti ndichatuma nhume dzangu chaidzo....Apavagona Ishe.. Nekuti isu venyama tinoda Kuziva zvirikumberi kwehondo dzedu ...
Kudenga kunaMwari Ndatenda hangu, he reveals the hidden problems in our lives and solves them . Ayiwaa Munoramba muriMwari Jehovah
Haaaaa pakaipa ndinamatirei ndigone kusangana nemwi munhu wa Mwari nerimwe temazuva
Haaa uyo anoti television uyo ngaaasadaro muchurch
Can you pray for us about our life & problems we facing it our marriages & works
Can you pray for us about our life & problems we facing it
Pray for my family prophet
Powerful man of God
Powerful munhu washe
Thank you Lord Almighty, for letting me join the prayer lead by prophet Kakande, when I stand up and walk i don't feel pain under my feet that I use to feel pain everyday. Distance is not a problem. Thank you Jesus Thank you prophet Kakande
Do advertising Kakande on Prophet Miracle Paul...is it not foolishness
Our own charismatic seer of our own time, exposing the root cause of the problem on behalf of the holy ghost. May God keep you for us.
Powerful Prophet
Ngaarohwe prophet😂
Apa anasatani miswe inonyura mukati🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂😂xure
A humbled servant of the most high God
Vadzidziseyi.munhu vamwari❤
Ndibatsireiwo munhu waMwari
Ma full episodes tomawana kupi
My question also
Ndimi moga prophet
Why uchisa zvima short videos plus kutang wambotaur taura ndodii ndipey video rezvakaporofitwa nemuporofita kusvik pakaperera prophecy kwet zvima short short izvo
Mwari mukaru mbiri kuna jeso apa. Panenyaya apa
Amen prophet
Baba admire baba tino
🙏🙏
Powerful
Amen
❤
Power
Haasi madrama here aya
Ko seiko kuzokurumidza kubvisa,ichi ndochiporofita manje
Taura hako nhai
"Saka unotitaurira chii?", I sense some pride here
yes,pride
Mukadzi ane mimba aka taura kuti ndaka zvitakura tingati ane pride here
One of the best prophet of all I know
yaaaa nyasha dzaMwari dzodadisa
Mwari munotida
powerful
Its televhizhan for me
Murume wakapenga😅
Unombo maitireiko hauna kukwana
Chimudhara chakapenga ichi
Saka muroi mai ava vakapedza vamwe
Whats nekwe
Bute /snuff
Powerful man of God
Powerful
Amen
❤
Powerful man of God