Mapostori ekwa marange ayo haaende Ku Chipatara, vana vairwara avo ne zvirwere zvaigona kurapika. Kana huroyi vainaho zvavo,asi dai vaiendesa vana kuchipatara havaimbofa vese 9
Ndirikifunga kuti hapana huroyi apa but chirwere chaicho. I wish one day Tete would openly askl guests kuti makatestwa here just to eliminate zvekupomhana
Jowani marange vana havaindi kuchipatara. High infant mortality rate. Ehe vanoroya amai avo asi misha yeMarange inofiwa chaizvo. Amai ava ngavataure chokwadi, vanotoroya havo asi varikukurirwa pabarika
Ku postori vakuvhurisa ma dockets 🙌🏾🙌🏾🙌🏾 ha chakafukidza dzimba matenga shuwa kune team rakapusa kunze uku
Number 1🎉🎉😂😂faraiwo neni
iiii mamwe mavhunziro acho, ko kupa munhu nguva otsanangura. Wozomudzosa hako papoint yacho yaurikuda kuti anyatsotsanangura. 🙌🏽
Zvinorwadza veduwee ukaona mukadzi mukuru azvipira kusiya kuroya zvave kumuremera chokwadi
9 wives, Postori inopusisa vanhu kana mazogara. Kupusa zvekupusa zviya.
Watching from Cape Town
Vanhu vebhohera vnoroya. Mhuri iyi yakaramba nemushonga yawo saka mwaida kuti chechi idii. Vakatobhanwa kuchechi vagara nezvinhu zvavo. Ndinovaziva anhu ava tirikumaraini kumwe chete. Vanoroya vanhu awa. Ungaenda kuçhechi asi haukwanisi kupiñda mumoyo memunhu.
Zvakaoma ko kuzoisa varoora muchikwata aaaa zvakaoma sure
10:27 Tilder - Ichechi yechii? Yenguwo chena?
Mbuya- Ayehewa iJohane Masowe...
Tilder- Ayehwa mustaure mazita emachechi.
What, hanty u askrd here ?????? Tete Tilder somrtimes so... dai musina kuti nguwo chena hapana aizombo ziva kuti mapostori.
Apa paida kugara matiza pekutanga chaipo 😢😢
Watching from capetown haaa nyika yaitakura kurema who can be trusted ???
Zvakaoma mai vanoda kubatsirwa avo
Watching from limpopo
team buhera kkkk kumusha kwangu varoyi
From Pretoria
Yeah pakaipa 😢
Mazita ngataurwe veduwe hama dzedu dzapera nekupusiswa nemachurch Aya atichawirirani hukama hwapera ingori bvaribvanganya
Mapostori ekwa marange ayo haaende Ku Chipatara, vana vairwara avo ne zvirwere zvaigona kurapika. Kana huroyi vainaho zvavo,asi dai vaiendesa vana kuchipatara havaimbofa vese 9
Nyoka yakareba ma km😢
😂😂
Yes its possible.. Maybe vaconverter mametres kumaita kumakm coz 1000metres its 1km 😂😂
😂😂😂😂😂ndapanzwavo eish
Mai ava ngavataure kuti vanozvita live kwete kuti vachirota. Akuna munhu unoroera kuhope.
You don't understand spirits
Uuuummmm zvinoda kufumurwa zvediii 🙌
Tinopinda wo sei pama program akadai zvakapresaa zvedzimba izvi (UK)
Iripo program inonzi diaspora marriage complexity inoitwa Saturday pa facebook pa page ya tete Tilder
Nawanadem johhanne marange😂😂😂
Apa hapana help yaunopa munhu achirikuda munhu wake nekuti vachidzokera vanonopihwa futi.dai vakabva nguva iripo votanga imwe life.ngavabveko kufamily uku vasiye chitendero Chavo chakadhakwa
Zvekupenga zvemapoatori. Munhu unoita vakadzi 9 vachitambura
Hi aunty watching from PE
Prince Edward here
😂😂@@kudasams7200
Anhoye musagarire dzimba dzakadai. What is this?
Zvinorwadza izvi
Ndakabva naye kure kure kwamurambinda
Haaa upenyu hwakaoma shuwa
Haa zvakaoma veduwe
Mashura 😮😢 yooh vakadzi 9
Ummm nyika yakatakura
Nyoka hameno kuti makilomita mangani asikanaka
Ndati family yacho yese
Ndirikifunga kuti hapana huroyi apa but chirwere chaicho. I wish one day Tete would openly askl guests kuti makatestwa here just to eliminate zvekupomhana
Hauna kuona hre aisa comment pamusoro opo dear ati family iyi anoiziva ndevekumaraini kumwechete vanotozikanwa nekuroya
And in every sickness there is a spirit behind
Buhera 07 ndaitadza hangu
Some families are wicked mxm
Jowani marange vana havaindi kuchipatara. High infant mortality rate.
Ehe vanoroya amai avo asi misha yeMarange inofiwa chaizvo.
Amai ava ngavataure chokwadi, vanotoroya havo asi varikukurirwa pabarika
Painful💔
Mmmmm zvotyisa zvinoshamisa chokwadi
Kutsanangura kukunetsa amai ava
Vaneta nekurondedzera nyaya.
Shuwa haa vazama kurondedzera amai ava
Vanhu vakaoma
Maybe the kids are dying because their religion doesnt allow hospital, then the men turn around and convince the woman they are "eating" their kids
ende vatori neface yemuroyi shuwa,shame
Ende iwewe kkkkkk
Mazino avo umm
Uuuuuuuuuuu nhai mwari
🎉🎉🎉
Hello tete
Makadii tete
Rapisai vana mugodya nyama ine hutano....vana Satan vasinganyare kutsikirira kodzero dzevana....denga muchaita reku googler muchirishaya futi
Mapositori TB Joshua same whatsapp group
haaaa mwari dai mavahwira nyasha chokwadi asi nyore
There is miscarriages also she forgot