BINDURA ........... MUDZIMAI WEKUZVIURAYA OVIGWA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 57

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +7

    Amwene vange vasingade murora vange vatori mhunza musha chaiyo zvakaoma Lovejoy muka ngozi usarare

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Рік тому +5

    Asi amwene wo futi muchamuona henyu Lovejoy

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Рік тому +5

    Kana marriage yanetsa budai amusi magandanga ,amusi masoja vanhu musafire hu Mrs ,asi ukaudza vanhu vanokutuka ,

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Рік тому +6

    Nyaya inosuwisa nekurwadza zvikuru..vanasikana musashinge kugara nemhondi .mumerejiz umu guyz ka😢😢

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому

    Zviri munyika aaaaa zvakaoma ndazvikoniwa ini

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 Рік тому +3

    Murume wa Lovejoy ngaaende ku jail wakaponda mukadzi wake. Amwene ndimi makakonzeresa maive musingade muroora munorara nemwana venyu here. Ngozi muchariona zvenyu mati madii. Hama dza Lovejoy torai mwana asiiwa na Lovejoy muchengete mwana angauraiva ne mhondi dzauaya Lovejoy uye wanopihwa uroyi naamwene wa Lovejoy. Lovejoy pfukira vakuuraya avo

  • @calleenmkwezura6112
    @calleenmkwezura6112 Рік тому +2

    Ndarwadziwa chokwadi pekutanga ndakatombovenga madzitezvara not knowing kuti kamukono ketsambarapfuta namai vacho vangadaro murora aisadiwa mumusha its so sad that akafa akuda kuenda kumba kwavo veduwe varimamariage musagarire kushinga kut vanhu vanozotii hupenyu ndohwakakosha no to domestic violence

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому

    Dramas zvamataura nyaya yangu chaiyo chaiyo exactly 😢 nemo nemo

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 Рік тому

    Lovejoy haana kuurayiwa here nekurohwa

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Рік тому +1

    Ummm Nyaya iyi yakaoma inorwadza, mukwasha ngaaripe Ngozi

  • @memomoyyo9515
    @memomoyyo9515 Рік тому +1

    Drewmas Media taking you to another level

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi4764 Рік тому

    Mhoroi vehukama pano Drumas media taking us to another level ❤❤❤❤

  • @confidencenhau
    @confidencenhau Рік тому

    Akafa nekurohwa uyo

  • @Tanatswa12
    @Tanatswa12 Рік тому +1

    Hama pavakapihwa MA auido vadii kuendako ipapo ipapo

  • @MarlonMarazanye
    @MarlonMarazanye Рік тому +3

    Vakamuuraya🎉

  • @brightonnzenzema1485
    @brightonnzenzema1485 Рік тому

    Dai makaziya makàmiramira mwana achiri mupenyu now yatowenhorondo mwana awuraiwa chekuita hapachina .zvakungoda mufi awone yekutamba or mumutsei mwana wenyu azvirwire

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому

    Kuside kwangu vakabvisa imwe pfuma asati avigwa takati ngativigei wedu bcz akaita 6days bt aasina kana hwema or anything aiita seachangofa aingobuda misodzi yeropa uye mumhino uye mumuromo zvakare taviga takagova hembe dzake bcz pakabuda chokwadi chekuti amwene waigara wachimurowa wasingamude zvekutosvikirwa wakamudzipa efew days b4 afa akatorerwa 4n kuti asataura nesu asabuda yard bt akanochemera panextdr kuti ndozvanduitwa ndakwenda kumba kwedu ndakutiza vepanextdr vanoti vakamudzora akazoti ndazvinzwa asi amwene awa wakandiuraya chete musha wawo wese uchaita matongo uye kuchafiwa nekuita marombe uyezve Tatenda haafezve akagara nemukadzi hakun muroora achazotsika pano hanzi ati ndopika naamai wangu hanzi tikati noo usataure uchidaro zvatopera hanzi bvaadzokera hake pamba kwaiwe kuma9 am kuma11 ndokunzi afa bvawamwaya mushonga pabed nekunyika mudish machira kunyepa kuti arutsa hembe dzawakamurowa nadzo dzikaita ropa wakabvisa wakarasa mutoilet wakamupfekedza dzimwe takangoti ivhu ndiro rirwise roga kusvika shungu dzake dzapera akasiya mwana ane 1yr4mnths aitoyamwa mwana

  • @OphirZw
    @OphirZw Рік тому

    Haya zvakaoma hanzi piritsi rakafamba sei pasina mvura as if dzakambonwa pill regonzo dzikanzwa risingafambe nemvura.Ruvengo rwacho so haa ma1.

  • @CollettaJongwe
    @CollettaJongwe Рік тому +1

    dreawmas media taking us to another level

  • @alphahavadi4711
    @alphahavadi4711 Рік тому

    zvakaoma mufunge drewmas taking to another level

  • @gladysmunyorovi5559
    @gladysmunyorovi5559 Рік тому +8

    Lovejoy hahana kuzviwuraya, akapondwa nemurume paairohwa. Iyi yatove ngozi ichapedza dzinza rese mumusha maanga akaroorwa. Hama dzake dzakangwara, unlike vamwe vanoti tanga waroora mufi tozoviga, ivo vangoviga mwana wavo pasina kuwomesa because vanoziva kuti wavo achazvurwira ega.

    • @Ktm-lc8sl
      @Ktm-lc8sl Рік тому

      Munhu hahana kubisa chinhu kunatezvara. Saka Lovejoy abika mapoto.

    • @OphirZw
      @OphirZw Рік тому

      Waivepo achiurayiwa here?

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +1

    Zvakaoma hazvo ukaona murume waugere naye achida zvekurova kubva uchiri mupenyu kurinani vasikana and kusiyana ne binya uchiri kurarama zvirinani

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 9 місяців тому

    Mutume akaponda mukadzi

  • @RoseRosser-d3o
    @RoseRosser-d3o Рік тому +1

    Kuno magetsi aenda saka network ikunetsa.but ndotoshingirira

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Рік тому

    So sorry to the family 😢, mhosva hairovi chokwadi chichango buda pachena.

  • @gladysxaba5863
    @gladysxaba5863 Рік тому

    Akapondwa chete

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +1

    Zvakaoma hazvo zorora murugare.Iyi yava ngozi kwavari😢

  • @magretchowa2203
    @magretchowa2203 Рік тому

    Wangu day raati akuenda kumba wakati sorry ndokutomuuraya day iroro

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Рік тому

    Hapana kumira mushe apa munhu anomwa mushonga makamutarisa zvinoita here izvozvo kana musisade munhu its beta kumudzosera kuhama dzake, apa ingozi yavazviunzira mumusha iyi

  • @lovenessnkomeni
    @lovenessnkomeni Рік тому

    Vanhu vangu muricei mese

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Рік тому +4

    Ndatokanda liker kare..ndisati ndaona

  • @glendarusere5413
    @glendarusere5413 Рік тому +1

    Masweraseyi family drewmas media ❤

  • @SRJ419
    @SRJ419 Рік тому +1

    Muroora akafa nekupondwa kwete nekuzviuraya

  • @katlegommope7862
    @katlegommope7862 Рік тому

    Akaurawa mwana uyo hana kumwa piritsi

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +1

    Vakamuuraya Lovejoy

  • @Pamela-p2q
    @Pamela-p2q Рік тому

    Sory hama dzalovejoy murume walovejoy ngaaend kujari

  • @hazelchatadza2991
    @hazelchatadza2991 Рік тому

    Zvinhu zvacho soo koo zvainzi hama dzemukadzi dzikungotora mari wani?koo mai vatinashe amwene vacho zvavasina noise wani ,Iyewo Tinashe aiitanawo sei nemkadzi

  • @mattipanyamuzinga8469
    @mattipanyamuzinga8469 Рік тому

    Nyaya dzakuurayana kwevanhu vakaroorana kwanyanya andifunge kuti ndichaeoorwa

    • @gabrielmoyo6978
      @gabrielmoyo6978 Рік тому +1

      No no my young we pray for our good future nhyka

  • @aishaadetta878
    @aishaadetta878 Рік тому

    Ini ndavekuenda kubasa kwangu Ngwaru mapundu

  • @pillyncube3544
    @pillyncube3544 Рік тому

    Kana munhu asisa kude move u not a tree 🌲 unofira mahala anosara achidya nyika rutivi

  • @rosemarymungwariri1874
    @rosemarymungwariri1874 Рік тому

    Yana mukanya neyemwana 2years kuhwedza

  • @Tanatswa12
    @Tanatswa12 Рік тому

    Amwene did smthn which contributed to the death of lovejoy. Kana iri ngozi vakaiona vega

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 Рік тому

    Tirikuona hedu

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329

    Brethren you the living should respect the deceased to rest, holding body hostage is pure greediness & disrepect to the core by holding a child's body to Rest ln Perfect Peace,
    Rather you shamelessly misuse innocent body in order to bargain with the other Accused Family members by marriage,you have three fingers 👉🏽 pointing 👉🏽 at you as the real wicked.
    Fear God please, dare not provoke our God🙏🏽, the Lion of Judah!. Jesus Who the world sinned against was buried the same day, why not humans?.

  • @restonemtandavari5348
    @restonemtandavari5348 Рік тому

    Zvakaoma akafa nekurohwa

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Рік тому

    Lovejoy akarohwa akafa vakunyepa kut anwa mapirits emakonzo

    • @magretchowa2203
      @magretchowa2203 Рік тому

      Ndozvakaitwawo wangu exactly pakugeza ndokuona mavanga ekurohwa takaviga achibuda ropa riri fresh mumhino mukanwa nemisodzi murume akazoti aa tatamborovana kuseni yet after that murume arova aenda kubasa amwene ndokusara achiponda ndokuona kuti munhu afa ndokusheedza murume bt munhu atofa

  • @ReubenM27
    @ReubenM27 Рік тому

    Ko Chihera na Soko varipiko

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Рік тому

    Mukoma Andrew musakanganwa yemukanya avo😅

  • @mamaAdvocate
    @mamaAdvocate Рік тому +2

    Kusiya marriage yacho kwange kuri nani💔💔

  • @Mai2Mutambarika
    @Mai2Mutambarika Рік тому

    Tatovepo zvedu

  • @blessbless904
    @blessbless904 Рік тому

    No to domestic violence please seek counselling from a professional.