MT DARWIN.....MICHINA YE MT DARWIN HOSPITAL YAPERA BASA ,
Вставка
- Опубліковано 5 січ 2025
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Shuummbbaaahhh👏🏻👏🏻👏🏻
Kutaura Kan kuregaa bcz nhema dzri kuvakuru uuuuummmmmmm sarendiiii
Am happy to see you Dr .
With that scarf on I give up.
😂😂😂 It's Zim
Madzimai wo futi nekuimbira nonsonso😅
Thank you mkoma Andrew Ndokwedu uku
Mkanya ndikati nzveeeee kwa Amato mandiwona😂
Maswera sei drewmas media
Scarf ndochiiko nhaimi zvamuchapenga
Inyoka iyo nxaa
Futsekii tsamba how many thing zvinongonz nyora nyor tambaaaa in vote of thank ndekuti yendayi munonyepaaa imii
makudo aya mxm munhu anoora gumba achinzi zvitengere zvekut urapwe pachipatara chakakura kudaro nxaaa
Izdi dzasakaramanje mkorerekore yahwe zvimwezvunhusooka tibatsirei kulu
Saka apa vatengesi ndevapi apa?? Chibharanzi chega chega. Doctor avo vataura zvingu zvirikudiya kwete fund raising. Zvakadayi hapana kwatiri kuenda senyika akomana. Mari yese iri kutengeswa mota nadhafudhudha iya kuno inototenga zvakawandisisa chaizvo. Madiesel generators, Dish washing and laundry machines, naincinerators ataurwa ayo, mibhedha, majekiseni, mishonga, mawater pumps, iyo majojo tanks acho zvese vanototenga. Asi mazunguzurwa ayo anongotenga mota chete.
Mazipenzi matuzvi enyu hamunyari😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kutounganidzira vanhu mahumbwe iwayo chokwadi
2 saga anokwana ani , ambulance yakaindepi
Team
Ruling part yekuzimbabwe inotamba nepfungwa dzevanh u sure
Mapiye taura chokwadi
All services dzakuitwa kusurgery kwako
600 USD and cars are bought for people for thousands of dollars. My God! Next time I see that scarf I m likely to invoke reverse peristalsis!
kuomberera 600 dollars inotengei imi ahh nyika iyi ka zvakaoma shuwa
Ndokuziva uko hakusisina chiro ka phamarcy makaonawo ende zvakaoma vwduwee😢
Ummmh Fund raising dai matoitira kwenyu ku Harare😢 kunembinga.
Sr. Epifania Karasa mhoroi. Asi ndimi matironi mazuvano? Chiremba vedu Peer Pressure mhoroi😊
Haaa nyika yagwadama sure ppl don't even know what to celebrate
😂😂 hayaaa 600 inoshandei pachipatara chisina zvikwanisiro. Such a shame
Haah apa wanyadzisa varume vanendebvu nemascarf 600$ ne2bags dzemupunga😂😂
😮
Itayi fund raising guys😂😂😂. Tombofanokupai $600. Chipururudzai😂
Kkkkk mupunga
Hapana chobuda apo nescarf
Kup ko tumachembere twe corruption nezvima scarf kukupisa kusanyara Vana bhangu baba urikuimbiwa APA ndiani ko tsepete hre Zimbabwe yese ma clinic makamba aka kachiri mu politics nanhasi haugute kuba😮😮😮😮
Tsek venyu how much did you spend to give those useless things,modadira vanhu imi
Haaa apa plan atina sure mudhara mukuru aneruremekedzo munyika motoenda ne 600 kuno donater ne 2 matsaga emupunga ndo drama iroro so what was the cost of your convoy to visit that hospital 🏥 😂😂
James Makamba and his entourage should be ashamed of themselves. What will $600, 2 bags of rice, detergents do for the needs of the whole MT DARWIN Hospital. Shame on you guys for shaming the hardworking Doctors and Nurses of Mt Darwin. Please listen to what they really need and help provide that if you are a real leader. Stop those nonsense and pitiful donations you just made.
Kuvura kana kuvara?
Pfutseke uku kushara the health system zvachose, why why zanu pf pa development, shuwa 100kgs dzemupunga and $600 for more than five hospitals, shame to you makamba pfutseke nxaaaaa
This is nonsense. Zvinogumbura zvinoitwa nembavha idzi sure mungaunganidzire vanhu vose avo $600 nemasaga 2 e rice pahospital yakakura kudai
Fund raising for a clinic. Use less!
This is nonsense