Osiirwa Chitunha muShop Achinzi Ndiye Akauraya, Hama Dzosiya Dzapaza neKutora 4000USD - Part 1

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 10 жов 2024
  • Mushure mekuwanikwa akafa kuHarare umwe murume wemunharaunda yeNzvimbe osvikoiswa muchitoro chababamunini vake vachipomerwa kunzi ndivo vakauraya. Babamunini vopawo divi ravo renyaya

КОМЕНТАРІ • 168

  • @nhimbetv
    @nhimbetv  День тому +9

    Watch this space for Part 2 - Baba vemufi wekuiswa paCounter vopawo divi ravo.

  • @tatendangaru
    @tatendangaru 9 годин тому +5

    i trust you my father vanhu wasingade kushanda ndozvawanoita

  • @mercyg4397
    @mercyg4397 4 години тому +1

    Baba imi endai kwasekuru Tasvu nehama dzenyu idzi munozvichenesa panezvamurikupomerwa. Chokwadi chaicho chibude pachena kuti kana musina zvamunoziva hama dzenyu Idzi dzoziva chokwadi. Uye kana paine munhu arikuzviita zvourimbwa achihwanda nokupomera imi anonobatwa zvobuda pachena. Cuz kana makachena pane zvirikutaurwa nehama idzi zvinoreva varikuda kukuparadzirai pfuma yenyu, zvose zvamataura murikubirwa. Uye vachadzokazve nokuti vatojaira kukubirai saizvozvi. Hama idzi dzinofanirwa kukudzorerai mari dzenyu dzose dzamakabirwa nehama idzi imi muchizvishandira moga. Vanhu vanousimbe ndozvavanoita vanorangana kukuparadzira ziya rako.
    Zvokusiya chitunha mushop menyu, aiwa zvitsvagei vanogona kunge vaine zvavakatoita kuti muparare. Endai kawsekuru tasvu vanonokubatsira nokupedza zvose.
    Ndinechisvoro nabozhongora. Why achishanda nembavha undisguise of n'anga vachibira vanhu vanozvishandira.
    Baba endai kwasekuru tasvu muzvichenese mupedzerwe maproblems aya once and for all. Nokuti veukama vamwe votofunga kuti makaromba zveshuwa. Zvicheneseiwo, chokwadi chaicho chibude pachena.
    Asi hama dzenyu idzi ngadzikudzorerei zvadzakakubirai. Zvekuti pane peace order hazvikurambidzei kuti muende navo kwasekuru tasvu, its your turn kuti muvaendesewo kun'anga.
    Idzo hama dzinodiridza muti netea handiko here kutomba kwacho ikoko. Ndekupi kwamakomboona muti unodiridzwa netea. Muchenjere they are coming for you, or kutokuurayai.

  • @washingtonterera8212
    @washingtonterera8212 Годину тому +1

    He is an organised man. He is intelligent if you follow what he is saying. Vanhu vasingashandise maoko avo busy kupumha vanhu. Uyo akafa ne poor service pakuzvara mwana. Dzidzai kushanda. Some parents vanoti vana musainde kuchikoro kunze kuri kunaya. Vamwe vanoti chikoro chakakosha. Dzidzai kushanda

  • @letwinamupamba5065
    @letwinamupamba5065 11 годин тому +5

    Baba ava varikutaura mudzi wemari yavo igodo remhuri hapana kana kuromba apa

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 День тому +2

    Simbe zvagara dzinofunga kuti abudirira anenge aromba i understand zviri kutaurwa nababa ava, zvakaitika kunozvarwa mai vangu, hanzvadzi yavo yanyatsoshanda ikaita a gud life masiblings akatanga kutaura zvisipo including my mum, takatokura tichiziva sekuru ari munhu ane zvikwambo.

  • @netsayikanengoni7818
    @netsayikanengoni7818 19 годин тому +5

    Kana usati wambopumhwa kunzi urimuroyi hauzivi what that man is going through. Chakaona hama hachisekwi hama dzangu. Ndinomunzwisisa mudhara uyu. Kunyange munhu akaipa hama ngadzirege kuitira mumwe wenyu pahukama hutsinye hwakadai.

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa 14 годин тому

      Ichokwadi iyoyo wamai usati wazviitirwa azvirwadzi vanhu ngavasadaro

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 День тому +5

    Husimbe hukakubata unofunga kuti varikuita mari vakaromba. Inga Wicknell ane mari dzake vanhu vanongoti akaromba. Kana Sakupwanya aita mari dzake vanhu vaakutoti vakaromba. Vese vanoona kuromba kwevamwe havana chavainacho. Vanazvo havamboti vamwe vakaromba

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 День тому

      Well said, coz kana une twunhu twako haungamboone kuromba kwevanhu, asi kana une nzara ukaona aburuka mumota make akabata chingwa kwave kutofunga kuti hurombwa.

  • @ToleranceZimhangaro
    @ToleranceZimhangaro 8 годин тому +5

    Vanhu dzidzayi kuzvishandira kwete kuda kutsvaga kuti munhu akaromba asina

  • @TambudzaiMutandwa
    @TambudzaiMutandwa 12 годин тому +4

    Vanhu ndozvavanoita vakaona kuti wabudirira but ndabhowekanwa pamataura kuti munebarika vakadzi 4 maifana makadzidza huhupenyu wenyu wamakagara handiti mati mai venyu vakazosvika pakufa vadzingwa pamba pavo kana nemiwo ndizvo zvichaitika mafa vana venyu vachangodarowo

  • @tariromafirakurewa9498
    @tariromafirakurewa9498 9 годин тому +3

    Marombe haagarike nawo. Haaa kana munhu Asina chaainacho anonetsa.Anongoona zvekuroiwa nepahurwa chete. It's there in my family as well

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka 9 годин тому

      More blessing keep working

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 23 години тому +5

    Simbe ndodzofunga vanhu vakaromba

  • @leogumbo367
    @leogumbo367 13 годин тому +4

    Vana vepabarika vagara vane godo vakangoona vana vekwamainn vabudirira kuvadarika vanorwadziwq zvekutoda kuuraya vanhu nhau yavo vana ava yakatanga vachiri vadiki ende hayipere zvinoramba zvichienderera kusvika nekuvazukuru vachasara vanenge vachingorwisana seizvozvi

  • @mindkumire2430
    @mindkumire2430 9 годин тому +3

    Chokwadi chinozivikanwa navo baba ava kuti vakaromba here or havana. Asi the truth l know about about chipari vana vekuimba huru havadi kukundwa and they think ndivo vega vanofanira kuita zvinhu. I am talking from experience ini ndiri wepachipari baba vangu vaivewo ne 5 vakadzi mai vangu vari ndivo vekupedzisa . I went thru a lot guys. But Mwari vanoblessa pakashoreka . Anogona kunge akableswa namwari secompansatory yekushungurudza pachipare.

  • @Mambokadzi425
    @Mambokadzi425 10 годин тому +4

    He sound innocent

  • @YvonneMalota-in9jh
    @YvonneMalota-in9jh 11 годин тому +3

    So n'anga when demanding mari yemunhu akaromba, what are they trying to happen?

  • @irenemungate500
    @irenemungate500 9 годин тому +3

    Vanhu vanenungo are always quick to accuse vamwe kuromba. Hard work pays

  • @lilianmhamba
    @lilianmhamba 16 годин тому +3

    Baba havagone luita interview munhu vanobhowa zvisingaite

  • @mukanya5836
    @mukanya5836 9 годин тому +2

    Nyaya iyo yakuda kwa Mambo ndiye anovapa ma orders okuti vafambe semhuri zvobuda pachena kuti pane urombwa

  • @Hamainyoka
    @Hamainyoka 10 годин тому +2

    Bhozhongora imhata ndiye anoshanda ne n'anga dzenhema vana gogo chihoro nana baba magirazi. Imbwa dzevanhu

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 8 годин тому

      @@Hamainyoka ndovanhu vake ivavo

  • @blessingmasendeke2277
    @blessingmasendeke2277 13 годин тому +5

    Sithole n'anga yaitaurwa naMukotsanjera yapedza kuuraya vanhu

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 День тому +7

    Work hard until a black person says wakaromba😂😂😂

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 2 години тому

    Nyaya iyi inoda kt baba ava vazvichenese , ngavaende kwa doctor Mukotsanjera, or skru Tasvu. Cz hama dzavo dzicharamba dzichiti vakaromba bt panoda anovachenesa cz panonetsa kt iwo vazvipupurire toda anovachenesa.

  • @tapiwanjanji6444
    @tapiwanjanji6444 День тому +3

    baba tsitsi dzenyu dzouraisa vanhu ngavaende mukakati mhosva dzavo dzawandisa imi muchitsvaga kuzvichenura kudhara ikoko vanhu ngavasungwe

    • @muchanetamususa9320
      @muchanetamususa9320 23 години тому

      Ngavasungise Bhozho coz achauraisa vanhu nen'anga dzake nemaprofita efake.

  • @moudymasaka4702
    @moudymasaka4702 9 годин тому +1

    Endai ku shumba ye ngozi Dr mukotsanjera anopedza ma sports

  • @tapiwachakara
    @tapiwachakara День тому +3

    11:29 uyo ane blue arikungoramba achivhiringa nyaya,akadzidzepi ko

  • @tariromafirakurewa9498
    @tariromafirakurewa9498 9 годин тому +2

    Ngadzisungwe mbavha dzinozviti maporofita idzo

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 22 години тому +2

    Uyo ane shirt ye blue idofo rekupedzisira anongotenderera with same question

  • @MaryManyunga
    @MaryManyunga 10 годин тому +2

    Wadii kungozvichenesa baba awa kuhama dzawo

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 9 годин тому +1

    Muroi uyo peace odha haitadzise vanhu kufamba endai kwa chief

  • @MaryManyunga
    @MaryManyunga 10 годин тому +1

    Chitunha mushops baba awa ngawanoshandirwa chokwadi chibude pachena

  • @crennaabiemakamba1273
    @crennaabiemakamba1273 День тому +2

    Vanhu ngavazvishandire zvinhu zvavo n'anga dzefake idzo kuda Mari yavo

  • @TariroTaruona-vn6gu
    @TariroTaruona-vn6gu 15 годин тому +4

    Bhozhongora ndiye mbavha anozivana nematsotsi

    • @stanleymadanha5708
      @stanleymadanha5708 9 годин тому

      Komari negirosa zvavakatora ndizvo zvaipedza hurombwa here idzo imbavha havagoni kuzvishandira baba vangu rambai makadaroo shandai chete wachabaikana

    • @stanleymadanha5708
      @stanleymadanha5708 9 годин тому

      Repair yr doors baba vangu dai ndaigara kudhuze nemi ndaida kutenga grocery zvakanyanya

  • @RosemaryMagaisa
    @RosemaryMagaisa День тому +2

    Haaa munhu munhu asi vamwe vanonyanyoita mashandiro api sure kt vapfume kudero

  • @NkazanaChikakayi
    @NkazanaChikakayi День тому +1

    Ini ndoona sekuti chero mdhara akaromba hake asi kuzotsvaga n'anga dzeFake hazvishande coz hazvigadzirise zvinhu

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 13 годин тому +2

    Vanhu ngavashande kwete kurwadziwa nemunhu akuzviitira zvinhu zvake...

  • @brightonchibanda632
    @brightonchibanda632 День тому +2

    Ko ukudii kutaura zvekuti mufambe nevamwe,
    Mudhara anenyaya uyo,ari kutsenga mukanwa,

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka 9 годин тому

      Nyope munonetsa zvino muka uya kwatiri mamilloneer muchadini kkkkkk coz pace yatiri kushanda nayo hatibatike.... lol ifai ne nhamo nehunyope hwenyu

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij 11 годин тому +1

    Kana wafunga kudya imbwa idya hono endai kune vanobatsira vakatora zvinhu zvenyu vamame vagokutii muroyi zveshuwa

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h День тому +1

    Hapana anobvuma huroyi,pane akabatwa kwatasvu asi aiti ndiBishop

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko807 12 годин тому +2

    Bhozhongora n'anga dzamunopq vanhu idzi ka dzinenge dzichida kungobira vanhu nekuziva kuti mudhara ane tunhu twake

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 11 годин тому

      Anodya nadzo ,vanhu vakarohwa Mari kwagogo chihoro nenyaya yake bhozho iyeye

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 10 годин тому

      Imhata mbozhongora. Apedzesa mari dzevanhu nen'anga ye fake gogo chihoro

    • @nyaraichisuko807
      @nyaraichisuko807 10 годин тому

      @@Ryanmatanda zvakaoma chokwadi

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 День тому +3

    Bozhongora ne n'anga dzako dze fake😂😂😂😂 mukubira vanhu

  • @MarryChiwanza-ie8ij
    @MarryChiwanza-ie8ij 11 годин тому +2

    Tsoka imbwa yegorongozi plz help

  • @EdnaMandere
    @EdnaMandere 23 години тому +1

    Usimbe ndozvaunoita sure

  • @mwadas
    @mwadas 4 години тому

    Ngavainde. Kwa Mukotsanjera uko vabatanidzwe semhuri vane uroyi hubviswe

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 21 годину тому +1

    Musaendesa munhu anodzokorora dzokorora zvataurwa kuma interview, anosvota zvekuti

  • @lilianmhamba
    @lilianmhamba 16 годин тому +1

    Sungisai vanhu chete munopedzerwa mari nemaporofita ekunyepa

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 22 години тому +1

    Vakadii kuenda kumapurisa kana vaizviona kuti kubirwa

  • @MalcomCraig
    @MalcomCraig 9 годин тому +1

    Shuwa unotadza nei kuenda mberii

  • @pemncube9049
    @pemncube9049 День тому +3

    Ngwarirai hama dine godo. Ukaita hama marombe wakuvara. People need to learn to work for themselves. Iwe mudhara siyana nen'anga unorohwa bag.

    •  12 годин тому

      Very true dear.

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 9 годин тому +1

    Wakaromba awo ngawabude pachena mukotsanjera huya

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 22 години тому

    Sekuru tamai muende kuchiweshe muvake patsva musiyane nazvo izvi😮

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 14 годин тому +1

    Economy òf Zimbabwe is bad Mudhara uyo start his things early arikutaura wani secondary and primary school zvakazouya iye atovane shop zvakamusimudzira and any opportunity and start farming .If u are doing nothing u suffer wofunga pane muroyi coz mabasa hakuna

    • @molinamurinye7993
      @molinamurinye7993 14 годин тому +1

      Hii kani nditezvara angu ayo tinoaziva ,shop yazuro uno here

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 9 годин тому

      @@molinamurinye7993 sandayi nesimba kuvatezvara vako hazvirevi vakaromba

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 7 годин тому

    Ko mapurisa Havana kusunga vanhu SEI vakatora zvinhu ne Mari Ku shop

  • @Tapera-c2q
    @Tapera-c2q День тому +3

    Topic yenyu ndeyekunyepa 4000 mushop yaive payi musazodaro.mamwe mafamily issue aya nyorai topic yezvamafambira

    • @Tendie05
      @Tendie05 День тому

      Ona video rese iwe unotopanzwa pe 4 point something us yanga iri mu bedroom

    • @takudzwachirinda7738
      @takudzwachirinda7738 День тому

      Usaite dzungu rekucommenta usati wapedza kuona. Ataura ega wani mdara uyo....

    • @Tapera-c2q
      @Tapera-c2q День тому

      @@Tendie05 kkkk panzi kushops kaa hanty ndiko kwakasiiwa coffin

    • @Tapera-c2q
      @Tapera-c2q День тому

      @@takudzwachirinda7738 my phone my data so ndaita dzungu nedata rangu please.asi muri hama yababa vapedza vamwe suuu

    • @Tapera-c2q
      @Tapera-c2q День тому

      @@takudzwachirinda7738 musapinde zvenyu nemoyo pamedia just post your comment not to follow other people's comment ndanyora zvandafunga Saka wange watii

  • @Margaret404
    @Margaret404 10 годин тому

    He was clever to search munhu uyu thou akaramba

  • @janezimunya188
    @janezimunya188 7 годин тому

    Only God knows better

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 10 годин тому +2

    Shame ana bhozho vanongovapa vanhu vefake vachidya nawo

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq 10 годин тому

      Bhonzo haana kurongeka uya

    • @BeatriceChiweshe
      @BeatriceChiweshe 8 годин тому

      Kakunyepa kakuwandq pa bhozho

    • @paulinegwati8782
      @paulinegwati8782 8 годин тому +1

      @@BeatriceChiweshe imagine paakataura nyaya iyi aitoti baba vakabvuma vakuita mari nen'anga dzawo

  • @petrocociousmatsangaise4542
    @petrocociousmatsangaise4542 4 години тому

    Uummm vakadzi 4, makanyanya baba....

  • @MoreblessingMagaya-dn5xj
    @MoreblessingMagaya-dn5xj 6 годин тому

    My parents was renting this shop 2012 😢😢😢😢😢

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  6 годин тому

      Ahhhh sure, ko vakazosiya nei?

  • @FelixChizeya
    @FelixChizeya День тому

    Shop haipikise ndangodzwawo

  • @tariromafirakurewa9498
    @tariromafirakurewa9498 9 годин тому +1

    Ukaona murume mukuru achema zvakaoma weduwee

    • @StellaNhema-lx4lb
      @StellaNhema-lx4lb 7 годин тому

      Inga mbavha ikabatiwa ichiba inochema wani

    • @LeleQuang-hh6hm
      @LeleQuang-hh6hm 4 години тому

      😂😂😂😂😂munyori here​@@StellaNhema-lx4lb

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 23 години тому +2

    Sungisa vanhu mudhara usabvuma zvekunzi ngatifambe unoparadzigwa pfuma nen'anga dzenhemha

    • @netsayikanengoni7818
      @netsayikanengoni7818 20 годин тому +1

      Taura hako hama idzo dzinegodo navo baba avo. Ndakaona hangu kuti vanhu vakaona munhu anozvishandira mumusha uzere netsimbe havazoshayi wekupomera nhamo dzavo. Pada mukuru uyu anomuka achishanda nesimba, godo rinobata. Shame

  • @jealousmugauri2845
    @jealousmugauri2845 10 годин тому

    Iwe Bhozhongora hona wave kukonzeresa. Ko iwe siya hushamarari uite zveu n'anga hako zve. Kasi unodya nadzo kani?

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 10 годин тому +1

      Anodya nadzo, especially n'anga ye fake yepamandara inozviti gogo chihoro

    • @MalcomCraig
      @MalcomCraig 9 годин тому +1

      Bhozho dzakashotaa moty pooooooooo inoitiwa iyaaa pane bhooo here

  • @Tendie05
    @Tendie05 День тому +1

    Nyaya iyi ndaona hangu part 1 asi something is not adding up, uyo mwana wa mainini nei arikupenga achitaura baba imimi

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  День тому

      Part 2 & 3 coming..

    • @RosemaryChiripa
      @RosemaryChiripa День тому

      Hama dzababa avo kana vachiona kuti kuromba kunoitisa Mari vadii kunoromba voo

    • @RosemaryChiripa
      @RosemaryChiripa День тому

      Chenjererai vabatsiri matsotsi Shanje chete yevanhu vanenungo

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 22 години тому

      Mupengo anenge audzigwa zvekutaura

    • @RegisChakanetsa
      @RegisChakanetsa 16 годин тому

      Ko chinomutadzisa kunyepa chii mwana wamainini iyeye

  • @AlaineNatsaiJimere
    @AlaineNatsaiJimere 8 годин тому

    But pane ??? Mark

  • @molinamurinye7993
    @molinamurinye7993 14 годин тому +1

    Ngakuendwe kwaMukotsanjera uko

  • @EthelBokah
    @EthelBokah День тому

    Munhu mutema always utsinye neusimba

  • @crennaabiemakamba1273
    @crennaabiemakamba1273 День тому

    Bhozhongora anoda kuonekwa kuti n'anga akadziwanepi

  • @memorysibanda9414
    @memorysibanda9414 4 години тому

    Question mark mudala I dnt trust you if you innocent go to Gogo Chiworo go to mukosanjera go to Nyangatayani then we will prove your family wrong I dnt trust you at all .

  • @bruceruwona1142
    @bruceruwona1142 13 годин тому

    Shop hayipisike 😅😅😅 vanhu ngavashande

  • @MatildahM
    @MatildahM День тому +1

    Ngavaende Kuna mukotsanjera

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka 9 годин тому

      Ndoimwe mbavha futi. He just has to go to police..... find a good lawyer and have all those fucxked up nyopez in jail. That bhozhongora fool should be arrested with them.

  • @proematekwe9334
    @proematekwe9334 23 години тому +1

    Mombe 6 kureva 2 dzaiva dzabhozhongora

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h День тому

    Madii kufamba semhuri zvibude pachena munhu mumwe nemumwe anotaura zvaanoda

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 День тому +1

    Its an abuse of a dead body vanhu mujeri

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa 16 годин тому

    Vana 30 vakadzi 4 yaaa zvakaoma 😮

  • @SimbarasheGorekore
    @SimbarasheGorekore День тому +1

    Sekuru tatsvu chete chete

  • @jamesvutsvene8085
    @jamesvutsvene8085 9 годин тому

    Chakaromba icho

  • @tatendamudimu2147
    @tatendamudimu2147 6 годин тому

    Hongu kuti makaromba asi handsome ikubu kthfadxzcplkrtashkylyrvnay

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 годин тому +1

      Hahaha zvimwe havana kuromba

    • @LeleQuang-hh6hm
      @LeleQuang-hh6hm 4 години тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂kwana

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 14 годин тому +1

    Endai semhuri kwa sekuru Tasvu ku Harare ,chatinoda kuchenurwa kwemhuri

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 22 години тому +1

    Kana kudare ramambo unoziya nyaya dzako mudhara

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 8 годин тому +1

    Hongu kuchema vangachema havo bambo ava zvese nekuti vanoshanda nesimbq asi hhhh handivachenese mhuri ngaifambe Harare kunanaTateguru Tasvu ,Kanengo Gogo Shumba nokuti varombi ava moyo yavo yakaomesesa sekonkiri

  • @Endenegmanjira
    @Endenegmanjira День тому

    Chakarombera kurima icho

  • @JanetMutemeri
    @JanetMutemeri День тому +1

    Mudhara itsotsi haungabvise mombe 6 for nothing

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 День тому +5

      Hausi kuterera hanzi ndakavapa ndichida kudzivirira hupenyu hwake, he was being attacked.

    • @Tapera-c2q
      @Tapera-c2q День тому

      @@frankmoyo7267 akadii kuenda kupolice than kbvisa mombe iye asina chaanoziva

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 22 години тому +2

      Aienda sei iye aakakombwa kudero teerera nyya mushe iwe usati wakomenda asiakazongoinda fty wani kupolice neku court

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 21 годину тому

      Dzidza kuterera

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 14 годин тому

      @@munyaradzinherera3383 nhai hko ende fty ivo vaizofamba ndzo sei vasina mabhku mnh aingotaura kuti asungurwe ende attaura kuti akazoudza mkdzi wake kuti musape vnhu mmbe hausikuiziva nyya yekumbunyikudzwq iwe

  • @Endenegmanjira
    @Endenegmanjira День тому

    😂😂😂😂😂😂 Mudhara uyo inhubu

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 День тому +2

    Vanhu ngavashande kwete kuti munhu akazvishandira moti akaromba