BINDURA............... AKAZVIURAYA NEMAPIRITSI VANATEZVARA HAVACHADA KURADZIKA MWANA WAVO

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 13 вер 2024
  • 11 DAYS MUNHU ARIMUMOCHARI

КОМЕНТАРІ • 95

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Рік тому +9

    😢RIP, let’s not take our own lives, let’s walk away if things are not going well in your marriage, this is sad .

    • @bmupereki07
      @bmupereki07 Рік тому

      😢😢😢😢😢
      “ NEDZOYI “
      That’s the 👆👆HONEST,TRUTH
      It’s always Heart Breaking and HORRIBLEY SO, SO PAINFUL
      “ISHE/Mwari “
      Aku NYRADZEYI.

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Рік тому +12

    Zvosiririsa saka zvawafa nhai musikana ukasiya mwana ane 8months urikuti achazovhengetwa nani ..lets teach our children kuti suicide doesn't solve anything it creates more problems and damage the hope that might have been there .... rest in peace

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Рік тому +2

    Thank you Drewmas, zvakaoma veduwee wosiira mucheche nhamo shua💔💔

  • @trivedymukuze9970
    @trivedymukuze9970 Рік тому +2

    I'm just here for the song, ''usandione kunonoka ndonga ndichiuya''
    Ndazama kuitsvaga song iyi andisi kuiwana.

  • @TapiwaMuungani
    @TapiwaMuungani Рік тому

    Bindura ndokwangu uko ❤

  • @nomatamanyanga1967
    @nomatamanyanga1967 Рік тому +4

    Kazhinji ukaona kuripiswa kwakadai kwekuomeserana kunowanzoitwa kana munhu usisina vabereki

  • @bismarktinarwo8813
    @bismarktinarwo8813 Рік тому +2

    Maswera sei vanhu vamwari. Tichitenda drewmas media manyama inotisanganisa hama ne shamwari

  • @herbertchapaguta3733
    @herbertchapaguta3733 Рік тому

    In luv with the song hoyooòoo

  • @user-bo8fg2nd6l
    @user-bo8fg2nd6l Рік тому +2

    kuzoti dai akaita kupondwa maizooma musoro kusvika papi zvamabva matoda mombe zhinji pamunhu azviuraya ega

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 Рік тому +3

    Kanziyo ako kanenge kave national anthem

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 Рік тому +2

    asi gogo vanotengesa guchu here zvigubhu izvoo

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 10 місяців тому

    Ivo vabereki vedu ngavapote vachidhimanda mari dzavo dzeroora munhu asati afa

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому

    Ukaita nherera unoshungurudzwa kunyange chitunha chako. Hama dzinotosairira mhepo kunherera nenhau yeunjire. Vanoda kudziii mombe kukara kwehama kuda kupfuma nezvemufi

  • @lilliantsitsinyakungwa6245
    @lilliantsitsinyakungwa6245 Рік тому +1

    Aaaaaa shem Veduwe my hometown kuna shingirai zvakawoma

  • @violetmaluleke183
    @violetmaluleke183 Рік тому +1

    Taking us to another level ❤

  • @beetricetakaza
    @beetricetakaza Рік тому +2

    Waiting

  • @aaronmhanje2057
    @aaronmhanje2057 Рік тому +2

    Zvorwadza hama 11days zorodzai mufi weduweeeee

  • @ollymangena
    @ollymangena Рік тому

    Song iyika so

  • @valleyfarm5810
    @valleyfarm5810 Рік тому +1

    Music 🎶 it's lit..

  • @emiamushambi1050
    @emiamushambi1050 Рік тому +6

    Varume ngawaroore vakadzi wavo wachiri wapenyu kwete kungongara kunge urikungara nehama yako

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +2

    Sarapavana kudiiko muxhipedzera vanhu mari moda vaibepi ivo vafirwa, ndivo vakasairira mhepo nekut inherera

  • @barbrachibanda5663
    @barbrachibanda5663 Рік тому +1

    Ndanga ndichiuya

  • @tariromafirakurewa9498
    @tariromafirakurewa9498 Рік тому +1

    Yes ngawakuware kana maisada mwana wewanhu makadni kudzorera, iwe sahwira pedza nyaya dzako marital differences my foot.Makadi kumudzorera pakaona kuti hamusi kuwirirana.haibo
    The guy has to face jail sentance right after burial yemunhu

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +1

    Musandione kunonoka ndanga ndichiuya

  • @mukudzeyimuseyamwa3314
    @mukudzeyimuseyamwa3314 Рік тому +1

    usandiona kunonoka ndanga ndiuya

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Рік тому +1

    Munhu kuzviuraya ibenzi chairo at the Age of 24 u are done

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Рік тому

    Eish zvinorwadza whts gonna be the life of ths 8 months baby.Rest in peaace

  • @user-xx6eq5ug1t
    @user-xx6eq5ug1t Рік тому +1

    Dambudziko mwana Uyo inherera vake vabereki vakashaya avo vanhu vave kuda kudya mari yechitunha

  • @user-zm8nj8zt9y
    @user-zm8nj8zt9y Рік тому

    Yeah ma1 chaiwo mmmm rest in peace..... But ngoma iyo ❤

  • @reginaldmuteriso5688
    @reginaldmuteriso5688 Рік тому +1

    Sahwira howoye..........

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Рік тому

    Kushinga kuzviuraya uchisiya mwana mudiki wakadai uuumm pakafamba mhepo apa

  • @constancedube8009
    @constancedube8009 Рік тому

    ❤ The song for me ❤

  • @norestchiranda6282
    @norestchiranda6282 Рік тому +1

    Usandione kunonoka ndakangandichiuya🏃🏃🏃⏯️⏸️⏭️

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому +1

    Gara muberere chete iwe

  • @TinasheChingwende
    @TinasheChingwende Рік тому

    Vanhu wemasvingo ndozvari vanoda mari zvisingaite

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 Рік тому +1

    Ma demon reku musha kwake mukadzi uyo. Wakachekeresa mwana vavo nekuda mombe. Kushaya Moyo wakutoda kuuraya nemwana aidiwa wacho futi nxaah. Makatadza ku pfuma ne kushanda makuda zvemahara muri honye dzemu toilet here. Kusanyara

  • @user-hq8cd8jg6k
    @user-hq8cd8jg6k Рік тому

    Vakuwasha kana vazoripa zvinodiwa vasabvuma kuchengeta mufi mumusha mavo 😢😢😢pliz pliz

  • @dzidzisomuchike8584
    @dzidzisomuchike8584 Рік тому

    RIP mwanasikana

  • @kundaichitiga7052
    @kundaichitiga7052 Рік тому

    😢😢😢😢 munhu akazviuraka uyu saka ngavaite vachirerutsaka.

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 Рік тому

    Vanehudyire chete apa nekuti hamungatoripise munhu vigayi wenyu murunyararo munechekuyita imi nemwana wenyu

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066 Рік тому +1

    Vanhu veMasvingo zvakusanganisira ne kukara Mari ne hutsinye

    • @nesterchishanu7642
      @nesterchishanu7642 Рік тому

      Ari wenyu mainzwa sei ini ndobva Masvingo uye zivai kuty vanhu vakasiyana maitiro avo mudzimhuri

    • @evasnyamhere4066
      @evasnyamhere4066 Рік тому

      @@nesterchishanu7642 Ari wangu mwana ndaiviga oti kuwora nekunwa poison otizve kutonhorwa ne fridge,dai vabereki vake chaivo vaivepo angadai akavigwa kudhara ,inga Mari vakapihwa wani,zvimwe zvinozoonekwa munhu avigwa kwete kutoda kupedza nhamo yavo nekufa kwemunhu

    • @nesterchishanu7642
      @nesterchishanu7642 Рік тому

      @@evasnyamhere4066 thanks

    • @kundaichitiga7052
      @kundaichitiga7052 Рік тому

      Masvingo yese yave kuvatanidzirwa panyaya iyi here iyi zvave kuita sekuti tese takazvarwa nemunhu mumwe chete 😢

  • @user-on4uw7xv1g
    @user-on4uw7xv1g Рік тому

    Mamwe maitire evabereki sooo vamwe vachasunda mhepo dzinouraya vana vavo nokuda fuma apa mwana uyo anetenge nherera pakutaurwa zvanamusara pavana nevanasikna fungai vana venyu hino zvawafira kuti murume anyenga hure hino nhasi wafa mwana achachengetwa namarwei uya kna zvarema ibva iwe hauna kumusha hre

  • @emelliaeliote2622
    @emelliaeliote2622 Рік тому

    Mwana uyu inherera ndanzwa kuti kune sara pamwana...aiwa Masvingo ndokwedu vane hutsinye havo panhau idzi havadzori tsvimbo...ngavaende kupolice vanomuviga by ginya

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому

    Rudo ndimashingie wezhira moto zvikanzi wangundinomufira vaume tinodiwa tibate Bby bhooooo RIP mwanasikana

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Рік тому +1

    It's a lesson to you people. KUMASVINGO HAKUROORWE! I'm from Masvingo but I didn't marry from Masvingo. Zvinoomeswa musoro nazvo hazvina kana musoro

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 Рік тому

      Ukwane fokoro

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 Рік тому

      @@kudakwashemarire851 tanga iwe wakwana

    • @blantinambewe1096
      @blantinambewe1096 Рік тому +1

      Thanks for the advice ❤

    • @mancuencube5409
      @mancuencube5409 Рік тому

      Titori vemasvingo tese ini nahubby ,so what do you mean KT kumasvingo hakuroorwe

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 Рік тому

      @@mancuencube5409 Zvinokosheswa KUMASVINGO, hazvikoshi. Kukudza misoro seyemajuru pasingadi kukudzwa musoro. I've told myself that I will never get married to anyone from Masvingo although it's my rural home. Hayisi mhosva kuwana mwana wemunhu

  • @sharainhundu6070
    @sharainhundu6070 Рік тому +1

    First

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 Рік тому

    Am here

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому

    When it happens drewmas is there thank you dhurumasi kuru

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Рік тому

    Team iro rinenge ririkuda mari yekudhakwa apa ririkuomesera chitunha

  • @takemoregoko5346
    @takemoregoko5346 Рік тому

    Aaah location yangu kaiyio

  • @MashokoJuta-gs3sz
    @MashokoJuta-gs3sz Рік тому

    Mhepo dzekumusha kwemkadzi dzakutambudza mhuri yemrume

  • @lenahflorencezharima260
    @lenahflorencezharima260 Рік тому

    Background music ma1

  • @patricianyamhanza
    @patricianyamhanza Рік тому

    Nhasi rarimwe zuva

  • @TrymoreMisongwe
    @TrymoreMisongwe Рік тому

    Ko mother kukundura Zambia anzii mu road?

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Рік тому

    Aaa ana tezvara vigai mwana

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Рік тому

    Drewmas media taking us to another level rip

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x Рік тому

    Hello good ppl

  • @amandahnzou1004
    @amandahnzou1004 Рік тому

    Pane mweya yetsvina iri kutenderera vanhu vari kuuraya nekuurayana at a very high rate this month kwainzi kune vanhu more than 17 vauraiwa nekuzviuraya. It's not good we need to pray for God's help and guidance in the Name of Jesus Christ. We are surely living in the last days.

  • @ConnieMapendere
    @ConnieMapendere Рік тому

    Umm zvinorwadza😢

  • @jamiahmdala5170
    @jamiahmdala5170 Рік тому

    Pakaipa

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому

    Ava vakuda Mari kudai ndivo vakaisa mwana mamhepo kuti axviuraye

  • @meddeimuchenje8141
    @meddeimuchenje8141 Рік тому

    Kanazvemba zvarema siyapane kufa

  • @user-tb7yn5tn9j
    @user-tb7yn5tn9j Рік тому

    Drewmas❤

  • @rosatabvuma6344
    @rosatabvuma6344 Рік тому

    Udyire mwana wawo akazviuraya mind you

    • @tanyarue
      @tanyarue Рік тому

      Tsvagai chaita musoro uteme dai ange agere zvakanaka akazviuraya here

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 Рік тому +1

    Nhasi rawe rimwe zuva ❤

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 Рік тому

    Hupenyu hwacho angova ma1 chaiwo zvinorwadza hazvo saka achasvika riini nhai asina kuvigwa😢

  • @lucysibadhlile
    @lucysibadhlile Рік тому

    Rip😢

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 Рік тому

    Zvakaoma hazvo

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Рік тому

    Zvakaoma 😢

  • @chipochipo8415
    @chipochipo8415 Рік тому

    Zvakaoma vakutoda kupfuma pamufi

  • @carolmakaza9625
    @carolmakaza9625 Рік тому

    Masvingo hamusi kuiziva guys ..

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Рік тому

    Masvingo paroora vakaoma kunotoda vane homwe chaidzo kutopedza kuroora inosvika ku20 000us

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Рік тому

    Vanhu vekuMasvingo imboko. Kuda kupfumira parufu rwemwana. Satani

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому

    Ko police haipindire here pakadai

  • @blessbless904
    @blessbless904 Рік тому

    Shame.zvakaoma

  • @hazelchatadza2991
    @hazelchatadza2991 Рік тому

    Shame mkadzi waTinashe

  • @sarudzaimusekiwa4826
    @sarudzaimusekiwa4826 Рік тому +1

    Waiting

  • @asychiinhai
    @asychiinhai Рік тому

    Waiting

  • @NetsaiMwashita
    @NetsaiMwashita Рік тому

    Waiting

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Рік тому

    Waiting