Be happy for what you have big or small it doesn't matter as long you know how to use your thing it's fine me I love small that big one it's painful don't listen to people what they say they want money only this thing it's gonna give u problem
That unity talk of yours 😂 No man wants to hear that. Man will keep trying no matter what. The bottom is that no man is satisfied with his package after his partner has given birth to a couple of kids. The size of something has changed forever and every man feels small and want to at least keep up in order to feel like a man or they will find someone still tight. #Facts
@@sarahmpofu5360 Shuwa sister vanofira mahara apa handiti vazhinji ana sisi vanototi zvekuti size havatozivi Dhavita akaondesa Goriyati sister, license or no license kudrivha kunosiyana
Shuwa shuwa munorapa diabetes and cancer nyika dzine mari dzongokusiyai????kkkkk masiyanei na Magaya aids hairapike musanyebera vanhu dai mangotenda midzimu yenyu monyarara ZVITUNHA zvinofamba imi
Rimwe gore amai vemukadzininyina wangu vakapihwa mazuva mashoma shoma ekurarama nekuda kwebreast cancer. Vanachiremba vakati endai navo kumba hapachina rubatsiro rwatichavapa. Vamwe mbuya vari simple simple zvavo vemuraini vakati kana muchida ndovaitira porridge rezviyo nemushonga wechivanhu. Vakamboramba semhuri yainamata, but husiku ihwohwo amai havana kurara nepain. In the morning mai vaya vakatsvagwa vakavaitira porridge. In 2 or 3 days there was a big change. A huge one. It was a miracle. Mbuya vakatoenda kumusha kunorima🙏
Serious!?haa but mumwe wacho unoshanda wani ndakamboshandisa mugondorosi and I also used mutundo wegudo and it worked on both occasions ,African herbs work wangu
Be happy for what you have big or small it doesn't matter as long you know how to use your thing it's fine me I love small that big one it's painful don't listen to people what they say they want money only this thing it's gonna give u problem
haaa iweka usade kutifurira rega dzikure ah tingahurirwe zvichinzi idoko
Yoh
Vakadzi vacho ndimi munotanga kuti ane kadora kkkkk
That unity talk of yours 😂
No man wants to hear that. Man will keep trying no matter what. The bottom is that no man is satisfied with his package after his partner has given birth to a couple of kids. The size of something has changed forever and every man feels small and want to at least keep up in order to feel like a man or they will find someone still tight. #Facts
Tipeiwo feedback yeuya we40yrs stores nenjuzu
Sure toda kunzwa kuti akazoita sei
Neshamba and team tinotenda chose nebasa ramunotiunzira Chikumbiro changu ndechekuti Drewmas fambisai chirongwa chekuti ngakuve nezvipatara zvechivanhu chinenge chakatsigirwa nehurumende,Nyika yedu yakanaka chose asi varikumsoro uko varikutiza mumvuri yavo
Ndirikudawo kuwedzera ,3 n 1 ndaida hangu haaa .pa mwenezi apa padhuze nekumba kwangu.zvinoita marii tigoenda ndakaperera ndinotora big size.vakadzi vanotijairira mhan
Hahahahaha mdhara andipedza uyu...hanzi nyanga yevakadzi....not kuita junju 🤣🤣🤣🤣🤣...Apa hanzi kurowa mkadzi zvekuti arutse katatu hahahahahaha
Mbudzi isina nyanga kkkkk deep shona yooo iyo yekuvedzerwa iyo tinokuvara chkwdi heiii chenjera kuzoita zidanda rikatadza kuzokwana
Tokumbirawo number dzaSekuru tibatsirikane...... Tine zvatitambudza
True makare kare vanhu vairarama kwemakore pasati pauya nhau dzema pharmacy idzi. Mishonga yechivanhu inoshanda tikakwanisa kuyi kurudzira.
kkkk ndopekuti unopedzisira waita mhungu mubrugwa
😂😂😂😂😂😂😂😂
3 in 1 Solution toiwsna sey Sekuru ndaifarira ndodambudziko rangu maihavasukuguta
Hahaha Andrew kwahi zidanda rangu🤣🤣🤣
Saka mapostori kkkkk vanonotora kun'anga nhai mudhara Moyana akati futi ndinogadzirira mapostori tsvimbo
Ko kumukadzi uya wenjuzu makazodii nnhai
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣.Dread ava ndiyo inonzi sketch manje kkkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkk munouraisa vakadzi kule
Iyi imbavha guys becareful don't talk to him the results are zero, please keep your money
Ini moms va😊ngu vakapiwa mashizha emunhwavha
Tiudzei mushonga wacho wekukudza
Thanks Drewmas Media you are taking us further to another level
Zviriko here izvi haa
kuenda kuchikoro kwakakosha
Sekuru ava vanobatika sie
Awa ndiwo zisekuru revazukuru vese pasi rino rese zvaro
Saka ya Franchise ka iyi🤣🤣
Danda nhai? Makuda kutiuraya isu vakadzi manje😱🙄😰
Kkkk hamufe
Tipeiwo # dza sekuru pliz
I wish you had English subtitles
Contacts pliz. Tokubatai sei
INOZOZNYATSOMIRA HERE YEKERA YAWEDZERWA IYO. HANDIDZO HRE DZINOZONDOMIRIRA KURE KURE
Kkkkk ndotobva nezidanda rangu
Ndipo paya futi pakadzoka musikana wekutogwa neNjuzu for 40years. Akahotanga kurapa here musikana uya? Musi uya painaya futi nhasi pakuna zvekare.
Ichokwadi here chinotaurwa nezve 3 in 1
Awa jah man ndiwo vane yese
Sekuru panyanka apa tikutodawo nyanka idzodzo
NGAVABURITSE DANDA RAVO
@@jeremiahshonhiwa6652 kkkk
@@sarahmpofu5360 Shuwa sister vanofira mahara apa handiti vazhinji ana sisi vanototi zvekuti size havatozivi Dhavita akaondesa Goriyati sister, license or no license kudrivha kunosiyana
Zvinofadza zvikuru munobatika sei muHarare
Thanks so much
Pakubvisa zvokwambo apoo number dzowanikwa sei tipeiwo number Admin
Ndiani angazive kuuya kwembavha?
Ko arikure mogona here kumu kudza nhengo
Andrew ndiwe wakapenga wati zidanda kkkkkiest
Zidanda bhoo here Khule 🤣🤣🤣🤣
Ughmnnn vakomana muchati kuvadzira vanhu aghhhh. Uno gamba wakusiya muhwezva apa aghhh
hanzi 1st round mukadzi anotunda ka 3 😂😂😂😂 haaaaa ini ndinotunda 1st kobva ndanzwa hope
Kkkkk
🙄🙄🙄 I am late sorry ango musadaro
Dai maita muchitipa number kkkkk
3 in 1 bhoo mobatika sei sekuru
Saka mukoma Neshamba makapihwa here 3 in 1 semuenzaniso
Yes true tipei feedback chi baba kuti howfar?
Wkazodziwana here number
He should be a story teller
The fact that it grows instantly uhmm lm daubting 🤣
Hakuna izvozvo. This is fraud
True facts indeed
Kadora mayaz
Kkkklk pakaoma
Mukadzi wenjuzu rowai please
Ndokubatai papi number yefoni
kkkkk ipapo ipapo
Andrew haaya hanzi ,,, zvekuti ndotobva ndavane zidanda rangu pano? Haa zvakaoma hazvo.
Hahaha mkoma wangu munowanikwa kwese kwese
Arikutoda zidanda rake zve
Kkkk pakaipa guys
Njuzu yakazodii mkoma
@@drewmasmedia3856 Nhai Drewmas, what can we do to find contacts?
Ndokumbirawo # dzavo
Ini hazvina kuita Mari yakaenda mahara manyepo ayo
Ma😘
Murikupi
Tichauya ku 3in 1 kna border ravhurwa😂, ko khule vanobatika sei
3 in 1 yesaaah chakachaya
one inopedza masports yese.kkk tinouya sei maborder akavharwa
Sekuru ini ndinoda wenhengo yababa kuti iti simbei kuti inystsoti wo oo kana kuti rebei wo handisi kuguta murume wangu ndomuda asi nhengo haaa
Kkkkk
@@charitymareya255 hahahahaha
Zvirinani kugutsikane nezvamunazvo vahanzvadzi :-)
Nathan u not female
Wakanyanya kusvirwa nedzekawanda manje ahuchaziva kuti inogutsa yakaita sei ,, # muchinyanya kuhura askana 😆😆😆😆
Mr neshamba.. Can. I HV contact details dzasekuru vemwenezi
Toda up date yekutorwa 40 yrz
Kkkk taura hako ngaatange iye
Hie please can l help me l m sriagle
𝓚𝓴𝓴𝓴𝓴 𝓴𝓾𝓻𝓸𝓶𝓫𝓮𝓼𝔀𝓪 𝓬𝓱𝓲𝓶𝓾𝓶𝓱𝓪 😆😆😆
Ko number kee
Dr T Team havana kusiya number yavo
Panumber ndopane dhiri na Andrew mubatei pane dzirikubuda
We need the number ka
Opponent yako
3 in 1
mdara uyu duzvy chairo ndaana magaya ava katsi idzi kubatsira chiiko, mbavha
Ahh yaaa!
Mkoma Neshamba munebasa
Tikubayi kupi?
How are you everyone sekuru avo ndovatenda nekubatsira kwavo
Asi Wakatowana rakozibhobhojani here? 😂
Ko number nhaiwe Andrew
jah man makaipa
Koo number how far kuitira 3 in 1 ka🙄
Kkkkkkkkkk ma 1
Mask how far apo guys????
Andrew Neshamba tipei number dzaSekuru kani amana
Ko apa hatina munhu watati taona arikutenda kut yake yakakura wani
thanks mukoma tadzidza
Hello hello guys
Pakaipa apo mune basa hombe kufukunura zvaka vanzikakkkkk
Kkk uyuu mudhara uyuuuu ka
Haaa ma1
Tonowana kupu number dzavo?
Mwakazodziwana her number dzasekuru
Number dzacho tipeiwo
kkkkkkkkk aaaaa
Kuraini kwangu uko
Kupi ndekwaNgundu here
Tokumbirawo number dzasekuru
Shuwa shuwa munorapa diabetes and cancer nyika dzine mari dzongokusiyai????kkkkk masiyanei na Magaya aids hairapike musanyebera vanhu dai mangotenda midzimu yenyu monyarara ZVITUNHA zvinofamba imi
Rimwe gore amai vemukadzininyina wangu vakapihwa mazuva mashoma shoma ekurarama nekuda kwebreast cancer. Vanachiremba vakati endai navo kumba hapachina rubatsiro rwatichavapa. Vamwe mbuya vari simple simple zvavo vemuraini vakati kana muchida ndovaitira porridge rezviyo nemushonga wechivanhu. Vakamboramba semhuri yainamata, but husiku ihwohwo amai havana kurara nepain. In the morning mai vaya vakatsvagwa vakavaitira porridge. In 2 or 3 days there was a big change. A huge one. It was a miracle. Mbuya vakatoenda kumusha kunorima🙏
Tovabata sei sekuru nhai Drewmas?
unokuvara nazvo izvi hazvina test izvi unoita reaction ma doctor vakazvishaya ndine akafa nazvo zvekuseri kwemba izvi. NGAVABURITSE DANDA RAVO
Serious!?haa but mumwe wacho unoshanda wani ndakamboshandisa mugondorosi and I also used mutundo wegudo and it worked on both occasions ,African herbs work wangu
@@tafadzwamafukidze347 Uchatadza Kufadzwa Ukafukidzwa Tafadzwa Mafukidze
@@jeremiahshonhiwa6652 maya Jerry regai tidobe dobe tifadze ma mothers
@@jeremiahshonhiwa6652 😂😂😂😝
gegegegegegegegegegedeeeee ndaseka
Thanks
Thanks Drewmas Media
siyai number kule pano tiuyeekoooo
Tipei nmber kule please