Ndaka Bata Baba Vangu Vachiita Lula Lula Na Amai Vavo Baba Vakarombera Church Yavo
Вставка
- Опубліковано 7 лип 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Розваги
Hmmmm pamwana apo itai plan fast ..vana vanokuvadzwa veduwe ......uyezvee endesai mudzimai wenyu ku Therapy mybe she went through something arimudiki
Maprofita ityayi Mwari
Confession 1, unfortunately unofunga kuti une ruzivo asi hauna. Unoziva nezvaMwari, hauzive Mwari. Tsvaga Ishe Jesu the Saviour of the world
Madii kutsvagira vana kwekugara Mai vacho vachapedzsira vauraya vana mukadz wenyu myb aneshavi rirpaari
Mukadzi uyo muroyi wemasikati machena shuwa ungapise mwana nemvura uuumm Baba imika fambai munzwe kuti mukadzi uyo bhoo hr
At least tirikudzidza Mari yemunhu haibiwe
mukadzi uyo akapisa mwana ndaona senge ane chikwambo cz hachide munhu murume uye vana pedy saka zvifambire cz zvikuwadza munhu
Mudzimai wekushaya hanya nevana uyo ane autism anoda medical help,ngaaende kuchipatara
Your wife has postpartum depression and sometimes it disassociates the individual from reality. In some extreme cases a mother can kill mwana asingatofunge, like for example when she’s baking she can mistakenly put a baby in the oven cake tin oyisa mu cotbed thinking ayita zviri correct. She needs professional help, please help her pachine nguva.
True, it is awful 😢
Or she just could be a psychopath, a person who has impaired empathy and remorse.
Ummm Dai mambo famba haana kumira mushe kna kuenda naye naye ku hospital kunoonekwa
Uyu mukadzi anopenga ngozi chaiyo muendese kumba kwavo usare nevana vambofamba naye
2#Confession ngaiitei ukama wakasimba na Mwari tichizvinamatira not kuenda kumaporofita, nema Pastor tichiti ndinamatirei..Vanhu vakubata pakashata munyika
Mukadzi wako ane anger issues, anedemon. Try deliverance and medical help
Mukadzi we Anger uyu ane demon rekuroya. Mazamu anoyamwiwa nenyoka haaite kuti mwana ayamwe. Demon rekuroya rinobuda muAnger yakawandisa. She is a witch and she is abusive. She is evil.
Vane problem nemukadzi asingazivi Right n Wrong mukadzi uyu and mental issues n demon reuroyi..Mudzoserei kuhama dzake musare nevana; report her to Social Welfare nekumapurisa..Asi Zvinoda kunamatira, kuendesa ku Therapy or kuchipatara..
1st confession, mkoma you are dabbling in witchcraft in the same manner the person who cursed you. Generational curses were broken and defeated at the cross of Calvary. When l hear people saying they are strong Christians, l do not get that statement. You are either a Christian or not. A Christian knows without a shadow of doubt that God is all powerful and nothing on this earth or in space is stronger. Namatai bhudi mumweya nemuchokwadi.