Це відео не доступне.
Перепрошуємо.

Mhondi yekuuraya DJ nebanga ku Highfields yakati 'Ndichadzoka" | Accused killer's ex wife speaks

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 бер 2023
  • Highfields kunhamo ya DJ akabayiwa nebanga na Ediso Sani achiedza kubata fight
    Mhondi yekubaya DJ uyu yakati 'I'll be back", Residents living in fear
    Ex wife to the accused killer speaks, say I am living in fear

КОМЕНТАРІ • 180

  • @carolinechingosho-cw9pv
    @carolinechingosho-cw9pv Рік тому +13

    R.I.P my bro bt dont rest ...muka urwise munhu akuuraya .

  • @tanyaradzwachibonga7054
    @tanyaradzwachibonga7054 Рік тому +14

    Interviewer needs to improve. Some of the questions were very unnecessary and was expecting to hear wat exactly happened according to eye witnesses cz the questions she's asking are not giving us the whole story

  • @maibamaiba6128
    @maibamaiba6128 Рік тому +8

    R. I. P my brother but hurumende ngaisadzosa vanhu vakadai

  • @Pp-uv8qe
    @Pp-uv8qe Рік тому +17

    the reporter has improved her questioning 👏

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Рік тому

      Just a little bit 😂😂😂...Haaa nga rambe achi improver

    • @Mussoni1
      @Mussoni1 Рік тому

      Ummmm achiri Kure, 6mins into the story we don't know how what when where and why it's a disaster

    • @leightachiveyi9907
      @leightachiveyi9907 Рік тому

      Reporter aanani dzungu rarakadira

    • @chiherawenjanja
      @chiherawenjanja Рік тому +1

      Mmmmmm kana muchiti a improver pakatooma zve

    • @leightachiveyi9907
      @leightachiveyi9907 Рік тому

      @@chiherawenjanja ave nani than bfo aaine dzungu rakawandisa zvaita kunge drama kan aachivhunza but now at least now akubvunzawo adzikisa inzwi mbichana

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Рік тому +3

    The reporter is so authentic. Keep up the good work!❤

    • @gracematsika7304
      @gracematsika7304 7 місяців тому

      Nematambudziko chokwadi zvinorwadzamusauraye vamwe zvakadai bangalore sure

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 Рік тому +19

    Zimbabwe is slowly replacing SouthAfrica . regai muone zvenyu kwatiri kuenda pamberi apo

    • @cdechirume2979
      @cdechirume2979 Рік тому

      Don't know how old you are for such a comment. There has been crime since day one. The difference is social media is broadcasting it. 20 years ago I wud not hear this sad story Because I have never even gone to Highfield 😅. Especially nyaya dzejuju. Spare us. Mhsrip

    • @auxilliachiwanika8001
      @auxilliachiwanika8001 Рік тому

      Maonero anguwo vanhu havachakoshesi hupenyu

    • @auxilliachiwanika8001
      @auxilliachiwanika8001 Рік тому +1

      These days zvanyanya

    • @gloriamadungwe5291
      @gloriamadungwe5291 Рік тому

      @@auxilliachiwanika8001 taura hako

    • @sammychani5594
      @sammychani5594 Рік тому

      Yaa Zim is moving too fast in the wrong direction.

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 Рік тому +2

    Interviewer unodedemura basa sebasa. Good job

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 Рік тому +8

    Uyu presenter wenyu tichamudira jecha mukasamudzidzisa zvakanaka because mivhunzo yake inobhowa

    • @vimbaispiwe6370
      @vimbaispiwe6370 Рік тому

      Taura hako

    • @fungaimaposa2664
      @fungaimaposa2664 Рік тому

      Mabvunziro acho anosvota chero matauriro acho

    • @faitheneya6488
      @faitheneya6488 2 місяці тому

      Chokwadi mibvunzo yake y9bhowa plus vanhu vacho havanyatsotaure zviri straight kunge vana or havaskuda kutaura

    • @RugareMberi
      @RugareMberi Місяць тому

      Shuwaa

  • @nomah132
    @nomah132 Рік тому +7

    Interviewer mubvunzo rudzii wekuti kana makatarisa mwana wenyu munonzwa sei,muchiziva kuti mwana wemhondi? What's that supposed to mean?

  • @muchenashumirai6984
    @muchenashumirai6984 Рік тому +2

    Ummm mai iyo inofanirwa kumbobatwa zvakasimba nepolice, maidaidzirei munhu paparty wamakarambana naye,ko munhu akakubvisira gupuro zvinorevei,

  • @debsdebue1802
    @debsdebue1802 Рік тому +4

    Rip zvakaoma kufira kurandutsira veduwee kaa

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 Рік тому +3

    Haa maiimi itai kwazvo mkutopoza maurayisa mnhu apa hamusikuziva zvamurikutaura mkureverera mhondi

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Рік тому +1

    Rest in peace

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 Рік тому +1

    Rest in peace Dj

  • @Dubedube3635
    @Dubedube3635 Рік тому +3

    Yoo RIP Cos😭😭😭

  • @inapotgieter2891
    @inapotgieter2891 Рік тому +2

    Dambudziko vese vandoziva vakauraya Havasu muma jail vakungopiwa ma bail votobhadhara Ma pp votiza kusenda kunedzimwe nyika. No bail for murders

  • @farimanzva5851
    @farimanzva5851 Рік тому +3

    Cosy mukira munhu akakuuraya uyu usavata tazvihwa kuti wairwira mukadziuyu asi usarara pasi cosy

  • @eungiwekkkkkwatokangamwawo5597
    @eungiwekkkkkwatokangamwawo5597 7 місяців тому

    Rip

  • @kayceedate4527
    @kayceedate4527 Рік тому +1

    Chiiko chakambonyatsoitika? interviewer uyu haasi kubvunza pane mudzi wenyaya sekuti "Chiiko chakambonyatsoitika kuti zvisvike pakuti hupenyu hwemunhu huparare"?

  • @monalisamakanda4283
    @monalisamakanda4283 Рік тому +1

    Haaa presenter uyu improvement ikudiwa zvakanyanya .mubvunzo hayin kana basa ufunge yamuri kubvunza iyo. RIP Bro

  • @aggie2577
    @aggie2577 Рік тому +1

    R.l.P mwanakomana

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Рік тому +1

    Presents zvemitemo ndezvekupedzisira bvunza abaiwa papi ,ati chii mashoko ekupedzisira vaona ndevapi

  • @miss_connie
    @miss_connie Рік тому +1

    The level of disrespect kupa atezvara gupuro re bhaudhi 🙌🙌he is indeed a murderer nhubu vasati varoorwa nekuroora please dzidzai hunhu hwemunhu musat magara mese

  • @thubangwenya7764
    @thubangwenya7764 7 місяців тому

    If yiu interview the whole country as in different tribes it would be intresting

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Рік тому +2

    why uchimudzivirira kuti aive akadakwa. iwewe wakadi kunorepoter kumapurisa. why are you saying he was drunk.why are protecting him yagara imhondi nhasi wakuti vanhu ngavano repoter

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 Рік тому +6

    Presenter haana kathat tinonzwa nekuzvibvunza mibvunzo tega isu maviewers

  • @auxilliachiwanika8001
    @auxilliachiwanika8001 Рік тому +1

    Ko kuparty akasvika sei.Nekuti mukadxi ATI aisada kuziikanwa kwaari

  • @heldkanyurira8048
    @heldkanyurira8048 Рік тому +14

    Because iniquity shall abound the love of many shall grow called Jesus Christ warned us about these time in Matthew chapter 24

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Рік тому +1

    Uuumm 💔😭💔😭 zvakaoma

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Рік тому +5

    Muri kutozvida amai imi but mauraisa munhu nebenzi renyu maidii kumutorera protection order futseki

    • @mamaangi37541
      @mamaangi37541 Рік тому

      Vanhu havazive zvema protection order fanika Mai iyo yakadzungaira iyo

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Рік тому +2

      Taura zvako, I also think kuti amai avo ndivo vakaurayisa munhu, because dayi vakange vasipo paParty with their toxic relationship dayi mukomana asina kufa.

    • @ruvachazika1223
      @ruvachazika1223 Рік тому +3

      @@rolandmoyo-yy3ok plus wakaudzirei benzi rake kwaaiva nayewo anofanira kuripa mushakabvu uyu

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 Рік тому +2

    Chekutanga ndine hurombo ne kuurawa ka Cosmas zvamaoma uye zvichirwadza .Karekare ndichikura munhu anouraya munhu taiziva kuti hatichamonazve achifamba kunze asi mazuva ano zviri kuitika mu nyika yedu yeZimbabwe.Uyo angari mukadzi wake uyo waaida kubaya wacho ndamunzwira tsitsi kugara ne mhondi yakadaro wai shungurudzwa nemunhu akakuramba kuti zvidii nyika inemutemo kudaii

  • @logykays2673
    @logykays2673 Рік тому +2

    Sakaa urikushamisika sei iye aiku abuser nhaiwe

  • @dadiraimukandi5556
    @dadiraimukandi5556 Рік тому +1

    Ummmmm 😭😭😭😭

  • @everythingzim1
    @everythingzim1 Рік тому +2

    Haaaa zanu yakawoma

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity Рік тому +1

    💔💔💔💔😭😭

  • @lizziefombo7800
    @lizziefombo7800 Рік тому +3

    Nyika yawoora

  • @user-nr7jo8kh2e
    @user-nr7jo8kh2e 8 місяців тому

    Rest in peace brother cos ndarwadziwa

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty62 Рік тому +1

    So tragic, extremely mournful for the loss of an innocent young life…MHDSRIEP 🕊️!

  • @gutumaruta1396
    @gutumaruta1396 Рік тому +3

    Because ZIMBABWE yava nyika yemashurugwi...nana generari vanongoomoka kuvhundutsira vanhu...uku mapurisa Ari busy kushandiswa in politics.... ZIMBABWE is a joke

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Рік тому

    Chete zuva rengozi harizikanwe 😢RIP so sorry to the family, mhepo inongo simuka .

  • @dorothymoyana13
    @dorothymoyana13 Рік тому +2

    This is evil eish

  • @mattipanyamuzinga8469
    @mattipanyamuzinga8469 Рік тому +1

    Mainini munozvida henyu but nguva ino daimambomira izvozvo

  • @aggie2577
    @aggie2577 Рік тому

    Ndarwadziva zvangu yooh

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 Рік тому +1

    Uyu mukadzi uyu hanzi ndanga ndisiri free, Saka apa was free bcz awuraya mnhu, asungwa Saka wasununguka

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure Рік тому +1

    Munombovarambireiko vakadzi ava imi muchiziva kuti munovada? Look now ratova jeri uye ngozi mumusha.

  • @lincellalimos4957
    @lincellalimos4957 Рік тому +1

    Ummm mwari pindirai chokwadi Vanhu havatyatye kuuraya veduwe

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Рік тому +1

    Hunhu hwemu South Africa wapinda muzimbabwe mu south Africa vanongo urayana sehuku bt zim musagarwe nemweya wakaipa kusvika pakuuraya munhu ndarwadziwa ngozi

  • @user-wo6pl1rx7j
    @user-wo6pl1rx7j Рік тому

    Iye anga akusiya zvaavinga akuita zvekubata vanorwa nhaimi ko vaivepo vaidii kubata iye aifanira kuramba ari pabasa rake I think pange pave nekudanana na DJ

  • @ministermarka6883
    @ministermarka6883 Рік тому

    Time Time kaaa

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Рік тому +1

    Ko iwe wanga uchiri kutaurirei naye kana anga akuramba number yake wanga uchaingeterei you were suppose to block and delete his contacts.you were suppose to report this guy asati aita mhosva yekuuraya munhu.

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 Рік тому

    Fight haisisiri yekurandutsira better vaurayane Ivo vataudzana, ma cases ekukuvadzwa kwevanhu vairandutsira arikuwandisa. Because kufira isiri Yako knorwadza veduwee

  • @kimberlymusaliva2637
    @kimberlymusaliva2637 Рік тому +2

    RIP dj bt presenter u nid to improve pamaqsns ako kana kut zviendere kumalsns

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому

    Everybody has two sides and capable of anything

  • @mercymukwadi1767
    @mercymukwadi1767 Рік тому +1

    Saka you can't even mention kuti une urombo kufamily yemukomana sure zvakaoma

  • @KickMaster-cg4qu
    @KickMaster-cg4qu Рік тому

    Very sorry family

  • @soniamaruma6296
    @soniamaruma6296 Рік тому +1

    Nhai ndi presenter wepi anotaura zvaari kuda kunzwa instead of letting people tell their stories.

  • @carlingtoncarlington
    @carlingtoncarlington Рік тому +9

    R.I.P Rasta Cossy we live in the same hood💔

  • @percykemal
    @percykemal Рік тому

    fight haibatwi ini handipindire dzevaodanana or vakambidanana

  • @user-hw6dx3xk5x
    @user-hw6dx3xk5x 6 місяців тому

    Maminyuriro emuromo ayo yooh

  • @rocoafricamg1094
    @rocoafricamg1094 Рік тому

    Interviewer akadhakwa what kind of journalism is that

  • @audreymarimo5026
    @audreymarimo5026 Рік тому +2

    May his soul rest in peace

  • @makhadzimadewamakhomo2779
    @makhadzimadewamakhomo2779 Рік тому

    Yoooo RIP boy muka uzvirwire

  • @lisahmutsamanyangadze3995
    @lisahmutsamanyangadze3995 Рік тому

    What really happened?

  • @cynthiachasurq4259
    @cynthiachasurq4259 Рік тому

    Zimbabwe chii ASI

  • @tendaitongo
    @tendaitongo Рік тому +1

    Interviewer try to listen interviews done by other journalist so that you improve

    • @eventsesthetiks
      @eventsesthetiks Рік тому

      Nhai nyaya yacho iye arikuiziva isu atisi kuziva zvakafamba sey

  • @tinofaratsikani4559
    @tinofaratsikani4559 Рік тому

    Reporter usawanze mubvunzo hatidi kunzwa iwe isu siya vakaona nyaya varondedzere kwete kuti unobvunza 3/4 vano narrator voita 1/4 iwe hausi muridzi wenyaya

  • @Wilddog91
    @Wilddog91 Рік тому

    😭😭😭

  • @mildredkasaira8386
    @mildredkasaira8386 Рік тому +2

    Ngozi mumusha iyo vanhu vapindwa neiko chokwadi

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому +2

    Zvakaoma zvinorwadza ndosaka mazuvano vanhu vasingachabate panorohwa munhu shuwa shuwa. Zvinorwadza izvi

    • @spelilemadure8665
      @spelilemadure8665 Рік тому +1

      Taizvi ziira ku SA kuti haurandutsire unofira mahara zvino kana zvaku Zimbabwe zvakaoma mufunge

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa Рік тому

      @@spelilemadure8665 taura hako . Kuno lreland varungu havatobate vanongofonera mapurisa zvaksoma

    • @lindahfarikai1152
      @lindahfarikai1152 Рік тому

      ​@@spelilemadure8665 chokwadi kuno kuSA hakurandutsirwi vanorwa adi kuZim taiziva vanhu vachitobata vanorwisana nyaya yotopera zvakanaka zvino izvi ummm zvotyisa

  • @pinkrosechewere3870
    @pinkrosechewere3870 Рік тому

    Vakadzi warikurera mhondi. A crime is a crime, hapana imba kana munhu achisimudza mbama. We are taking domestic violence for granted chero mapurisa acho haachagona basa.

  • @VioletMakunike-zz1kl
    @VioletMakunike-zz1kl Рік тому

    RIP Rasta

  • @missgee1981
    @missgee1981 Рік тому

    Very sad.. improve your interviewing skills. Apa watanga ne conclusion hako, 5 mins into the story hatisi kutoziva kuti chii chakaitika, munhu wacho akafa sei but tatova ku conclusion kare

  • @munyaradzinyarumwe2307
    @munyaradzinyarumwe2307 Рік тому +1

    Uye sei vasinavo kukumbira ruregerero kune hama dzomufi kana sorry zvayo sezvo varivo vainunurwa uye kuratidzavo kuti zvavarwadza ini ndashora hunhu hwavo nokutaura vachizvida kungezvinhu zvekufara kana zvirinyore amai ratidzai vanhu kuti zvinorwadza kwete zvamurikuita munotsamwisa dai masungwavo pamwe chete nemhondi yenyu nwaa

    • @rojamillerover
      @rojamillerover Рік тому

      Vari kutoratidza kuti she's not remorseful zvavo, kana kumboratidza kuti she's grateful kuti vakaponeswa. Ko kuzozvida, apa ariye akatoudza mhondi ye ex husband yake location.

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 Рік тому

    Rest in peace brother.vechidiki ngatisauranei please

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Рік тому +3

    Voice renyu reporta rakanaka chose asi mubvunzo wenyu wakadhakwa focus nenyaya yaitika wozobvunza zvimwe later

  • @auditortandi1993
    @auditortandi1993 Рік тому

    Amnesty ndoinokonzera zvese izvi , kana tava towards ma elections vanoburitsa mhondi zhinji kuti dzivhote saka zvakaoma Zimbabwe yakachinja soon tirikufanana ne south Africa ,,,,,, ini hangu its a west of time to report ukatamba nemoto unofa nemoto ndinorwira wangu

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Рік тому

    Sorry vadikani

  • @tendaimudhiriza2383
    @tendaimudhiriza2383 Рік тому

    😮

  • @mercymukwadi1767
    @mercymukwadi1767 Рік тому +1

    Amai munozvida zvisina basa imi hamusi kurwadziwa imi tbh

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka2725 Рік тому +8

    Ex wife yacho kuzvida ndochii nhai iwee apa munhu afa iwee wotozvida

    • @Spo7017
      @Spo7017 Рік тому

      Kkkk ndatoshama kuona Amina ,takakura tese kuMine iri kuBuhera uko, ndoozvaaive kubva ari mudiki,hameno kahunhu kaangori nako soo, vaionererwa zvkt

    • @ruthchinaka2725
      @ruthchinaka2725 Рік тому +1

      @@Spo7017 aaaaa anozvida hake Amina uyu hake

    • @evasnyamhere4066
      @evasnyamhere4066 Рік тому

      Kuita kuminyura miromo

    • @letwinmurindagomo4158
      @letwinmurindagomo4158 Рік тому

      ​@@Spo7017 kkkkkk ahhh ndaseka hanzi ayionererwa zvekty

    • @Spo7017
      @Spo7017 Рік тому

      @@letwinmurindagomo4158 aisarudza vanhu iwe, aizviita wemhando yepamusoro,ndatoshama.kut freehand yake ikuratidza kut yanzwa zvayo ndikati lo vemberi vava veshure nhai

  • @bonychivon
    @bonychivon Місяць тому

    Presenter you must go back to school and learn how to question people to get the root of the story not mubvunzo nhando

  • @prettymoyo5961
    @prettymoyo5961 Рік тому

    Veduwe takarwadziswa isu,Mai ava netsvina yavanayo nekurwadziwa kwatiri kuitwaka,ngozi yacho muchaiona ,brother yangu haiende yega ,mose muchapera

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 Рік тому

    Tirikutongwa nemhondi hence vanhu hachatya kuuraya

  • @munyaradzinyarumwe2307
    @munyaradzinyarumwe2307 Рік тому

    Mai ava sei vakaigara nomurue aigara nemaWeapons mumba vasinakana imwe hama yavo kana yemurume yava kavudza chivindi chavo changa chiri cheyi

  • @violetcharry8478
    @violetcharry8478 Рік тому

    Imhondi ngaifire mujere wakadii kuchinja town

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 Рік тому

    Uuuuuuuuuuu😮

  • @georgematongo609
    @georgematongo609 Рік тому +1

    Interviewer uyu I dahwa

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity Рік тому

    Uuuuuuuum mhondi mutown munoitwa miseve guyz

  • @carolynedzai
    @carolynedzai Рік тому +2

    Vakadyisa murume iwe vakumuramba

  • @auditortandi1993
    @auditortandi1993 Рік тому

    Vanoitira ivavo kwedu tourayawo as long as tichigara tichikuona kujaidzwa uko hanzi anotyisa anotyisa caz ane achikuzwa kunzi uyu uyu haaite anobaya

  • @carolynedzai
    @carolynedzai Рік тому +4

    Vakadzi musiye mupfuhwira plus mai imi mugeze .muparwe chiname getaway maurayisa munhu .kumonya muromo mahara tsvina yemunhu

    • @jahmunetsi2997
      @jahmunetsi2997 Рік тому +1

      Akuudza kuti haana kugeza ndiani..ende usati aurayisa munhu.

    • @carolynedzai
      @carolynedzai Рік тому

      @@jahmunetsi2997 ndikuona huchapa

    • @ruel1703
      @ruel1703 Рік тому

      You expected to be dolled up when she is going through a trauma, tione ka imimi munogez

  • @lindymandaza7941
    @lindymandaza7941 Рік тому

    Ngaasadzoke mhondi yemunhu

  • @tadiwa.t8681
    @tadiwa.t8681 Рік тому +1

    Ko zvinosekesa here nhai amai imi,why are you laughing

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Рік тому

    maiyeeeeeeee amai ava kushata kunge nekumonya muromo kunge chikonye . akadini kunoisa peace order kare.

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Рік тому

    Ummmmmmm yanga isiri target here munhu waakauraya haisi mbavha here murume wamai avaa

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Рік тому

    Abuse iriko

  • @juliachatindiyara9227
    @juliachatindiyara9227 Рік тому

    This guy shld rote in jail,he stabbed many tyms shem RIP

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому

    Zvinorwadza

  • @priscillandawi
    @priscillandawi Рік тому +1

    R I P DJ gone too soon

  • @auxilliachiwanika8001
    @auxilliachiwanika8001 Рік тому

    Matadxa kukumbirawo ruregerero kune vakashaikirwa here mangotaura zvekuti Gara wareporter