Suitcase Ra Sekuru Vangu Rizere Zvikwambo Zvavo
Вставка
- Опубліковано 24 тра 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Розваги
Saka zita munonzani nhayi vamuhure, tinoda kutenga gospel music yenyu
😂😂😂😂😂
Wangu kuhura ka1or ka 100 kwese kuhura wakatadza uye wakaita uchiziva why usina kuramba kurara ikoko wakaona kuti kwadoka why usina kudzokera kumba pazvivi takawanda uye tichatongwa 😂😂😂😂
Kudenga kuchaenda vashoma😮
Mwari vakanka 🎉
Wese afungira levels pama producer I just want to let you know that you are not alone 😂😂😂😂😂😂
Kkkk 😂
Kkkkk ari kuSouth Africa here
Kujoni kwete kumbaee
Mbuy imi u tempted mwana
Vadzimu vako vakasimba vakaramba kuti ushandiswe nasekuru vako muroyi uyo ndiSatan unofamba nemakumbo .
Munhu kana wafunga kuromba zvishandise pachako kwete kunetsa vana vevamwe
😮ziakuna kuna iri haunyari mukadzi iwe
Aaaaa imi amuhure ndakuzivai aaaa hamunyare
Wakagona hama ukarasa mari ..ungadai wakabatana nacho kana kukuvadzisa mai venyu
Yaa mwari wanewe ufunge ndaiwjaenda nemari iyo wakatotakura zvikwambo zvawo
Unongova fambi iwe satan wemkadzi wakaita chivi .
Magara muri hure