Diapora Marriage Complexities: Murume wangu arikuda zveSim 2.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 26 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 81

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka2725 2 роки тому +1

    Mai vemurume asingachengete vana muri confused imi murume.munomuda
    Mai vemumurume vanotamba nemurungu avoo obvisiouly its sim 2
    Then couple iyop y6years your are blessed rambai.makadaro

  • @dokido258
    @dokido258 2 роки тому +4

    Tete naChoga do your research please before lashing out @ people. E.g, Security pays a lot here, haasi mahobho ka like there…. Please attitude yenyu of making conclusions siyananai,

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 2 роки тому +10

    Amai avo vekuti murume haachengete vana imi amai hamuzivi zvamunoda muri kuudzwa zvekuita but still muchiri kungoramba muchidzosa nyaya imwe chete musatambisira vane madambudziko nguva haa

    • @ruthchinaka2725
      @ruthchinaka2725 2 роки тому

      Hanzi ave kunamata mazuvano zvandibhowa she still have confidence yekuti avekunamata meaning kuti vave kumuda murume uyu

  • @freedommaringosi3436
    @freedommaringosi3436 2 роки тому +6

    Mai Ivo vekukumbirwa ruregerero vanorwara avo mapurisa nyika dzese hakuna asingakwanise kubatsirana panyaya dzeGender vakapusa

  • @jacquelinearumando1661
    @jacquelinearumando1661 2 роки тому +8

    Ava Mainini vemurume vanoenda kuholiday asipo sei who is he holidaying with

  • @nyashakutama9206
    @nyashakutama9206 2 роки тому +8

    Varume vakawanda mazuvano vakungoroora nekutoita Muchato unonoshamisa just for cover up.iwe mukadzi unenge wakaputirwa uri murudo... Iye agara zvake ari we SIM 2 😥

  • @carolinesibanda8841
    @carolinesibanda8841 2 роки тому +17

    Download option tete

  • @tsvakaishumba4781
    @tsvakaishumba4781 2 роки тому +4

    Tete we also want a program yamarelationship maybe for people who are 18 and above. Because this ignorance of just not being able to give us a platform is how we are now experiencing these toxic marriages . Tirikungosiiwa tichiita mjolo with toxic partners totosvika kumarriage

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Рік тому

      That’s so true. Zvinoda kutanga kumashure

  • @librajames7609
    @librajames7609 2 роки тому +1

    Mainini.vanemurume ane friend yemuchena ngavasiyane nemurume iyeyo.Thats the reason why neighbour moved to another place coz he was upset about this lady.

  • @queenvee7204
    @queenvee7204 2 роки тому +10

    Ingochani murume wenyu sisi act before it's too late

  • @dephine8815
    @dephine8815 2 роки тому +10

    Studio setup yenyu yakanaka chaizvo.zvinooneka kuti ndezvediaspora😍👌👌

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 2 роки тому +1

    Well done today Dr Choga and Tete

  • @ruefrance5004
    @ruefrance5004 2 роки тому +5

    Amai avonveku sim2 varikupiwa pay yyese havambofungiwo kuti mrume wavo anofamba asina mari chirudzii igoshimbi ndo peacejob yake iyoyo yaari kuita

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 2 роки тому +2

    Your assumptions are correct murume wakho arikuitana nevamwe varume ngochani chairo dustbin

  • @sikholiweconniempansi3154
    @sikholiweconniempansi3154 2 роки тому

    Tete naDoc, looking great
    Pastor veWisdom, varipi nhai Tete

  • @wilfredmuhlahla763
    @wilfredmuhlahla763 2 роки тому +3

    Kkkkk sim 2 yanetsa Monday ndakanakidzwa chose thanks tete nekutihunzera nyaya dzonakidza zvekudayi

  • @tendymoyomazuru
    @tendymoyomazuru 2 роки тому +1

    31:00 mai vakapata ava 🙆🏽‍♀️

  • @tanyamilewski5700
    @tanyamilewski5700 2 роки тому +2

    What if you get sued for accusing the first wife of killing her children? Cz I know I would sue your program for claiming i killed my kids. On the question about why something happens around menstruation the answer is hormones. If it’s cyclical and when it’s related to a woman it’s hormone levels or cycles.

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 2 роки тому +2

    Mainini vemurume anoenda asingabati phone murume anemukadzi wake kare maybe imi muri small house ungatadza kuona zviri pachena kudaro

  • @mildredzinhema1123
    @mildredzinhema1123 2 роки тому +2

    Ko sei musingaite yema relationship asi nhai tete Tilder

  • @ChuckTheMack
    @ChuckTheMack 2 роки тому

    1:40:35 How about a theory yekuti mukadzi akauraya vana through some form of poisoning because the realised kuti this guy haazvari yet iye ane vana two with him so the possibility is she may have been creative in that relationship kuti aite vana. But now 6 years and 6 different ladies on no vana, Tinashe Mugabe anenge ave kutaura probability.

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 2 роки тому +4

    Mukadzi ane murume awekuda sim 2 uyu yatowe ngochani

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 2 роки тому +5

    Maini vevana 4avo vasingachengeterwi Vana is a confsd one ,from her voice she is so confsd evn zvaati Fon yemurume inonetsa kunyepa she is afraid of that man,

  • @freedommaringosi3436
    @freedommaringosi3436 2 роки тому +2

    Mai kwana mhani Imi makazungaire indawa

  • @langagwizi6010
    @langagwizi6010 2 роки тому +2

    Why are today's issues about men who live a double life I can't judge but why lead on the women

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 2 роки тому +2

    Aaah homosexuality issues dzanyanya veduwe. The nation and its people need rescuing veduwee

  • @maruvachfamba5120
    @maruvachfamba5120 2 роки тому

    Am first.muri sei tete

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 роки тому +2

    What is Sim 2 ????
    I don’t get it.

    • @cathrenencube6760
      @cathrenencube6760 2 роки тому

      Poo area

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 2 роки тому

      @@cathrenencube6760 Cathy inga zvakaoma. The Orifice for waste fecal matter.
      Haaaahh

    • @cathrenencube6760
      @cathrenencube6760 2 роки тому

      @@Fayrwa06 can you imagine 😳

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 2 роки тому +1

      @@cathrenencube6760 Madofo and desperate women allow this nonsense just for the sake of being called “ married woman” Haaa 😊😅😢

    • @91Ruja
      @91Ruja Рік тому

      🤣😂 clearly sexual/sensuality convos are not going on maiwe Zim and these code name Sim2 😵☠

  • @masimchingono7196
    @masimchingono7196 2 роки тому +1

    Anoenderei ku holiday ega

  • @edsonmvuri5985
    @edsonmvuri5985 2 роки тому +3

    Mamuka sei mamuka sei, kuna mai vakapa kurumegupuro avo ngaite serious, baba vakutozviita mwana havazive kt rent inobhadharwa nechikafu, amai ngavaende kupolice votora reatraining order, kune ve sim 2 advances avo vagere nemurume wevamwe varume, ari iuda kupedzerawo shungu pavari asi imba hapasisina ipapo, ngavakurumidze kutaura nyaya iyo munhu abude pachena, voona zvekuita, afere navo kutyira vanhu chete kt vachatii

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 роки тому +3

    SIM 2 murume I bisexual

  • @senzeniganyani9461
    @senzeniganyani9461 2 роки тому

    Mainini ve Sim 2,budai hapana chinochinja ,mainini vekupa murume gupuro makaregera murume zvino chingoitai zvamunoda kubva Kana kugara Asi Dai makamumupa R400,yaano kupai Kuti atenge zvose nekubhadhara rent ,iye

  • @josiemadziwa
    @josiemadziwa 2 роки тому +2

    Mukunonoka kuisa pa UA-cam Ini Facebook handina

  • @tinofara8459
    @tinofara8459 2 роки тому +2

    Too much assumptions on this show,Dr and Tete don't assume and make your assumptions the reality, that's unprofessional...

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 роки тому +2

    Tibudire mumba umo caller, unobhowa iwe

  • @masimchingono7196
    @masimchingono7196 2 роки тому +2

    Anenge amedzwa nehove ndi jona

  • @wintruderzindoga9063
    @wintruderzindoga9063 2 роки тому +2

    Shame shame mwari pindirai dzimba dziri kuparara neSodhoma negomora tapererwa vana venyu itsi kuda kwenyu

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 2 роки тому +1

    Amai vekuti ndakapa murume gupuro hamuzivi zvamunoda murume akakunyengedzai nemari munomutora back asisakupai muti futi handichamudi mapurisa kwese kwese anogoshanda why musingatori protection order

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 2 роки тому +2

    Sim 2 ummmmmm ma1

  • @tatendachiwambutsa8355
    @tatendachiwambutsa8355 2 роки тому

    Awa mai warikupedza time

  • @clioritahnyamunda5085
    @clioritahnyamunda5085 2 роки тому +2

    l think murume uyu we sim 2 anodaro akatojoina Satanism coz mukadzi wake avakutomutya

  • @queenvee7204
    @queenvee7204 2 роки тому

    He knows what he is doing

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 2 роки тому +1

    sim1 my foot kwandiri munhu hangamboyiwani never

  • @alicegawazah8289
    @alicegawazah8289 2 роки тому

    Tete tafadzwa waeve akazobuda mjeri here

  • @linnetbhasvi8115
    @linnetbhasvi8115 2 роки тому

    Hi tete

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 2 роки тому +3

    Nhasi ngochani dzega dzega kkkkkkk hayaaa satane ka

    • @dephine8815
      @dephine8815 2 роки тому +3

      Nhasi ngochani nhatu.zvakutyisa ko vamwe vasati vabatwa🙄😒😏

  • @christianmurape5127
    @christianmurape5127 2 роки тому

    Sim 2kuita nekutsvina

  • @exabiotakundwa4965
    @exabiotakundwa4965 2 роки тому

    Dr Choga 🤣🤣🤣

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 2 роки тому +4

    Mainini vemurume usingachengeti vana akambopiwa gupuro akaenda ndokuzodzoka zwe. Agere nenkani paimba yemukadzi achiti aatyi mutemo kana munhu..Saka mafonereyi musingadi kugamchira mazano amurikupiwa naana Choga. Murikuti westira nguva apa lulalula muchirikuida yemunhu wamunoti amuchamudi. Imi sisi imi tikwanirei. Unoshungurudzwa nerombe risingakupi kana cent . Shame on you murichibenzi chemukadzi. Zuva rachazokurovai sterek to come nice ndipo pamuchazomuka pamazai akawora amuchiri kufukamira

    • @tinyikontsako6387
      @tinyikontsako6387 2 роки тому +1

      And ufunge we need his side of story .they might be more to the story.

    • @nancyncube2656
      @nancyncube2656 2 роки тому

      @@tinyikontsako6387 exactly

    • @nancyncube2656
      @nancyncube2656 2 роки тому +1

      @@tinyikontsako6387 to be honest this story doesn't need another side of storry. Iyoyi yoga yakakwana yakadaro became if we had blamed the husband whom we didn't hear his side of storry YES. This mhamha she must be serious in life. Ndivo vakaramba munhu asi vachiri kurara naye .my parents divorced long ago but whenever my father comes to see us at my mom splace he sleeps in his own room

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 роки тому

      You obviously not worked in mental health sector neither are you a cousellor or psychologist. She has kids..she doesnt want to uproot her kids and distabilse them. She has been married for more than 20years its not mjolo dzenyu dzamajaira. They typically grew up together. She has what we call stockholm syndrom. She has been battered..the husband is aggressively violent. She is scared of him but also feels sorry for him. It will take her 5 times trials to finally leave. SHE is NOT stupid please.

    • @nancyncube2656
      @nancyncube2656 2 роки тому

      @@maiyeukai9346 you must be mental disturbed if you don't get my point. I don't want to go deeper ndava ndichakukuvadza nemashoko. Ndokudimburadimbura nemashoko hure risingaguti varume mnxie

  • @sinikiwemtombeni3464
    @sinikiwemtombeni3464 2 роки тому +1

    shame hey

  • @queenvee7204
    @queenvee7204 2 роки тому +1

    He is a gay

  • @noriashonatu8027
    @noriashonatu8027 2 роки тому

    Tete

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 2 роки тому

    Chokwadi.mataura