I like Hosiah chip chipanga naturally, but apo mdara marasika nyaya dzakadai musavq involved just leave and walk away muri munhu anoremekedzwa zvikuru.kana muri baba vanoda runyararo siyai zvenyu musha uyo inga machembera zvakanaka wani.
A very fair chief. He cannot overturn the judgement by the High court. Corruption iriko but ukatadza kunongedza with indisputable evidence paitika corruption pacho inofa yakadaro. However kuti Chipanga azogarisane nevamwe aifanirwa kungosiya munda wenhaka uyo woshanda nepadiki pasiri pemumhangari
mai mwana ndafunga zano kuti tivake musha wedu pamusoro soro pegomo kut kana wokwidxa mtengo vanokwidxira vari pasi 😄😄 ko mdar chipanga watodxika gomo asi mtengo ikukwira uri kumsoro kan
Mambo Mutasa havana chavanokwanisa kuita panyaya yakasvika ku High Court. Asi pachokwadi Corruption Mumacourts yawanda. Chipanga wakashandisa muscle yemari.
Mambo Mutasa you have sad that the traditional leaders act states that customary land should not be sold. How can you take people's Land .Saka how are people's property going to be safe .Will's can be express -written or Implied -by word of mouth .As a legal person l must say Mambo Mutasa you are a good Mambo however in this case you are setting a dangerous precedence for now and the future when it comes to sale of customary Land. This case was not dealt fairly by all the courts. Clerks of court often take bribes and type a judgements and then ask for the judge to sign .I have seen it .I can guarantee that if you ask that family whether they met the judge they will say no.
This court has no jurisdiction over this appeal despite what has been said on land previously, like Mutasa said, you appeal upwards.Gather all your evidence and take it to the Supreme Court.This is why it is important to understand how the law works
Mambo did nothing wrong. The law states you cant appeal downwards so high court's rule cannot be overturned by the court. These people sold land and there want it back. Only thing there doing is changing names. I know of a situation like that which happened in Buhera & the buyers like Chipanga were clever enough not to go the Sabhuku & Chief ruite they started with the magistrate court.
I think nyaya yakakanyika pana mambo wekutanga akatonga nyaya iyi. Now thr new chief cannot delve into it because it's now is beyond his jurisdiction. I think chiri kudyisa saMatasva ndechekuti sekuru vanga vaine mwana and ndiye akazotengesera chipanga and court recognizes mwana iyeye as the true heir of this inheritance. But I think for the sake of kugara nevamwe zvakanaka saChipanga must resolve this issue amicably nevanhu awo. The effort being put by this family might not just end with court judgements. Pane achabatirwa mbinjiri chete apo.
I agree. Pfuma yenhaka inoparadza hukama. Hanti he only inherited because “vanga vasina mwana mukomana” so nyakutengesa may have had a different view saka vakatengesa musha wacho. Iwo SaMutasva must go and inherit pfuma ya baba vake ndozvisina mutauro nekushanda zvake.
VaChipanga ndaikuremekedzai but ndawona kut ndaikupai nzvimbo isiri yenyu, Sabhuku deals,😂 apa mashandisa mari kutora nhaka yeVanhu, kumusha kwako akuna minda here iwe musoro bhangu
Vachipanga you're fighting with original people of that land. VanaMatasva vakagara panzvimbo iyi since muhondo. Chipanga came and overtook everything. Justice haina kuitwa apa?
Vanhu munoda kudya mari dzevanhu but moda kuzovatorera futi minda yacho under the claim that inhaka yenyu. Musadaro so. Garai maregedza kutengesa minda iyi.
Mambo ari right uyo as long nyaya iriko kumaCourts they don't overturn judgement rather you go and appeal in higher courts from high court to supreme court then from supreme court to con court
State land yakubvumidzwa kutengeswa here? Toziva zvichinzi the communal land is owned by the state and sabhuku anongogovera munda chete. Asisadi munda anongotenderwa kuupa munhu kwete kutengesa, meaning itori mhosva kutenga or kutengesa munda. Handiti ndomasabhuku deal akarambidzwa here. Legislation yacho yakubvumidza here kuti munhu atengese munda.
Another issue Hoseah never gave his side of the story..pane weukama akatengesa munda and mapepa aripo to prove.Avawo vava kuti takasirwa munda but yava word of mouth its not documented..
Hosaya andichakufariri ipa vana vana munda wavo zwahune mari wadi watenga kumwe unehutsinye
Mambo Mutasa hamuoniwo here kuti munda wakatengeswa nemuzukuru imbavhaka iyo ngaadzorere VaChipanga mari yavo
Iye hosia ngaadzokere kumusha kwake
I like Hosiah chip chipanga naturally, but apo mdara marasika nyaya dzakadai musavq involved just leave and walk away muri munhu anoremekedzwa zvikuru.kana muri baba vanoda runyararo siyai zvenyu musha uyo inga machembera zvakanaka wani.
Lots of rural folks do not have paperwork. Traditional chiefs must remain traditional for their people & actually protect them
Nokuti Kwazoita Celebrate ka ,Mave kutadza kubuda pachena !!😮😮
VaChipanga kana muchizoona comment yangu ityai Mwari dzorerai vanhu munda wavo muchakokera dzinza zvarichazokonewa kugadzirisa kana Mwari atonga
Mambo matonga muchinyara chiso cha hosiah chipanga imi
A very fair chief. He cannot overturn the judgement by the High court. Corruption iriko but ukatadza kunongedza with indisputable evidence paitika corruption pacho inofa yakadaro. However kuti Chipanga azogarisane nevamwe aifanirwa kungosiya munda wenhaka uyo woshanda nepadiki pasiri pemumhangari
True Chipanga anongoda kuroiwa chete.
Ko Hosiah wakazodzika rini pamusoro pegom pop
Kkkkkkkk akadzika nezuro😂
Ane mari ndiye mukuru so sad 😢
Some things happen in life zvinongodawo mwari.Hosia usadaro.
Hosiah uritsotsi,dzokera kumusha kwako
Chipanga wangawakatiza muZim uchitya kuurayiwa nhasi uno wadzoka wachembera wakubira vanhu minda yavo haunyare
Zvakaoma corruption yega Chipanga zvinhu hazvikufambire
Nyaya dzeminda yemaruzevha hadzifanire kutongwa namambo hr
Unohwina sei Iwo madhara ochoti ""Celebrity ""
Hosea usatore minda yevanhu.
Pamberimberi, mberi kwacho, mberi mberi naChief Mutasa kkkkkk
Ngaatumirwe nyuchi zvipere anojairira Chipanga uyo. There is no jail for witchcraft.
Nyaya iyi inonzwisa tsitsi... Dai Chief vane imwe land vavapa. Pakaipa
Very good judgment n very wise chief
Vhu harina muridzi .chipanga uri right
Chipanga akapa chief mari ,,,,ngadzokere kwa Chigodora uko asiye vana vevafi
Hiweee vanhu avo mazungairwa vaitorerwa Munda nekuda twunonaka
@@PeterKanyoka taura hako wangu
Apoo chipanga akaziwa mekutsika chte bt azvikoo
Iwe chipanga ungabira vnhu Munda vavo urimbwa hosiah unongoti kushata dhara rakadaro
Chief mutasa vapedza maSports
Mambo mobhowa vanemari munovatonga ne fevar imi ahhhhh
Mambo akapa Chipanga munda,magistrate ikapa Chipanga munda,High court ikapa Chipanga munda...reoson umwe ane umbowo umwe ane nhoroondo dzemakoikoi...Vanhu vauya kudare ramambo Mutasa vasina umbowo zvekare only word of mouth.Chipanga wacho came prepared.This guy ane case but haana umbowo.
Yafa yaka loader ...Hosea wins
Pakarereka apa
Chipanga kkk akarova counter apoo
Chief vataura zvandanzwisisa hangu
Mambo you are right ,but samambo kindly advise vachipanga advice chaiyo sababa zvema pepa izvo munorasika.
Uuuummm pakaipa yafakwako wangu
Chipanga was originally from Chigodora why is he challenging people in Mwoyoweshumba village?
Chipanqla tenga stand ku Town kwete kunetsa vanhu kumusha makore ese aya unongoita kwashu kwashu usina kana pekugara
Pakashanda mari - that Mataswa guy was not treated fairly
Hosea wandigumbura..haungadaro vanhu vaigara mumusha
Apa Hosiah anobva kuBocha ende fty kaa, selfish chaiyo
@@miriammuluku3049ngaadzoke bocha kwake
mai mwana ndafunga zano kuti tivake musha wedu pamusoro soro pegomo kut kana wokwidxa mtengo vanokwidxira vari pasi 😄😄 ko mdar chipanga watodxika gomo asi mtengo ikukwira uri kumsoro kan
Hosea ngaatomboimbe ka song zvake
Well done chief mutasa. Im happy you are able to read interpret our constitutional law.
Chikoro ndocharova Matasva
Vanhu vakambopiwa dzimba neZanu vanonetsa😂😂😂😂😂😂😂
Mambo agona kutonga zviripachena munda ndewa baba Chipanga handidi kupikiswa
Ndopatinoti zvakaoma chimupaiwo nzvimbo
Apa kushandisa zvemari bwaa dzevanhu mutasa
Asiya zve music awe kunorwira minda anorima mvura ichanaya zvekudaro here 😂
Zvakaoma hachisi chimudhara hosia chàida kuitirwa go fund yekunzi charwara sugar hr chisadaro shuwa😢
vaChipanga ndikutumirako masoja
An intelligent chief
Chipanga achiri kuda munda wei nezera rake ngaasiire vana vechidiki, hazvidi kuendesana kumatare, show some love
Urimhata
Iye haanawo vana vake hr
Asaka haana vana here
Hoseya zvekuimba zvaramba wakunokanya vanhu
Mambo Mutasa havana chavanokwanisa kuita panyaya yakasvika ku High Court. Asi pachokwadi Corruption Mumacourts yawanda. Chipanga wakashandisa muscle yemari.
Tiri mashona but vakunyora nechirungu sei guys
But Mambo musadaro tongai nyaya sezvairi
In zimbabwe that's hw the law works u appeal to a higher court
Sei muchidaro waChipanga
Hamadzangu woye mandinyadzisa
Hosiah ipa mwana Munda wake
Akaoma moyo mudhara uyu kutora advantage...
Kana munhu atadzirwa ngaaende kumatare
Musatonga moga vomutemo varipo
Hosea haunyari here
Mambo Mutasa you have sad that the traditional leaders act states that customary land should not be sold. How can you take people's Land .Saka how are people's property going to be safe .Will's can be express -written or Implied -by word of mouth .As a legal person l must say Mambo Mutasa you are a good Mambo however in this case you are setting a dangerous precedence for now and the future when it comes to sale of customary Land. This case was not dealt fairly by all the courts. Clerks of court often take bribes and type a judgements and then ask for the judge to sign .I have seen it .I can guarantee that if you ask that family whether they met the judge they will say no.
Bribery worked here, musha ndewe mhuri yekwaMatasva, hamurwisani ne vakafa ngwarirai???
This court has no jurisdiction over this appeal despite what has been said on land previously, like Mutasa said, you appeal upwards.Gather all your evidence and take it to the Supreme Court.This is why it is important to understand how the law works
Mambo did nothing wrong. The law states you cant appeal downwards so high court's rule cannot be overturned by the court. These people sold land and there want it back. Only thing there doing is changing names. I know of a situation like that which happened in Buhera & the buyers like Chipanga were clever enough not to go the Sabhuku & Chief ruite they started with the magistrate court.
I agree with you.chief Mutasa ruled in favor of Chipanga.
Injustice 😢
Injustice Mutasa akadya mari kare don't waste time let the dead fight achapatiza ega
I think nyaya yakakanyika pana mambo wekutanga akatonga nyaya iyi. Now thr new chief cannot delve into it because it's now is beyond his jurisdiction.
I think chiri kudyisa saMatasva ndechekuti sekuru vanga vaine mwana and ndiye akazotengesera chipanga and court recognizes mwana iyeye as the true heir of this inheritance.
But I think for the sake of kugara nevamwe zvakanaka saChipanga must resolve this issue amicably nevanhu awo. The effort being put by this family might not just end with court judgements. Pane achabatirwa mbinjiri chete apo.
I agree. Pfuma yenhaka inoparadza hukama. Hanti he only inherited because “vanga vasina mwana mukomana” so nyakutengesa may have had a different view saka vakatengesa musha wacho. Iwo SaMutasva must go and inherit pfuma ya baba vake ndozvisina mutauro nekushanda zvake.
Sound please
😢😢😢😢😢😢
Vapange chipanga munda ndewako
VaChipanga ndaikuremekedzai but ndawona kut ndaikupai nzvimbo isiri yenyu, Sabhuku deals,😂 apa mashandisa mari kutora nhaka yeVanhu, kumusha kwako akuna minda here iwe musoro bhangu
Vachipanga you're fighting with original people of that land. VanaMatasva vakagara panzvimbo iyi since muhondo. Chipanga came and overtook everything. Justice haina kuitwa apa?
Vanhu munoda kudya mari dzevanhu but moda kuzovatorera futi minda yacho under the claim that inhaka yenyu. Musadaro so. Garai maregedza kutengesa minda iyi.
Aaah vamwe vanhu vanototengeserwa munda 1 vari 5 hamusi kuvaziva vanhu vari kunamisha uko
Chipanga ngavaende kwavakabva
Appa mambo hamuna kutonga nenzira yechikaranga imi maifanirwa kutaura matongero enyu chaiwo kokana vachipanga vakashandisa ma lawyer kana ku diza mari
Mambo chokwadi vari kuchiziva but since ine judgement yeku high court he can not deal with the case now
Mambo ari right uyo as long nyaya iriko kumaCourts they don't overturn judgement rather you go and appeal in higher courts from high court to supreme court then from supreme court to con court
Mutemo wekwedu wakasangamara wakarerekera divi rimwe mhosva imwechete inosiyaniswa zvichienda nekuti wabuda mumba mani
Baba Chamu vakaimba
Wapinda muDare nevakuru wangu 😂
Mambo manyama.Vakomana Ava vakuda kubenefiter vachishandisa zita rehama yavo yakengeserana musha nevaChipanga
Chipanga unonyadzisa
aaaa matadza kutonga Hosiah wavakutanga huori manje
ndiku tumirako masoja
Chipanga ungwarire zvauri kuita unaona kupedzisa dzinza nekuda kwekamunda,munhu anopfuka weee,iwe chipanga regera zvauri kuita mangwana uchademba
Kunyepa
Chipanga haana mhosva akatenga akatengesa ndiye muroyi coz kutenga kune umbowo mapepa aripo
Documents from the high court fought for Mr Hosiah chipanga.
Chief ava vanoziva and vanotoziva kana ane evidence he should have taken with them kuHigh court
Chipanga zvaachembera zvakapata wani
Babamukru vanofanira kumuka chipoko chipanga asa pagara
Vachipanga mamakaturikwa pamusoro ndiyani akakudzikisai kuti muende kunonetsana nevana kumusha
Haaaa Chief avazive zvavanoita
Was nera Chipanga ne mheni
Hosia akadhakwa
Ngatenge purazi
Mambo Mtasa vanotonga zviri fair
Mufana uyo ndamudira respect i think mutengesi ari wrong chipanga hana mhosva masadunu mmmmmmm itayi mushe
Vanhu vacharoyana chete apa
Apo mambo matonga zita rekuti chipanga apo because maifanira kubvunza vachipanga kuti why vakatenga chinhu chavasina kuona
State land yakubvumidzwa kutengeswa here? Toziva zvichinzi the communal land is owned by the state and sabhuku anongogovera munda chete. Asisadi munda anongotenderwa kuupa munhu kwete kutengesa, meaning itori mhosva kutenga or kutengesa munda. Handiti ndomasabhuku deal akarambidzwa here. Legislation yacho yakubvumidza here kuti munhu atengese munda.
😢😢
Gadzirisai sound please vakuru
Murovese ne mheni
Another issue Hoseah never gave his side of the story..pane weukama akatengesa munda and mapepa aripo to prove.Avawo vava kuti takasirwa munda but yava word of mouth its not documented..
Ndipe nhamba matasva
Hosiah unototambura zvekuda stand kumusha nhai yarohwa sei nhamo yakudzikisai muGomo
Ndakasangana na Hosia Chipanga 2018 pazvimota zvitotakura DC Mtasa ndipo pandakaona kut mukurumbira haisiyo mari
Asi unopenga iwe kna wkugar kuharare hachina bsa nekumusha kwawakabva
Work very well on your sound bro
Messy case. No paperwork to support land ownership. He should not have built there but ask sabhuku to allocate him his own documented land.