MHONDORO MUBAIRA.......... AKATEMATEMA CHIKOMBA NEDEMO

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 вер 2024
  • AKAPONDA HAASI KUZIVIKANWA KWAARI

КОМЕНТАРІ • 312

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 Рік тому +18

    Zvemnjolo muchazvirega

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому +13

    Mwari akaviga zvinhu izvi, kuviga chaiko. Agoti munhu pfeka panty ugopfekazve dress kurikuviga chete. Handi nyore kusvika pazviri. Kana wade zvekusvika make sure ndezvako.

  • @lilianmhamba
    @lilianmhamba Рік тому +25

    But the wife is 100% correct kupi kwaaienda murume aurayirwa kunzenza RIP ibig lesson kuvarume vano cheater vese

    • @crucial083
      @crucial083 Рік тому

      If she is 100 percent paisafa munhu.Dai akangodzokera kumba kwavo dai pasina rufu.

    • @MasterKhumalo-ij7py
      @MasterKhumalo-ij7py Рік тому

      Aaa 100 %kuuraya munhu hre mnje chaagona hapana apa ngozi ndoyopedza zvese

    • @vaidachipere977
      @vaidachipere977 Рік тому

      Lesson hayo asi Ngozi iyoyo ichapedza vese dzinza racho .

    • @SunflowerSky-hv1xr
      @SunflowerSky-hv1xr Рік тому +1

      Yes she was right. Aita twake ndihombarume

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +7

    Zvakaoma vasikana.Kufa uchipondwa sure nekuda mjolo uine mukadzi kumba 😮

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 Рік тому +5

    Amnesty iyika ...izvezvi vakabudisa dhara rakaRaper mwana weprimary mujeri after serving only 2 yers ...whats that seriously....gore negore yangove Amnesty this Amnesty that ndosaka nyika yedu yakuita kunge South Africa manje ...vanhu havachina matyira munyika umu..nyika yaimbove safe zvaidadisa ....

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Рік тому +12

    Mhondoro dai Mwari airangarira .kna vechivanhu dai vabikawo doro midzimu pane zvayatsamwa munzvimbo 😢😢😢😢

  • @GeorgeRushambwe-ee6bb
    @GeorgeRushambwe-ee6bb Рік тому +5

    Chihure zvinowanikwa asi musauraya munhu ingozi hombe mhepo inenge yakakupfeka inozoenda wauraya mumhu woshaya kuti waitei Hana yako ngairove ropa remunhu harideuki serehuku

  • @BeautyJones-v9j
    @BeautyJones-v9j Рік тому +14

    Kumusha kwangu😢mhondoro Mati todiiko

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Рік тому +17

    Kumhondoro kune vanhu vane mari vanovaka dzimba dzakanaka❤

    • @lilianmhamba
      @lilianmhamba Рік тому +1

      Isure ndokumusha kwangu bt mweya wekuurayana zvabatana nemujolo ummm Mhondoro yakutyisa

    • @sandrachitima727
      @sandrachitima727 Рік тому +1

      Mari hatina but tinoshingirira ne padiki ipapo

    • @miyonsesakala5548
      @miyonsesakala5548 Рік тому

      You shld see ther kitchens haaa vanogona zvavo vanhu ivava

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Рік тому +5

    zvakaoma veduwee zvinorwadza, better kusiya munhu kana ahura pane kuponda now ngozi yapinda mumusha nekuda kwekutonga wega benzi

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Рік тому +5

    Varume siyayi wife dzevanhu inga vasina varume vakawandisa

  • @estermangono71
    @estermangono71 Рік тому +12

    Chihure varume muchasiya chete...kufira mahara

    • @dadiraimukandi5556
      @dadiraimukandi5556 Рік тому

      Nevakadzi vacho ngavasiye Chihure

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Рік тому

      Regai zvifeee

    • @dadiraimukandi5556
      @dadiraimukandi5556 Рік тому

      @@maiyeukai9346 ngavapere vachiurayana ngozi dzichiwanda majeri achizara ndogwadzigwa moyo vana vanosiiwa dziri nherera chete nemahure iwaya nxaaa kuzvarira vana nhamo munhu funga vana usati waita mabasa erima

  • @Mamawama2K
    @Mamawama2K Рік тому +6

    Why vakadzi vamwe vese varikuratidza kudzamirwa nekufa kwaiva Chindavata asi Mai vachovarikuratidza zvimwe so. Asi sekuru vachindavata Ava🙆

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому +10

    It's sad. Very painful. Don't stay in problematic relationships. Waona zvanetsa siya hako pane kuita ngozi yokuuraya munhu. Surely hapana chaunobva. Ngozi dzakadai dzinozogoneka here?

  • @mancue4149
    @mancue4149 Рік тому +6

    Ko kungosiya mukadzi wacho kana ahura zvineiko pane kuuraya munhu

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Рік тому

      Mukadzi ndiye aifanira kusiya murume kwete kuita mashura uripamba pemurume

  • @kady1111
    @kady1111 Рік тому +6

    RIP aChindavata and nematambudziko kumhuri yasiiwa. Some things just aren't adding up for me.

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 Рік тому +2

    Sure murume mukuru kusiya mukadzi wako uchiyenda ku mjolo soja rafira muhondo ka ini ndirini mukadzi wacho handicheme kutambisa musodzi

  • @lookout1234
    @lookout1234 Рік тому +6

    Ko munonyengerei vakadzi vevanhu idzo mvana dzakazara kudai ifai nxaaa

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Рік тому +7

    Ngozi inodana imwe ngozi

  • @blessbless904
    @blessbless904 Рік тому +8

    Lets b loyal and faithful.#stick to one munhu.AHOYIIII

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 Рік тому +8

    Mabasa erima.Vaishayeyi baba ava.

  • @nellymuzunze-ir2mx
    @nellymuzunze-ir2mx Рік тому +7

    Vanhu ava vakabudiswa mujeri vasati vadzidza vachisiya vanhu vari kupika vasina mhosva

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +6

    Mukadzi vacho akatevera mhondi yake iyo arikunofa

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Рік тому

      mkadzi ari kumapurisa akabatwa

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Рік тому

      @@cleofay9346 mukadzi haana zvake mhosva

    • @abigailfoya7570
      @abigailfoya7570 Рік тому

      ​@@juliaherbet2063 atori nayo ndiye honzeri yezvese ihure

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому +6

    Ndirikuuya gara muberere imomo.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому +5

    Pandibata panzi ainge ari munhu wema funnies achida kunoza ndokuti halooooo. He wanted to be brave and to show that everything was under control or pfungwa dzainge dzarasika. It's sad guys. Mukadzi wemunhu ingozi.
    Ko vakambodiiko vakadzi vevanhu. Vanodiiko? Mwari akatiparira.

    • @bmupereki07
      @bmupereki07 Рік тому

      SAD 😢😢😢Marwadzo
      Nedzoyi

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu Рік тому

      Ndarwadziwawo ndi haloooo ndanzwa kubaiwa mufunge henyu kumyangwe vatadza but kuurayabits a noo

  • @janigujjar7880
    @janigujjar7880 Рік тому +5

    Mhondoro ndokumba asi kurikuitika zvishamiso

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Рік тому +3

    Why do people behave so irrational over cheating spouses? Now he's going to prison for someone who's going to move on without any problem. Very barbaric behaviour. It was too distressing for me watch it all. Those wailing women are truly shattering my heart😭😭😭😭. May he rest in peace 😢

  • @SunflowerSky-hv1xr
    @SunflowerSky-hv1xr Рік тому +5

    Sounds like they're blaming the wife for not following the foolish husband nxaaaa.

    • @confidencenhau
      @confidencenhau Рік тому

      Aida kunodii nhaizvenyu mukadzi uyu vaida anokumbira ruregerero hre aghh vanhuso

    • @SunflowerSky-hv1xr
      @SunflowerSky-hv1xr Рік тому

      @@confidencenhau imagine

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Рік тому +1

      Haiwawoo regai mahure afe

    • @melodychaitwa6066
      @melodychaitwa6066 Рік тому

      Vakadzi avo vanenge vaikwirwa nachindavata vandisvota zvekut nxaah

  • @edinnahmuchirahondo8369
    @edinnahmuchirahondo8369 Рік тому +1

    Vaipeswedzera hokoyo nengozi. Makabatsira pakuuraya munhu.

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Рік тому +3

    ndini ndega here ndaona kuti pamusha pasabhuku pakanakisa kudarika pamambo🤔🤔

    • @gozos1552
      @gozos1552 Рік тому

      Uuuum apa madzimambo anenge achishandiswa nezanu nxaaaa

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Рік тому

      @@gozos1552 kkkkkkk ndanyara nekushamiswa zvese, asi dzemamwe madzimambo dzakanaka wani

  • @mirriamchiposse9324
    @mirriamchiposse9324 Рік тому +15

    Its sad kuti varume varikufira vakadzi vevanhu yet masingle Laddies akazara 😢

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu Рік тому +1

      Zvakaoma mufunge varipabasa rekutouraya dzimba dzakamira varume

    • @Salvation123..
      @Salvation123.. Рік тому +1

      Zvakaoma mataura asahwira bcz we share names 😊

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Рік тому

      Masingle ladies varikuparadza dzimba dzevanhu everyday...mahure ese ngaa fee

    • @edithnerwande6455
      @edithnerwande6455 Рік тому

      Chokwadi kutiza vakadzi mudzimba chokwadi muchinofira kusango, varume musadaro 😭😭😭😭

    • @PatienceMudadi-gy3ff
      @PatienceMudadi-gy3ff Рік тому

      Varume murikupedzana pachenyu unosiya mukadzi mumba uchinonyenga mukadzi wemunhu ma single azere ayi surrender

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +3

    Wosungwa hako nekuda kwehure,apa ngozi yava mumusha.Inga vamwe vari kutopfumiswa nemahure.Akatadza nyakuuraya.

  • @GeorgeRushambwe-ee6bb
    @GeorgeRushambwe-ee6bb Рік тому +7

    Hatirambi kuti vakatora mukadzi wemunhu izvi zvinowanikwa asi munhu haaurawi ,wambonda munhu Wafa woti waitei and then kouyo waikuza kuti rova uraya toti chii naye why moyo wake usina kurwadza kuti munhu wakutouraya munhu which means naiye moyo wake wakaoma semukwakwa

    • @tee5631
      @tee5631 Рік тому

      And munhu iyeye is dangerous to the society 😢

  • @vivianmasamha9111
    @vivianmasamha9111 Рік тому +2

    Ahhh nachando ichochi utonhorwe uchindodii kugerofurendi amai vemunhu ndovaifanorwa kuenda

  • @tarirobetera3248
    @tarirobetera3248 Рік тому +1

    Kutonga ndekwa Mwari vanhu vese tirivatadzi mutsvene wacho ndiyani? Kuuraya haasi solution. Ngozi yacho inotouya chete.

  • @mz5584
    @mz5584 Рік тому +2

    Vaipesvedzera ivavo must be arrested, they are accomplices in the offence

  • @SunflowerSky-hv1xr
    @SunflowerSky-hv1xr Рік тому +1

    Apa munyika masingle ladies hobho asi murume anosarudza kunofira kumukadzi wemunhu shuwa.

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 Рік тому +3

    Mai Guyo God bless you 🙏

  • @KenniasShamuyarira-qs2lt
    @KenniasShamuyarira-qs2lt Рік тому +2

    Ndato Shaya kuti zvirikumbo famba Sei ,nhize ,ndarwadziwa tichasangana ikoko Musimuvi.

  • @SakwebelindaBelza
    @SakwebelindaBelza Місяць тому +1

    Ummm mhondoro this days chii nhai.

  • @VikkiRajah
    @VikkiRajah Рік тому +1

    Mwanasikana akatora photo ane kahushingi kanotyisa #hunhu

  • @constancemusandudzi4597
    @constancemusandudzi4597 Рік тому +7

    I m in love with the song thanks u Dewmas media

  • @BarnabasFavanhuRwodzi
    @BarnabasFavanhuRwodzi Рік тому +4

    Am from Mhondoro Ngezi and not happy nezviri kuitika

    • @BrendaTendai
      @BrendaTendai Рік тому

      Papi pacho ndokumusha kwangu zvirikuitika zvirikurwadza😢

  • @Varaidzo83
    @Varaidzo83 Рік тому +3

    Yuuu mhondoro yadeura ropa veduwe chii nhai😢

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 4 місяці тому

    Kanti akula bomazakhela yin labafelwakaz

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 Рік тому +3

    Mhondoro yakagara yakadaro.

  • @SpiweNjowa
    @SpiweNjowa Рік тому +1

    Apa ma single ladies akazara varikushaya varume

  • @faithncube4841
    @faithncube4841 Рік тому +2

    Mama chindavata mwari ngavakusimbiseyi izvi zvakaoma

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Рік тому

      Aah vasara nrugare..dai ndaiziva kwavari ndaivapa mari yeparty mahure ngaafe..vakanzwa nekurwadziswa mai ivava

  • @AshletteMasawi
    @AshletteMasawi 8 місяців тому

    Its so sad .....Mhondoro my home ground .....here veduweee zvakaoma ...zvakatoitka kuHood rnku

  • @GeorgeRushambwe-ee6bb
    @GeorgeRushambwe-ee6bb Рік тому +1

    Pose panechaitika hapashaikwi dzama zvino dzama yodakunetsa hr pamhondoro especially musindo

  • @Robson-gd7hp
    @Robson-gd7hp Рік тому

    Chindavati wakasangana nazvo ka....mukadzi wemunhu haabatwi...kufira mafufu segonzo zvako!

  • @janekudiwa-ue9ik
    @janekudiwa-ue9ik Рік тому

    Mjolo uyanyisa shooo zvekutosvika pakufira mkadzi wemunhu hr veduweee

  • @JaysEagle
    @JaysEagle Рік тому

    Yees kuhura akudi nemukadzi wemunhu hura hako nemvana dzisina varume.....unofira mafufu sagonzo ,,gara muberere chindavata 😂😂😂

  • @MeganMuchineuta
    @MeganMuchineuta Рік тому +1

    Very correct vakadzi vevanhu havabatwi unofa,it seems chindavata was a difficult man mkadzi nemwana vaiziva hunhu hwake kushaya shungu nemurume

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Рік тому +4

    Can't wait ko Sokostina nachihera vakaendepi

    • @cmusarurwa6309
      @cmusarurwa6309 Рік тому +1

      I miss Sokostina veduwee. Please come back

  • @SimbaracheMabande
    @SimbaracheMabande Рік тому

    aideiko kumba kwemunhu usiku hwakadaro mukadzi wemunhu it's a no go area

  • @djnodza3420
    @djnodza3420 Рік тому +1

    Umm drewmas media makungotiunzira zvonotyisa

  • @vivianmazorodze9207
    @vivianmazorodze9207 Рік тому +1

    Mhondoro inemhondi kubva kare

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Рік тому +3

    Drewmas Media taking you to another level

  • @preciousmurwira1001
    @preciousmurwira1001 Рік тому

    Very sorry kumkadzi wemufi ....guys chihure achibhadhare murume mukuru kubatwa pamba pemunhu shuwa

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому +3

    Mhondoro Chigodora zvirikubvira

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 Рік тому

    Ko sei vanhu vachihura ,mubairo wechivi rufu ,usanyenge mukadz wemunhu ,vakadz musahura

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 4 місяці тому

    Rest in peace 🕊️ Bantu shuwa yooo akuthambanga

  • @fakapressure6356
    @fakapressure6356 Рік тому +1

    Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Рік тому

    Mjolo kunana sekuru futi err.inga zvaane mweya wetsvina guys

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Рік тому +1

    You can't blame the wife. Zvakaoma kutevera murume mukuru abatwa nemukadzi wemunhu. This man was already dead chero dei vanhu 50 vakaenda hapana chaichinja.

  • @ClaraMabachi
    @ClaraMabachi Рік тому

    Asi chii nhai, kufita mukadzi wemhondi. Ndokusaka vadzimai vacho vakati hapana kwaari kuenda. Varume dzidzai.

  • @Witness-b2b
    @Witness-b2b 6 місяців тому

    Mkadzi wemunhu haabatwe imheni mjolo vanhu hamufanire kuchema

  • @ceciliananny6907
    @ceciliananny6907 Рік тому +1

    Drewmas media good work fambayi nematissue mopawo vanenge vachema vopukuta madzihwa nemusodzi shem may his soul rest in peace.

  • @margaretchitsiku8807
    @margaretchitsiku8807 Рік тому

    Chihure in any form chakaipa please. Musahure vanhu musahure ndapota hangu. Musahureba

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Рік тому

    Mazviona kaaa ngatisiyani nekutorera na vakadzi sure isuwo vakadzi wacho uuuuuu manje ndezvipi apa yangozi yaparirwa dzinza rose ende anogina kuurayawi fty mukadzi wacho

  • @ellenchikwenhere1380
    @ellenchikwenhere1380 Рік тому

    Mweya weumhondi ndiwo uripo munhu akatadzirwa unoripiwa nokuti ukauraya ingozi yawaparira mhuri ngaadzokere ku jere ndonzvimbo yake

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +1

    KuMarigumura uko

  • @Senzeni-s5m
    @Senzeni-s5m Рік тому

    Varume havana kukwana muchaona rimwe richinopfimba mukadzi iyeye

  • @takemoregoko5346
    @takemoregoko5346 Рік тому +1

    Mubairo wechivi Rufu😭😭😭😭. Hakuna munhu ahurirwa anoenda kwabatwa murume wake or mkadzi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Рік тому

      Why not..i would go and see for my self

  • @edithnerwande6455
    @edithnerwande6455 Рік тому +1

    Ummmmm Mwari rangarirai wo kumusha kwangu , mhondoro yarema😭😭😭😭😭

  • @tee5631
    @tee5631 Рік тому

    Ngozi iyoyi tichaziona futy pano yakubuda kuvana vemhuri iyoyi

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Рік тому +1

    Mhondoro dai Mwari airangarira .kna vechivanhu dai vabikawo doro midzimu pane zvayatsamwa munzvimbo 😢😢😢😢

    • @GeorgeRushambwe-ee6bb
      @GeorgeRushambwe-ee6bb Рік тому +1

      No dzapata Inoda police base padhuze dzimwe imbanje dzavanenge vakarova

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Рік тому

      @@GeorgeRushambwe-ee6bb tozofunga kuti imhepo ka zvanyanya izvi

  • @ChristinaGwehama-vq2ub
    @ChristinaGwehama-vq2ub Рік тому

    Nyika yamira kuipa Jehovah titumireiwo Jona atiparidzire tibve muzvivi

  • @ChrisBvenende
    @ChrisBvenende Рік тому

    Mmm chibhishu ichi Dai vanhu varega hey apa kumusha kwangu zvonyadza

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 3 місяці тому

    Kupusa kusvika pakupesvedzera mhondi apa kana nhamo youya inouya kwamuri mose.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +1

    Masinguru mothers kwange kusina hr nhy murume mukuru kuurayiwa pamkdzi wemunhu

  • @memorymanyame3636
    @memorymanyame3636 Рік тому +2

    Mhondoro mhondoro mhondoro mapindwa nei chaizvo😢

  • @agneszulu3059
    @agneszulu3059 Рік тому

    Uhure hunoparira unotaimira mukadzi weumwe kusiya wako kumba mubairo wechivi rufu ityai mwari mhani

  • @MichelleRinomhota
    @MichelleRinomhota Рік тому +1

    Haaaa avo vanhu avo chihure ndokwavo in that family nekwadzama ikoko

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Місяць тому

    Uchahurirwa nemukadzi iyeye izvozvi uri mu hiding

  • @tsitsichikara9885
    @tsitsichikara9885 Рік тому +1

    Mhondoro yakutyisa

  • @CarolineRNyaguyo-kg5oj
    @CarolineRNyaguyo-kg5oj 10 місяців тому

    Why vanhu tapindwa nemweya weumhondi kudai Ummm zvakaoma izvi

  • @tabethmapfumo-fp6sq
    @tabethmapfumo-fp6sq Рік тому

    Zvanyanya zvekupondana izvi kumhondoro mweya wapinda muvanhu waipa

  • @TheZuluman7
    @TheZuluman7 Рік тому +1

    Tragic & sad 😢. Am in love with the song though.

  • @AlphaMutepeya
    @AlphaMutepeya Рік тому +4

    ❤❤❤ drewmas media taking u to another level 🔥🔥🔥

    • @noreenzivengwa-zs4rg
      @noreenzivengwa-zs4rg Рік тому

      Rest in peace hire remurume mukadzi was right kuti handiende kana akatema nedemo Ari good chaiko hire remunhi

    • @noreenzivengwa-zs4rg
      @noreenzivengwa-zs4rg Рік тому

      Anonyanya kuhura mukadzi aive bhoo kuti handiende varume dzidzai

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 Рік тому

    Ucharipa apa wakatorerwa mukadzi dai akangomusiya oripwa danga rozara zvaive nane

  • @lloydkusotera2267
    @lloydkusotera2267 Рік тому

    Siyanai nevakadzi vevemwe munefa kufira mafufu segonzo

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Рік тому +1

    Vakadzi vavakurovesa chunhu komene but musaurairana beche guys.

  • @hildachipashu2066
    @hildachipashu2066 Рік тому +2

    Mubaira pamarani pangu

  • @PaulaNdaba-gt5vt
    @PaulaNdaba-gt5vt 4 місяці тому

    Ndini tafarira kurondedzera kwamai Guyo❤

  • @rudokaramba1127
    @rudokaramba1127 Рік тому

    Vanhu venyika vapindwa neiko mweya wekuuraya wabvepiko

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut Рік тому +5

    Dzimu remhondoro ratsamweiko zvakaoma drewmas taking you to another level

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому +1

    Taking us to another level kuurayana kwanyanya chihure chanyanya mhosva inani vabereki here vasiri kuraira vana mweya yema nzinza here

  • @prachie937
    @prachie937 Рік тому +1

    Mujolo pandemic