Hapana rape apa ! You should have reported this day one , when he raped you. Plus it’s a long story , Mukomana uyu makawirirana . Chibanda data rakatikoshera
you sound like a boy, the reason of your claim is due to act being forceful. A consential sexual act will never make a girl not able to walk only a forceful one might make a girl not able to walk. Sinyayi beer talk
DNA inogona kudzokorerwa mukoma chi Banda batsirai musikana Uyu if she speaking the truth people are evill but mwana akazvarwa ndiye ani suffer asina chaanoziva
Uyu munhu munyepi mukuru ane hitsinye akabatirira munhu anofanira kudzosa mari yemaintanance .ungati after two weeks ndakatanga kurwara hmm aiva nenhumbu yake kare
Those tests are quite standard, half of your DNA comes from your mother so a quarter of your vholdrevv bc s DNA comes from your mother, this is the part they compare
Firstly sorry hako mwanasikana asi you should have reported the rape but due to lack of empowerment and hudiki you did not - it's water under the bridge. Asi entertaining a rapist in your own home yave desperation for marriage here. Mbuya semunhu mukuru should have known better. Hope you get the help that you're looking for.
Inyaya yechokwa here iyi
Haa nyaya iyi kaa..it's not make sure 😴🤦♀️🤔🙌🤷♀️
Story not adding up though
Hapana rape apa ! You should have reported this day one , when he raped you. Plus it’s a long story , Mukomana uyu makawirirana . Chibanda data rakatikoshera
Chibanda anga akutofunga ari pa bishu reality😂
Wakarohwa kumweru mwanangu,ndoinonzi napove
Anonyepa mhandara kwakupedzwa kukwirwa kwakutofamba mushe aah anonyepesa
you sound like a boy, the reason of your claim is due to act being forceful. A consential sexual act will never make a girl not able to walk only a forceful one might make a girl not able to walk. Sinyayi beer talk
Chakamutadzisa kuridza mhere ainakirwa. Haungati ndakatadza nekuti hapana aibuda, wakaziva sei kuti hapana ainzwa? Anonyepa uyu.
Asikana musadaro umwe wenyu
Varume soo,saka akanoburitsa mukadzi nemota from girlfriends side onomusiya kumba obvaanorara ku girlfriend??
The girls are also to blame for the girls dilemna.This case needs further investigations
This story is just confusing 😕 😐 🙄
Sisi imimi
Muriatic asadero
How old is the lady this does not convince me
Mr Bota assist this girl things complicated
Kubatwa chibharo hazvinei nokuti munhu imhandara or NOT. isai vabati vechibharo mujeri. Even munhu ari hure chairo haafaniri kubatwa chibharo. munhu kumbira upihwe kwete kubata chibharo. munhu abata chibharo ngaaende kujeri for a minimum of 40 years, nokuti chibharo chawandisa muZimbabwe.
haaa iyo ndonyaya dzokubikira kunyepa chaiko . handisapoti rapist but if iri rape munhu anoridza mhere or kuzotaurirao umwe
Ma one,what abt exhume him,coz pamwe these chn not his
But DNA inoita futi chero na mbuya mai wa baba chaizvo.
Hakuna zvakadaro
Ngaitwe nevamwe vana wacho uye or brothers and sisters dzababa wemwana
Usanyebe iwe ambuya havana ropa rimwe chete nemuzukuru
@@manasschibandainoita naambuya bvunzai Tinashe Mugabe
@@GraceMuzhuzhavanoshaya sei ivo varivo vakabereka baba vacho ask Tinashe
Haana kubatwa chibharo uyo anonyepa aitodawo
Pane proof here yekuti mai ava is the mum yemushakabvu?
Im lost DNA ndoyandiri kungonzwa
Hauna kubatwa chibharo asi kuti nyaya iripakuchengeta mwana
Handisi kuti chii kana kuti chii..asi ummm 🤔😴🤦♀️🤷♀️
Vanhu vechipurisa purisa vane kakuitisa vamwe so vachiti vari pamusoro pemutemo.akanyepedzera kudhakwa achiziva hake.Mr Mugabe vakati inonzi chii zviya Avhangura yekuita taste nehama dzababa zviya kkkkkkk chirungu .Endai kwaTinashe anonatsa kuziva Science than iyo yemumukoto umo😂😂😂😂
veduwee kana musina zvekubatsira nazvo musangotuka mwana uyu vanasikana vakatikoshera, regai awane rubatsiro rwaari kuda chete
DNA inogona kudzokorerwa mukoma chi Banda batsirai musikana Uyu if she speaking the truth people are evill but mwana akazvarwa ndiye ani suffer asina chaanoziva
Uyu munhu munyepi mukuru ane hitsinye akabatirira munhu anofanira kudzosa mari yemaintanance .ungati after two weeks ndakatanga kurwara hmm aiva nenhumbu yake kare
Ungabatwe chibharo wonyarara sei ???
A lot of victims of rape never come out to say a thing.
Anonyepesa uyu kkkk mukadzi asingadi hake kukwirwa unonyepa anoridza mhere worse if she's virgin inhema idzi aitodavo uyu
Kubatwa chibharo mumota, nemunhu akadhakwa iwe uri mhandara. Sorry panenyaya apa.
Kufambidzana?
Eheee
Rubatsiro harwutsvagwi nemunhu akahvara face
Ndavhara face nekuti akuti akabatwa chibharo
Wadii chibanda
VaMugabe batsiraiwo mwanasikana
DNA ingaitwe nagogo amai vababa sei zvagara hazvimatcher
Those tests are quite standard, half of your DNA comes from your mother so a quarter of your vholdrevv bc s DNA comes from your mother, this is the part they compare
Very possible, the percentage will be low kana mushakabvu Ari muzukuru, unless asitori muzukuru wambuya ivava.
@honestmachiroyes very poss nambuyari4484
Uuium virgin kupi ko
haa inyaya yekunyepa iyo , kutafara ndokwangu aipinda mubhawa uyo
She is a liar
No kuchema, munhu akadhakwa hake nedoro ,asina simba kubviswa hembe nechidhakwa kunyarara hako
Inhema idzi,,, varume vazhinji vazara majere neframe rape cases
Firstly sorry hako mwanasikana asi you should have reported the rape but due to lack of empowerment and hudiki you did not - it's water under the bridge. Asi entertaining a rapist in your own home yave desperation for marriage here. Mbuya semunhu mukuru should have known better. Hope you get the help that you're looking for.
@Tinashe Mugabe