In this episode of Behind Bars, Tete Tilder speaks to a man convicted of armed robbery.
Вставка
- Опубліковано 13 вер 2024
- Matthew Saidi is a 28 year old man, serving time for armed robbery. Tete Tilder took the time to interview him and listen to his version of the events that culminated to his arrest
I don't believe what this guy is saying. That explains why he was convicted. He indeed participated in the robery.
Ma statement ake hasi ku balancer mfesi uyu
l was going to say the same
Serve your time my brother; 4 years isn’t much. Next time don’t associate yourself with bad friends. Asi you’re not telling the truth.
This guy might be telling the truth. Most people are in situations because of being approval seekers. Trying to suit in the world but now the the world is now suiting in you. I believe akabuda achava mwana anoterera.
He is young I hope he will do well when he gets out
Matthew Matthew Matthew waitizirei kuenda kuGuruve usina nyaya?
Sei usina kuenda kumapurisa wanzwa kuti arikukutsvaga?
Misikanzwa yeyi yawaiita apo "kubhawa" waitosiiwa wakarara kumba neshamwari dzako ?
Matthew ingotaura chokwadi, pamwe tozotenga chimudhudhu chako.
This guy is honest problem is he is not educated
Only God knows the truth
The truth will set you free
This guy is lying through his teeth. He was working in Chinhoyi Beta but ran away to Guruve without having done anything wrong??
And to say he was AWOL kuBata kwacho ozongodzoka just like that!
Some people jus rot in jail lina bengelacala dont judge people
Ndimi maibira vana vedu ma laptop ku University. Mbudzi dzevanhu
A criminal will remain a criminal the guy is lying , so many loose ends
Arikunyepa uyu
It's a either he's lying or he is a bad story teller
Imbavha iyi. Ari kunyepa uyu. That scar on the face shows us many things.
Ngaawedzerwe makore uyo.
Team irori rekuba mari nemafon rakanetsa kuchinhoyi rega vabatwr
Kudziya moto wembavha newe wacho unotovewo mbavha yacho ,you deserve to stay in jail young man try to learn something which is not bad in yr life.ita mabasa akanaka ndohupenyu.
Ooh shem l feel sry fr Matthew kana achirevesa kuti he wasn't part of the robbery. Hey
Aishanda kuBata but asina mari yekuenda kunamoms???????????????
@@freegracesibanda690 it happens in Zim uyasebenza ungaholi
Zvorwadza hako vanhu vanehutsinye vanozviita
Akaba uyo
Dzine kakufanana naChamisa😂😂😂
Kkkkk Iwo maziso embavha ayo
Musafananidza my presdent nembavha yemombe iyi
kkkkkk
Mukwane
Kufanana ndowakaita vanhu avo hazvidi nharo
Is it me or my ears, every prisoner when stating a year they say two sixteen reffering to 2016,, 214 (2014) 226 (2026)
I noted that as well
They all say like that .
Malanguage emujere aya but stil ndezvekupenga
ko waitiza wanga waudzwa nani kuti your friend snitched you?? ko inga wamboti hauna zvaukuziva wani kuti ukutsvagwa so waitizei
Team rakapedza malaptop emastudents paCUT iri raiti rikashaya chekuba paboarding house raiba nyama mufridge 😂😂 ndakatombopedza semester yese ndichifura ndashandirwa nevakomana😂😂
😂😂😂😂
Dzinonyepa idzi🤣🤣🤣
Rasta vakanyatsorohwa vanotaura zviri straight ava
At first I thought it's Chamisa kkkk
mupfanha wa chamisa
😅😅😅😅
True wakafanana
Uuuuuuuu kunyepa ndokwamawanza mukoma wangu
Shasha iyi inonyepa yakaba hapana chokwadi apa
Ahhhhh anonyepa mufesi uyo nxaaaaa igororo mhani iro
He is telling his story not your story, what makes you think he is not telling the truth.
@Prisca Chakwenya aaaah munhu anonyepa anoda zvekuudzwa kuti arikunyepa herevo.....mbavha haudzizivi iwe
Mbavha iyo
Ndiro team ratibira malaptop edu kuchinhoyi and maphone haya
Ngamanga nje
Hi,how can I get in contact nemi tete Tilda
Her Tilda Live handle on facebook, just DM her. Her assistant vanokubatsirai
Wakatora nguva refu shàa une shamwari dzako idzo taura chokwadi shaà
Mwari vanechekuita nehupenyu hwako mukoma
Nyeppa iwe
Arikuti aishanda kuBata but anga asina mari yekuenda kunamoms???????
As
Anonyepa uyo, tsotsi
Where do they sell bikes???can they do out countries??
Uyu anonyepa uyu
Iwe unoziva zvaiitika ko chikafu maichiwana kupi
Anonyepa uyu nxaa 🙄
Anonuepa uyu nyaya dzake dzirikubatana sei
Urimbavha iwe something dnt add up.
Ummmmmm this guy has a lot to tell.. yooooooh
To be honest this guy..haasi kutaura zvinobatika
Waitova mbavha uyo
Ummmm nhema chaidzo
Iyi imbavha anonyeba
Please taura chokwadi mwana wangu
nxaaaa anonyepa uyu ngavharirwe uyu kusvika akugona kutaura
Ummmmmmm mwari ndiye anoziva chokwadii
I have listened to lies but haaa blaz ava vakanyanya. Kubatanidzirwa chii ipapa
Hie tete Tilder
Aaa uyu mface itsotsi chairo
mudhodho iyi ndaani, corruption everywhere
Ndeya Mnangagwa neZanu pf ndozviziva hangu...Ava varanda vanongoshandiswa ava
Chirungu chikunetsa pana Mathew apo investigation yaramba kubuda
Haaa, ko time of pay. kkkkkk. Chete hachina hacho basa chirungu. But even Shona yacho ari ku mixer mixer
Mbavha ngadzisungwe, urimbavha iwe zvaurikutaura zvinorovesa futi
Ko time to pay manje(pay foward)
Mmmm blaz uyu is not convincing…
Imbavha iyi
Mmm Inga zvakaoma
Mukomana uyu nekuda kwemusikanzw a wakaramba chikoro achida zvechimbavha fast money.
``Time to pay" ndapererwa
Bhudhi vanonyepa ava
shamwari dzako dzobuda manheru wosara wakarara kkk manyepo
itsotsi munhu uyu arikutotadza kutaura
N hema too much
Tsotsi iri
I
Uyu haasi kutaura chokwadi nyaya yake haisi straight
Akutooneka kuti akunyepa uyu 🤣🤣kutiita vana vadiki achingoti Mhamha Mhama
Varume kana vachivadiki vanoba kana vakura they rape saka ahhh
Anonyepa uyu mufes kkkkkkk kaface kake so
Lying
Taura chokwadi ubatsirike
Sry zvako hanzvadzi
zvese zvese mhamha mhamha mu face anoda magwati
Uraveja Mathew,😂😂😂😂
🤣🤣🤣 mface anonyadzisa uyu anonyepa rough