Sometimes hurombo hwakaipa vaida lawyer amai ava vatongi kutadza ku consider kuti pane vana vadiki uye baba namai vose vasungwa vaifanira kurerutsirawo mukadzi plus murume wacho zvirikutoreva kuti he abuse mkadzi
I wish she never ever comes back. That lady ane kakudada nekutarisira vanhu pasi. Akada kuti vakoma or mhamha kune vanhu vakuru kwaari. Pelagia inzenza chaiyo pese paari anee achitsvaka nyengo. Ngaagare kwaari ikoko
Zvizvakaoma but anyone who watched ma Interviews ema High Court judges, you can then understand the type of Judicial Officers arimuma courts. It’s even scary to imagine the quality of Magistrates iyo ma High Court Judges acho hurihutsi zvavo.
Avoid asking Mubvunzo wekuti “pane zvakaitika wadzidzei?” Instead ask questions that encourage the person to constantly reflect and show remorse or lack of it.
Zvimwe zvinhu mhuri yezimbabwe justice chaiyo haiko sure varikuponda havasi mujeri asi mai ava vakatumwa semunhu ane mental health issue akaenda saka she was suppose to be given community service not 10 years ivo avasina ku raper munhu murume iyeye ndiye aifanirwa kupihwa makore amai ava
Pliz gvnmnt should look in2 this case,amana kushaya lawyer 2 represent u in zim imhosva here,this woman if she was to be panished she only deserve community service and also considering kut ane kids to look afta,besides all that sge is definately proving to be mentally challenged.5ge man took advantage of tht,tge man also should be chsrged of taking advantage 2 ths woman of he state of mind..
The Zimbabwean judges and prosecutors need re-education. In under a minute I realised that the woman has mental issues and should never had been tried for any offense let alone an accomplice to rape!!
Hakuna munhu akakwana anonitorera murume wake girlfriend kuti vaite bode Mai ava ngavaburitswe hadzimo vakangofanana na Rutendo uya wachabodo namatutsa
Nyaya iyi inofanirwa kudzokera kucourt.Pane mental health iri pachena.The court should should look into cases like this carefully.
True
True
True that
Asikanaaa😢 baba avavakatora advantage ye mental health yamai avaaa 😢
You can say that again and again shaz vanhu tine zvivi panyika
Todawo justice apo...pliz....mhosva yamai ava handisi kuiona ini....asi ndaona hnk kunge vanorwara nemusoro....
Exactly our justice system has failed us Zim ritori here MA judge asadaro veduwee this dictatorship must end
Judge makatonga nyaya iyi Mwari ave nemi😢😢
😢 true
Honesty
mai vanorwara, they should have considered that….
Mudzimai uyu ane issue yemental health zvirikuto one ka from the start. Why hurumende yedu punishing mental health patients
Well done Sly TV munoita basa guru rekuvabisa stress sure
Hurumende ngaibudise amai ava nokuti vanoita sokunge murwere we pfungwa ..muridzi wenyaya anova murume ngaapedze mutongo wake.
This is so sad 😢, saka judge vakatadzawo kuona state ye mkadzi uyu, it is well Manyoni
Munosunga munhu asati ataura ere because Mai ava vanotozvirwarirawo zvavo😢
Yowe murume atora advantage yekuti mukadzi anorwara, Hanzi ndakatosvika musikana achitopfeka bhurukwa
This is wrong on all angles. The judge needs to reconsider this case.
Vongai ari sweet hake❤
vatongi amupinde denga.who in her normal senses could do that? hurwewre huripachena now ovharirwa musadero
😭😭😭😭😭mwana uyu akatongerwa mhosva yasina kupara kani ndomuzivisa anobva kumusha kwedu seiko mutongi wemhosva asina kuona kuti anorwara nhaimi 😭😭😭 zvakaita izvi munhu ari normal haite zvakadaro
She's sweet this lady❤Jeri rinopera dhia
Aaaa veduwe murume ngaapike 20 vamupe 10 dzamai avo
Sometimes hurombo hwakaipa vaida lawyer amai ava vatongi kutadza ku consider kuti pane vana vadiki uye baba namai vose vasungwa vaifanira kurerutsirawo mukadzi plus murume wacho zvirikutoreva kuti he abuse mkadzi
Zimbabwe yainga yekare sua.sua mungatotongawo munhu akadai chokwadi 😢😢😢
Buritsai munhu uyuu munjerii hadzina kukwana apaa
Shame sorry muni'ina wakashandiswa kuita zvakashata nabhangu wako Jeri rinopera don't worry
Asivarume vasadero shuwa mai ava vanorwara asi mutemo usadero shuwa aaah
She was taken advantage of
Majudge edu akaenda kuchikoro here, vanopiwa10yrs vese chirudzii??? Mai avo vatori ne mental health issues
Ko Sokostina aripi, I enjoyed, I now only check if she is the one presenting, ndichazodzoka Sokostina adzoka
I wish she never ever comes back. That lady ane kakudada nekutarisira vanhu pasi. Akada kuti vakoma or mhamha kune vanhu vakuru kwaari. Pelagia inzenza chaiyo pese paari anee achitsvaka nyengo. Ngaagare kwaari ikoko
Mai ava vanotorwara zvavo.ko seiko court yakavapa mhosva inevene vayo
Zvakaoma hazvo it's life but mai ava dai vakapuhwa 2yrs zvaive nani not 10yrs
😢😢😢shem sry kune vose vanorarama nehurema dai Mwari varanga vose vanotora advantage yevanhu vakadai
Munhu akatonga mai ava 10yrs kaa😢. Mwari achamutonga
Zvizvakaoma but anyone who watched ma Interviews ema High Court judges, you can then understand the type of Judicial Officers arimuma courts. It’s even scary to imagine the quality of Magistrates iyo ma High Court Judges acho hurihutsi zvavo.
Avoid asking Mubvunzo wekuti “pane zvakaitika wadzidzei?” Instead ask questions that encourage the person to constantly reflect and show remorse or lack of it.
❤
Zvakaoma its so sad weduwe kusungirwa mhosva yavasingazivi moms vanorwara ava
Mukoma trouser bho here 😊😊😊
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Moyo wangu wabaiwa veduwee ungapanicha murwere wepfungwa mwari murikowo here vanhu vakadai vanomiririrwawo nani veduwee ndarwadziwa
Hezvo nhy Mwari honai asi varume musazodaro
Magariro aSilvester soo hazvidi kudaro
Uuuuuuuuuh mutongi Mwari ave newe
Ko ivo vanotonga mhosva havaoniwo here chimiro ichi
Havachioni nhaimi
Aaah amai vangu Manyoni shiri inodhotera mumvura
Ko court inotongereiko vanorwara nepfungwa
😢😢
Hakuna mkadzi akakwana angatumwe kunotora girlfriend yemurume iye wotoenda womupa mukana wekuti arare naye during her present, Judge makadzidza imi why pasina justice pana amai ava
Zvimwe zvinhu mhuri yezimbabwe justice chaiyo haiko sure varikuponda havasi mujeri asi mai ava vakatumwa semunhu ane mental health issue akaenda saka she was suppose to be given community service not 10 years ivo avasina ku raper munhu murume iyeye ndiye aifanirwa kupihwa makore amai ava
Akabatsira hake but pane isiri kuunza motoo gaabude mijerii
Haunyepi dia chitema chaicho chinoitwa nema judge
Pliz gvnmnt should look in2 this case,amana kushaya lawyer 2 represent u in zim imhosva here,this woman if she was to be panished she only deserve community service and also considering kut ane kids to look afta,besides all that sge is definately proving to be mentally challenged.5ge man took advantage of tht,tge man also should be chsrged of taking advantage 2 ths woman of he state of mind..
The Zimbabwean judges and prosecutors need re-education. In under a minute I realised that the woman has mental issues and should never had been tried for any offense let alone an accomplice to rape!!
mai ava vakatorwa advantage 😢
Mmmmm something wrong paamai mentality chaiyo she needs help please
Vongi guys zvinorwadza havana kunyatso kwama family 😢😢😢yose her vakomana vanekakusakwana
😢😢😢shame panenge pane yakaresveka
Moyo wangu wabayikana
Murume wacho ane moyo wakaipa nemi vekutonga mhosva masatan
Nhandimwiiiii veduwe mai vanogwadzisa moyo ava mental health iri pachena wani.
Shem zvakaoma
Mai ava vakangosungwa zvavo but pfungwa dzavo hadzinyatsoshandi..
Tapfumanei unofanira kutomutengera maputi plz arikutoti aona munhu arikuda kumutengerawo zvarikoda.😢😢Hooky
Amai vanenge vanorwara avo
This is sad
Zvakaoma asikana
Vatongi vedzimhosva sei muchitirwadzisa kutonga kupi ikoko kwamakaita ende muno rwadzisa 😢
Umm hazvingaitwe nemunhu akakwana shuwa..pamwe murume wacho hadzina kukwana futi
Shame 😢😢
Tongai nyaya sezvairi mai avo vanorwara pfugwa, chaidzo ongororai nyanya zvakanaka
Aah ko munhu anorwara ka uyu havana kuzviona here aah zvakaoma
Judge murisatan😢
Aah, ende futika. Zvakaoma kuteerera. Asi havaoni here kuti munhu uyu murwere wepfungwa. The guy took advantage of her mental capabilities.
Mbuya vangu manyoni
Nyangwe riri basa haro, mutongi aifanira kuona kuti Vongai murwere wenjere, kana tazogara Mwari variko varikuona zvese
Zvakaoma
Hakuna munhu akakwana anonitorera murume wake girlfriend kuti vaite bode Mai ava ngavaburitswe hadzimo vakangofanana na Rutendo uya wachabodo namatutsa
Sylvester 😅😅😅unotipedzera data nenhoroondo hayi
Dare harinawo kuona here kuti mukadzi uyu anorwara njere
This woman is not mental unwell, the husband should be in prison.
Ma judges ngaawonewo pliz munhu uyu anotorwara
Kana munhu akapara mhoswa hazvinei kut unorwa here kana kuti kwete
Hama yangu
Ndini ndatanga kusvika nhasi pano
Aaa ndini cuz 😂😂😂😂😂
Mune honi vanhu vakatonga apa
Judge akatonga nyaya akadhakwa mai avo vanorwara
Askana 🥲🥲🥲
Yowee
Ummm ko ivo vachuchisi vacho vanombozvifambisa seiko mai avo vakasungirwei chaizvo ahh +263 tave boe nayo
Ko kupa mai ava 10 years sure uuum nhy mwari
Ummmm veduweka
Judge makaita hutsinye henyu pamukadzi uyu
Asi majudge emuZimbabwe asi chii nhai this woman has a mental health issue hmmm veduwee 😢 this is sad
Njere dzakatorasa hadzo
Ndatombozvirevawo kuti vakoma varibety Here ava
Judge akatonga nyaya iyi sei mwari avenemi
Nhaim zvakaoma hazvo
Unotoona kuti zvimwe zvinu zvinemuroyi mukati nekuti how come kuti vatongi havana kuona kuti munhu uyu murwere wepfungwa
Haasi anorwara here mukadzi uyu,,kurwara nepfungwa chaidzo
Dzinenge dzisimo
Murume wake is abusive kumukadzi and he was taking advantage yesterday mental health ya vongai
Uyu judge anoroya utsinye hwaakaita apa hawaone kuti ari mentally challenged 😢
Nhai zvako
😂😂😂 maputi
Apa pakafamba satan mai ava havana mhosva ummm ngavaburitswe judgecakatonga denga rako hakuna zvachose
Nyaya iyi irikufana kuongororwa futi mai Jerry she is mentally challenged ava so sad
this man is abusing this woman abuse inorwadza dai vachimuburitsa veduwee
Kkkkkkk nyore nyore
Manyoni
Sorry my lil sis hungww