No you dont love her...you destroyed her. Just because she is quiet doeasnt mean she is happy. No woman ever lives the same when her husband brings a third party in a marriage..
Mainini ndivo vakaisa vana mu change house vakavapisira imomo period. Vakarohwa vanotaura. Change house yehuswa haiite door,vana havaitadza kubuda, Hazvishamise mainini avo vakapa vana poison vakavaisa muchange house house vakasiya vabatidza moto.
Mainini vacho ngavasungiswe cos it looks like all these tragedies dzemwoto she’s found thereabouts. It’s not a single case but multiple times. Hakuna coincidence dzakadaro. Someone is the real devil’s advocate without a doubt.
Why is this not a police case, this mainini has,a lot to answer. Ndakaona gondo vorimhanyisa in the direction yevana varikutsva, handina kuona moto asi ndakaona huswa huchitsva. Handizive nyaya ye rape. Handina kuziva kuti vana varivega, vabereki havapo....please find the 6 year old and ask her what happened.
Heede vaNeshamba i saw my husband on your video.. Sad.story though..mainini havasi kundichenera. Sei vari kuwanikwa pese pari kubuda nyaya yekutsva kwevana ava eveen pama previous.
I can not imagine the pain muvanhu Ava after loosing vana 2 same time and uchiziva kuti myb vana vakauraiwa vakabva vapisirwamo eish vana vakafa vatambura ivavo ummmm Mwari ngavaunzewo Justice and comfort muvabereki Ava 💔💔
I suspect mainini vaitandandanisa gondo sei rinobhururuka vairibatasei. Vanaisa vana petrol kana diesel. Mainini ndohonzero vakazosiya sei motouchibvira vachitadza kudira mvura ndovakabetsa moto
Pamwe vana vakamonywa ndokuzonoiswa kuchange house because havangambotadze kubuda one (2 )mai vapedzisira kutaura Mwari ndiregererei handisi wemweya asi handisi kuvachenesa.... nkuti vanyepera kudzungaira
Inini i luv maiguriu vangu weduwe kana maenda pamunhu wemunhu respect maiguru respect vana
No you dont love her...you destroyed her. Just because she is quiet doeasnt mean she is happy. No woman ever lives the same when her husband brings a third party in a marriage..
Kkkkk iwe
@@maiyeukai9346true ipapa ivo vechi2 pakauya wetatu havafari
Mainini munondipa hasha amuna moyo wekubereka 😢 shuwa kupisa vana kunga huku😢 plus mave kuramba nyaya yerape,maitarisa mwana muri doctor err 😢
Umm sad story Mukoma Neshamba hapana way yamungabatsirewo amai ava here, i feel kuti vana vakapiswa to destroy evidence
Yeah taura hako iwe vanodakabatsirwa
Mainini avo ndivo vakauraya vana why vasina kudzima moto vanoroya
Moto wakabvepi uya vakatadza sei kubuda pane akavapisira mukati mainini ava ndinhikwi😢
Ndoona sekt vana wakadirwa petrol kana paraffin
Or vakasungwa makumbo
Matches nehuswa zvofambirana
@@user-kt8kl8ub2g dai hwaiwe huswa hwega vana wangadai wasina kunyunguduka ,uye waisafa kunyanya aiwe ne 4 aibuda
Endesayi mhuri iyi kwasekuru tasvu pliz
Mainini ndivo vakaisa vana mu change house vakavapisira imomo period. Vakarohwa vanotaura. Change house yehuswa haiite door,vana havaitadza kubuda, Hazvishamise mainini avo vakapa vana poison vakavaisa muchange house house vakasiya vabatidza moto.
Mainini vari involved panyaya dzese
Ndarwadziwa nevana vakafira mahara 😢😢😢😢😢😢😢
Mainini avo varimo munyaya varikuziva
Mainini avo imhondi chaiyo ndivo vakadira vana petrol or paraffin vakatobvira muchange varipo vakavasiya vakaenda kumba kwavo
Maziso amainn awo says alot. She is behind zvese zvirikuitika pamusha uyu.
Vana vakatotanga vapiswa kukazobatidzwa chinja house yacho iyoyo ini ndiwo maonero angu
My thoughts too something fishy 🤔
Aka kamkadzi kekubira mumwe murume kanoda kurohwa she is as guilty as sin and contradicts herself a lot and she is soo bitter
Mainini kutadza kutarisa camera she is a liar. Vanoziva zvakaitika.
Vana vakapiswa ndokuzobatidzirwa change house nepfambi yasekuru vavo what a sad story kuuya kuzoparadza musha wemuridzi ummmm😢
That's true ndozvakaitika 2 mins vana voparara zvakadaro so sad
Mainini vacho ngavasungiswe cos it looks like all these tragedies dzemwoto she’s found thereabouts. It’s not a single case but multiple times. Hakuna coincidence dzakadaro. Someone is the real devil’s advocate without a doubt.
Ichokwadi ichocho mainini ndivo vakaisa vana petrol or paraffin ndokubva moto wazopisa change house, panoda ma CID
@@josephined8931true
Mainn mainn mainn mainn kaa 😢😢 rest in peace vana 💔 Mwari vasimbise mhuri iyi pane chavanoziva mhani mainn ava
Nyika yedu iyi kana usisade mukadzi musiye pane kumushungurudza nokuti haana hama.Baba ava havapnde denga 😢
VaNeshamba plz help chimainini ngachinde hacho kuseri hakakodzeri kugara munharaunda katsambarafuta kechikadzi
Mukadzi uyo ndiye akauraya vana sei amboramba kuti mwana akabatwa chibharo
Ndanzwa tsitsi Mwari wanira mama avo nyasha my heart is broken 😢😢😢
Huroyi hwa mainini hunofanirwa kufumurwa batsirayi mhuri iyi vaneshamba
😢😢😢ummm sry maiguru vakadzi vechipiri vagara imbwa chamupa kuuya pamurume wemnhu ndiwo moyo wakashata. Zvino wotadzisa mhuri yakawana yakagara zvakanaka for 30yrs iwe wobvoronga,, ndarwadzi mwana ane 4yrs akura zvekuti anogona kutiza akabata mumwe wake 😢😢😢😢sry zvenyu Mwari akunyaradzei
Hapana chivanhu apo, mainini ndiNhikwi avo ndivo vari kukonzeresa
chokwadi ndi nhikwi chaiye
Maziso amainini awo anorewa zvakawanda ndiwo wakauraya wana 😢😢😢vanotoda CID
Mainini avo suspect number 1 for me asi mwari havasi wokumba kwavo woti kuhura woti kuroya futi mainini kaaa bhasop
Definitely umfazi lo mncane yi suspect ku nkinga zase khaya lapha kukhona nje oku shaya manzi ngaye .
Sekuona kwangu ndino funga vabereka vakasiya pamba pane moto, vana vadiki dzimwe nguva vano farira kutamba nemoto pamwe chete nemvura, zvinhu izvozvo zvinoda kuita very careful pavana vadiki. Asi handisi kuti ndozvakaitika kutaurawo, R.I.P .
Munhu kusiya murume wake kuenda kundoparadza mhuri yeumwe mukadzi kudai here veduwee.varume barika munorida zvenyu asi rine makuva pasi.kuuraisa vana vadiki vasina chavanoziva.mwari wachapindura zvavo
Mai avo vanotaura chokwadi vakaiswa mukona, sei vakanzwa mwana achichema vakasatarisa kuti chii chachachemedza mwana voti vanga vasingazivi kuti vabereki vevana avapo ko sei vakazonoudza murume kuti kuri kutsva munhu anodarika nepamba every day achiyenda kumvura otiudza kuti anga asingazivi kuti pane chinjausi mbama imwe yaofficer inovhura mafile ese avainawo
Tumai ini ndinovenga masecond wives
💔💔💔May their souls rest in peace. Zvinorwadza.
Ndiye akapisa.Akanyatso rohwa nevemutemo anotaura.
Mainn nhikwi mukangati hamuzivi zvinhu zvakaitika 3yrs ago mune shuwa ,inga mune hanganwa 😢 dei ari mwana wenyu abatwa chibharo mainzwa sei ,zvaunodyara ndoo zvaunokohwa
Mainini therise something yavakaita kuvana hope vana vakasungirirwa mubathroom moto wakapiswa😢😢😢
Kakangwarisa kamanni ako kana kutaura kwacho hanzi handina kuudzwa kt vana vari vega
Amainini zvingori pachena kuti ndovakauraya vana kudakuuraya humbowo hwekuti mwana wavo akarepa mwana vakati ngatimuuraye kuuraya humbowo
Calvin rova vanhu vese ivava newewo sei wakanyarara panyaya yèkurepwa kwemwana imi kutadza kusungisa nhubu sure makangwarira pasina munoda kusungwa imi baba vevana mai venyu mese namai vevana mkati makarera mhondi imi
Life is not fair, ndopaunowona nhamo dzako kuti it's nothing Mwari pindiray pathis family this is painful...
Wegondo uyu saspect huru
Ungatandanise gondo ririkubhururuka here vane zvavakauya kuzokanda
@@vivianmugowa3918 taura hako
Amai vatambura avo vabatsirei, mainini vakauraya vana pamwechete nemurume wavo naanamubva ndiripo avo.
Kutaura chokwadi mainn kaa denga henyu muchaita reku googler.Makaoma.Makasiya murume wenyu uku mukauya pamurume wemunhu.Zvichakuwanaiwo zvenyu
This woman must be arrested and face the law , the story is not straight , she did it😢😢😢😢
Avo mai vechihembe chakanzi pretty muroi,vakuramba nyaya vozobvuma vamboti ndezvarinhi,ndovakauraya vana
Barika ihondo huru veduwe, but mainini why why why, you will never have peace, vana ava must make their killer suffer 😢this is painful 😢
Drewmas Media pls please fambirai nhau iyi maiguru nemhuri yavo vashungurudzwa😢😢😢😢
Hamusi kurwadziwa imi sei makarera mhondi regai mupindirwe Narayan ndimi makarera akaipa baba imi nemhuri yenyu
Haa zvakaoma veduwee..varume kana musingade vakadzi venyu siyai mutsvage varoyi venyu vamunoda veduweer
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva usandione kunonoka ndanga ndichiuya ❤❤❤❤❤
Ngozi yevana vadiki hayiwori zvichapera zvinosiri risa..!!Mwari ndewe munhu wese 😢😢
Why is this not a police case, this mainini has,a lot to answer. Ndakaona gondo vorimhanyisa in the direction yevana varikutsva, handina kuona moto asi ndakaona huswa huchitsva. Handizive nyaya ye rape. Handina kuziva kuti vana varivega, vabereki havapo....please find the 6 year old and ask her what happened.
Ndazvishaya wo ini kuti varikuti vakamzwa vana vachiche.a kwakuzoudza murume kuti endai modzima moto Kumba kwemwana wenyu kurikutsva .horaiti kana moto wausina kukura chaizvo cana vakazotsva SEI zvekusvika oakuputika Kuita matsito 🤔🤔ndaisa mubvunzo iniii ..Mai iyii inoziva zvakaitika nemashiripiti ese arikuitika vanomaziva
Police yezimbabwe itai basa
Mainini knows everything 😢
Gondo racho ungati raimhanya pasi sembwa. Gondo semaziviro angu romhanya 2seconds robhururuka.
Gondo rinomhanyiswa kudaro here ,Mainn ndivo vakauraya
Chokwadi kutsva kudumbu nekumusana apa wakatsika rufuse...wafirwa nevana vairi panguva imwechete wokandirwa muchizarira
Heede vaNeshamba i saw my husband on your video..
Sad.story though..mainini havasi kundichenera. Sei vari kuwanikwa pese pari kubuda nyaya yekutsva kwevana ava eveen pama previous.
Apa maifanira kuwabatsirawo vaNeshamba ,masiya help yei apa
Haa nhy zvako
Drewmas musaneta mufambire nyaya iyi kusvika yapera Mai vanofanira kusungwa ndovakapisa vana vane meruni hembe avo
Tiri paDare mashoko akataurwa navaSianga ingotiyi Bvuuu ukaona munhukadzi wakufamba uchitaurwa nevanhurume waipa.nhau yemoto imiii mataura zvimwe vatezvara vapupura zvimwe.
Ummmmm ndabatikana veduwee Vañeshamba batsirai maiguru avo so heartbreaking 😢😢😢
Mr Neshamba batsirai mai avo muvatsvagire vanobatsira
Ndarwadziwa hangu nenyaya iyi asi mainini hamupindi denga
So sad story 😢😢😢 pakubuda nyaya dze rape fut Neshamba please help amai avo
Andrew Andrew pliz mira kumbosuduruka paRaffingora ngapabatwe varoyi venzvimbo mhuri yatambura iyo Shumba itai rubetsero mhuri iyo inoda kubetserwa zvinorwadza izvo Chikore family Mwari ngavakunyaradzei
Haaaaa mainini vane nyaya ava nyaya dzawo hadzisi Street 😢😢😢 zvorwadza ufunge ndabatikana hnk
Mainini murinhikwi😢😢 muchiti chihat chiripaside ndimi makapisira vana haimbotsviramo vagotadza kubuda
Mainini ndimi makauraya ndimi muroyi
I can not imagine the pain muvanhu Ava after loosing vana 2 same time and uchiziva kuti myb vana vakauraiwa vakabva vapisirwamo eish vana vakafa vatambura ivavo ummmm Mwari ngavaunzewo Justice and comfort muvabereki Ava 💔💔
This is sad may they be comforted in these sad times. Rip little angels. May God intervene.
Mainini mwari ave nemi ndomashoko angu,mangwana zvichakuwanaii henyu.ko vana vanozivei havo
Taura hako zvichavadzokera
Huroi wemasikat machena barika barika barika
Iwe woona gondo worimhanyisa iro ririmudenga.
Zvakamboitika kupi izvozvo.
Koo pavakasvika paibvira moto vana vaitsva vakanga vanyarara kuchema here.
Munhu uyu mutakati chaiye.
Mwari akunyaradzei mhuri yekwa Chikoore....... Ko why ma problems angori kwamaiguru chete aaaaa hameno kutonga ndekwa Mwari 😢
Moyo vangu varwadza maiguru varikupikiswa jeri vakapfeka dzavo nevana varikufira murume akasaradzwa namai kutora mwana mucheche vomukanda mumoto chokwadi chiripo chinjausi kufira vana vaviri haaaa panenyaya mwari pindirai
Zvorwadza 😢😢 ndanzwa tsitsi ko kuchema hako vana havana kuchema here zvekuti vavakidzani vanzwe ..zvosiririsa
Vana vakachema. Hanti mainini vati ndakavanzwa vachichema ndiri kumba.
@@yemuraimuropa7166 ndobva vati hameno ikoko ..Zvakaoma hazvo
I suspect mainini vaitandandanisa gondo sei rinobhururuka vairibatasei. Vanaisa vana petrol kana diesel. Mainini ndohonzero vakazosiya sei motouchibvira vachitadza kudira mvura ndovakabetsa moto
Pamwe vana vakamonywa ndokuzonoiswa kuchange house because havangambotadze kubuda one (2 )mai vapedzisira kutaura Mwari ndiregererei handisi wemweya asi handisi kuvachenesa.... nkuti vanyepera kudzungaira
Amai avo vakarohwa nepolice.vanotaura.chokwadi
Mmmm inga zvakaoma💔💔💔. May their souls rest in eternal peace 🕊️🕊️🕊️
Mainn vakapotsera gondo nechikuni chaive nemoto chikanopisa maive nevana .sei vakadzokera kumba kuudza murume kuti huswa hurikutsva uuuh mainn muchapedza vose
Mainini ndivo vakauraya vana vakapiwa mushonga akasiya avapisa
Mwana akafa anegodo nemi Mai imi nekuregera mwana achiitwa mkadzi arimudiki kudaro sure haaa munoda kurohwa zvemashuwa shuwa imi
Drewmas midia plz tsvakirai vanhu rubatsiro nekurumidza bcz panongona kufiwa
Haa this thing needs to be properly investigated but haa with our Zimbabwe zvatovharana apa.
Black science will help
Mainini ndivo vakaita izvi kunyangaditsa evidence yemhosva yakaprwa nemwana komana wavo now vakuda kusungisa baba vemwana akarepwa kuti zvishaye basa but chandoziva mhosva inoronda mwene wayo uye hairove.
Mmmm mainini ava vanechokuita netsaona yevana ndinodaro nekt vamboramba zveRape uye varikukakama pakutaura kwavo hee ini handina kuona moto ayewa ndakanzwa kuchema kwemwana mmmmmm zvakaoma hazvo kudai mwari vapindira moyo yevanhu isunungurwe
Kukakama kwawo kune zvekuita nenyaya dzese
Momz iyi inokutada kurohwa at large
Mainini avo I mharadzi chete
Mainini vanoziva zvese vakanyatsorohwa chaiko vanotaura zvavakaita vana
Barika barika here ummmm mwari pindirai barika harina kunaka zvachose rine makuva
Mainini pafair vanenyaya vakabatwa maparts vanotaura chokwadi chawo
Mainini vakapisa vana vakaona vabereki vachibuda vakamhanya Haa vanoziva nyaya yese
Haa ukaona munhu anodaira mubvunzo achitanga nekuti, (inini) anenyaya. Ngaiitwe police case mainini avo vabatwe nechimwana chavo chakarepa, nxa
Mmmm mawonero angu vana vakarohwa nemheni ndoyakazo tungidza chinjausi 😢
Haaa ndarwadziwa hangu munhu kuuraya vana vasina mhosva here chokwadi mukoma Andrew batsirai Amai ava ne mhuri yavo
Yah mainn makaoma Mwari wenyu achakutongai, mushure mekubvoronga kwamaita kwese mosungisa mnhu ari kuchema hindava musina moyo
Mainn imika munenyaya
Mainini ndovakapisa vana hanty ndovakatanga kuona moto here.vane chekuita nemoto chete
Hama Mukadzi anoroorwa munwechete vanwe Vose ndaivana Sisi kuitira runyararo mukurarama semhuri inwe apa pakuda CID mhosva iri pachena akauraya vana aripo uyoo💔💔💔
Mainn avo vakabatwa ne CID vanotaura vakadira vana parrafin vakadzokera vonyepera gondo what what ... Nxaah zimuroyi repa corner
Mainini ndinhikwi chaiye ,ishiri rudzi yavaidzinganisa vagotosiya moto uchatanga vachinoudza kti ndasiya kumba kunemoto
Nyaya iyi hainzwisisike kut moto ungabata vana votadza kubuda vese muchenji house macho mmmm
Mmmmh barika ma1 😢😢
Why vanhu vachivigiridza these crimes chokwadi? I can understand she’s nowhere to go but I’d rather try and fail than not do anything.
Aah ndarwadziwa veduwee. Mwari betserai vanhu venyu
Mainini kaaa 😢denga hapana denga renyu
Mwari pindirai mbuya ava vari kurwadziwa shame mainini ava vane chekuita RIP little ones😭😭😭
Nyaya yakadai yaida kwasekuru Tasvu vachizvionera pa giraz kuti zvakafamba seii kana kwa Miracle Paul
Hanzi ndikangobata mari panobva pasimuka matambudziko asi wakaiwana wani mari yekuroora wepiri mukadzi