OCD x PaGhetto - Kuzvigaira PaGhetto Pt 10
Вставка
- Опубліковано 9 лют 2025
- OCD and Team PaGhetto Presents Kuzvigaira Part 10. As the drama continues, mari yatorwa paghetto naChaser kuti anyarare masinhi aakawona kuna mufundisi, but team rakukwata kuti hazvipere mushe, panogona kushata, Let's find out. Enjoy!!
#ocd #paghetto
Visual Director: Ivan Paghetto
Visual Editor & Graphics: Ivan Paghetto
Production House: Off Center Department™
NEW CONTENT!!! • OCD x Sm Dowp - Kilos ...
©2024. ALL RIGHTS RESERVED
The last song in the credits! ua-cam.com/video/cfXsI0wisUM/v-deo.html
Mashizha ndee muti rudzii
What is fudhazi ndirikurasika
Longing for the episode Jabu yakadonha abva kurova mudhoto😂😂😂💔
Hausi wega kkk
thought i was the only one waiting for that one😂
Episode iyi mwana wese akaimirira nemaziso matsvuku😂
Musikana wegango boiz 📍
Vakati hanger paepisode iya
Chimbodzosaiwo ma episodes ekuschool guys tasuwa ana Amon🤣🤣🤣🤣🤣
What is uptown
Kuchikoro kwainakidza kani. Nana Chamunorwa 😂
@@denfordkudakwashedangayiso7656 "haa shit maan!!"😂😂😂
Nyoni😂😂😂😂
Nana madam mombeshora
What a way kutanga nyuwere Hwayi dziripo to continue supporting.
HAPPY NEW YEAR team PaGhetto.......
If you still here in 2025 n still love pa ghetto isa like
Ndasuwa Amon Dhuza amana 🤣🤣🤣
Haa aipedza 😂😂
😂😂😂😂
Amon dhuza
Ukuziya😂
Kkk mupfana wedzoro
Ikabvira yobva yatongo cooler down muvhati imomo yobva yapamhwa futi 😂😂😂😂. To us who like before watching ❤
Any one from Bulawayo ❤
Yes
Any place out of Harare kumagaro 😂😂😂
This guys never disappoint ❤
❤
Haa kwete zvanaBen 10 macatoon aye this one is unmatched ❤
I learnt something mashizha anopa zvivindi Chesa chesa😂😂😂❤❤❤
Any south African here❤
Nyaya iyi ikabuda mhosva ichapiwa chaser aaaah
Mikela wakangwarira mashizha aaah😂😂
Inzwai ka boyz, after every episode mobuditsa playlist ka.. mukadaro munenge ma sparka coz some of these OSTs are fyeee🦾🤌🏽.
The wait is finally over 🐐💯🙏🏽 dankooooooo
Ibvise munhenga wese zvkut inosara ichiita kunge nyana rabuda muzai 😂😂😂
The statement is underated
Haaaa Vic Falls hamusati maisvika zveshuwa😅😅
Plus activity yebonde kaa usakanganwe zvee😂😂😂😂😂😂😂rizo
"une allergy nemari, uri rombe"😂😂😂
Reason hatina zera naye 😂
Spaghetti zvamaimanje irikupisa kutofuta chaiko muzimba and outside ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Tsumo dza Mikela bho here
Kkkkk ndedze mughetto ndaaaaatiiii
Amana dzosai ma episodes vakomana vari kuSchool nana amon pliz😂😂😂😂
Kkkkk hanzi ukuona wewe irove munhenga yese huku iyoyo isare yakuita kunge nyana 😂😂😂
Hwai yakarasika ndatiii 😂❤😂
Ibvise munhenga wese huku iyoyo 😂😂😂
Mfana iwewe ndakuona une allergy nemari😂😂😂😂😂😂
Haaaaaa 3days matikwadza boys rangu😂
Haa tsumo idzi guys😂😂😂
Nhasi ndaseka...you're the best guys
Hapana chekufunga apa😂😂😂😂😂
Mandinonokera guys 🎉❤🎉 kandai next part
Ndati, ndokutaurira🔥
Best animation in Zimbabwe ❤
Kana Boondocks togona kuikwadza kwadza😂
Hahahahahahahah ndaona chazoita chimoto
Any Zimbabwean here
Who else do you think watches this 😂
I’m from kongo 🫡
No we're all Japanese
I'm in uk
I'm here
Kkkķk haaaaa makapenga boys. Nough respect❤
Mepedza ma sports team 🔥🔥🔥
Bho here ma Zimbabweans... Can't wait to see the next episode
Ndati iwewe😅😅
Tsumo dzaMikela kumberi 😂
Chesa for the money😂😂😂
❤❤❤❤ let's go guys continue this project ,happy newyear guys
Mkoma Charle varipa hit😂
Team Mikaela 🔥🔥🔥
Loading we waiting team
Ndati ndati 😂
😂😂😂tokutendaii guys munogona
Haaaa mikela ka ohhhh hahaha 😂😂😂
Hoyoo 😊😊😊 tikuda rimwe
Tisu tonyadzisira😂😂
Zvinyadzi 😂😂😂😂😂
Ndikauya kuUA-cam ndikaona musina kubusitsa video ndovhara hangu youtube yacho 😂😂
Imagine after this tobva taiona while Premiering iwe isina data, gaya😂
@kaltonic_za ndotengera data team Mike chete ini 😃😃
Ndatiii !!! Amanaka mukubika zveipapo.
team paghetto💥💥💥💥
Nyanyest gyz you're the best
KINGSTAN IS IN DA HOUSE
Anyimwa hwaii😂
Ndasuwa mudhara nyoni nachamu akomana😢
😢 chokwani naAmon
Zvivindi zvenyu mazimbabwean ...haa nhamo ngaisadaro..."iyi ijoke iri serious" kungorisker pachizimba
ichooo 🔥🔥🔥🔥🔥💯
Best series in Zim 😅😅😅
Chabuda 🎉
Ma1 mumba mamufundisi
Yakupisa 🔥🔥🔥 can’t wait for next
finally, I found the real track i love
Haa I always like before watching, but please bring back Nyoni and Chamu 😢😢
It's a hiiit mudhara ❤❤❤❤❤
Let’s all clap hands for Mike 😅😅😅😅😅 5star entertainers
Muri sei guys
Anyone from Kuwadzana
Tsumo dzaMikela kuseri 😂😂😂😂😂😂
Takaflaya nemashina 😂😂
Haa ma1000 amakutamba nawo 😅😅😅😅😅😅
A minute left 🔥🔥🔥🔥❤️
Kuchiler chiiko isu tichinyadzisira zvinyadziii😂😂😂😂😂
Ibvise munhenga yess
😂😂😂😂😂 aka ma one aka
Mikelah 😅😅😅😅😅
Urirombe😂
You never disappoint ❤❤❤
Tafadzwa achiita investigation😂😂
Wedzerei zvimwe gyz🎉😢🎉
Chesa🔥🔥🔥🔥
Chimbokurumidzai kubudisa part 11
Chaser atora mari patonaz ndoraifanirwa kunzi Zhet hombe iri kkk
Saka Chale anorova mashizha here
Ko pa christmas hamunakuvhura hombehere
Ndaona Chesa abharwa mudhidhiniti wowo
happy new year guys 👦 ✨️
Keep going guys ❤❤😊
Hwaiii❤❤❤
Chaser akatodya marii yemukarahwa dhiri rakatonozobuda nemumwe munhu pakanofiwaaa waizyaaaa number kwach kkkkkk
These guys reminds me of the Boondocks
Late comer but tavepo 😂😂
You gyz munondipedza strees yese😂😂😂😂😂
Murikutipa ma minutes mashoma guys, tioneiwo nekutoita ma episodes akawanda guys, mukutisiya panzara guys 😢😢
😢watituka tri out syd of Harare togara kumagaro qenyika hre
😂😂😂😂yaaah pakashata Mai Jina 😢
Dickoni vane dzungu 😂😂😂😂😂