Ndaka Danana Ne Njuzu Yeku Nigeria

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 тра 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 107

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 Місяць тому +18

    My sister move out ugare nevana vako. Shanda uchengete vana vako. Siyana netumarriage twenhema utwo. Being single is not a crime my dear. Choose your kids over anything in this life

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5v Місяць тому +7

    Vanhu kna maita mafirst marriage mukasiya musakasike kuroorwa zvipeyi nguvai muchengete nana

  • @fikilesilombe7242
    @fikilesilombe7242 Місяць тому +19

    My sister am indeed a single mom let me tell you something am raising my kids on my own it's been 3 and half years l haven't thought of relationships kwete kuti ndirichirema or something but because of my girls l choose them everyday l don't want to see them suffer because of my actions l work hard just to improve myself kana ndikazowana anondida ayewa aslong vana vangu vakura vave nezvinoti ivo it's because of these stories that helps me each day ladles let's work in power yourself it's rare to find a man who loves u with your kids it's either akakuda nevana hama dzake will give u nightmares move out and give your kids love they deserve Mwari ndiMwari He will make a way

    • @user-ud5bf2lh1n
      @user-ud5bf2lh1n Місяць тому +1

      True my sister I choose my kids every day and I have been single mother since I had my kids

    • @sindy308
      @sindy308 Місяць тому +3

      Very true but most ladies they only think of marriages only vanoona sekunge murume ndochinhu chakakosha pane zvese.

    • @sindy308
      @sindy308 Місяць тому +4

      Move out and start your life with your kids why do you think kuti murume ndeye anokwanisa kukuchengeta chete. Shanda utsvage pako pekugara wega nevana vako nekuti murume iyeye achakubatira mwana chibharo or kuurairwa mwana. I am a single mom of two but my kids all grown up and doing so well.

    • @fikilesilombe7242
      @fikilesilombe7242 Місяць тому +1

      @@user-ud5bf2lh1n and have you seen haumborari nenzara kana ka1 tirimo munyika yevatorwa asi zvese zvinotobatana nevana vako munhu ugoita something back home uriSingle kudaro

    • @fikilesilombe7242
      @fikilesilombe7242 Місяць тому +1

      @@sindy308 and mostly ladies you move from 1 man to another forgetting the well being yemwana kushanda chaiko haadi ukamubvunzisisa umwe wedu uyu anokuudza kuti askana saka ndozodii atleast akubhadhara rent nechikafu nooo u are more worth than that u are more beautiful too , kids are the ones who suffer make grounds nemunhu be4 marriage ukaona zvirisi asiri interested choose your kids

  • @gloriaberger515
    @gloriaberger515 Місяць тому +4

    My sister your child comes first siyana naye murume uyu uzvichengetere vana vako.l know kuti at first zvinoita kunge zvinorema asi zvinonaka mufunge.l have 3 of them l brought them up alone with no job,it was hard but today we are here in Europe and vakutoshandawo ininiwo ndinoshanda

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Місяць тому +4

    Sister mwana uyo haasi safe pamurume wako ipapo. Please zvekuti nherera hazvirevi kuti bvuma kuitwa yeseyese. Tsvaga basa ushandire vana vako uri single. Please protect that girl she has only you!! Chose yr child!!! Murume haisi hama Yako!!!!

  • @charlesphiri4150
    @charlesphiri4150 Місяць тому +5

    Sister the best way is to move out and go start your own life with your kids pls

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Місяць тому +5

    Inini my children comes first hndikwanise kufdza mnhu asingde mwana wanku kufra kwevana vnku ndikwandikoshera kwemurume itori drama tsvgai bsa mushndire vna kna kumboshndirwa zvopera

  • @machings
    @machings Місяць тому +10

    Chenjerai kubatwirwa mwana chibharo mukazochema ..koshesai vana venyu first ..kana maita move out zve marriage imbomirai

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Місяць тому +1

      Usimbe chete aaaa dai ndirini musi wacho iwowo ndaitobva srs handiite

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Місяць тому +1

      Ini nyaya idzodzi ndodzonditadzisa kuroorwa futi zvichidai puuu

  • @user-cw3fp9jl3q
    @user-cw3fp9jl3q Місяць тому +7

    Endayi kubasa mushandore vana venyu mufaro wemwana wakakosha

  • @user-ij8ej6cp4r
    @user-ij8ej6cp4r Місяць тому +1

    Zvinorwadza sisi ndakapindawo mazviri bt ndaitochengetawo mwana vake murume vangu achigara namai vangu.Ndait ndikangomutora chete even 2days hakwaigarika apa chaindirwadza ndini ndaichengeta mhuri murume achiswera akagara ini ndichifondoka mugarden ndichitengesa zvirimwa chake kundiponda kuti hausi kuchengeta mwana bhoo apa mwana vake yaive mbavha ikozvino agara nevanhu 10 mwana iyeye achingodzingwa even kwamai vake akadzingwa inini vangu thankGod kt mai vangu vachiri vapenyu

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa6579 Місяць тому +2

    Ini andibati kudanana nemurume asingadi vana vangu

  • @MarianKavhuru-sv3dl
    @MarianKavhuru-sv3dl Місяць тому +3

    Iiiiii dear sister tsvage basa hk ugare nevana vk please 🙏🙏🙏

  • @faithmukwakwa7307
    @faithmukwakwa7307 Місяць тому +1

    My sister- gather courage and strength and move on with your children. That first daughter of yours has seen a lot already saka please protect her from more pain and danger . Someone is going to love you and love your kids more than you can ever imagine.
    Move on and pray , pray and pray again for your girls’ future.Blessings

  • @Nosickness.He.cannotheal
    @Nosickness.He.cannotheal Місяць тому +2

    My sister I feel your pain.
    Ini hangu ndazvipira kukuchengetera mwana wako ungauya hako

    • @yeukaimusunza3023
      @yeukaimusunza3023 22 дні тому

      Kana musingazo be nekuno rombesa Vana vevanhu nokuti Mazuvano kwashata Vena 😂 .ASI Munotendwa🙏🙏🌟 nokuDenga Amai Vangu

  • @ratitimeshome2563
    @ratitimeshome2563 Місяць тому +3

    Who feeds a kids pie everyday???? That’s giving your kid cholesterol, it’s not healthy.

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON Місяць тому

    Siyanayi nawo na Nigerian hongu zvine spiritual mukati unenge uchirara nema demoni nekuvapa vana endayi muno terera Erica life is spiritual

  • @mr_riley_sir263
    @mr_riley_sir263 Місяць тому +2

    1st confession: Lord shall shall have mercy on you, please pray and let the Lord help you , the lord says Iasiah 40:30-31 to you

  • @user-zk7cx9sp4p
    @user-zk7cx9sp4p Місяць тому +1

    Imi budai muchengete mwana wenyu,isu tirikuchengeta 5 tega vamwe vatokura kupinda mudzimba dzavo,nani kutswaka chekukukwenya mwana wako agere boe😂

  • @user-xh5li4ii9q
    @user-xh5li4ii9q Місяць тому

    Nigerian again

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q Місяць тому

    Hey Nashy

  • @user-xh5li4ii9q
    @user-xh5li4ii9q Місяць тому

    Vaskana varume mune hutsinye zveku pie here ndarwadziwa and ndachema be independent uripo ipapo usasiya murume unozo nyanya kutambura and namata iwew give your life to God kunamata

  • @FaythChisekula
    @FaythChisekula Місяць тому

    You can't choose marriage over your own child dear ....haungarase mwana wawakatakura 9mnths nekuda kwemunhu wawakaona ava nemazino 32....tsvaga basa ushandire vana vako Mwari anokugonesa as for me i became a widow at a very tender age of 21yrs...ndakasirwa vana 2 first born was 5 nd the little one was 14mnths and i was an orphan at the same time life was not easy i don't wanna lie to u but i told myself I will not marry until vana vangu vakura but nw vana vakura aive ne5 ane 21 and aive ne 14mnths ane 16 yrs and we are a happy family....van a vako inhaka dia ibatisise

  • @kmachachastanley8728
    @kmachachastanley8728 Місяць тому

    Muchenjere kubatirwa mwana chibharo kana asati atozviita, check mwana please. Nekuti ruvengo rwacho runotyisa!

  • @PK74681
    @PK74681 Місяць тому

    Iwewe nemwana wako tsvagai help kuma postori or vamwe vano batsira zvemweya. Hazvidi zvega izvi.

  • @Soniahfidel
    @Soniahfidel Місяць тому +1

    siya murume asingade mwana wako nxt time achamuita zvihombe kids comes first muchakagarireipo pa marriage ipapo nhaimi

  • @peembano253
    @peembano253 Місяць тому

    Siya chimereji chenhema icho iwe ukoshese vana vako ,,

  • @taliahdhliwayo1438
    @taliahdhliwayo1438 Місяць тому +1

    Ummmm confession yechi2 kana newewo muNigerian 😂😂😂😂😂😂😂 of all the people

  • @letwinepachawo3378
    @letwinepachawo3378 Місяць тому

    Shanda uzvichengetere mwana wako

  • @THEBOLDWITNESSTV
    @THEBOLDWITNESSTV Місяць тому

    better to remain unmarried

  • @MbuyaTakwanaDaires
    @MbuyaTakwanaDaires Місяць тому

    Mwanangu unemwana Ari kushungurudzwa nastepfather dambudziko rako rakuwira nderekuti uri kuzvidzikisira,Dai Uri umwe put ur kids first walk away in that marriage before it is to let for ur healthy. Being a single mother hazvinyadzise. Zvinotanga nekurena asi zvinozonaka kumberi. Duda mumba umo cos in future you shall regret kudarika zvanhasi

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Місяць тому

    Mainini ka muri kukoshesa marriage here musandipa hasha ini heyi mwana shuwa ini 😭😭😭😭

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Місяць тому

    Mwana kuita nherera muri mupenyu tsvakai pekuchengeta nevana venyu imi. Mubve mutange humwe upenyu muchafa mukasiya vana nekuda kwekuda murume imika

  • @truelychadoka2528
    @truelychadoka2528 Місяць тому +1

    Mmmm 1st Anonymous love yourself 1st. Vana is a priority weduwee . Kubatirwa mwana rough for the sake of marriage? Life should not revolve around men. Whats the purpose of marriage yacho kana uri kugara uchichema nhai. Do you think he will change and love your child?

  • @ViolaChakanyuka
    @ViolaChakanyuka Місяць тому +1

    Mrume wenyu haachinje uyu ane hutsinye

  • @eveweminana9818
    @eveweminana9818 Місяць тому

    Ladies ngati dzodzeyi kuzvi shandire tirege kutemba homwe dzevanhu.

  • @MelissaMhlanga-ub5pj
    @MelissaMhlanga-ub5pj Місяць тому

    Baba avo vane hutsinye and he'll never change my sister. Dai mawana basa momusiya Ari ega he's heartless

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 Місяць тому

    Mainini ummm simuka uende nhamo haiuraye , uchazonyatsochema pamberi apo, Shanda uchenjere vana vako, une maoko iwe. That’s a big sign yekuti haadi mwana wako. Ukazoreperwa mwanawako anotya kukuudza anozongoti pano panamai vangu parinani . Haakude at all murume uyu. Aneutsinye. Vana vanokosha .

  • @christinemusariri8056
    @christinemusariri8056 Місяць тому

    1st confession tsvaga basa uszvi shandire usuduruke ne vana vako murume uyo ari dangerous ucharidza mhere pamusana pemwana wako.

  • @user-dq6jx1zf4y
    @user-dq6jx1zf4y Місяць тому

    My sister we first confession pliz work for your children I'm also in the 2nd marriage I'm staying with my kids and I'm working for my kids and if possible move out and take care of your kids it's not worth it

  • @WandifadzaTembo
    @WandifadzaTembo Місяць тому

    Ini ndoda kutaura chokwadi ini handigari nemunhu asingadi vana vangu shem mukoma Sha murume iyeye haasiakaba hupenyu wako ibva uite hupenyu kwako vangani vanhu vasina varume varikurarama dea

  • @user-dd5fl7ze1c
    @user-dd5fl7ze1c Місяць тому

    My sister leave whilst its not late he has shown you already what type of person he is.
    Get a job even as a domestic worker and look after this angel that God has given you.
    Decide now and avoid regret later.

  • @user-il7ze9ur4f
    @user-il7ze9ur4f Місяць тому

    #1confession siya marriage iyo undozvigarira nevana vako nokuti murume uyu achazo raper mwanawako ozongokuudza kuti arikunyepa ndakambozvitaura wani,hakuna munhu anoda iwe asingade mwanawako

  • @eunicemajarira7912
    @eunicemajarira7912 Місяць тому

    😢😢😢😢ndabatikana

  • @user-ck5uz4di8m
    @user-ck5uz4di8m Місяць тому

    First confession plz sister endayi zvenyu mogona kuzo raperwa mwana or kuurayirwa chakakosha mwana than murume.

  • @user-ij8ej6cp4r
    @user-ij8ej6cp4r Місяць тому

    Zvaida uchigona kuzvishandirawo kt kana zvanyanya vochingoziva kt hauchapindi mumariage zvekare vave kungoshandira vana vako ivavo bt changachakanaka ndechekuti murume aikuchengeta chitongokumbirawo nyasha dzedenga Murume vako ade vana zvakafanana

  • @ChiedzaDube-zb2ru
    @ChiedzaDube-zb2ru Місяць тому

    First confession sis sugai marriage iyi

  • @MoreblessingMashizha-gc2rt
    @MoreblessingMashizha-gc2rt Місяць тому

    yhoo ndarwadzirwa n😢sry my ccta bt move dea nelife

  • @user-nx6rx1ew7p
    @user-nx6rx1ew7p Місяць тому

    1st confession my sister umm feel for you and that girl child achatozorepwa manje why akataura kudaro the child is not safe there I think you need to think deep coz umm hazvina kumira mushe dai ndaiwana ndaitora hangu mwana wako ndagara naye without asking anything from you it's so unfortunate I'm a single mother also of 2 girls whose trying for my kids ndarwadziwa weduwe

  • @RuvarasheBingura
    @RuvarasheBingura Місяць тому

    Haaaa inin ndinzwe kut makanga muchirova ndosvika ndegs

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa Місяць тому

    First confession....ita mushe Shamwari koshesa Mwana wako not kukoshesa Kuti unzi Mrs...move out nevana vako Kana Uchida happiness pamwana wako

  • @nomsaprosper6385
    @nomsaprosper6385 Місяць тому

    Vasadaro mwana veduwee😢😢😢 my sister better to move out of that house and move on your child has been thru a lot mwana achapedzisira ane Trauma

  • @user-lf8ms6tv1o
    @user-lf8ms6tv1o Місяць тому

    First confession ini ndava ne16 yrs ndrindega so far mwana mwangu akura apedza form 4 asi achigara ega achienda kuchikoro marriage mufana siya hupenyu hwemwana iyeye pamwe ndidoctor kana President koshesa mwana

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in Місяць тому +1

    Chenjera kuti murume uyu ari kufunga kukubatira mwana ibva nguva I chipo nekuti yata nzira yekushungurudza mwana

  • @life7777ful
    @life7777ful Місяць тому

    confession 1: When you were going out with this man you should have asked questions, you should have asked if he was going to accept your child and treat her well. The thing with women, you always put your boyfriends first before your children and expect your children to go along with the programme. You do not even consider how your children even feel when you are busy with these men. You forget to look out for all the red flags during the dating stages. You can't date like a single woman, especially when you have children. When you are dating and if you have children, you have to take your children into consideration they are also important. If he is not going to accept and treat your children well, leave the guy and move on. He will not change how feels about your children even after you are married.
    You are supposed to test and observe the man, how he handles and interacts with your children during the dating stage before you get married. If he hates your children before you get married, he will continue to hate them even after you are married.
    How this man is treating your child, is exactly how he feels about her. As a mother you are supposed to stand up for your child and protect her from this monster. If you continue to tolerate his behaviour, it is going to damage her on the inside. Everything that he is doing to her, it is causing wounds on the inside of her. You need to help your child to heal from all the trauma that was caused by the stepmother, as well as your current man........If these wounds are not dealt with, the child will be affected when they are a grown adult......

  • @BuhleMashingaidze
    @BuhleMashingaidze Місяць тому

    Story 1: my sister please leave.

  • @user-ud5bf2lh1n
    @user-ud5bf2lh1n Місяць тому

    If you can leave that man and take care of your children ndodza tova hama dzako idzodzi

  • @user-ot5tm8ng4z
    @user-ot5tm8ng4z Місяць тому

    Nhau yekukasira kuroorwa ine vana vekuimwe marriage siyanai nayo vadikani dzidzai kuzvishandira vana vakure bcz kuroorwa aisi solution

  • @oliviatsindi1259
    @oliviatsindi1259 Місяць тому

    To be honest mainini plz leave this marriage hamufi kana muri single mother be strong wogara nevana vako , chokwadi achazokubatira chibharo mwana uyu ende uchazozvidemba run ne upenyu hwako nevana plz

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 Місяць тому

    Ndozviya zvatinoti usati wapinda second marriage dzikama funga mwana wako first usati wafunga zvekugara nemurume izvi zvobatsirei kugara nemurume mwana achishingurudzwa kudaro

  • @user-sk7rv5nf3d
    @user-sk7rv5nf3d Місяць тому

    Ummmm hpana zverudo hama murume uyu haatokudi zvachose

  • @magaretmapupa
    @magaretmapupa Місяць тому

    Vakadzi musamhanyire muma 2nd marriage kana muine vana veku 1st marriage uko. Shandai muchengete vana pane kuti zvizodai. Unosangana nebhinya remurume vana vakatambura apa usina kana plan

  • @EddyBusu-qm5bh
    @EddyBusu-qm5bh Місяць тому

    Amai varikuti she is in her second marriage, and mwana wake haasikudiwa, this is an alert call, please leave this man and enda unotambudzika nevana vako wega. Another thing why did you rush into another relationship? Kuda kuchengeta here? What happened to empowering yourself, rather than jumping from a pan onto the fire?

  • @chidzombapearl6641
    @chidzombapearl6641 Місяць тому

    #1 dai uri mwana wamai vangu ndaiti buda mu fake marriage yako iyo , mapiece job ekuwacha ariko ochengeta mwana wako wega, improve yourself, zvinogoneka kugara wega

  • @user-dq6jx1zf4y
    @user-dq6jx1zf4y Місяць тому

    2nd confession your virtue was taken , she was taking your virtue shaa that seed that you were realising after mastubation was the one that she was using .Pray deliverance prayers

  • @user-iq7ip6xh3n
    @user-iq7ip6xh3n Місяць тому

    Mmmmm hidey kana zvichibvira ibva hako nemwana wako ko akazo mu raper nehutsinye hune murume wako

  • @nyashachijaka4469
    @nyashachijaka4469 Місяць тому

    My sister put your child first please. Do you not sacrifice your child nekuda kwemurume please leave that man and stay with your kids . The happiness of your child matters please my sister leaves this man ndarwadziwa

  • @user-vk5fw6hm1e
    @user-vk5fw6hm1e Місяць тому

    Myvsister murume wako haadi mwana wako tsvaga basa ushandire vana vako vana vakakosha ibva ipapo anotozobatwa chibharo nokuti hanoti haasi wake move on

  • @edithshuro3924
    @edithshuro3924 Місяць тому

    Hide isavana vako pamberi haufi wakana mufaro zvachose

  • @Nosickness.He.cannotheal
    @Nosickness.He.cannotheal Місяць тому

    My brother wechimhandara maoko makatorerwa GLORY yenyu saka Mainzi ndakusunungurai .
    Wartime vakavanda wanotengesa glory yawo wega nekukecha mahure ma sataniki agent.
    Sperm yaunobvisa panguva iyoyo inotorwa kuenda ku
    Marrine kingdom.
    Wamwe venyu mukati muzvitarise before zvese zvamaibata nemaoko enyu zvaifaya, kana ma bussines chaivo.
    Asi kubvira pamakaita zvebonde nepfambi kana ku masterbetting zvakabva zvadakwa GLORY yako wanotengesa nekuda kwesex

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 Місяць тому

    Iko kuigira mwana pie kumuda here? Feeding a child unhealthy food

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 Місяць тому

    Leave that man. He is very evil

  • @PK74681
    @PK74681 Місяць тому

    Kuita bonyora sezvakaitwa mukomana uyu zvinodudzira kuti waitorerwa simba nemunhu iyeye achikohwa hurume hwako achihushandisa kuita mari. Tenda Mwari wako nekuti hauna kuzosvika paku rasikirwa nehupenyu hwako.

  • @reginamatsika5633
    @reginamatsika5633 Місяць тому

    My sister move on with your life kuva nherera haisi mhosva move on uchengete vana wega being a single mother is not a crime

  • @RuvarasheBingura
    @RuvarasheBingura Місяць тому

    Sorry hide bt kutongooma kwemoyo wemunhu uyu what is pie

  • @moleenmaposa1010
    @moleenmaposa1010 Місяць тому

    You need to start working mazuvano warume wemazuwsno it's rare kuchengeta mwana asi wake Ivo wachitadza kuchengeta mukadzi

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 Місяць тому

    First confession unenge unedramma shuwa....Nyaya yekunzwa one sided story hayinshande...you shud have sat down with the step father and agree before you rushed to collect your child. The concerns of yo husband are real, lots of men are accused of raping 3 year Olds just to punish them. Sit down and talk zvakanaka nemurume usayita zvawada just bcoz mwana wako

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 Місяць тому +1

      Pfungwa dzenyu dziri right here? Flushing food just to deprive a child of food and you siding with this man.

  • @alicealice5904
    @alicealice5904 Місяць тому

    Take your 2kids and work for them?

  • @TeclaFarawadya
    @TeclaFarawadya Місяць тому

    You have to stop putting fake titles

  • @letwinepachawo3378
    @letwinepachawo3378 Місяць тому

    Shanda uzvichengetere mwana wako