Sabhuku omiswa pamberi pedare raChangamire Mutasa nedzimhoswa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 лют 2025
  • Sabhuku omiswa pamberi pedare raChangamire Mutasa nedzimhoswa

КОМЕНТАРІ • 156

  • @pamelanyabereka968
    @pamelanyabereka968 7 місяців тому +2

    Mambo Mutasa mune wisdom Shumba, ndopanoti dzimbabwe zve apa...

  • @Chinasek3001
    @Chinasek3001 7 місяців тому +2

    Mambo Mutasa, you are crafty & wise..those that try to lie in your face will surely be caught😂

  • @williammuseta
    @williammuseta 7 місяців тому +2

    Vanenge vambodzidziswa here kuti husabhuku hunodini
    Do workshops wth these guys coz havatozvizivi zvimwe zvacho
    Hamuchadi sabhuku chete chikomerero xhisina basa nxaa

  • @BensonMutize
    @BensonMutize 7 місяців тому +1

    Best Chief 🎉🎉 mtasa

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 місяців тому +9

    Zvepostmoterm ndezvasabhuku hr mambo imimi, sabhuku wacho haatoziviwo anoda kutodzidziswawo

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 7 місяців тому

      Ehe nhai nhai zvimwe zvinhu zvacho so

    • @RayMarume
      @RayMarume 7 місяців тому +5

      Mambo did not say sabhuku waifanira kuita postmortem he asked tererai nekubata nyaya Mutasa is one of maChiefs Ari well educated

    • @nostachiseko7143
      @nostachiseko7143 7 місяців тому

      But kana police yakapa go ahead
      What was he supposed to do though ​@user-ls9mn7hl9n

  • @evelynkaumbo6103
    @evelynkaumbo6103 6 місяців тому

    Vakadzi vari seri kwa mambo avo ndivanani .uyo ane freehand akazotora humambo achatitonga ndati

  • @aaronpaidamwoyochikodzi1961
    @aaronpaidamwoyochikodzi1961 7 місяців тому

    Sabhuku chenjererai vamunoshanda navo pane arikufunga kuti anokwanisa kuita zvehusabhuku kupfuura imi.

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 7 місяців тому +4

    Machangamire amangani bambo mbuya ndaseka zvangu

  • @ladyvee21
    @ladyvee21 7 місяців тому +10

    Vasikana 2 vari kumasure kwa chief ndevekupi, tanga tisingambovaoni pese apa

    • @makonidanies7851
      @makonidanies7851 7 місяців тому +1

      Vakafanana na Mambo pamwe vana vacho

    • @GEORGEKARANI-d5p
      @GEORGEKARANI-d5p 7 місяців тому

      Kikikikikiki,makurukota

    • @rodneymike8940
      @rodneymike8940 7 місяців тому

      Vana vamambo avo. Vanopindawo mudare seWomen quota

    • @TafadzwaMushayi
      @TafadzwaMushayi 7 місяців тому

      Kuda kuziva hre or muchiuno kkkkk😂😂

  • @ngonimed7773
    @ngonimed7773 7 місяців тому +2

    Ishe uyu ibenzi dzimwe nyaya ndedzeruvengo

  • @emmanuelbanda784
    @emmanuelbanda784 7 місяців тому +1

    Iyi inhubu sabhuku uyu! Vharazipi chaiye 😂😂😂

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 7 місяців тому +1

    Sabhuku akadzidza anobvuma zvake zvaari kupomerwa kuti nguva isapere 😊

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 7 місяців тому +1

    Masabhuku should be taken for refresher courses now and again to keep them up to date with new trends zvirikuitika munyika. And vasati vagadzwa ngavapihwe mabook chaiwo [hard copies] ane mitemo yekutevedzera vasazobude mugwara.

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 7 місяців тому +5

    Chivaregereraiwo sabhuku veduwe nyaya dzacho dzavawandira ndava kutovanzwira tsitsi

  • @royalhustler2975
    @royalhustler2975 7 місяців тому +3

    Ndohusiya husabhuku hwacho

  • @MutumwafiniasseFiniasse
    @MutumwafiniasseFiniasse 7 місяців тому

    Samambo siyanai nenyayayekutaura CHIRUNGU MUDARERENYU SAISHE ENDAI KURIRINI RWENYU

  • @TadiwaCheya
    @TadiwaCheya 7 місяців тому +4

    Kuseri kwamambo kune mbenembe😂😂😂

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 7 місяців тому

    Sabhuku anodazviro plus kuda masimba ayoasina ,plus age wise mudiki nekutodzungaira haazivi mitemo yechivanhu.Ndiwo vanhu vanobvuta usabhuku pasina chinozivikanwa,haana wisdom.

  • @elliotronald1884
    @elliotronald1884 7 місяців тому

    Saka mambo ava vanoreva here kuti kumba kukuhuriwa vanotouya pa dare kune dzimwe dzinovharwara vanhu vataurirana wani

  • @Beloved5
    @Beloved5 7 місяців тому +4

    Kana usisadiwi pabasa...
    Kana munyama wakubata.
    Kana mhepo dzasimuka...
    Kana matenga akusvipa...
    HAUBUDI NYAYA YACHO, IDI O!🤞☝️Unotomhangarwa kunzi akafema ka4 instead of ka3½, zvonzi wakafamba minhasvu 12 instead of 13.....
    Zvese zvawainatsa musi wacho hapana kana 1 chinotaurwa kana kuonekwa😢

    • @Mbwido
      @Mbwido 7 місяців тому +1

      wakanaka uchadiwa

  • @spiwemujoni4483
    @spiwemujoni4483 7 місяців тому +8

    Mumiti unenge uchida kutiratidzei nhai Chibanda unobhowa

    • @melodychamboko4484
      @melodychamboko4484 7 місяців тому

      Shuwa nhai aah

    • @HazelKupakuwana
      @HazelKupakuwana 7 місяців тому

      Bvunzaiwo sure. Because I've seen 2 or so videos dzatoratidzwa miti kana vakushifter camera.

    • @HerbertMakanyanga
      @HerbertMakanyanga 7 місяців тому

      Havasivose vanhu vanoda kubuda pacamera, ziya izvozvo.

    • @elliotronald1884
      @elliotronald1884 7 місяців тому

      ​@@HerbertMakanyangandavabve kaa pa dare pacho kana vasingade kubuda mutv pane kuti tiwone miti

  • @aaronpaidamwoyochikodzi1961
    @aaronpaidamwoyochikodzi1961 7 місяців тому

    Saka murikuti sabhuku aifanira here kuenda pamberi pemapurisa?

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 7 місяців тому

    Anambuya havadi na Changamire wawo yoooooo

  • @KudzaiTenene
    @KudzaiTenene 7 місяців тому

    Umm apa ndadzidziwo zvakawanda,,Kwedu kuchipinge Sabhuku anotonga mhosva dzevanhu achitoripisa mbudzi nemombe,

    • @rodneymike8940
      @rodneymike8940 7 місяців тому

      There is a difference between ishe, changamire naMambo

  • @Mudzonga
    @Mudzonga 7 місяців тому +1

    Mambo dzidzai kuteerera kwete kungoti ah ah ah ah for no apparent reason. Siyai munhu ataure zvizere.

  • @TrustChikutukutu
    @TrustChikutukutu 7 місяців тому +1

    Kkkķk machangamire awe mangani bambo kkkkkkk mbuya inode zviro iyoyo kkkkk dai ndirini sabhuku ndaiti ndakarambidza kuti awigwe nekuti pange pasina kuitwa postmortem kkkkk

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 7 місяців тому

    Long life mambo Mutasa ❤shumba mai wangu

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 7 місяців тому

    Pane munhu arikurwadziwa na sabhuku ava, varikuda kusiiswa basa chete , mawandiro emhosva acho aya akanyanya aya panoda kuongororwa

  • @ChipoChiwaza
    @ChipoChiwaza 7 місяців тому +1

    Vasikana avo vaviri vari kumashure kwa Mambo ndevavo here

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. 7 місяців тому

    Sabhuku vari kudzvinyirirwa ava

  • @dzingaimurinye4876
    @dzingaimurinye4876 7 місяців тому

    Sabhuku vagarwa bhambha panechakavanzika chavari kutsvakirwa mhosva,apa mambo handikusunungurii,mune daka nasabhuku panenyaya dzamusiri kufara nadzo kuna sabhuku.

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 7 місяців тому +1

    Kuseri kwaMambo kune huchi 😊

  • @DeliahMasiyakurima
    @DeliahMasiyakurima 7 місяців тому +1

    Chingobvai henyu pachigaro sabhuku mmmm vanhu havachadi

  • @daisymuchichwa.7316
    @daisymuchichwa.7316 7 місяців тому +1

    Chisabhuku chacho ndosiya zvangu kana vanhu vemuvillage mangu vachindidheerera kusvika pakundiendesa kudare kwaMambo. Handidi vanhu vanondidherera mubhuku mangu

  • @HerbertMakanyanga
    @HerbertMakanyanga 7 місяців тому

    Ko simbi dzirikubudikira ndedzipiko idzo 😅😅😅

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 7 місяців тому

    quality iyo kuseri

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 7 місяців тому +3

    Sabhuku musoro bhangu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @simbarashesami5173
    @simbarashesami5173 7 місяців тому

    Ndiri kuzama Kuda kuteerera dare iri but vasikana avo vandipedza mafuta.kune varibadare ndikumbirireiwo manumbers avo.

  • @AnesuKavayi
    @AnesuKavayi 7 місяців тому

    Sabhuku zvavawandira apa vane svutu

  • @royalhustler2975
    @royalhustler2975 7 місяців тому +1

    Murume arikudzvanyirwa uyu ndezvekuvengana izvi

    • @GeorgeFabulous-nh7nf
      @GeorgeFabulous-nh7nf 7 місяців тому

      Aiwa masabhuku awa ndeekugadzwa ne hurumende saka Havana husabhuku mavari varume Ava varikupara mhosva dzakakura vachivanda ne Zanu Pf asi mutemo manje unozongomubata

  • @aaronpaidamwoyochikodzi1961
    @aaronpaidamwoyochikodzi1961 7 місяців тому

    Kuziva kudzidziswa veduwe. Kana paine akatanga achiziva ngaanyarare nekusingaperi. Apa hamuite maleadership workshops nemasabodinets enyu.
    Mhosva yacho, failure to create a condusive environment for training and maintaining good leadership skills

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 7 місяців тому +3

    😢 haaaaa sabhuku dzavamomotera mhosva dai vachipuwawo mabhuku emutemo vachiverenga

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 7 місяців тому +1

      Zvavakutosiririsa hadzitozive mutemo so illiterate

  • @lawrencemangozho7024
    @lawrencemangozho7024 7 місяців тому

    Mambo ngavapote vachisangana nema sabhuki vachiita a workshop of some sort vachidzidzisana kubatwa kwebasa

  • @lawrencechirinda2418
    @lawrencechirinda2418 7 місяців тому

    Nyaya iri apa ndeye kurwira usabuku mumhuri haana kana mhosva mfesi uyu

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 7 місяців тому

    Uuuuuuuum muzvareka
    Itai mangwana chiri kwenyu

  • @CathrineChivurugwi
    @CathrineChivurugwi 7 місяців тому

    Ava mambo vanogona ava

  • @TurnwellMhlanga
    @TurnwellMhlanga 7 місяців тому

    Chibanda usaratudze vanhu ma brunches emuti please

  • @ngonimed7773
    @ngonimed7773 7 місяців тому

    Chief kungotsikirira sabuku in favour of Ishe 90% hadzina maturo

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 7 місяців тому +1

    Long live Mambo Mutasa?

  • @CliffordSithole-r3k
    @CliffordSithole-r3k 7 місяців тому

    Kudzidza akuperi isu kwedu sabhuku anotonga nyaya dzose dzapirwa kana yamuremera ndipo panoyiisa kwamambo. Sekuru vangu avana nyaya yavakambonzi why vayitonga mari dzedare ravo dzichitobuda. Chiredzi north akuna zvekuti sabhuku anofana kupisa sadhunhu rufu nooo sabhuku anototi mufi ngachengetwe pasina sadunhu namambo angatondosvitsa iri nyaya kwamambo kuti kwangu kwakaita rufu izvi zvekwamutare uuuu bodo.sabhuku ana nyaya yasingabvumidzwi. Kunze kwedzinoda police chete. Ndau weeeee.

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 7 місяців тому +1

    Yaa chief maburitsa nyaya pachena

  • @melodychamboko4484
    @melodychamboko4484 7 місяців тому

    Pamunotenderedza macamera enyu muchienda mumiti munenge muchida tioneiko , apa slow motion yacho .we need full view no half chete

  • @patrickkamanda
    @patrickkamanda 7 місяців тому

    Mambo got it wrong on judgment of the burial procedure of the deceased. Sabhuku did put effort to reach out to Changamire. There's bad blood btwn Changamire and Sabhuku. The other cases, of course Sabhuuku admitted doing wrong.

  • @goodwellrukweza5356
    @goodwellrukweza5356 7 місяців тому

    Dzamumomotera vharazip

  • @emmanuelmurandu8627
    @emmanuelmurandu8627 7 місяців тому

    Ko sabhuku wacho haana kana zvaanoziva mutemo nemasimba ake haatozive

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 7 місяців тому +1

    Saka iye aifanira kudii sabhuku uyu
    Ishe was supposed to communicate naSabhuku

  • @sanyatwelawrence
    @sanyatwelawrence 7 місяців тому

    Sabhuku inhubu

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 7 місяців тому

    Sabhuku vatadza vatadza kuzvimirira apo ari munhu akachenjera aidzibuda nyaya idzi

  • @CathrineChivurugwi
    @CathrineChivurugwi 7 місяців тому

    Camera man

  • @miriamcummings2657
    @miriamcummings2657 7 місяців тому

    Dead by in-house 😂

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 7 місяців тому

    Sabhuku vakungobvumawo hawo kuti nyaya ipere,kana uriwe urikunzi unemhosva ukasabvuma haiperi,unenge uchitonzi bvuma chete

  • @rhynoleen
    @rhynoleen 7 місяців тому

    Haaa sabhuku ane kakudheerera uyo

    • @rodneymike8940
      @rodneymike8940 7 місяців тому

      Shuwa. Haazivi channels of communication, protocols and channels of communication

  • @moyowity
    @moyowity 7 місяців тому +1

    Apa.hapana fairness apa Ishe ane agenda nemchinda uyo ngavataure nyaya sevarume haaa apa pabatwa garo apa

    • @rodneymike8940
      @rodneymike8940 7 місяців тому

      The chief has extraordinarily powers.

  • @sherpardjira3367
    @sherpardjira3367 7 місяців тому

    Wrong and very very
    Poor judgement from chief Mutasa. You need to revise this chief. That headman is Jealous for this Sabhuku

  • @ArtwellMashangana-mm3un
    @ArtwellMashangana-mm3un 7 місяців тому

    Sabuku uyu na ishe wake havawirirani zvachose

  • @GraceMapuranga-e6f
    @GraceMapuranga-e6f 7 місяців тому

    Pachibanda unonzwa ngekuona miti hohodo

  • @WalterMtengambiri-lm2kw
    @WalterMtengambiri-lm2kw 7 місяців тому

    From my understanding sabhuku havasivo vakarambidza Kuti munhu avigwe nekuda kwekuti vakwasha Havana kuroora,that was a family decision yekuviga mwana wavo nyatsoteeresesai that statement before Kupa sabhuku mhosva

  • @aidynkwakwa6768
    @aidynkwakwa6768 7 місяців тому +2

    This guy with a jacket is useless just makes noise agreeing zwataura chief with no contribution at all

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 місяців тому +2

    Nhy chii chinonzi Ishe naChangamire and musiyano wacho chii

    • @willietinashemanzou3242
      @willietinashemanzou3242 7 місяців тому

      ishe ndi headman changamire ndi chief

    • @elandbull9419
      @elandbull9419 7 місяців тому

      ​@@willietinashemanzou3242kwaShe ndekupi manje

    • @annawire5082
      @annawire5082 7 місяців тому

      Thank you ndadzidzawo apa ​@@willietinashemanzou3242

    • @rodneymike8940
      @rodneymike8940 7 місяців тому

      For example Its sabhuku vharazivi and headmad chigodoro

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 7 місяців тому

    Veduwe musadaro sabhuku

  • @royalhustler2975
    @royalhustler2975 7 місяців тому

    Sabhuku ariku batirirwa i think varikuda kumutorera husabhuku

  • @AnywayMasochaGama
    @AnywayMasochaGama 7 місяців тому

    Chief wanzwa report here

  • @forexkingmaster5680
    @forexkingmaster5680 7 місяців тому

    Haunake😅😅

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 7 місяців тому

    Saka achahwii

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf 7 місяців тому

    Chibanda mumuti ukutsvagei

  • @GraceMapuranga-e6f
    @GraceMapuranga-e6f 7 місяців тому

    Sabhuku zvavamomotera😢

  • @lawrencemutasa1670
    @lawrencemutasa1670 7 місяців тому

    In-house 😂😂😂😂😂😂😂 samanyika nechirungu

  • @CaroleTembo
    @CaroleTembo 7 місяців тому

    Sabhuku vatsikirirwa panyaya yekuviga. Ts not fair

  • @wisebogus
    @wisebogus 7 місяців тому +1

    Since he is a defacto or not a substantive sabhuku akamboitawo training here. Secondly,nyaya yasabhuku yeinsubordination or incompetence yaidawo internal hearing kwete kuyanika makurukuta enyu Changamire. Nerumwe rutivi Ishe naSabhuku vanedaka ravo rakukonzera kuti Sabhuku atsikirirwe

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 7 місяців тому

    Ko ishe haanyepe nekuti haasi munhu here sabhuku uyu vatomudherera nekuti ambobvuma mhosva

  • @jerryjunior-jt2uq
    @jerryjunior-jt2uq 7 місяців тому

    chibanda munhu ane camera dzinga basa haaaah

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 7 місяців тому

    Yaa sabhuku varipama1

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 7 місяців тому

    Chiefs ipaiwo masabhuku or vana headman constitution of customary courts and villagers must aware of their rights

  • @theophilusmunyere549
    @theophilusmunyere549 7 місяців тому

    Uyu ishe anenge ane inferiority complex chaiyo. Kuita list rekureva kuna mambo kudaro. Plus apa mambo vangotora side raishe vasingatarisi mafacts both sides. Pamwe pacho mambo vanombobhaiza

  • @RubatsiroChahwahwa
    @RubatsiroChahwahwa 7 місяців тому

    Camera man watanga kutiratidza mazhizhs

  • @prosperchabvuta8374
    @prosperchabvuta8374 7 місяців тому

    Mambo Mutasa level of analysis yenyu iri pamusoro zvakanyanyisa chose. Ko munodii kuiswawo kuPresidium yeChief's Council?

  • @MkhokheliMdawini-xx8rs
    @MkhokheliMdawini-xx8rs 7 місяців тому

    Chibanda please try to focus on what are you doing because we can't see anything

  • @tseletshuma8451
    @tseletshuma8451 7 місяців тому

    Sabhuku dzavawandira

  • @Danielshalomjnr
    @Danielshalomjnr 7 місяців тому

    Sabhuku ava vatori nhubu chaiyo

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 7 місяців тому

    Defector

  • @elijahnaphtali6001
    @elijahnaphtali6001 7 місяців тому

    Chibanda unotsvagei kumiti camera pamunhu

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 7 місяців тому

    Mhosva 5 pamunhu 1 yoooooo it's sad

  • @DeliahMasiyakurima
    @DeliahMasiyakurima 7 місяців тому +1

    Camera man wenyu arikuda maLessons akasimba miti anoida chaizvo

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 7 місяців тому

    Handifunge kuti akatora vedio anomboionawo kuti ari kuyora cy

  • @faraibasikoro-zl5os
    @faraibasikoro-zl5os 7 місяців тому

    Camera man hamusi kugona basa

  • @calistogovera1808
    @calistogovera1808 7 місяців тому

    ko madzimai ari sei kwasabhiku vana vavo orbmadzimai avo

    • @DeliahMasiyakurima
      @DeliahMasiyakurima 7 місяців тому

      Ndirikuto zvibvunzawo kuti vakadzi avo ndianani😂😂😂😂

  • @AliceKaitano
    @AliceKaitano 7 місяців тому

    Haaa imi torai video yenyu mushe kwete kungotiradza miti siyai miti plus mavideo enyu kunge mukutora makamira padenga

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 7 місяців тому

    Saka kukafiwa $15 yotoenda kwaishe ,moti mafirwa mofanira kupa futi ishe mari,yaa ma1

  • @innocentfarayijambaya6633
    @innocentfarayijambaya6633 7 місяців тому

    Camera irikuendeswa mumiti instead yemuvanhu😂😂

  • @georgenzero4181
    @georgenzero4181 7 місяців тому

    Zvinhu zvachooo