Haa prophet inini hancu personally chandiri kuda kti Mwari vakuyitirey andi hancu anything chekukupayi asi kuti Mwari ngavakuwedzerey makore akawanda ekurarama. You are the true Father of our generation. Thank you Lord. Inini ndoitwa Panashe Mhuka in Zvishavane now ndikushanda paLodge i want your favor kti ndiwanewo opportunity yekuyenda ku UK, Canada or Britain. Ndakatoyendawo ku University but zvakaoma prophet. Thank you Father
dhomokai zvenyu prophet now l understand the bible l was reading the book of jeremiah 1vs 8 inoti usatya nekuda kwavo kureva kuti zvese zvamungoita Mwari vakatokutenderei kuti mutaure zvese chakanaka nechaikaipa nekuti ndozvamakadanirwa na Mwari
My name is Nometter siziba l stay in South Africa but my home is in Bulawayo Zimbabwe pastor please pry for me so that l could find money to come to church please pastor life isn't doing well
pano ndinongotanga nda liker chero ndisati ndaona nyaya yacho,cz my prophet can never go wrong🙏
By god's grace one day I will be there
Saka kubva Capetown chirwere baba avangakwane hanzi mukadzi wangu akachena here izvo iye ndiye ane nyaya... Mwari tibatsirei
Prophet I wish I can come and you do something new in my life ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
I like this handirare ndisina kuona ma video enyu prophet , prophet manyama
Kkk varume vanoshandira kure ini handichada mwari ngavandipe murume akakodzera panguva yakakodzera
Haa prophet inini hancu personally chandiri kuda kti Mwari vakuyitirey andi hancu anything chekukupayi asi kuti Mwari ngavakuwedzerey makore akawanda ekurarama. You are the true Father of our generation. Thank you Lord. Inini ndoitwa Panashe Mhuka in Zvishavane now ndikushanda paLodge i want your favor kti ndiwanewo opportunity yekuyenda ku UK, Canada or Britain. Ndakatoyendawo ku University but zvakaoma prophet. Thank you Father
I like this handirare ndisina kuona ma video enyu prophet , prophet manyama. I always connect myself
❤❤wow I like the way he sing I'm dancing right now
Ndode kusvikao ndaneta nekungotambura
Mwari vangu nyaya dzangu dzanaka kani
Thank you man of God
I luv chipande song yoo prophet you are too much
I love the music 🎉🎉🎉chipande wow
Amen and Amen prophet makanyanya chipande chipande 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Record song iyo my prophet inonzi chipande maone ayo lyrics ❤
Munoimba prophet T Freddy
The song already prophesy I like the song
I always like the dhomoking statement..Panenge patoita nyaya..
Amen Prophet, zvakaoma uye zvino rwadza
Haa unopera strong
I love to see you papa one day
Imborii mariiko one on one
Baba vakaoma xuwa.kubva kappa kuzopa mukadzi chirwere.ko kuzoramba kubatwa pamberi pezip nemukadzi..aah prophet makaoma
In love with the song papa
I wish kombouya kuchurch kwenyuu prophet 😂😂 ❤❤
taurai tenzi ndkateerera ❤❤ I love it 😂 tinnge toda kudhomka
Ndokumbirawo munamato prophet zvinhu zvangu azvisi kufamba .
Powerful I love it prophet
l love it❤ porofitai muporofita
First to comment 🎉
Taurai tenzi ndakateerera
Kuzoda kuzviita mutsvene baba ava. Kufarira n'anga inobata mai hanzi handisi kuziva kut madam vangu vakachena here? 😂😂😂 Chokwadi kubva Kappa kuuya kuzopa munhu chirwere zvakaoma hazvo. Chete zvazoita hazvo Prophet vanhonga tsono murima, thank u MunhuwaMwari.
Iyo Captwn inombovhura hombe
Freddy thank u God bless u
Chipande Amen prophet
Wish to be in zim one day
Pray for me papa go diper papa
Ndanakirwa nechipande
😂😂😂😂 sabhuku dzikamai mudunhu menyu.makanyaya profet
Amen my prophet
Papa to the world
Mune chopo chekuimba futi God bless you ×10
Haa vanhu vanoda nyaya
Iwe haudi nyaya here😂😂😂 tese tinodzida
Cameraman pota uchitaridza zvirikuitwa not kungotiratidza vanhu vakagara muchurch
True tatichida kuona pazip pabatwa
Iiiii taurai zvenyu ipapo.tanzwa nekuona vanhu vatisinei navo
😂😂😂😂 iwe neni toda zvinhu
Makanyanya prophet
Put me in prayers man of God
Zvakaoma shuwa Prophet varume sometimes tiri rough stereki
One day I wish to be there but one on one prophet too much zvipande
Heyi pakaipa
😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndafa kuseka nhasi Prophet makanyanya
One it's one day I will be there ❤❤
God is good 🙏
Haa murume uyu maone Dai asina zvake kuuya kuzim ,azouya apora,manje asangana nazvo Kwa muporofita,profet ure to much ooooo
Munhu waMwari makatumwa zveshuwa
Ndofarira song iyi
Amen prophet
dhomokai zvenyu prophet now l understand the bible l was reading the book of jeremiah 1vs 8 inoti usatya nekuda kwavo kureva kuti zvese zvamungoita Mwari vakatokutenderei kuti mutaure zvese chakanaka nechaikaipa nekuti ndozvamakadanirwa na Mwari
Amen father makanyanya sure iyoyo kupihwa chirwere
Mai vakapusa ava
Ndoda ka. Song ako papa #ndotaura hr
Chipande kkkk haaa prophet kumberi zvese bvuuuuu
I love it
Shuwiro yangu munhu waMwari kutimumbonditanhaurawo zvinonetsa pahupenyu hwangu.
Prophet song tikuida iyii chingoendai kustudio
Capetown matora mukombe ndati yoooo😢
Amen
😂😂😂😂😂😂😂batai munhu mhamha ndiye dzvii
🔥🔥🔥🤝
From today I have to Google any tablets I see
Dhomokai prophet
Zvakarema veduwe kuda kuuya kuzokuzora kubva kappa kwese uko musadero shuwa iiiii😢😢😢
Prophecy me papa
Profet murivahombe makanyanya
Prophet manyama
Zvakaoma hazvo
Amen🙏🙏🙏🙏
Pray fo me papa
Muito emoncionante moçaambique
ndioneiwo papa
Ndichauyawo ini
Team Cape Town
Varume zvironda zvemumhino chaimo zvakaoma shuwa
My name is Nometter siziba l stay in South Africa but my home is in Bulawayo Zimbabwe pastor please pry for me so that l could find money to come to church please pastor life isn't doing well
Taurai tenz ndakateerera 😂😂😂
Kunzwa kuda kudhomka boys rangu kkk kasttment ako Soo wobva waziva Kut zvakutotaura
Zvakaoma
Amen man of GOD pamberi nekuyabutsa nyika
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Makanyanya papa
Haaa kabvani tuvashauri
I wish to see you one day MÓG
Ini ndiri kufara kani ndayambuka gore rino hooyooo
❤❤❤❤❤
Mama mungavimbe nevanhu veku capetown😂😂😂😂hamusi kuvaziva
Prophet makakomborerwa ɓasa ramurikuita ndere kugadzirisa nyika nokuti vanhu vave kugara vachiziva zvakanaka nezvakaipa
chipande ihit song ummmmn ndachema zvangu kkkkk
Practise yema songs munoita chingani ndiuyewo, ma hit songs manyama
Ma songs vanogadzira prophet ndatenda hangu
halalala
Zbakaoma shuwa