Ndiri Ku Europe Asi Hurombwa Hwa Baba Vangu Hwava Kupengesa Mwana Wangu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 лип 2024
  • Ndiri Ku Europe Asi
    Hurombwa Hwa Baba Vangu
    Hwava Kupengesa Mwana Wangu
    Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 12

  • @MirriamShingaDube
    @MirriamShingaDube 13 днів тому +3

    Endai kumuporofita mubatsirikane. Havasi vese vanopinda positori vanoda but life and situations force them

  • @PreseviaranceMarangwanda
    @PreseviaranceMarangwanda 13 днів тому +3

    Enda kumusha wena wotsvaga mubatsiri baba vazofa magadzirisa otherwise zvikwambo zvavo zvino Sara zvika kuita party

  • @user-dz3bk3zv6k
    @user-dz3bk3zv6k 13 днів тому +1

    Mukoma veku Europe endai kumaprofita musunumgurwe zvekuti hamuna kuzvijaira ka muchazopepuka mapera kufa nehurombwa wababa venyu nkti makatodenha Mangwiro makutofanirwa kukwinya

  • @allinadaysworkhakunamatata9187
    @allinadaysworkhakunamatata9187 13 днів тому +1

    Ummm the sins of the father 😢
    Your friend was God sent to open your eyes .

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 13 днів тому

    Vakadzi ka musadaro shuwa, hey, surrend.

  • @Shirimanhenga
    @Shirimanhenga 12 днів тому

    Ndezvako zvikwambo izvo

  • @stephaniejones7438
    @stephaniejones7438 13 днів тому

    Hie Mukoma.Ava vari kusangana nezvivi zva Baba saka uchiyenda kumusha uchanowudzwa kuti zvese zvamakaita wakanga uri mushonga unoda anogara nhaka or else zvichapera zvose.Iwe tsvaga rubatsiro rechokwadi chero usinga batiswe mumwe mushonga mukubatsirwa.Ivava vema gemenzi vangwarire futi vamwe vacho vakatoromba vano batsira nehurombwa saka unenge uchi tenderera panzvimbo one

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 13 днів тому

    Ukayenda kumusha uchanopiwa hurombwa.

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 13 днів тому +1

    Hewoi Mukoma Nash ? Mukoma Nash Ko isu Vedare Munoti Asi Hatina Matambudziko kanhi , Seni ndakasosenda Last Year My Audios ,apa Hamutombo verenge indiwa ? Ndikati munoshaiva nguva ndinoramba Since last year here ????😔😔😔

  • @user-cw3fp9jl3q
    @user-cw3fp9jl3q 12 днів тому

    Musanete mukoma

  • @tre642
    @tre642 13 днів тому

    Kuramba kuyenda won't help you dai mayenda kumusha mano gadzirisa zvinhu izvi. Baba vako vasati vafa becos mhepo iyoyo will do whatever it pleases amongst muri yese . Fambai pamwe chete muri mhuri.

  • @user-xi7yo6id1q
    @user-xi7yo6id1q 13 днів тому

    Do not go your eyes were opened usaende izvi zvinhu zvavo zvavava Kuda kukubatisa run with your life and hide Muna Mwari chaimo