This lady akuvadzwa emotionally. Mwana uyu age yake meaning 14 years back ndopavakaroorwa. She was under age . The current situation is bad . Hapana hamairi ill treated . Mukadzi uyu ummmmm.
She is slow but very articulate. Vana vakatodza Mai hope vachawana help vadzidze vashande. Mainin violence yavo ndaisvora though I think it's out of frustration because baba havasi ku player role yavo. Hope their marriage will survive, vagare murunyararo. Life is too short for all this nonsense.
Im so proud of mai avo arikumira nevana vako explanation yavo makes clear kuti baba avo Havana zvavanoitira vana vavo hw come kuti mkadzi aende kumarikicho kushandira vana kuti vadzidze stupid yababa ukure mdhara iwe uribenzi remunhu wandibhowa
Vanhu ngavaroore vezera ravo. That old man achine vana varikuita Grade 7. Vana vake vaifanira kunge vapedza chikoro by now. How can that old man work at that age with that physical handicap
Mai avo seem to be on the autism spectrum team iroro ritori intelligent natural and harina sefa mukanwa. Rinehart nharo if it's mild and they have determination, dai akawana dzidzo chaiyo zvimwe arigweta
hama idzo dzirikuda kuitisa mwana mskana webasa havanyare kna vaine rudo ndavachengetere vana pana Mai vavo more life to the lady she is not just a mother but a heroin ❤️❤️❤️
Aiwa tete kana mwana wenyu achida kubatsira vana ava ngaavabatsire vari kumba kwavo. These days zvekuti hama dzitore vana vemunhu IMHO I don’t think I can trust hama. I’m not saying these people are not trustworthy but children are being abused or worse nehama. So if you genuinely want to help do it achigara nevana vake.
Very true. Chinonetsa chii kungovatengera mabhuku ne uniform. Handiti vatove havo pa beam here. Kuda kuzomushandisa mabasa epamba in the name of helping.
This lady , even pakupa mhiko chaipo .. you can tell kuti pane zviri kunetsa somehow. Listen carefully, marriage iyi inorwadza . Shame . Why am l crying now . Mwari help hama dzemukadzi uyu dzibatsire mwana wavo pliz . Baba ava nehama dzavo are wicked. Mari yekudare yawanikwa shame. ... Mwari heey mwari heey mwari heeeey mwari heeey mwari ahhhhhh noooooo .zvanyanya izvi .she is so honest kani. Imagine narating this sad story kunyika. Go fund mai ava
I have never shed an tear with all the issues dzekwana Mambo when that lady was narrating her issues but as the chief have said trully that wife is a problem. The chief is a unifier and he looks at all sides zvakaenzana. Chief i salute you. You are God sent. You are one of the wisest chiefs in Zimbabwe I have known on these platforms along chief Bushu, Nyamaropa and Chigodora. I don't know how this case could have been handled by chief Seke, Kkkk. You are Democratic, you allow your assessors to contribute somehow and also listen to the views from the gallery. You really have my support chief. Rambai muchivaka community yenyu. God will always bless you.
She isn't a problem, this family is and vanochemera kuti she is standing for herself. Mtas is way ahead of chigodora but vachigodora scrutinizes kwakabvira problem and addresses it. He also picks if someone has ma hidden behavior challenges like this woman. Chero kurondedzera kwavo vanonzvika kuti vaneka problem intellectual
@@momof3941 haaaaaaa mukadzi anorwara njere uyo but she very intelligent you can see that from how she narrated her story capturing the hearts of the people. Yes she might have said kuti anorara nevamwe varume mukunetsana but I think she isn't that person. Ivo vakamuroodza kudhara iyo vaiva vaonawo kusarira kwake. Sekuru has insecurities because of age so he thinks kuti mukadzi anogona kutorwa mumaricho umu hence the jealous so problem is on the husband's insecurities then he just failed to dress them properly kuti mukadzi anzwisise however she cannot understand because she has mental issues.
For these touching programs we need the journalist to ask the phone for those people if we want to help on the side the lady seems to be disabled and the family of man takes some advantages can yu please arrest the woman who gave this old man Any one with the number of lady please give me the number l will assist
...pane chikafu cheunonzwa kuti chabikwa nenzira yembere uchidya wakasununguka,that's how l feel once l see face ya Chief Mutasa awa mwoyo/Hana yangu inokadzikana chose because pese hez always best ,give flow to all parts then ogumisira ne fairness judgment inofadza all parts ,anenge abatwa nemhoswa anoyenda akasunguka ....more healthy years to Chief and dare iri
Sure anoda help kunevepfungw.Mtasa couldn't pick it, mhuri iyindo big problem vakamutora vachiona as usual muma commuties madhara aye asina kuroora end up with these women
@iedrenkodzevu4264, @@momof3941 vese vane some form of disability. She could be autistic, of she'd gone to school, she could have excelled even though akadaro
Nhai am surprised a whole court failed to see that mai avo.vane dambudziko mentally vomupa mhosva.idzo mharapatsetse dzanqotete avo ndo problem. Big up to the woman giving her maricho
Mukadzi uyu have mild disability and society takes advantage kubvira kuhama dzake dzakamuunza kumurume Society haven't learn kunzwisisa dambudziko revanhu vakadai She is right to keep her child mundane kuvaita vasikana vebasa she is focusing more in her children I salute her . Mudei akadaro makamutambira mumusha menyu akadaro took advantage of her disability and if asina kunyengerwa dai asina kurorwa but we society force hama dzedu dzakadai into marriage hama dzacho makatambira mwana uyu because she was young it was your advantage akura manje can fight for herself aipa
The parties in this case make quite some articulate and compelling presentations in defence of their positions. I can only decry the erosion of the social underwriting of the institution of marriage by communities and extended families like used to happen in the days of old. I sympathise with the woman who was married off young when she was a ward of her birth family that benefitted from her brideprice. They must continue to help contain and discipline both parties. Likewise, the marrying family must embrace makhoti and help the old man to not disemfranchise his heir in their son. Chief Mutasa is compassionate and wise most of the time.
Tete wekwaMukumba ... Makaunza mukadzi uyu mukapa ku hanzvadzi yenyu. Taking advantage of her mental state. Nhasi uno zvadhakwa , mukadzi ane ma triggers and PTSD and ava ku manifester , she cant handle it anymore. Mava kuti zvarwadza . Yaaaaa garai zvakanaka . Dzoreredzai , love her sezvamaiita pakutanga . The rest imi vekwa Mukumba gadzirisai . But hamusimi wana mukumba wena bhazi here imi 😂. Batsirai vana
I couldn’t hold my tears. Mkadzi uyo is a warrior. A true mother. U represent a mother. Vanomiririra vana vavo. Mwari Ava chengetedze
But she should respect vemumhuri
@samuel you respect those who respect you
Well said 👌
This lady akuvadzwa emotionally. Mwana uyu age yake meaning 14 years back ndopavakaroorwa. She was under age .
The current situation is bad . Hapana hamairi ill treated . Mukadzi uyu ummmmm.
No she is evil
Chief Mutasa you're uncontested heavenly sent Chief to transform lives of manicaland people at large. Komborerwayi raramayi nekusingaperi
Mutasa distric
Chief Mutasa vakaita Law chete, vanotonga zvineHuchenjeri. Havaite hasha pakutonga.
vane chipo chehumambo, vanoenzanisa nyaya vachishandisa pasichigare, vachiziva zvakare mitemo yenyika, vanogona kupatsanura zvenyika nezve pasichigare, zvinoita kut vafambembe nenyaya zvakana,vosiyana nemamwe madzimambo anoda kunzi vanoziva law ivo vachikanganisa kutongwa kwenya dzinoda kupiwa mutongo wepasichigare
He was a police officer before
Yes he did law
I also heard he did Engineering..yahhh he is smart..ane social intelligence @maiyeukai9346
@gamuemhungu i heard so
Eish …. Nyaya Yama amai ava has brought tears to my eyes
She needs help
Hats off to you Chief, you are a true leader of unparalleled abilities
The only reason he appears good it's because other chiefs are below standard and unfair, who demand payments and payments on every trail
She is slow but very articulate. Vana vakatodza Mai hope vachawana help vadzidze vashande. Mainin violence yavo ndaisvora though I think it's out of frustration because baba havasi ku player role yavo. Hope their marriage will survive, vagare murunyararo. Life is too short for all this nonsense.
Vana Samaita will never disappoint. I am privileged to come to the same ancestry, the Mutasa dynasty. Wisdom dzakati tiii. Well done chief Mutasa.
Samaita neshumba zvakasiyana
@@godenechipaniIwe ndiwe usikuziva bvunza tikuudze. Tiri ana Shumba Samaita wekwa Mutasa.
Baba vanonzwisa tsitsi
@@angelinaballerina5203 mudzidzisei shuwa. Mwana mudiki.
She is a woman enough.thank u ladies behind the court nekumira naye love u all
Please lets have donations for this lady .Please
Im so proud of mai avo arikumira nevana vako explanation yavo makes clear kuti baba avo Havana zvavanoitira vana vavo hw come kuti mkadzi aende kumarikicho kushandira vana kuti vadzidze stupid yababa ukure mdhara iwe uribenzi remunhu wandibhowa
Zvima power zvakapiwa vakadzi hazvibetseri marriage institution haisisina chirevo, sad but true
Vanhu ngavaroore vezera ravo. That old man achine vana varikuita Grade 7. Vana vake vaifanira kunge vapedza chikoro by now. How can that old man work at that age with that physical handicap
Mwari vanosimudza ivo vanozvidzwa
Ukangoona waroorwa nekadhara kari 3x your age paruzevha wadzva ...shuwa ooooh 😢
This is so touching. The woman is very strong, baba awo vanoshungurudza😢
Madam vakadzidza ava. Kudzidza hazvirevi kuenda kuchikoro bedzi. Tinevazhinji vakadzidza vasina hungwaru huna amai ava.
Taura zvako chikoro unozvarwa nacho Mai ndivo vakadzi mukadzi wanhasi
Mai avo seem to be on the autism spectrum team iroro ritori intelligent natural and harina sefa mukanwa. Rinehart nharo if it's mild and they have determination, dai akawana dzidzo chaiyo zvimwe arigweta
Aiwa vana ngavagare naamai vavo vanoda kubatsira ngavabatsire vana vachigara naamai vavo
Nhai zvako
hama idzo dzirikuda kuitisa mwana mskana webasa havanyare kna vaine rudo ndavachengetere vana pana Mai vavo more life to the lady she is not just a mother but a heroin ❤️❤️❤️
Chidofo chinokunetsai dai panzi mukomana maiti vada afudze mombe
Chengetai mwana ari pana mai vacho,kuda kushandisa mwana.
Thanks ma'a for saying it out in english words .y are so heartbroken mama bt my wish is to let God open doors for y n get destiny helpers
Aiwa tete kana mwana wenyu achida kubatsira vana ava ngaavabatsire vari kumba kwavo. These days zvekuti hama dzitore vana vemunhu IMHO I don’t think I can trust hama. I’m not saying these people are not trustworthy but children are being abused or worse nehama. So if you genuinely want to help do it achigara nevana vake.
Chokwadi ichocho,munhu kana Ari mupenyu ngaagare nevana wake,kumutora vomuita mushandi,KO kuchikoro anozopihwawo nguva ere yekuita zvechikoro.
Ichokwadi vana vanofara namai wawo hama dzino abuser vana
Very true. Chinonetsa chii kungovatengera mabhuku ne uniform. Handiti vatove havo pa beam here. Kuda kuzomushandisa mabasa epamba in the name of helping.
Yes wana wanobatsirwa wari pana mai wawo izvi zvaazvekuda kunoitisa mwana mshandi pedzezvo orepiwa
Tete wakambunyikidza mwanasikana uyo should be sued. The
Oldman is very ungrateful. Tipei Fon yamhai awo
Itori rape yaanofanira kutongwa nayo
Samukumba munofunga kt muchazoroora ft ere dzikamaiii hamuchazooni ft mukadzi anenge uyu
Very true
Chokwadi
True statement
This lady , even pakupa mhiko chaipo .. you can tell kuti pane zviri kunetsa somehow. Listen carefully, marriage iyi inorwadza . Shame . Why am l crying now . Mwari help hama dzemukadzi uyu dzibatsire mwana wavo pliz . Baba ava nehama dzavo are wicked. Mari yekudare yawanikwa shame. ... Mwari heey mwari heey mwari heeeey mwari heeey mwari ahhhhhh noooooo .zvanyanya izvi .she is so honest kani. Imagine narating this sad story kunyika. Go fund mai ava
I have never shed an tear with all the issues dzekwana Mambo when that lady was narrating her issues but as the chief have said trully that wife is a problem.
The chief is a unifier and he looks at all sides zvakaenzana.
Chief i salute you. You are God sent.
You are one of the wisest chiefs in Zimbabwe I have known on these platforms along chief Bushu, Nyamaropa and Chigodora.
I don't know how this case could have been handled by chief Seke, Kkkk. You are Democratic, you allow your assessors to contribute somehow and also listen to the views from the gallery.
You really have my support chief. Rambai muchivaka community yenyu. God will always bless you.
She isn't a problem, this family is and vanochemera kuti she is standing for herself. Mtas is way ahead of chigodora but vachigodora scrutinizes kwakabvira problem and addresses it. He also picks if someone has ma hidden behavior challenges like this woman. Chero kurondedzera kwavo vanonzvika kuti vaneka problem intellectual
@@momof3941 haaaaaaa mukadzi anorwara njere uyo but she very intelligent you can see that from how she narrated her story capturing the hearts of the people. Yes she might have said kuti anorara nevamwe varume mukunetsana but I think she isn't that person. Ivo vakamuroodza kudhara iyo vaiva vaonawo kusarira kwake. Sekuru has insecurities because of age so he thinks kuti mukadzi anogona kutorwa mumaricho umu hence the jealous so problem is on the husband's insecurities then he just failed to dress them properly kuti mukadzi anzwisise however she cannot understand because she has mental issues.
I guess chief mutasa study law. Hr is the best on the job salute you chief
A close source told me that he is a diesel plant fitter
@@St-G2 he deserves more than that he must read lots of law book
@@St-G2He is a boiler maker. Ndisekuru wangu
I'm so happy to see vanhu vekumusha kwangu thank you sekuru shumba.Baba Taps big up to kuisa chirongwa ichi pa You tube .love you va Zongoro
Our very own best Chief in Zim. Watching from the South Coast of England. 👏🏽
We love you our Chief
Me too in Surrey. The only level headed mambo
Nemi ndovanababavemubhuku vana onababa onamai kapen zi kamdara aka😂😂😂😂
Mambo vedu vanodadisa smart brains❤❤❤😂
Chief Mutasa, Shumba. Chakafukidza dzimba matenga, zviri mumisha umu, zvimwe zvacho zvakaoma. But I salute you.
Wise King Solomon Mambo Mtasa. Wise and learned judge.
Thank you very much mambo for your wisdom.
@Karanganda how can we get hold of this woman timubatsire books, fees etc.. she is just a hard woman trying to do her best for mwana
I think if you contact bataps number he can link you up with the lady
Thank you very much may God bless
For these touching programs we need the journalist to ask the phone for those people if we want to help on the side the lady seems to be disabled and the family of man takes some advantages can yu please arrest the woman who gave this old man Any one with the number of lady please give me the number l will assist
The really issue of this couple is the age difference and the lady is still young she need sex but old man is finished they need really help
@ karanganda pliz provide contact details
Mai ava vanoziva zvavarikutaura havapengi
...pane chikafu cheunonzwa kuti chabikwa nenzira yembere uchidya wakasununguka,that's how l feel once l see face ya Chief Mutasa awa mwoyo/Hana yangu inokadzikana chose because pese hez always best ,give flow to all parts then ogumisira ne fairness judgment inofadza all parts ,anenge abatwa nemhoswa anoyenda akasunguka ....more healthy years to Chief and dare iri
Ndarwadziwa nekugona kwemwana uuuuuuuum Mwari ngaavakomborere
Munhu apa sekuru ava jean neshrt izvo vakapfeka mwari ave naye
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kuda kuita jaya rechimoko 😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣
Dzoda Winky D song Bhachi nejean takananga kutaundi
Dare iri harina order why nhai mambo Mutasa dzingai mapurisa asingagoni basa
uuuhm i could not hold my tears as well the testimony by this women moved me
I shed a tear when this woman was explaining. Baba ava havachada responsibility chete.
I like this chief a lot. Very wise and thoughtful. He’s also very practical
Tavepo munondigonera hangu Chief Mutasa❤
Vakadzi noise mudare EiSh kuseka zvisingaperi it's so annoying.....
So sad 😭 kubiswa umhandara nedhara rakadai vabereki Chii chaizvo inhamo here kurwara here mishonga here ndabatikana
This woman is a heroine... I love her honest truth...
Zvakaoma...muroora ane Dambudziko uyu zvnenge zvnoda ana Doctor nepfungwa
Sure anoda help kunevepfungw.Mtasa couldn't pick it, mhuri iyindo big problem vakamutora vachiona as usual muma commuties madhara aye asina kuroora end up with these women
@iedrenkodzevu4264, @@momof3941 vese vane some form of disability. She could be autistic, of she'd gone to school, she could have excelled even though akadaro
My favourite chief Mutasa munondi gonera Mwari vakupei makore mazhinji ekurarama
Mukadzi uyu ibhinya chairo 😂anozvimiririra
Ukasadaro unofa
🤣🤣🤣l like her
Chief Mutasa is very good,is a leader,advicer ,teacher and judge
Munhu uyu akaAbuswa plus anoita kunge ane learning disability. As a society we should protect such people
Chief Matasa a true Leader. May his wisdom grow with many more years ahead.
Chief Mutasa munogona and kana dai muchitonga munoti imi makasiyana naChigodora anoti iwe
Haana respect uya kuvanhu vakuru
Mambo Mutasa wene respect ended vanenge vakafunda Chikoro.
Asiwo madzimambo hamudaro vanhu vamuri kutonga avo vakakwana hre! Njere dzavo ummm. Zvimwe zvacho sowo.
Maita basa Mambo wangu mutonga zvakanaka zvakadzikama .lots of love Changamire
Shuwa mkadzi uyu salute veduwe munhu uyu mkadzi akakwana pliz help Pavana hamadzangu mubatsirei
Congratulations mambo Mutasa, basa munobata, tete vane mwana arikuda kutora mwana wasekuru kwete, vanoda kubatsira munhu ngaabatsirwe ari pavana vake not kuda kuwana mahouse girl kudzimba dzenyu'
Vana vanono ubuser kumba kwehama ndovanenge vakuitiswa basa rese
My only chief,Igweeeeeeeee. Pafrix pandinogara watching in SouthAfrica
Respect to this woman God bless her hustle
Proud of you Mutasa.
Waiyepo here.... 😂😂😂😂😂 Big up to Karanganda
Zvimwe zvivanhuso kutorakachechemzukuru wenyu kule itai mushe imimi musanahqmuchina futipakaipa😂😂😂
Weare proud of zim apachetenot zvimwe apamambondo avemazbc.wethak yu somuchkkkk ya stress free for real😂😂😂😂😂
Avo vanonzi chief mutasa vakatumwa namwari nevadzimu kuchengetedza mhuri keep it up papa
Mental health iriko,Baba avo havana kuziva dambudziko remukadzi pavakaroora,but vabereki vemukadzi vaiziva
Baba taps chimbotizwiraiwo maninji pasakubva N Richards apo mumagarge mwaana mwayera jongwe ririkukwira kiti
That is a very strong woman I wish her all the best. She needs to be loved and taken care off
Apa murume ne mukadzi here apa ndibaba na mai here in Chiefs voice 😂
Aaaaah karanganda inozipa ndati yoweee motionesa zvidhafu dhafu
Zvakangozangana apa haiwa, hadzinyatsotora moto bho vose zvavo eish
Mental health is real 😢hazvisekese please..
Nhai am surprised a whole court failed to see that mai avo.vane dambudziko mentally vomupa mhosva.idzo mharapatsetse dzanqotete avo ndo problem. Big up to the woman giving her maricho
Asi Ka Ari kutaura chokwadi Baba ngavchengete Ka vana
Ehe ngavachengete vana baba avo but mukadzi uyo anotoda rubatsiro but to my surprise varikufa nekuseka havo vanhu vacho zvakaoma
The woman abuses her children too but could be due to poverty in the home. It’s nice that the chief identified people to assist the family!
Kana ndini imagine 😂😂😂😂😂😂😂😂
Imagine 😂😂
Mukadzi uyu have mild disability and society takes advantage kubvira kuhama dzake dzakamuunza kumurume
Society haven't learn kunzwisisa dambudziko revanhu vakadai
She is right to keep her child mundane kuvaita vasikana vebasa
she is focusing more in her children I salute her .
Mudei akadaro makamutambira mumusha menyu akadaro took advantage of her disability and if asina kunyengerwa dai asina kurorwa but we society force hama dzedu dzakadai into marriage hama dzacho makatambira mwana uyu because she was young it was your advantage akura manje can fight for herself aipa
Thank you very much disability iripo akaenda kuvamwe vake vakamuvhura pfungwa motambura vekwamukumba
Mudhara ari kutorera mkadzi uyu advantage kuti anoita senge haana kukwana
Samaita mutasa mudzani werenje munotonga neuchenjeri
Chandinodira chief wangu anotaura Nemo Nemo and anobata chese chawataura ...but kna mivhunzo yozouya ndiyo ..ndopaunoona kuti chikoro choripo
Mukadzi uyu anodarika vakadzi vazhinji anomira nemba yake anoda imba yake vamwe vakadzi vanogofunga zvosiya dzimba sulute you mukadzi iwe
Good to see familiar faces miss you thank you Shumba job well done
For a child to get 15 points under these circumstances means he or she has a lot of potential. May God bless the child.
Strong mum ❤ mdara uyu yidoti too old futhi, Umdodova wegxegu,
The parties in this case make quite some articulate and compelling presentations in defence of their positions. I can only decry the erosion of the social underwriting of the institution of marriage by communities and extended families like used to happen in the days of old. I sympathise with the woman who was married off young when she was a ward of her birth family that benefitted from her brideprice. They must continue to help contain and discipline both parties. Likewise, the marrying family must embrace makhoti and help the old man to not disemfranchise his heir in their son. Chief Mutasa is compassionate and wise most of the time.
Uuuuuuuuuuuuuuuu mmmmmmmmmmm haaaaaaaaaa zvinorwadza hazvo veduwe ndarwadziwa apa vanhu vanenge vachiti irema izvo kwete ndarwadziwa nemai ava
My Favourite Chief ❤🎉
Chief Mutasa munogona. Dayi mayidzidzisavo chief Seke
The Best Chief in Zimbabwe so far .Pamberi naShumba ❤
Kana neni pane izvo ndatoonawo asi hazvitauriki good Mambo magona kutonga,tawaridza mambo
Kana ndimi imagine 😂
Chief matasa muri huchi matongero enyu anedzidziso
Kkkk kana ndimi imagine 😂😂😂
Chief Mutasa anotonga zvisina financial gain ari Chigodora na Gucci vatotsvaka kanyaya kekuripisa mudhara uyo
Chief Mutasa is the best ❤💥🙏
Long life chief Mutasa dai tikawana machief akawanda vakadai
Yes mataurirwo aita namai ava is clear zvaoneka true
Could it be that the chief picked that mai vane dambudziko repfungwa? Because if he didn't hapana help yavawana
Baba Taps chibaba chedu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ASI MAVEKUKANGANWA KWACHIGODORA MUKOMA TAPS
Chokwadi 😂🎉
Mambo ipai mukadxi uyu mukana ataure veduwe
Crc comedians zvipo zvisingashandiswe murume nemkadzi uyu
Tete wekwaMukumba ... Makaunza mukadzi uyu mukapa ku hanzvadzi yenyu. Taking advantage of her mental state. Nhasi uno zvadhakwa , mukadzi ane ma triggers and PTSD and ava ku manifester , she cant handle it anymore. Mava kuti zvarwadza . Yaaaaa garai zvakanaka . Dzoreredzai , love her sezvamaiita pakutanga . The rest imi vekwa Mukumba gadzirisai .
But hamusimi wana mukumba wena bhazi here imi 😂. Batsirai vana
Shemu apa vana vacho vanotogona zvorwadza
@fofoemaibvise2768 shuwa here Fofoe?
Tete vane zvisvuku avo ndovarikufurira baba ava
Mutare inema comedian chokwadi😂😂😂
Haaaa apa English inodiwa ... Ahhhh kana ndimi wo ... Imagine . 😂😂😂
Kkkkk
uyu mukadzi chaiye, uyu.
Mkadzi uyu anenge anonakidza village yese kkkkkk
Asi anenge ane ma facts ,nyangwe dzichiita seshoma hadzo
Anorwara mepfungwa magonero angu
Handioni kuti anorwara nepfungwa ini, dzinoshanda mushe asi hamheeno kuti chii chinonetsa pakutaura. Anotaura semunhu akambo stroker
It's not easy to identify benzi kana rakasunga tie
Kkkk😂😂😂
Chief Mutasa for the people 👏👏👏👏❤
Sibonge baTaps 🙏🙏
Chief Mutasa for Chief Justice of the Republic of Zimbabwe.
Waiepo ere... Kwa Mutasa kunombai hamba...
Baba awa mupengo chaiye
Hembe dzevana $1 for 2 anatete munodiiko kutengera vana vehanzwadzi yenyu nhasi magona kuya sei xaaa
But the lady is so intelligent